I will never ever dump a small baby as 4 yrs old,he still needs his mother's love.I raised my 2 kids on my own and am proud of it.Arikubvuna Infront if the camera asara mwana achaona moto uyeye...Mai dai vatora mwana wavo vachengeta
She is very bitter maresults abuda yes the father is not Excluded as the biological father but mai mwana vobva vatoramwa mwana wavo shuwa 4years voti ndoda kunoshanda and she's speaking of moving on ngavachengete mwana wavo vega not kupa that other lady mutoro wavo Makatogona thumbs 👍 up kwete zvamainini avo mwana oita nherera mai varivapenyu shuwa no that can not be....
No wonder the new wife won the heart of the man she is very reasonable and sensible. Revenge at the expense of your own child is unnecessary, how can mai vakakwana leave mwana mdiki akadaro neumwe mkadzi. Well done mainin for accepting mwana uri mkadzi chaiye
the fact that mainin vakugara nemwana wavo asiri wmurume uyu shows maturity munhu ngaagare nemwana wake. ungati mai vacho vatsvene a lady who was sleeping with two men at one time ughm sorry hake mwana wavo
@Lemme Lemme true to that. She is thinking with her emotions not with her brain. Sisters should sit down vaonesane panyaya yekusiya mwana. There is abuse and that motherly love mwana anokura ari disturbed.
Murume uyo ngaapihwe mwana wake achengete. This is what promotes and perpetuates irresponsible behaviour and selfishness in men. If that mother was to die mwana haachengetwi nababa vake here.
@@wendymtandagai5240 hapana abuse apo on mother's part. Abuser is the father - why was it easy for that man to eat and drink for 4 years asingacheuke mwana wake... To top it up he was happy kuchengeta bva_ndiripo wake mwana achikanga waya.
Sahwira was talking sense. Well done kuna mainini for accepting the child and talking straight as it is. The biological mother is just revenging but is it necessary though?
I personally would advise mwana agare namai vakamubereka then occasionally visit baba vake bcoz kusiira murume anemukadzi mumwe could create avoidable problems especially kumwana. I think these parties involved also need elderly counsel as well. Thank you Mr Mugabe for the program.
Nguva iyoyo yakapera kare kana murume achigona kuchengeta bva_ndiripo newake biological ngavachengete ipapo... Mai vakafa mwana anoyendepi. Varume vakatanga kupihwa vana vavo a lot of problems will be solved.....
@@chiyenyumba7135 zvamukutaura ndizvo. Murume anofanira kutogona kuchengeta cause iropa rake. Mubereki. True. But mataura chokwadi chisingapinduri zvataurwa kumusoro uko. Murume ati anochengeta, comment iyo ikuti usasiya mwana, kwete nababa no. Asi neumwe mukadzi. Zvinokonzera matambudziko kumwana. Andingapedze nguva kumadoma, i believe momaziva. Mukadzi aripo uyu wamati bvandiripo nemwana wake. Atori nemwana wake... because the comment is saying at that age mwana anoda mai stereki . Ndosaka vana baba nemutemo weku court vanotora after 18 yrs or joint parenting vachivhakacha havo koona baba until 18.
@@Nyariebabes hamusi kuvaziva vana Baba avo. He will pay pittance towards mwana mukadzi uyo acho suffer. Some men will pay bribes to frustrate child maintenance claims a hurungwe magistrate was recently jailed over it
I like the way sahwira articulated the issue. Vanamai vemwana vaita hasha asi they are the ones vakaita paite doubt vachiwanza varume. To the new wife thank you wabva wavapodza mhinduro nyoro inodzora kutsamwa. Well done to Tinashe keep going out to bring sanity amongst families who have doubts.
this was a great episode indeed ....ana mai vemwana chaivo ava varatidza kusanatsoita mushe Ozzie ,,sahwie na mainini ava ngavapihwe simba rekunatsochengeta mwana iyeye zvakanaka vanyadzise vavengi .....Ozzie was wrong hake pakusabatsirawo asi that doesnt justify kusiira mumwe munhu mwana ane 4 years nzou yakazomboremerwa nenyanga dzayo rinhi many ladies out there are looking after their kids on their own and mwana uyo anogona kutogara mushe na Ozzie but as a mother ziso rako ngarive pamwana ngaave iye first priority hapana waari kutombo fixer nekusiira mwana wake
Leaving a 4 year old to be raised by a step mom and a father who was obviously not happy with the results...then leaving the kid with the set of clothes he is wesring chete..ummm..women let us not weaponize vana. Look after that precious boy yourself. Ndiwe waiwanza varume wega. Kudos to step mom. Hope you are as good as your word.
Tinashe the most composed guy i have ever seen 🤣🤣🤣 some things are funny , some matters are infuriating but u always remain composed .. keep it up 👍 I’m your number 1 fan
Young step mom on point Saheira wagona waburitsa point nokuti vamwe vanodzoka vachiona mwana Ivo vachi taimira uye kuputsa marriage ... Maiguru mudzoke murunyararo
Well done DNA man. One of the best episodes. Thanks to all parties for resolving this case amicably. May God bless them and may the mainini find joy and strength in looking after this child
Vari kudhuze naye udzai Rasta kuti hapana anorwadziwa naye sezvo itori goto irikutozvishupikirawo hayo. He should count himself lucky in that God gave him ability to reproduce for which we're not jealous of. And he's also very lucky kuti mvana dzaanoda dzine vana vadzo idzi dzizere, hadziperi. Ndiye achatorwadziwa nekuneta
Good point by the friend....but these ladies manje are just being thick headed for nothing. Surely what kind of a mother who dumps the child to leave with a step mother? Humwe hudofo soooo ka! Rasta wo futhi havatauri zvakajeka kikkkk ngavabve ipapo otherwise sekuyijele manje ke leyo!
VaMugabe you are doing a great job asi tokumbirawo mutaure namai avo vatore mwana wavo vachengete Vega, I know this is out of your jurisdiction but CHIKUMBIRISO and I think a lot of people will agree neni. Your counseling services should include advice to such cases
Maya murume uyo ngaachengete mwana wake ndidzo tsika dzaivapo kare and it worked because our forefathers took responsibility. Now men deliberately have children and run away from responsibility hiding behind this age of majority rule...to top it up they can bribe their way out of paying equitable child maintenance.
@@chiyenyumba7135 mwana anongoda Mai veduwee ehe kune circumstances dzinozoita kuti mwana achengetwe nababa vake asi kazhinji vana vanorerwa Nana stepmother vane nyaya dzimwe dzinochemedza. I think munewo nyaya dzemakambonzwawo, vamwe vanopiswa or kuurawa chaiko. Vana baba munoenda kubasa and ndopanoonesawa mwana moto, pamunodzoka munosvika agezwa but during the day anenge ari mu gehena
@@chiyenyumba7135 kuchengeta as in paying maintenance ka now we are on the same page, chero kuchengetesa sisi avo hakuiite rather kana mai vakamubereka vachipo ovapa mwana
The way inofara Mai vemwana kusvikira pakuti thank God it means vadyiwa bota nevanhu vakasiyana vatoita luck kuti zvabuda bho inzwai kana kucommander kwavakuita after the results
It’s the way she started getting cheeky after the results came out😂. She was dating some else at the same time so it makes sense he was doubting paternity…
The bota family,kusangana in 1 week motodya bota katatu uuuuuum ladies and gentlemen let's respect our selves......Thank u Tinashe Mugabe for doing this wonderful job
If I was Tinashe ndaimboita ndichiseka😂 baba munosangana nezvakasiyana siyana If I am to write a poetry or a book about you I can be a winner eish ❤❤❤ decades ndichingowina ❤❤❤❤❤😂😂😂
Mwana wangu handipe umwe mukadzi never haaaa shuwa unenge uchishandirei uchipa umwe munhu mwanawako chandadya ndochaachadya kana arimavhu ndizvozvo even kana varibaba vacho never it's not safe
am worried for the child though , the mother is determined to give the child to the father who does not seem happy to finally know kuti mwana ndewake . vavakidzane mutarisewo mwana uyu
Yes sahwira ndovanhu vanorwadziwa zvambotaurwa nemuume, this was very good way all ppl, masahwira kuda kukoresa zvinhu ndovanhu vanotaura futi kuti mwana haana kugara mushe at the end
Rasta u have a very constructive friend,the mother z very sensiless who can u dump ur on child like the in the sense of fixing the current wife,chengetai mwana new mother big up 2 u....
As a mother let's lean to stay with our kids kupa mumwe mukadzi mwana wako hazvite izvozvo shanda une mwana wako murume achipa support yes zvakaitika yes baba vakanga vasinawo chokwadi pamwana friend arikutaura chokwadi pamutemo mwana anogara namai till 18 years
I don't think leaving the child with the wife is safe. Deep down that woman is not happy and the child will be abused achingoti ndirikuranga. Face yake says it all and the man will not have any peace mumba imomo. Food chaiyo will not be the same, wake ndiye anenge achiguta, wemurume achipiwa mafufu. 💔💔
Kkkk they are my neighbours, they are OK avo. Ozzie is very loving and a hardworking guy, ndomutemba. This was filmed last year and October if not November, mwana is ok
I will never ever dump a small baby as 4 yrs old,he still needs his mother's love.I raised my 2 kids on my own and am proud of it.Arikubvuna Infront if the camera asara mwana achaona moto uyeye...Mai dai vatora mwana wavo vachengeta
Haurevi nhema
Kune vakadzi vakapatw kunze uku 4 years is very little veduwe moyo wako haurwadze here
Moyo wegalinya haus kuuziva...kungoda kuvhaira..iye nasisi vake vane pamyromo..kutotongera mukadzi wacho..iii.mwana uyu ndiye house boy
Vanopenga mai ava mwana haapuwi munhu
She is very bitter maresults abuda yes the father is not Excluded as the biological father but mai mwana vobva vatoramwa mwana wavo shuwa 4years voti ndoda kunoshanda and she's speaking of moving on ngavachengete mwana wavo vega not kupa that other lady mutoro wavo
Makatogona thumbs 👍 up kwete zvamainini avo mwana oita nherera mai varivapenyu shuwa no that can not be....
Sahwira is so mature ane mashoko ekuvaka
Those who are enjoying the phrase "zvabuda musarudzo" may we gather here
No wonder the new wife won the heart of the man she is very reasonable and sensible. Revenge at the expense of your own child is unnecessary, how can mai vakakwana leave mwana mdiki akadaro neumwe mkadzi. Well done mainin for accepting mwana uri mkadzi chaiye
Mukadzi akanaka anobva kuna mwari, gara nemukadzi wako iwe
the fact that mainin vakugara nemwana wavo asiri wmurume uyu shows maturity munhu ngaagare nemwana wake. ungati mai vacho vatsvene a lady who was sleeping with two men at one time ughm sorry hake mwana wavo
I will never leave my child behind, if it means we sleep under the bridge tese let it be. Pandiri is where my child ought to be.
You’d rather let your child starve than eat at their fathers house?
Ko munozomboenderei navo kumurume zvavari vana venyu?
I second you
I will never dump my child just like that without clothes and all to fix the father and the new wife! It’s your child who is going to suffer 😢
She is bitter..imagine your child why not happy the step mom open her arms
Me neither. Actually she needs to have a relationship with the step mum because that will be healthy for the child
kutaura kweshungu.Mwana ana mi vake haana kuenda kwaBaba
Pure wickedness
@@djsamaria1731 shuwa here
If amai muchazoverenga message iyi or vehukama hwaamai or masahwira aamai kana muchinzwa nditeerereiwo, dzokererai kupafunga zvekare munotora mwana mugare naye. Mwana mudiki hazvina kufanira kuti asare uyu. I understand kana mai vachiita mabasa emumba zvinonetsa kuti vafambe nemwana but ummmh pakaoma, munhu ngaafambe nemwana wake. Nhamo dzeyedu tese ngatisaitye zvekusiya mwana mudiki kudaro. Kumberi kwemwana ndiko kwakakosha
@Lemme Lemme true to that. She is thinking with her emotions not with her brain. Sisters should sit down vaonesane panyaya yekusiya mwana. There is abuse and that motherly love mwana anokura ari disturbed.
Murume uyo ngaapihwe mwana wake achengete. This is what promotes and perpetuates irresponsible behaviour and selfishness in men. If that mother was to die mwana haachengetwi nababa vake here.
@@wendymtandagai5240 hapana abuse apo on mother's part. Abuser is the father - why was it easy for that man to eat and drink for 4 years asingacheuke mwana wake... To top it up he was happy kuchengeta bva_ndiripo wake mwana achikanga waya.
True
@Chifundo Chifundo I didn't say there is abuse on mother's side. Re-read my msg again.
Why zviri kuita as if mai vemwana nasisi vavo vane grudge newife of the alleged father?
Kusiya mwana kwacho zvakunenge kufixer mukadzi waOzzy?
Ozzy anga ataura wani kuti he will talk to the wife ivo vaakutoti Aiwa ngaauye azvipindurire?
Ko kuzoti anouya nehembe dziri pamwiri dzimwe dzacho mukasara nadzo munodzidii nhaimi?
Kusiya mwana nababa vake hakuna kumboshata asi ngazviitwewo murudo, mukuwirirana zvisina noise.
Sure the 2 sisters kuita sevane godo nemkadzi waOzzie. Hapana wavari kufixer apa
Madofo ayo 🤣 varikurwadziwa nekugara kwaOzzy nemhuri yake... ndrikuona Ozzy achigara nemwana zvakanaka kudarika magariro aiita mwana naMai vake... kkkkk
Those 2 are bad news vatori neproblem
Ndizvo chaizvo..vari kurwadziwa nekuti ozzie akatora mukadzi anemwana wake achiramba house girl..ndizvo zvikurwadza.....its true vakurwadziwa
@Tafara Katuli ndazvionawo shuwa kunge vane grudge may God continue to bless them and add love to Ozzy and the wife
Sahwira was talking sense. Well done kuna mainini for accepting the child and talking straight as it is. The biological mother is just revenging but is it necessary though?
You call it revenge but some people only learn by tasting their medicine
@Dolphine , I agree with you
Sure
I personally would advise mwana agare namai vakamubereka then occasionally visit baba vake bcoz kusiira murume anemukadzi mumwe could create avoidable problems especially kumwana. I think these parties involved also need elderly counsel as well. Thank you Mr Mugabe for the program.
Nguva iyoyo yakapera kare kana murume achigona kuchengeta bva_ndiripo newake biological ngavachengete ipapo... Mai vakafa mwana anoyendepi. Varume vakatanga kupihwa vana vavo a lot of problems will be solved.....
@@chiyenyumba7135 zvamukutaura ndizvo. Murume anofanira kutogona kuchengeta cause iropa rake. Mubereki. True. But mataura chokwadi chisingapinduri zvataurwa kumusoro uko. Murume ati anochengeta, comment iyo ikuti usasiya mwana, kwete nababa no. Asi neumwe mukadzi. Zvinokonzera matambudziko kumwana. Andingapedze nguva kumadoma, i believe momaziva. Mukadzi aripo uyu wamati bvandiripo nemwana wake. Atori nemwana wake... because the comment is saying at that age mwana anoda mai stereki . Ndosaka vana baba nemutemo weku court vanotora after 18 yrs or joint parenting vachivhakacha havo koona baba until 18.
Marasika amai ndezvekare kuti mwana anotambudzwa nemumwe mukadzi
I totally agree with this one also mwana ngaagare namai vake baba vanochengeta vari ikoko. Mwana namai vake please kana vachiri vapenyu.
@@Nyariebabes hamusi kuvaziva vana Baba avo. He will pay pittance towards mwana mukadzi uyo acho suffer. Some men will pay bribes to frustrate child maintenance claims a hurungwe magistrate was recently jailed over it
I like the way sahwira articulated the issue. Vanamai vemwana vaita hasha asi they are the ones vakaita paite doubt vachiwanza varume. To the new wife thank you wabva wavapodza mhinduro nyoro inodzora kutsamwa. Well done to Tinashe keep going out to bring sanity amongst families who have doubts.
Vanamai varikurasika.
this was a great episode indeed ....ana mai vemwana chaivo ava varatidza kusanatsoita mushe Ozzie ,,sahwie na mainini ava ngavapihwe simba rekunatsochengeta mwana iyeye zvakanaka vanyadzise vavengi .....Ozzie was wrong hake pakusabatsirawo asi that doesnt justify kusiira mumwe munhu mwana ane 4 years nzou yakazomboremerwa nenyanga dzayo rinhi many ladies out there are looking after their kids on their own and mwana uyo anogona kutogara mushe na Ozzie but as a mother ziso rako ngarive pamwana ngaave iye first priority hapana waari kutombo fixer nekusiira mwana wake
Chimukadzi icho chakasviba nomoyo wese. I like that guys wife, akarereka. Vanga vachifunga kuti acharamba kuchengeta
Chinongoti mazi shaya..nxaaa..amai vangarambe mwana wavo nekuda kusvotesa murume here? Ane moyo wakasindimara
Chine moyo wakaipa kuipa nemoyo mufunge ,usimbe hwekuchengeta mwana wako nekuda we bitterness
I love the step mother
Leaving a 4 year old to be raised by a step mom and a father who was obviously not happy with the results...then leaving the kid with the set of clothes he is wesring chete..ummm..women let us not weaponize vana. Look after that precious boy yourself. Ndiwe waiwanza varume wega. Kudos to step mom. Hope you are as good as your word.
True 💯
Mainini I salute you ...chengetai mwana nemoyo wese God will bless you
The 2 sisters attached sahwira asi angaachida kuti the best person pakuchengeta mwana is the biological mother, which is very true
Tinashe the most composed guy i have ever seen 🤣🤣🤣 some things are funny , some matters are infuriating but u always remain composed .. keep it up 👍 I’m your number 1 fan
Was expecting him to laugh
i support you there ndofunga dai ndirini ndaimboputika nekuseka
Kkkkk ma levels manje haaa JAH MAN vakayobatwa nehigh grade kkkk
Young step mom on point Saheira wagona waburitsa point nokuti vamwe vanodzoka vachiona mwana Ivo vachi taimira uye kuputsa marriage ... Maiguru mudzoke murunyararo
Panzi Chinhoyi ndabva ndafunga Waso vs Theresa, aaaaah Chinhoyi makanyanya guys
I salute e guy zvangu aasi kuramba zvake nyaya dzake aachingoda hake kuziva chkwd which also goood
I liked the way the 2 were freely communicating.
And the result👌🏽sister on point. Thanks not shaming us women folk.
But kuzodananawo ne vanhu 2 uri mkadzi chii ichocho
I wish I had money to fund more of these. U are doing such a great job Mr Mugabe. I am so hooked on this show but above all u are fixing the kauntry
Tinashe Mugabe ari kugadziris nyika.
Well done DNA man. One of the best episodes. Thanks to all parties for resolving this case amicably. May God bless them and may the mainini find joy and strength in looking after this child
This is one of the best episodes ever,May God bless all the families involved,the children and the parents, weldone Mr Tinashe.
Sahwira on point
Mkoma vanozvifonera avo 🤣🤣waiting for results....
Kkkkk taura hako
Yaaaman
"EXACTLY"🤣🤣🤣🤣 in the alleged fathers's voice🤣🤣🤣..Hanzi na Ozi i one on one sekuchurch🤣🤣🤣
Clever words from the current wife, you are smart
*vanhu vari kudzimbikana* masasi emunhu ari kutemba 0.00% 😂 😂 How ironic. Wazoyanika washen Rasta.
Vari kudhuze naye udzai Rasta kuti hapana anorwadziwa naye sezvo itori goto irikutozvishupikirawo hayo. He should count himself lucky in that God gave him ability to reproduce for which we're not jealous of. And he's also very lucky kuti mvana dzaanoda dzine vana vadzo idzi dzizere, hadziperi. Ndiye achatorwadziwa nekuneta
@jayagurunyati6236 wandisetsa wena🤣🤣🤣
Actually no vanhu vanotorwadziwa. For example you just called him "goto ririkuzvishupikirao". That's actually proof yekuti unodzikisira vanhu
Hanzi vanhu vanorwadziwa neni ndiani angarwadziwe newe murume zimbwa remumhu
@@lisamupfugami5022 you live in a fantasy world. Vanhu vanotorwadziwa. It's put there. It's reality.
Rasta vane kadzungu mbijana so hawana kukwana mushe
Mai guru avo avagoni kutaura young sister yavo iyo ngaachengete mwana wake
mkoma Tinashe is very wise, the way he asks questions........ very composed and full of wisdom
Ozzie clearly has a type 😄 🤣 😂 short hair and vocal
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 hayas
Good point by the friend....but these ladies manje are just being thick headed for nothing. Surely what kind of a mother who dumps the child to leave with a step mother? Humwe hudofo soooo ka! Rasta wo futhi havatauri zvakajeka kikkkk ngavabve ipapo otherwise sekuyijele manje ke leyo!
Manini vane moyo wakanaka chose . keep it up younger
Amai musaramwa mwana anobatiwa hunerera garai naye musaomesa moyo va Tinashe tinokutenda nebasa raurikuti❤❤❤❤
VaMugabe you are doing a great job asi tokumbirawo mutaure namai avo vatore mwana wavo vachengete Vega, I know this is out of your jurisdiction but CHIKUMBIRISO and I think a lot of people will agree neni. Your counseling services should include advice to such cases
Maya murume uyo ngaachengete mwana wake ndidzo tsika dzaivapo kare and it worked because our forefathers took responsibility. Now men deliberately have children and run away from responsibility hiding behind this age of majority rule...to top it up they can bribe their way out of paying equitable child maintenance.
Mai vakafa nhasi murume uyo anotadza here kuchengeta mwana wake???? He is a equal and able parent same as mother.
@@chiyenyumba7135 mwana anongoda Mai veduwee ehe kune circumstances dzinozoita kuti mwana achengetwe nababa vake asi kazhinji vana vanorerwa Nana stepmother vane nyaya dzimwe dzinochemedza. I think munewo nyaya dzemakambonzwawo, vamwe vanopiswa or kuurawa chaiko. Vana baba munoenda kubasa and ndopanoonesawa mwana moto, pamunodzoka munosvika agezwa but during the day anenge ari mu gehena
@@chiyenyumba7135 kuchengeta as in paying maintenance ka now we are on the same page, chero kuchengetesa sisi avo hakuiite rather kana mai vakamubereka vachipo ovapa mwana
Munhu wamwari ndinopokana nemi murume anotadza nei kuchengeta inga vamwe tiri kugara nevana vedu mai vakaenda ndezvekare uchimukira kungwavha mhuri inorarama
Thanks mr mugabe for the program .mai torai mwana wenyu mugare naye moendesa baba kuourt for maintenance .vana vari ku abuse kurohwa etc kurayiwa imi mongosiya kuda kufixer mainini here munenge mune jelous mwana anozokuchengetai mangwana uyoo garai nemwana wenyu please anoda mother love yes munoda kuenda kubasa zviri nane kusiya kuhama dzenyu pane kupa mutorwa
💪to sahwira the guy is mature.
Amai vemwana garai nemwana wenyu pamuri,mwana achiri mudiki kubva panamai vake uyo, thank u Mr Mugabe for a job welldone
Rasta is not happy about the results coz akutya the present wife....be responsible young man.
sahwira to the world..
wise words from mama vane yellow 🟡
The way inofara Mai vemwana kusvikira pakuti thank God it means vadyiwa bota nevanhu vakasiyana vatoita luck kuti zvabuda bho inzwai kana kucommander kwavakuita after the results
It’s the way she started getting cheeky after the results came out😂. She was dating some else at the same time so it makes sense he was doubting paternity…
Nhai, no need to get cocky.
true
Saka isu sevkdz hatikwanise kuchengeta vana vedu tega nenhau yekuti hanzi baba vacho vanga vasiri kusuppoter come on ladies.Shuwa munhu kutoti imbogara naye chinonetsa chii kugara nemwana wako xuwa unodya nekurara uchiti mwana akaendepi.vamwe vkdz vanoda kurohwa vakakura
@@advellasister9172 husimbe chaiho hunesi vsnhu kadzi
Vanhukadzi dzidzai Kuti ukapinda mu relationship nemurume achiziva Kuti uneumwe ndiwe bhora,no one will take the responsibility pane zvakadai.Murume uyu haana mhosva yekuramba anekodzero nekuti unobvuma sei mhumbu iwe uchiziva Kuti waiva bhudhi wekuseri panemumwe murume.Vakadzi dzidzai kuzviremekedza nekuremekedza miviri yenyu
Wise words from sahwira twukadzi utwu twune pamuromo
Nhai kuto demand kuti hee chengeta mwana..ini hqnditaurirwe matakanana iwayo. Munhu ngaachengete mwana wake ega
😂😂😂
Vamwe vakadzi vakaoma moyo ini handichambosiya mwana wangu neumwe mukadzi hazviite pandiri nemwana wangu
Zvekusiya mwana ratova drama kkkkkk munhu nemwana wakee!! Oszy ngaachengete mwana.
The bota family,kusangana in 1 week motodya bota katatu uuuuuum ladies and gentlemen let's respect our selves......Thank u Tinashe Mugabe for doing this wonderful job
Pulobulem yekugara mukomboni nyadzenyu dzinowunganirwa nevasinei nadzo ... 🙌🙌🙌🙌🙌
Kusiyana kweungano. Chero pano tafambira idzo. Ndedzedu here?
Matozvinzwa sooo
If I was Tinashe ndaimboita ndichiseka😂 baba munosangana nezvakasiyana siyana
If I am to write a poetry or a book about you I can be a winner eish ❤❤❤ decades ndichingowina ❤❤❤❤❤😂😂😂
All the way from SA keep doing good job bota family ahoyi💪💪💪
Kurisei kuSA 😝
Ndine vanhu 2 vandapa sando, sahwira nawifey wemuface uyu. Ava vauya vakagadzirira hondo asi wifey avanyadzisa. Thank you The DNA man
Nhai as if wife had anything to do with nhumbu yavo. Didn’t like their attitude ini
I love the new mkadzi, regai zvinzi vakurwadziwa
Lol
Vanga vachiti mainini vacharamba mwana vobva vaita drama.manje vanyara mainnink vabvuma.mukadzi chaiye kusiya mwana ane 4 yrs nxaaa
Sahwira on point ...... mainini fungisisai mutore mwana achiri mudiki uyu....... new mum thank you uchengetedze zvawativimbisa
handsome guy nechibage zvakapindirana papi
ini hangu ndakazvimirira , Mwana wangu handipi umwe mukadzi kuti achengete. pandiri ndopane vana vangu.
Thanks Global Team. Towanepi ma Tshirts akaita seana Mr Mugabe ayo
Very smart lady and kind..respect you gal You also open told her. No complain when punishing the child..All the best lady..
You think you’re fixing Ozzie by leaving your child, mwana ndiye anongo suffer 😢
U can say that again
Kakapusa kamukadzi kacho..nasisi vake vanongo finyama finyama
Njere shoma..taura hako
Ko akanzimai vako vakaramba nehembe hauchinji kusvika mwedzi wapera lol
Gaya
Pfungwa Shona ndizvo zvadzinoita benzi remukadzi
Mwana wangu handipe umwe mukadzi never haaaa shuwa unenge uchishandirei uchipa umwe munhu mwanawako chandadya ndochaachadya kana arimavhu ndizvozvo even kana varibaba vacho never it's not safe
Hezvo gender bhooo here kuvata nevanhu 2 munguva imwechete kkkk musadaro mainn dzidzai from this mistake
Sahwira is a wise man thanks so much wataura zvovaka
Thank you for keep our Surname so Relevant After Gushungo
Ana Mugabe Mugabe are popping up from everywhere. Zvimba, Harare and Masvingo. Kkkkk
Kkkkk surname hombe ìyo
Auzy arikti ploblem
Mai imi endai nemwana kana muchida support ngaasupporte mwana muinaye zvekusiira mainini anotamba hunherera Muri mupenyu mwana uyu Inga manga mamboshinga Wani,Rambai makashinga kusvika kumagumo ,
Mai benzi vanosiya mwana 4 years chaidzo zvakaoma
I salute mkadzi mukuru ndiye ega first to admit before results are out kuti ndaidyiwa nevarume 2 at the same time. Umwe nyoro umwe yakaomeswa
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂 veduwe
I love the new wife she seems to have motherly love
Moti angati kudini pavanhu chokwadi chichazoonekwa mberi
Mai chengetai mwana wenyu moga not kupa umwe mukadzi benzi ramai muri kuti muri kukaurisa akaroorwa mukadzi uyo asi Mangwana muchachema
@@conceptorhove She is a commercial sex worker. Its a difficult job to do uine mwana mudiki kudaro.
@@babava2263 yaaaah the way she told haana hanya nemwana Uyo ,stepmom wl be better
@@86Bh701 nhaka kana ndimiwo havasi kuona kuti ndibhinyadheti mainini avo
Kunotsvaga umwe mwana uku kwete basa uchitadza kuzvigarira nemwana wako kupa umwe mukadzi moyo wako wakshinga 🙌🙌
I just like the DNA show thanks Tinashe Mugabe for starting this it shows us whats happening back home.Keep it up we continue to support you
Sahwira akarongeka, simple and very straightforward.
Imi Amaivangu garai neMwana wenyu! Vana varikuitwa abuse neMaStepmothers . Urimbwa yaAmai if you let your child raised with someone
Saka imbwa ndiyo inorererwa mwana na someone here?
Amai ava Havana moyo 4 yrs wosiyira mumwe mukadzi
@@hellomaita8202 nhai zvako rasta must be responsible
am worried for the child though , the mother is determined to give the child to the father who does not seem happy to finally know kuti mwana ndewake . vavakidzane mutarisewo mwana uyu
Lol,hanzi naJah man mhosva haibvumwe ka1😂😂😂congratulations guys👏what a great episode no drama....
Akangojaira kuramba zvinhu kkkk that's why asiirwa mwana coz ane moyo mukukutu
Well done mainini well composed. Maiguru hava vake munhu ungasiye mwana shuwa
Watching from Buhera Murambinda
Please Madzimai chengetai vana venyu moga. Izvi zvananamainini or maiguru izvi vana varukuurawa or kunetswa.
All is well that ends well. Who am I to judge? Live and let live.
Mukadzi anechokwadi and faithful huyakuno mudzimai black is beautiful
Haaaa ini vangu vana handipe munhu, I don't trust anyone else with my children
Yes sahwira ndovanhu vanorwadziwa zvambotaurwa nemuume, this was very good way all ppl, masahwira kuda kukoresa zvinhu ndovanhu vanotaura futi kuti mwana haana kugara mushe at the end
Ozzie haana kana ploblem 😂
Thank you mainini mataura pachikuru kunyange muri mwana muduku ❤
I feel for the child, conceived out of no love...
💔
Mukomana uyo arikusanganisa sanganisa nyaya akapinda mu court anosaramo ,Mai avo ndafarira hangu ma points avo anehudzamhu pamberi newe hadzvadzi 👏
Kutambudza mwana ukoo Mai vasina kurongeka
Ozie Ozie Ozie (member of Parliament) hahhahahah Mufesi akapenga meaning uyu machanti acho so
This guy is so hilarious 😂 😂 😂
Weldone mainini you are very young but you do have mature mind
VaMugabe neDNA test yenyu makagonera nyika... Thumbs up
Rasta u have a very constructive friend,the mother z very sensiless who can u dump ur on child like the in the sense of fixing the current wife,chengetai mwana new mother big up 2 u....
Tavepo Bota family waiting to hear this direct bota 😂
Aiwa Baba maona kusimbisana kwamaita chinyatsosimbai kuchengeta mwana. Well done sister
enjoying from Ireland
Me too ✋️
As a mother let's lean to stay with our kids kupa mumwe mukadzi mwana wako hazvite izvozvo shanda une mwana wako murume achipa support yes zvakaitika yes baba vakanga vasinawo chokwadi pamwana friend arikutaura chokwadi pamutemo mwana anogara namai till 18 years
She is beautiful after that 😃
True.i saw that.i stress nekutambudzika kwamuita chembere
Mainini seems to be level headed but ini hangu mwana wangu ndochengeta ndega chero ndakarara mubridge sisonke nevana vangu
I don't think leaving the child with the wife is safe. Deep down that woman is not happy and the child will be abused achingoti ndirikuranga. Face yake says it all and the man will not have any peace mumba imomo. Food chaiyo will not be the same, wake ndiye anenge achiguta, wemurume achipiwa mafufu. 💔💔
Yaar vakadzi ngavadzidzewo kuchengeta vana vavo Vega wakada kuchengeterwa wako mwana anotambura
Kkkk they are my neighbours, they are OK avo. Ozzie is very loving and a hardworking guy, ndomutemba. This was filmed last year and October if not November, mwana is ok
Ploblem yaOzzy ndeyema protecto akaputika kkkk