prank ye payment is too sensitive mu ZIm munhu anodonha neBP guys mukazodeedza ambulance .. i feel it it has to be "lighter" issues like say, kubatisa munhhu bag worega kudzoka lol...good job
With all the creator's respect due, these people are having a difficult time just going through their day to day, you can see it in their faces. The last thing they may want is some random person adding to their daily burdens. Maybe look for "slay kings and queens" to make fools/pranks out of. Truth is I couldn't even watch to the end. I still respect the creators and them trying new/different content.
yea, I hope they called the first guy back to tell him it's just a prank.. he seemed so stressed. (btw, the supposed waitress should have been in a uniform of some sort)
Mazimba havatane kuenda pafeeling station😂😂
I noticed that too
i know! it ends up not being funny... im just cringing and feeling bad lol
Haaa felani 🤣
Samai vaya vechikafu.
this woman is crazy hahaha serious yacho ma1 kkk but ngaachenjere kurohwa nemaZimba
V Candy anopisa 🙌
😂😂😂 Vnhu vanenge vane stress moroveka guys
zvorowesa patonaz izvi
My ndebele brother anga atoneta nekutaura shona
Nenzara ine vanhu, commic ucharovesa kasikana ako kkkkkkk
Vanhu vanotsamwa boys😂😂😂😂
ko hapana ambo boxwa wan coz leon schuster anombopihwa 1,2,1..
Zvichapera umwe arohwa kkkkkkkk amusi kuaziva mazimba aazvizivi izvi mashurugwi.....lol good work guys we support
Mashurugwi😆
Haa Zimbabwe is full of angry people one day morohwa guyz
Shuwa
😂😂😂
😂good content comic...haa but izvi itirai kunana borrodale..Chisipitie wat wat ..coz magheto anokumamisai anenzara😂
Sure 😂
😆😆😆😆haa feyaa
Magheto youths anokudhandai
haaaaa feya vakomana ve ghetto vanenge vaine nzara
kunema kedha nemawhites unooihwa zvibodzzwa
Well done ComicPastor😂 that girl is super good 🤣🤣 but with Zimbabweans’ bad moods mmmm pachanetsa 😂😂🙌🏾
Comic good job. ..add some security guys ipapo soon after they said they don't have money. .the security team should backup mskana uyo. ..
Comic kupfeka kunge tsotsii
Haaaaa makasorta....but kabeat ako dai makachinja kkkkkk kakuita kunge keMark Angel Comedy
salute #Comic Pastor how I love to watch our own Zim pranks …..keep posting will get used
Haa mazimba anogona kungokurova vanokasika kutsamwa🤣🤣🤣🙌
I swear mucharohwa imi 🤣😂🤣😂🤣🤣🤣🤣🤣This is killing my ribs nekuseka
Prank haidi kuvanhu vanenzara uye vanezvigumbu muhana vanopedzera shungu pamuri Comic kkkkkkk
Zimbabweans don't like being pranked lol...I think very few people even know what pranking means lol. But I found this hilarious to watch😅
its true
😂😂😂😂😂😂 ndeye army mota iyi 😂😂
prank ye payment is too sensitive mu ZIm munhu anodonha neBP guys mukazodeedza ambulance .. i feel it it has to be "lighter" issues like say, kubatisa munhhu bag worega kudzoka lol...good job
Facts munhu puu pasi😂
Denis Magondo haha nhai nhai amana ..
Unotoona wega straining yacho yanga ichiitika😆😆😂😂
Haa yemuZimbabwe inonetsa iyi😂😂
Comic manyanya..big up guys . nice conceptssssss
uku hakuzi kwenyu uku hahahahahaha vanhu vane ma issues avo mumsoro munorohwa mukafa. hazvis kutonyatsonakidza. i couldnt finish watching. cant wait for the comic awards
I loved watching this, would love to see more pranks...
Vee candy.. Ska toitasei???
Customer... Handina mari ini ndozobhadhara mangwana!!
Dis is good comic pastor ...buh beware mazimbo anopinda nemoyo akadhiniwa kare😂😂😂😂
Baby uyo achamamiswa boys, she needs security on standby, inguva yakaoma vanhu vane hasha, unless its all acting hayo
Kkkkk imi guys munorohwa nevanhu pafair chaipo
ChiLeon Schuster muZim muchamamiswa 😂😂😂
Hanzi hatisati tane nzara😆😆😆😂😂😂
Hahahaha kwanzi takamirira someone
It's nice to see some zim pranks. Keep it up, Comic pastor.
Prank yemari inoiitisa stress muzim😂
Haaa mapedza ma sports pa Prank Harare
Ndezvarinhi izvii coz l can't see even a single person wearing a mask
People are stressed in Zimbabwe, pane acharohwa mumaprank enyu aya 😂😂
People have stress in Harare. Please be careful unogona kurohwa....
My advice ndeyekungoti maprank musamaita mukwekwe kadoma shurugwi etc coz kune vakomana vasingatani kubudisa mabhemba
Comic muchenjere kurohwa nevanhu kkk
Hanz mukutononoka muchi puncher saka takuto clamper😂
Cde endai ghetto muone zvibhakera zvinobuda ikokobut good job
Prank kuzimbabwe here pastor hazvibude munorohwa nevanhu chava chirungu
Mdhara musadaro vanhu ava vanenge vakutopinda neHeart 🤣🤣🤣🤣
Not bad for a start but there’s room for an improvement #comic
Une motivation bro. Positive vibes only
rambai muchiita... reaction yevamwe vese bho kusara kwamoms avo...but security inodiwa
niceeeeeeeee we need more of these comic ...good job
Good stuff bro kkkk msasomire kuramba muchiita this pranking Comic Pastor ...
Wopedza wazobhadhara 😂😂😂
A good start Comic Pastor
Kkkk ayizve zvikunakidza wana
Haa muzimba mazuva ano zvekutamba hapana zvinhu zvakawoma 😂😂
I loved this😂😂😂 but please don't relax uripakamanikana (pakati peMota apo) ,umwe munhu anogona kungofunga kutiza then worohwa neMota. Unogona kukuvara zvakaipisisa kana kutofa chaiko # SAFETY FIRST
Kkkk nice keep up the good work
Kuitwa prank kunoda wakagutawo so😂😂😂
Haurevi nhema kana unenzara unokwapaidza vanhu wombokanganwa zvemaprank kkkk
Kkkkkkkkk
Shuwaaa😂😂😂😂
💀💀💀
Mota ndeye army hahahahaha
Muchapranka Ferret force lol
Haaaa mumwe acharohwa 😂😂😂😂 team rinenge rine stress remari wovadai 😂😂😂😂
Ma prank akanaka but anoda muine security padhuze otherwise unosangana neari mu cheeky ukadirwa mucheka😁
Miss V Candy makubatika kucomedy futi hahah😅🔥🔥💃 you're doing a lot much luv FAM💐
Chonakidza zvisingaite but ndikugaya kuti masalad ndiwo ega anonyatsa kuhwisisa zvema prank...but love your work endai mberi
Pranks never loved us Zimbabweans hahaha hatiPrenkeke kkkk
Kp on doin dis comic
iiih ana baba avafanhe kunzarwo amana
Kkkk but APA kanzuru haisikuita basa ngaipe team iyi iite basa guys kkkk
hanzi ndeye amy🤣🤣
haina mutero
Zviri safe here izvi
Comic and Nigel I like your innovativeness. Good job. But be very careful with pranks in Zim cox mogona kungozorikitwa makatemba lol😂😂
This is wonderful, Comic. Muri kugona creativity
please bring this back
muZimbabwe unogona kurohwa. vanhu vane ma stress akasiyana siyana
kkkkk hacomic pastor prank yakaipa but mazimbo panyaya dzemaprank vakasara haha.
Mematova nechikwereti 😂😂😂😂
Lift yakuda kuyenda 😂😂😂😂
Hanzi ndeyearmy mota...
Apa makuzopukutwa manje, maZimba ane stress yenzara
Ndiani akaimba kasong kari paad ako
👏🏾👏🏾👏🏾 love your work sir
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 these pranks are interesting gaagare achiuya everytime ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️ lots of love
vanhu havana kujaira maprank lol zvitsva kwatiri lolest
Keep it up comic
thanks for the new content......
😁😁😁hanzi " mota ndeye army" 🤣🤣🤣 pliz do a skit for that statement. Otherwise good start there thumbs up comic and your team.
Vee manje😂😂Hanzi regai ndifano clamper
Ndabva Ndafunga Vakomana veDendera 😂😂. Komakadii kutisheedza
Haaaa iyi prank something iyi ndayifarira
Comic tambai nezvimwe iyi ichakusiyai maakuti tasweya masweyawo musisina zino
Yes comic! Watching from Australia, this is sooooo refreshing!!
With all the creator's respect due, these people are having a difficult time just going through their day to day, you can see it in their faces. The last thing they may want is some random person adding to their daily burdens. Maybe look for "slay kings and queens" to make fools/pranks out of. Truth is I couldn't even watch to the end. I still respect the creators and them trying new/different content.
They never asked for permission or at least say its a Prank in the first Clip ,😥😥😥
Taura hako Zim ikurwadza this is just bad timing ngavayende ku Borrowdale
Kkkkkkkk very true everyone is syressed
yea, I hope they called the first guy back to tell him it's just a prank.. he seemed so stressed. (btw, the supposed waitress should have been in a uniform of some sort)
@@monicagnokodza1261 they never informed me i m very disappointed ..... I was shocked to see this video coz it was early 2019 if not mistaken
Makanyanya more pranks please
haaaa chakatadzwa ichi
After such, I should be entitled to a free meal ...
Haaaa but musadaro sooo ndakatombofunga kuti ndakubirwa 😂😂😂 musadaro soo
😂😂😂😂right comrade
Izvi hazvipere mushe nestress dzepaZim
would love to see more prank videos
Mumwe anotonyora apa 🤣🤣
I liked it
Comic don't forget kuisa tuma effects Ku background like so maibata
we laugh pa social media not mu town kkkkkkkk we do not do pranks well kkkkkkkkkkkkk