Baba Vakafa Vakavigwa Isu Vana NaAmai Hatina Kuudzwa Zvino Takutambudzika

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 28 сер 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

КОМЕНТАРІ • 148

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Місяць тому +14

    Baba venyu vavakaromba imi mushonga iwoyo wavakatora ndowakupanduka uyo mushonga we luck haurashwe 1 kouya kutiza hama uchiti urikunzvengesa vana hapna zvaunenge uchiita Mai venyu imi ndovakaipa vakakonewa nzera baba venyu kuramba hama dzese muchimira moga

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 Місяць тому +1

      Waivapo here mai vacho pavazvikonzeresa?

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda Місяць тому

      @@caswellshoko4617 zvongoratidza zvega chakavakonesa chii kutevera murume paakaenda kumusha kwake kuhama dzake handiti manzwa mwana achiti baba vedu vaitevera anasekuru dzinova ndodzatotonyatsoziva hama dzavo chaidzo havatonyatsi kudziziva kureva vavasikufambidzana chero mukavengana sei hama dzenyu munotongozivana chete Mai vevana avo vaitonga murume zvingori pachena vaikwevera mhuri kudivi ravo Ivo kuhama dzavo

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Місяць тому +1

      My dear sometimes mukadzi haatombounzwe..haatombozive kuti chii chirikuitika. Varume vekare vaisambotaura zvakawanda..even now varume.vazhinji havataure nevakadzi vavo zvakawanda. Nyangwe dai vakaudzwa...ndizvo here zvinoitwa kuviga baba ava vasina kuonekwa nemukadzi waaigqra maye or vana vake? Chirudzii

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda Місяць тому

      @@maiyeukai9346 koivo Mai ava chakamboita vasatevera murume kuhamadzake kwaaiva ainda chii handiti kwaiva kusvoda kotarisana nehama dzemurume iye akarumura mwana wevanhu muhama dzake kumuisa mumaoko edzake iye mukadzi vakadzi zivai pokugumira chero vakaroyana vakarwa vana vanyamunhu vanavanyamunhu kusaudziwa handiti hanzi mufi akati musavaudze ndoda kuzoti muvaudze ndaputika plus havasi varume vekudharaka avo ndevamazuvano ukaona mukadzi okurumura kukuisa kuhamadzake haaa unenge wptongwa kwake iye mukadzi ndokwaakaonaka kusina varoyi

  • @cynthiachasurq4259
    @cynthiachasurq4259 Місяць тому +11

    Frank unobvunza semunhu mukuru job well done

  • @BeautyMuhwati-io8zd
    @BeautyMuhwati-io8zd Місяць тому +8

    If calm and collective was a person mkoma Franky Wesere ❤ keep up the good work.

  • @sheillasiboli7697
    @sheillasiboli7697 Місяць тому +10

    Bhudi you're the best presenter keep it up you will be far soon the way how you ask real you are doing well 🎉🎉🎉

  • @user-xx1vv7pd3b
    @user-xx1vv7pd3b Місяць тому +2

    Iyi nyaya ingatogonekwa nasekuru Mukotsanjera, uyo ane mudzimu ubude utaure ugadziriswe.
    Wishing you well my brother, it is well with you and your siblings.
    Don't give up one day you will look back and cry tears of gratitude.
    On a lighter note, presenter Frank Wesere...may the Dear Lord enlarge your territory une imwe Grace so surrounding you.

  • @smh20home68
    @smh20home68 Місяць тому +16

    Baba venyu ndivo vakaromba. Batai imbwa yeGorongoza Sekuru Mukotsanjera. Case closed

    • @user-tj8ib6lr6d
      @user-tj8ib6lr6d Місяць тому

      Yes ngawabate Mukotsanjera
      Ngawasaenda kwaTasvu vanosvika vakapihwa mutoriro zvinodhaka then vozodhomoka coz vanonga vadhakwa nemudzepete in voice of Mambo MUTASA zvangu

    • @margaretmunyanyiwa1269
      @margaretmunyanyiwa1269 25 днів тому

      ​@@user-tj8ib6lr6d Anobvisa zvinhu here Mukotsanjera

  • @briantinorwa6203
    @briantinorwa6203 Місяць тому +6

    Well done presenter for giving your guest an opportunity kti arondedzere nyaya yake tanenata nekuona vanhu vachidzikisirwa ndi tete Tilder

  • @DRRZOE09
    @DRRZOE09 26 днів тому

    Keep it up Frank you are in safe hands with mkoma Robert ,you are doing very well the way you present it's owesome.

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Місяць тому +21

    Ngatiisei maLikes guys nekupawo vamwe video redu kuti tisvike muzana

  • @MarvellousMoyo-xb3mo
    @MarvellousMoyo-xb3mo Місяць тому +9

    Ndofunga mishonga yatete neyababa yakarwisana ndozvakatangidza zvese izvi

  • @user-ve6ef5cw3i
    @user-ve6ef5cw3i Місяць тому

    Thank you bamdik nekuva a good presenter. Keep it up

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Місяць тому +3

    Dambudziko guru ririkusangana nemhuri iyi mushonga welucky wakabatwa nababa wakapanduka chava chikwambo mumhuri ngaabate mkoma Robert Tapfumaneyi vanowana vanhu vanobatsira

  • @marithacarole1518
    @marithacarole1518 Місяць тому

    Presenter aa goodjob..client ndoirikungotenderera haibudi chaizvochaizvo

  • @user-pu9hn1wn6k
    @user-pu9hn1wn6k Місяць тому +2

    Hongu nhamo iriko mukutambura tazvinzwa but zvekutadza kunotema mapango musango kuti mugadzirire mai venyu chimbuzi chero chehuswa zvacho . Makuzonyanyawo

  • @joycemafigo3517
    @joycemafigo3517 Місяць тому +5

    Asi murismart zvenyu baba munogeza inhamo zvayo yemadzinza yooooo😮

  • @nicerechab2396
    @nicerechab2396 Місяць тому +2

    Baba ndivo vakabata mushonga ndivo vakakonzeresa kuti zvese zviitike kupenga kuri kuitika mukoma uyu ne mumba kuita zvakwaiita ndivo vakakonzeresa kusada kukuzivisai ku hama dzavo vaiviga zvinhu zvakawanda vanga vane moyo wakaipa

  • @Peeshava
    @Peeshava Місяць тому +5

    Akakuudzai kuti mudzimu unochinjwa kuitwa ngirozi ndyan ..kana wangouya urimudzimu bikai doro muridze mbira mutambire mudzimu wenyu dai zvakatopera kare kana iri ngirozi ichangouya iri yemweya mutsvene yoimbirwa hozana not zvamukuda kuita izvii

  • @hillarymusariwa7822
    @hillarymusariwa7822 Місяць тому +4

    Zvinoda Jesu izvi

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 Місяць тому +1

    Love you guys muno shanda zvakanaka

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda Місяць тому +2

    Mirirai ngirozi inouya haaa imika indai mokumbira ruregerero kuhama uko heyi chero mudzimu ukabuda munoudavira hre imi musingazivi hama dzacho dzakafa dzavakubuda idzodzo muchaomberera chikwambo imi vana imi indai kuvakuru

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 Місяць тому +5

    Mishonga ye luck ndowakashanduka

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no Місяць тому

      Yeah haaa mushonga unopanduka vanhu kusangoda kuzvisiya havo

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa Місяць тому +4

    Mudzimu vakatotsipikwa nehama dzababa vake

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda Місяць тому

      @@ZisengweChimutsa kwete kungoti nehama dzababa naivo baba vevana avo vavasina kuchena

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 Місяць тому +1

    Kutanga ndinoshora mapositori musaganhira nyaya dzemumusha mevanhu udzai zvamuno batsira kuti iri dare batirai pamwe nemhuri yenyu like dare remudzimu iro they are very wrong kwete kukambaira kuti munozvigona mapositori gehena rakakumirirai plus mweya wegodo kuti tikavabatsira vanga budirira musadaro 😢2 baba ndivo vakabata mushonga weluck uyo ndiyo imwe hondo huru plus mumusha makaberekwa bba nyakushaya mune dzimwe mhaka dzakatoparwa kare zvinotozivikanwa nanyamufi tsvagai Sekuru Mukotsanjera vanokubatsirai

  • @Ruthmbewe-sp9xz
    @Ruthmbewe-sp9xz Місяць тому +6

    Baba vavo vaiva tsotsi vaiziva mushonga wavo kuti wakapanduka zvemudzimu zvinogona zviri zvechokwadi asi vaiziva kuti mukugadzirwa kwemudzimu zvikwambo zvichafumurwa

  • @consymuri479
    @consymuri479 Місяць тому +2

    Chvanhu is complicated. So kurova baba affects vana vese here or vakarova chete? Why mai varikutambudzika? Is it because havasati vaenda paguva remurume wavo here? The interviewee is young but very knowledgeable nechivanhu. I'm learning a lot.

  • @mollykambanje2001
    @mollykambanje2001 Місяць тому +5

    6 boys munochera gomba retoilet ne1day Moforoma zvidhinha 500 chete denga harina basa

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 Місяць тому +1

      So true, but kana paine chivanhu hapana chinobuda

    • @michaelmaziya2930
      @michaelmaziya2930 Місяць тому

      Kkkkkk isimbe kushaya netoilet kkkkkk 500 zvitinha .

    • @user-wp5bn7oz7r
      @user-wp5bn7oz7r Місяць тому +1

      Kana musati wasangani ne mhepo yerunzi urwu unongotaura zvaunoda haisi mhosva

  • @CarolineMhike-kf7oi
    @CarolineMhike-kf7oi Місяць тому +1

    Hoyoooh frank zvekare batsirai hama musanete plz thanks Zim news Beat TV munondigonera

  • @G-Nation.
    @G-Nation. Місяць тому

    I believe kuti vechidiki are realising now through kufamba and we should not stop

  • @collentshuma2032
    @collentshuma2032 Місяць тому +3

    Mushonga welucky ndo wakapanduka wakukonzera matambudziko kushaya mufaro pamba penyu

  • @tafadzwamuwandi1869
    @tafadzwamuwandi1869 Місяць тому

    Mukoma Robert makasimba here

  • @marykamunda7784
    @marykamunda7784 Місяць тому

    Mai venyu ndivo munyangadzi . Vakabvisa murume mudzidza rake. Kana zvakadaro zvinonetsawo vana vachatoparadzana zvakare

  • @mejurychimwai6086
    @mejurychimwai6086 Місяць тому +1

    Presenter weldone

  • @InnocentMalatji-qn8eh
    @InnocentMalatji-qn8eh Місяць тому

    Aaa imi mamboti manga musingazivi hama dzenyu futi ska bamukur ava babvep futi

  • @user-yz6yd6lt8y
    @user-yz6yd6lt8y Місяць тому +1

    Endai kuhama dzavo munozvininipisa

  • @RebeccaRukaingo
    @RebeccaRukaingo Місяць тому

    Baba venyu vaizivq zvavakaita

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson Місяць тому

    Baba vaive vakaromba

  • @user-ho3so3jb9w
    @user-ho3so3jb9w Місяць тому

    Well done young boy frank❤

  • @RebeccaRukaingo
    @RebeccaRukaingo Місяць тому

    Wakarova baba munoita marombe mese kusvika manoripa

  • @admiregumbo7886
    @admiregumbo7886 Місяць тому

    Keep it up bro Robert

  • @Peeshava
    @Peeshava Місяць тому +2

    Kkkkk kana iri nhamo or mweya yetsvina yekunzinza kwenyu yakaipa
    Zvekuti coz unotadza kubatsirwa uchinzii urikunyepa coz zvauti kutaura nezvauri hazvisi kubuda bob ukutoita kunge lecture hako
    Akapaka GD6

    • @consymuri479
      @consymuri479 Місяць тому

      Ndirikuzvionawo. Apa abva Capetown, kumusha unemari.

  • @turiamtrko1999
    @turiamtrko1999 Місяць тому

    Uya tigarisane hedu dear

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 Місяць тому +6

    Skin yenyu haiite semunotambura vakirai mai toilet hatidi vanhu vanodemba demba😊gomba mogona kuchera mega

    • @NyaradzaiMutuvi-co9jg
      @NyaradzaiMutuvi-co9jg Місяць тому +3

      South Africa nyange uchitambura skin yako wasvika kumusha unoita seunodya mari 😂😂 asi zvetoilet kwatova kutadza kufunga

    • @PaidamoyoChidoMadikwa
      @PaidamoyoChidoMadikwa Місяць тому

      😂😂😂😂😂😂zvakawoma

    • @paulinegwati8782
      @paulinegwati8782 Місяць тому

      @@NyaradzaiMutuvi-co9jg vari avarege hawo kutamburq havatambure lol

    • @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
      @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx Місяць тому

      Zvinozvavo ndozvakasuka chiraramo chevana saka chero simba rekuchera gomba unorishaya nekuti hazvidi kuti vabudirire

    • @TabonaGumbo
      @TabonaGumbo Місяць тому

      Thanks man toilet yavapo now

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 Місяць тому +1

    Mukomana usanunurire Baba . Vanga vakaromba . Baba vanga vakatodzingwa kurudzi rwavo hakuna me nhu anorambidza kuti musanoona rudzii rwake. Dangerous cherema mushakabcu uyu. Mukomana uchadero wakasiirwa because urikuvanunurira

  • @selomiacochrane8342
    @selomiacochrane8342 Місяць тому

    Zvakaoma shuwa

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 Місяць тому +1

    Mudzimu unomboda zvemaputi hre ...ngaubude uite basa

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Місяць тому

    Good presenter Frank Wesere ❤

  • @user-wk8uw6ho9q
    @user-wk8uw6ho9q Місяць тому +2

    Ndozvinoita mishonga yeLucky izvozvo, baba venyu vakatadza pakusakurakidza dzidza renyu

  • @PreciousShumba
    @PreciousShumba Місяць тому +2

    Tamirira tanonokerwa

  • @signalmuronga835
    @signalmuronga835 Місяць тому

    Imboendai kwaMurehwa kunanyaguhwe monoona madzibaba Enuro

  • @user-tt6ge2fi9q
    @user-tt6ge2fi9q Місяць тому

    People are going through a lot outside we must pray

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no Місяць тому

    Ndadzidza Chimwe Chinhu kutenga imba yakavakwa kare ma1 zvoda kutanga wambodzifambira

  • @user-ho3so3jb9w
    @user-ho3so3jb9w Місяць тому

    Good interview franky

  • @EmiliaTatendaMandaza
    @EmiliaTatendaMandaza Місяць тому

    Waiting

  • @hanahgade
    @hanahgade Місяць тому

    Musaomese musoro kusada kuripa baba Makarova endai munoripa ikoko via sabhuku to mambo. Zvifambire wega thru mambo haa muchafarira midzimu i mweya yetsvina

  • @user-tw6fx9vc6i
    @user-tw6fx9vc6i Місяць тому +1

    Haaa mukwasha wechirudzi itsotsi

  • @BeatriceZhou-lr6fg
    @BeatriceZhou-lr6fg Місяць тому

    Mhosva Makarova baba vakomana

  • @connectedtounendedwealthy
    @connectedtounendedwealthy Місяць тому

    Does the Bible say ngirozi inouya from mudzimu??? Verengai Bible hamawe ,asi handsome unayo hako

  • @nicerechab2396
    @nicerechab2396 Місяць тому

    Mapositori vanonyepa Isa number dzako ndikupe vanokubatisira pasina kana cent raunobvisa mweya ye svina ibve mu mhuri menyu musunungurwe baba ndivo vakakukanganisirai mu hupenyu hwenyu

  • @nnnsandra
    @nnnsandra Місяць тому

    Good interview. Ramba wakadaro chikomana

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa Місяць тому +2

    Baba vavo vaive mambara futi

  • @user-yz6yd6lt8y
    @user-yz6yd6lt8y Місяць тому

    Tsvagai pakarara baba venyu ,uyevzve munokumbira ruregerero kurova kwamakaita,uyezve mudzimu uyu hausi kuda mapfugamo

  • @RebeccaRukaingo
    @RebeccaRukaingo Місяць тому

    Hkuna mudximu unorova munhu nemaoko unomurova nehurwere or tsaona or shura chairo izvo zvikwambo nemhepo or kusanzwawo kwevana uko

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe Місяць тому +2

    Asi vakomana imi mukutadza kuchera gomba retoilet moforoma zvidhinha hmmmmm veduweeeekah mabva maroiwa nemaoko

    • @LizzieMwanaka
      @LizzieMwanaka Місяць тому

      Kkkk usadaro kani😂😂😂

    • @MariaTadererwa-lh2py
      @MariaTadererwa-lh2py Місяць тому

      Dear hauzvinzwisisi hako nokuti hazvisi kwauri ini ndakakurira mumusha mamai vangu maiva nevana 12, 4boys and 8girls but takakura Pamba pasina toilet mbuya vairara mukitchen ndimo maiva mubedroom nekitchen zvose paishaika mwana anovaka chidhumbeni zvacho chokubikira Pamba but firstborn was a bussines man second born truck driver vamwe vaingobatabatawo mwanasikana tried to bulit a bedroom but becoz she was not financially stable zvakangoitwa imwe iyaiya bedroom raibvinza size saka maisavatika until gogo died Pamba painge pasina toilet taienda kugomo munhuwese mazuva ekupedzisira toilet yakazocherwa ikagadzirwa yematanda nemuzukuru mwana wemukwasha nokuti kuenda kugomo kwanga kwavakure becoz gogo vanga vakura

  • @EmergeGwetera
    @EmergeGwetera Місяць тому +1

    Interviewer unogona

  • @CleopatraMudyandigere
    @CleopatraMudyandigere Місяць тому

    Hapana nyaya apa inobatika

  • @mikemaestromangara5176
    @mikemaestromangara5176 Місяць тому

    Life is a journey , careful of what you putting urself into

  • @nicerechab2396
    @nicerechab2396 Місяць тому

    Hauna kuisa number

  • @DorothyMunyeche
    @DorothyMunyeche Місяць тому

    People don't judge someone problems

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 Місяць тому +1

    Mukotsanjera

  • @tafadzwangamurani3468
    @tafadzwangamurani3468 Місяць тому

    Hupenyu mutoro

  • @user-wk1vo8ss5d
    @user-wk1vo8ss5d Місяць тому

    I would have done the same had I been the father of such disrespectful children. Mudzimu chaiwo haubude pamunhu ane misikanzwa as described

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 Місяць тому

      That is not true. Bunzamukombe na Mukotsanjera were like that.

  • @Mukubvu
    @Mukubvu Місяць тому

    But mhepo yaidii kuenda nevana pasina baba

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 Місяць тому

      Haina kumbobvira yatmbirwa saka haina simba plus vekudzinza vane machira vanenge vachitotsipika

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 Місяць тому

    Very sad

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 Місяць тому

    Tete was your enemy akadzingwa uye ndiye nyamuparadza

    • @loxlux8118
      @loxlux8118 Місяць тому

      Mum has lost capacity

    • @loxlux8118
      @loxlux8118 Місяць тому

      Makaroyiwa nemuChigure

  • @NomsaMadzore-go9eh
    @NomsaMadzore-go9eh Місяць тому +1

    Izvo zvinoda sekuru mukotsanjera pasina chitsotsi ndatenda

  • @marshalltsakatire3420
    @marshalltsakatire3420 Місяць тому

    Waigoitisana nharo nababa pamari yemba yavo

    • @TabonaGumbo
      @TabonaGumbo Місяць тому

      Thanks man for your contribution

  • @user-wk1vo8ss5d
    @user-wk1vo8ss5d Місяць тому

    vakarova baba avo ngavatande botso

  • @user-di1zt1pj3t
    @user-di1zt1pj3t Місяць тому

    Sorry mkoma tinovimba kt muchawana rubatsiro zvinhu zvigo kuitiraiwo zvakanaka nerimwe zuva uchapawo testimony

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Місяць тому

    Ko iye waibudirwa nemudzimu wava kunamata uneyi life yake yachinja hre zvaava kunamata dai achivakira mai toilet

  • @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
    @EuphrasiaMudzingwa-rk1sx Місяць тому

    Baba ?????????

  • @user-uo2nv9ri3d
    @user-uo2nv9ri3d Місяць тому

    😂😂

  • @faraimusakuro9090
    @faraimusakuro9090 Місяць тому

    Shona yacho ikundirasa a bit and this guy looks lazy

  • @tthex6484
    @tthex6484 Місяць тому +3

    This is just the description of a family during economic hardships as others in Zimbabwe. Thinking something is spiritual is just lazy

    • @TabonaGumbo
      @TabonaGumbo Місяць тому

      Thanks man but one day you will come across such problems you will understand

  • @tendai4043
    @tendai4043 Місяць тому

    Honaiwo vanhu vacho varikuchema chando 🤣

  • @sarudzaitahwa1224
    @sarudzaitahwa1224 Місяць тому

    Ko wadii kuuya nemari yekuvakisa toilet mese mochera gomba movakisa toilet mega. Don’t be lazy and blame baba vakafa. Saka this insisting yekuti mudzimu uuye uvape mari nezvidhinha shem.

    • @consymuri479
      @consymuri479 Місяць тому

      Vati havana mari even yekudzokera kuCapetown kubasa. Mari inogona kunge ichiperera pakuchengeta vana plus Capetown inodhura kugara.

    • @TabonaGumbo
      @TabonaGumbo Місяць тому

      The problem ayisi ye toilet chete

    • @TabonaGumbo
      @TabonaGumbo Місяць тому

      Im not lazy I do work very hard

    • @TabonaGumbo
      @TabonaGumbo Місяць тому

      ​@@consymuri479 well said

  • @user-wk1vo8ss5d
    @user-wk1vo8ss5d Місяць тому +1

    anonyepa uyu mari yekugerwa neyemagirazi wakaiwanepi uchitadza kuvaka toilet

  • @alveramutunzi
    @alveramutunzi Місяць тому +1

    Nyaya yenyu iri pakurova baba kwamakaita. Endai munokumbira ruregerero nekuripa kuhama dzababa. Zvinogona kubatsira.

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 Місяць тому

    Love you guys muno shanda zvakanaka

  • @PrinceNdongwe
    @PrinceNdongwe Місяць тому

    Muri simbe ndonda dzevarume hapana anokubatsirai varume vakuru kanyai zvidhinha muvake chimbuzi mhepo hadzina kubata maoko enyu

    • @user-di1zt1pj3t
      @user-di1zt1pj3t Місяць тому

      My dear kana usati wasangana nazvo nyarara wanzwa

    • @TabonaGumbo
      @TabonaGumbo Місяць тому

      Thanks man it's not about the toilet issue