Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Wandifungisa paCharehwa kuma2006-7, ko skebede naJonso wakavaisep❤
Brown sugar here kkkkkk unondinakidza zvako Tshukela❤
I love this song,
PA lead apo paneka that kasipo kumwe kwese bho👍👍👍👍
Riri out of tune
Pachinyuke pachiyadzwa gweja nyumwawo
Sugar sugar is unique
who is with me abeg he's sounds as if is a new one abeg
Hy pama dancer apo ngavaite chinhu 1 aaaaa kwete izvoooo
Mutudzaa 🔥🔥
Boyz can dance
Ahachagone zvake zave zve kungomanikidzavo
Anogona uyu
Wndifungisa pachipindirwi kwachiyadzwa
Shuga shuga tapitapi
Bass guitar bhoo
Ko vakaebdepiko madancers ake ekare aye
Kusabhadhara wanotiza
Kkkkkkkkkkk
Bass rakabatwa sugar ngaatsvage lead guitarist kana zvichinetsa haaa arikurikanga kanga hhmmm
Anotsvaga seiko iye ariiye chamakuvangu wacho.ndoraagara achingoridza kubva kudhara
Chokwadi.bass rythem bhoo but lead something went wrong
Zviri muropa
Lead guitar is out of tune iro.
No combination of guitars