Mwana wa Tedius shame ndakurwadzirirwa and the plight your father went through until his death ndakarwadziwa and ndichiri kurwadziwa nanhasi cos he really entertained us in the 90' s and he still is among my favorite artist..😢😢
No, get him very well arikuti kushow yekushamva ndiko kwa aka introduswa kuna Macheso from there ndopaakazenge ave kugara kwamacheso for musical lessons sezvo baba vake vainge vave kurwara
I didn't understand the reason why Junior aigara kwaMacheso...Then he went on to say vakazotaurirana kuti ukaona vauya kwauri vatore sevana vako yet he was already in Ale's hands

FOREVER MISSED Tedious snr .his music plays as new in my mind rip mdhara...be strong Teddie n zvichengete till legacy waibata zvekudaro nemhuri yose
Stay focused big boy,u r already a man.
May God bless Alick Macheso.
But why muchiisa zvimashort videos so munobhowa
Muchapedza Matsito ma1 Anopedza Masports
No, get him very well arikuti kushow yekushamva ndiko kwa aka introduswa kuna Macheso from there ndopaakazenge ave kugara kwamacheso for musical lessons sezvo baba vake vainge vave kurwara
God bless u junior matsito
I didn't understand the reason why Junior aigara kwaMacheso...Then he went on to say vakazotaurirana kuti ukaona vauya kwauri vatore sevana vako yet he was already in Ale's hands
Matsito Jnr and Esau are friends
Pachikomana ndiyoyo
MHSRIP
Iwewe waidei kwamacheso
Uribenzi Shingirai kwana what kind of a question is that honestly
@dhereckmherekumombe194😂😂😂
@@dhereckmherekumombe1945Taura hako muvhunzo wacho ndewe munhu asina kukwana
Ngaakwane munhu uyo
Some people can just not help it, they have to display their stupidity. Asking such a stupid question and probably feeling great about it nxaaa