@@richmondmanyora7415 usanyeperwa, they brainwashed us, now we don't know our identity. People are awakening now and are being enlightened. Munhu ziva tsika dzako
Thank you so much drewmas media rambai makadaro, muti kuna Soko hanzi neumwe mutsigiri we drewmas anonzi Tau uri sei zvako, uye rimwe rezuva ndicha mutengera (drink) ndatenda hangu.
Nxii zvin'anga varoyi izvi zvinondibhowa. Taking advantage of the vulnerable. Endayi kuHarare uko munobata varoyi tione kuti munopedza zuva here musina kutiburwa here kughetto.
Some people kna vasati varoiwa vanongoti fake fake , but paucharoiwa ndopauchazozviona
Taura hako
You are right but futi ukanangwa huroi iwe usiri muroi unonzwisisa kuti sei vamwe vachizoti fake
Taura hko
Ndanakirwa neka nziyo kasekuru🔥🔥🔥🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Ndiudzei Chihera anga aenda kundodiiko ko UK nhai Chihera usadaro iwe kuti drewmars ndokuti chihera
Sekuru vane morari zvavo ava💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼
ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html
It's the sekuru song Vanoroya vanooneka for me .
Chokwadi vanhu varasiswa nemaporpfita kunzi mudzimu mweya wetsvina kuzopiwa nhamo zvakaoma vanhu vanezvivi
I can't explain how I am loving my culture, my roots ♥️♥️♥️
Hi how are you ndokumbirawoka your support ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html
I love it too stika yedu but they say it’s bad about it mufunge
@@richmondmanyora7415 usanyeperwa, they brainwashed us, now we don't know our identity. People are awakening now and are being enlightened. Munhu ziva tsika dzako
Chiyiko chinorombewa nevanhu varimupurazi
Kurombera zvibasa zvemupurazi nxaaaa
In the western world mukadzi can tell murume kuti anomudawo. It's only taboo in our culture but feelings are feelings you can not deny it
Go and stay there with your imoralised feelings nevarungu vako
haurevi nhema huya kuno ku Poland uzvionere
Thank u Drewmas media Shumba Na mainin Chihera murikudzifambira 👏👏
Akaroya mazimbabwaens akafa shuwa instead yekugadzirisa Minda chirimo Chino busy kuita,zvemafake and feja feja ..nyope idzi dzinofanirwa kudzingwa muminda iyi ....mapenzi evanhu.
Nhai zvenyu imi ,vanodashurwa vakazvirega Ava kkkkkk
Nhai zvako iyo drewmas media kuzotsigira
Chihera dressing 👗 nice nice , smart uniform
Yebo Drewmas media taking us to another level mukuti gonera
VaNeshamba mursei neteam renyu
Thank you so much drewmas media rambai makadaro, muti kuna Soko hanzi neumwe mutsigiri we drewmas anonzi Tau uri sei zvako, uye rimwe rezuva ndicha mutengera (drink) ndatenda hangu.
Drewmas media take you to another level makadini shumba
Yaaah this is another level , keep it up Drewmas media
ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html
Ndanakirwa nenziyo iyi ASI chivanhu chiriko
💃💃💃chehara ndafara Drewmas Media rambai makadaro
Inga zvinorema zvemumusha.
Nyika yakaputirwa nerima zvokwadi chii chirikuitwa netukadzi utwo
Under utilised land iyo
Sekuru zhizha vanogona
Kumusami gogo vakabvuma Eva kwete iya nyoka yakabudiswa nagonamuroyi yaiwe yake Eva hanzi aitiza' n'anga dzinonyebawo
Sekuru Ava vanonzi ani uye vanowanikwa kupi
Va neshamba dai matora sekuru kanengo uyu haaana chaanoziva
Sei mati haana chaanoziva
What proof do you have kuti sekuru Kanengo vanogona? The thing is hatifanirwe nyika yese kumirira munhu one. Maonero edu vanogona
Thank.you.Drewmas.Madia
Pamakwati padairwa apa haaa pakaipa ne kurwadza kunoita kushanda kupraz
Happy to see Chihera😍
Mune dambudziko rekuwanza nyaya zvinondibhowa
Sorry
Thank you Drewmas
Thank you Drewmas Media 👏🏾
ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html
Good work drewmas
sekuru tasvu number 1
Shumba ka n'anga aka ndekekunyepa akufeya why kungonhongedza kuchembere chete
When did Chihera come back
Ah!!! Pakaipa
Varoyi muchazvirega chete
Zveva roiwa siirai sekuru Tasvu
Ko muzukuru wagogo venyoka eve vaya akadii hake
Clinic must be visited
Sekuru bvusaipo munangarwa hazviiti here kutumira kachidhoma mubedroom make komupa mbama ofa
Kushaura vanogona I advise them vanotsikisa nziyo idzo...
Ndiani akakuuudza kuromba uchadai so.....
Makanzi rimai sika sika kuroyana mumapurazi
😁
Nhymi
😂😂😂😂
Lol busy kuroyana 🤣
Kkkkkk taura zvako
Mhoroi guyz Drewmas
aiwa sekuru vane morari ndaiva navo kuhondo
Iyoo it's another level kkkkkkk
Drewmas media inedzidziso rinofumura varying kuti vanhu vararame zvirinani, ndipo pamunoona vanaChihera nana Soko vari vashamarari.
Ah ko Chihera akatodzoka kare? 🤔🤔
I think I will watch this one when i get home with a cake and cup of coffee
Chokwadi idyai kana uchinzwa kuda kudya zvonaka😜
Nziyo iyo ndeyejiti handiti 😜🤔
2 ma song twacho tunobvisa stress
Ko mai vanga vabudirwa avo vanzi sahwira dzikama handiti mudzimu wanga wabuda pavari iwoyo ungadai wapihwa mukana wekutaura wataura nhunha dzawo wazikanwa kuti unodei
Vanzi vanoda kuridzirwa ngoma. Vakaridzirwa unogona kubuda zvakanaka. Apa wanga uchichema sezvo zviri kunzi vakasvibiswa.
Ambuya dhedhe 😂😂avo vanotamba zvigure
Me too. But with some whisky
ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html
Sekuru Chinyere in Scotland vanoshandira the same way and many come from as far as Brighton and London
vanogara kupi ku scotland ndipo infor i am in Leicester
Kana neni ndikudawo adiresi ndirikuno kuBrighton, batsirai weduwe
Muripi.sekuru.vanogona.hawo
Nxii zvin'anga varoyi izvi zvinondibhowa. Taking advantage of the vulnerable. Endayi kuHarare uko munobata varoyi tione kuti munopedza zuva here musina kutiburwa here kughetto.
ndomashoko anotaurwa nemuroyi aya
@@samanthabutau3158 how do you know l am a witch?
Havatambireko vanorohwa vakaita kafira mberi kkkkk
@@muchenashumirai6984 kkkk mazita evanhu anonyorerweyi muchi book ivo vachifembera zvese kkkkk. Matsotsi ayo
@@angelinaballerina5203 nhy nhy ini hangu ndinorwadziwa kuona vanhu vakuru vachinzi iweee nemwana mudiki ummm haaa ndinobatikana
Kkkkkk kanengi kakhulu took me
Long time guys
Vabereki vedu varikubirwa nembavha idzi
ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html
Haa tuma songs I'm dançing
Song inonakidza iyi
I'm behind....Chiera....you are back?
Apo chihera looking good
Thanks Drewmas media nebasa takanaka
ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html
wanhu wanoti hameni kun'anga sei
Kkk kule vanoimba Ava plus vanenge vanosota
ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html
Makadini Shumba naChihera
ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html
💞💞💞💞💞💞💞💞💞💞💞💝💝💝💝
Svikiro rinoimba kunge comrade vepahondo kkkk kuitiswa kwega kwega
Lol musashora dare 😂🤣
Ko sekuru zhizha why kuita kunge maonda kudai
Vanhu avo taneta navo
Tsikamutanda watanga
Ndokuziva kwamunobva VaNeshamba regai ndichengete secret yenyu neh kkkk
I think 30% of the population is varoyi chete
not 60% here varoyi vakawanda kupfuura vanhu
yeah witchcraft is real vanhu vanoroya that's bullshit
Ummmm apa vanhu vahadyiwa mari varikutambwa navo
ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html
Ko chihera wakadzoka ku UK?
ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html
Vanatsika mutanda kunyepa
Vese vemucheka yeretso ava ma hustler, kuimba nziyo dzeku bhora pamatare? Mboro
Kkkkk akomana ka
🤣🤣🤣🤣🤣
Kuda kupfuma nevanhu ,ngavangotaura pachena kuti iwe newe Muri varoi not zvekudeedzana 1_1 ,shevedzai Tasvu haa
Sorry drewmas ndakambozviona izvi vakatanga kunyora vanhu mubhuku inhema dzoga vanofereveta muvagari information iyoyo ndoyavanoshandisa
Mmm hapana fake apo
ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html
So this is a farm what a waste .No wonder why poverty is taking control. And they will give this guy some livestock.
ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html
land iri kutambiswa iyo
Imagine
ua-cam.com/video/DsDfMgL-w24/v-deo.html