GUTU : Part 2 Ari Kuunza N'anga Mubhuku Risiri Rake
Вставка
- Опубліковано 17 жов 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Panofa munhu apa. Its good my great grand father relocated and left these fights
ukaona dare rinevanhu vakapfeka regalia yeZanu pf harina kurongeka ,these chiefs must learn from chief mutasa he do his things professionally
Mambo uyu haasi eligible ane nharo ungati hapana sabhuku komukaitika nhaimo anopihwa mhere there nani
Icho chisabhuku chacho chimbori nebasa reiko
Mambo ava neteam ravo rese Havana zivo nenjere
Waiting❤
Mamukawo sei mkoma Robert nevedare
Chief Mutssa Come here
zvamuchaurairana chigaro nhai😮
Kkkkkk tisvikevo pano.Paita nyaya.
Kkk pakadyiwa mari apa 😅😅😅😅
Nesuwo tirikutoudawo hushe hwedu ikoko isu tiri vazukuru Vamudyadungu
Comments section ndiyo inondiudza kuti enderera mberi nenyaya here or ita zvako skip
Icho chikomana ngachisiyane nezvehusabhuku hauna history enda kubasa.
Kkk asi mambo ka....😂😂😂
Madhara akadya mari