munhu anonzi Mike Maikoro uyo usazomudheerera haaa yeah ndaimboti baba Gari but uyu ne age yake yeah arikuuya nazvo kukweshana nemadhara anobata waya kani
Mabatirwo ano itwa waya nevakomana veband revanhu zvava zvemhando guyz, kune vano rwadziwa muchenjere kusa pora. Hanzi hapana msg, music is a combination of a lot mixtures that is why it cuts across language barriers. Inga Sinamakosa inongo naka tisingatombonzwe kuti msg yacho ndeyekuti kudii
iko kutoti fara nevamwe it's a great message on its own, Ubuntu teaches us to be merry with relatives, friends and fellow humans, so those saying there is no message are just jealous, we dance to rumba music but understanding nothing lyrical wise
The song sound good baba sherooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooo.. faraaaaaaaa oooooofaraaaaaa farai nevamweeeeeeeeeeeeee...,,, ehe! ayaaaayaaa ayaya mungu ayaya nzambe!
maybe iyoyi, iya yekuti Angela kana neiya yaanoti wajaira kundi rova ndaka dhakwa will form part of the next album, I think each time muimbi anenge ane more songs dziri ready osarudza dzino pinda paalbum raari kuburitsa nguva idzodzo, let us see.
Vapfanha ngavambomira kutaurisa, vachanyadziswa pamberi apo nevakuru. Macheso haasati avakubatika. Not yet.... better kutyora todzidza, then we can be able to achieve better in the future.
Zhili should combine with Barnabas on backing vocals. If you compare Macheso's yester year albums with the recent ones backing vocals need to be upgraded.
The Congolese guy killed the vocals
🎉🎉🎉🎉
Ma vocals abAtwa Apa jelous down mu congolis uyo ane nyaya uyu good job
Plz baba Shero we need this song on your next album
Yeah ndazowana munhu anorova lead yaDembo...Divine uyu is the Prophetic lead guitarist of our time
I once said Macheso should be added pa list rema Vitamins
Kumuita Vitamin M because music yavo inovaka muviri
😂😂
Taura hako
😅😅😅
Pane akunzwawo madrums aPaul here guys ma1
Akaipa uyo aaah
MY daily morning track chesooooo power dhara i dharaaaaaaa
This is macheso wataiziva 🔥🔥🔥
Fire emoji chopisa ichi
Some dendera flavour
Especially kuBass uko
Lead ne Bass it’s pure Dendera 😂
Wait till Baba Shero adds his own voice🎵🎼💯👌👌👌🧡🕺🕺
Takamirira his backing ....zvakutapira manji mberikwazvo kuye
Iri boys rinogona haaaa👏👏. Hayaaz. Ungatoti it's a studio recording nxaaa mhani😍🔥
I know this song haisati yapera buh sound n nekurohwa kwayo ummmmm nice song iyo guys to be honest 🔥
Handizivi kave kechingani ndichiteerera. Bass good, lead iri kupopota asi torai nguva mumboteerera rhythm iri apa. Pakaipa mhani
Haaa i agree with you. all guitars well polished. Rhythm yakadziga
munhu anonzi Mike Maikoro uyo usazomudheerera haaa yeah ndaimboti baba Gari but uyu ne age yake yeah arikuuya nazvo kukweshana nemadhara anobata waya kani
Mabatirwo ano itwa waya nevakomana veband revanhu zvava zvemhando guyz, kune vano rwadziwa muchenjere kusa pora. Hanzi hapana msg, music is a combination of a lot mixtures that is why it cuts across language barriers. Inga Sinamakosa inongo naka tisingatombonzwe kuti msg yacho ndeyekuti kudii
iko kutoti fara nevamwe it's a great message on its own, Ubuntu teaches us to be merry with relatives, friends and fellow humans, so those saying there is no message are just jealous, we dance to rumba music but understanding nothing lyrical wise
onzwa umwe achiti ngwazi kkkkkkkkkkkkkkkkk kuepnga chaiko
True 🤣🤣🤣🤣
Kamufesii akoo kamu DRC Kakaipaa hakooo mmmm ndabvumaa
Zhili
Kakanyanya ako kanopedza maSports. Losengo
Kitoko Makasi
Boss YaMboka
Muzuri kabisa Iko nabutamu sana thumbs up Cheso power and crue.
Varume kana mazogara chipo chirimuropa unofa unacho ndatenda hangu 💥🔥🔥🔥🔥💥
This is international stuff. My all time musical group. NaBaba Shero tinosvika. Mumhanzi une maturity.
This song will be big in DRC and countries that like DRC ZIMBABWE music.
Soft music yakadzikamira zvayo
Pure talent. Paichapasa muStudio song iyo vangu vachadambuka makumbo. Excellent stuff.
Chesology!!!
Another level.... Mountain Everest level💥💥💥💥💥
Cheso power famba famba shamwari
This is going to be a hit❤
Guys iri ndo band revanhu the real ..now we are talking..dont compare Macheso with his youth ..his is an Elder 🎉❤
I will definitely share this video on all social media platforms
Devine lead anoridza
Who is that Congolese guy? The Congolese infusion & influence had great impact in Cheso music 🎶! This is awesome 👏🏿
Zhili
Zhili
@@marshallmagadzira6332 thanks
Zhili
Chanter
Inzwa rhythm raAlaska Na Zaka, lead radivingo vocal and drum, bass ranowero. Band revanhu.
It's actually Taffy Nyamunda and Mike Maikoro on rhythm
Panofa munhu apa. Way better than the recent album. Iyi isimbi chaiyo takaimirira ibude
Masterpiece 🔥🔥🔥
Indeed the future is bright. Mberikwazvo kusvika Mberikwazvo
There is a dendera touch in this one
Indeed more of Dendera flavour mmmm Chesology ma1 aya
Simply because of this song, I already subscribed,
Muunze dzimwe waya chibaba
Me too I hadn't subscribed to this channel until ndasvika pano #Faranevamwe
Too good..... mature Music
boys rogona zvaro iro, macheso moulded his band zvakanaka.....kaThat kariboe. Macheso trademark rikubuda even asipo apo haaa rogona boys iro
Haaa uyu munhu uyu uuu ndasimudza maoko ❤
Uyo blaz anonzi Cheso kuseri kana masogara extraordinary talent
Ummmm Amana kaaa rythim yairohwa ma1 ummmmm
Haaa uko music haiperi ijahwi Devine anomhanya lead zvekurevesa
The song sound good baba sherooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooooo.. faraaaaaaaa oooooofaraaaaaa farai nevamweeeeeeeeeeeeee...,,, ehe! ayaaaayaaa ayaya mungu ayaya nzambe!
that guy anonzi Zhili uyo dangerous
Haaaaa I love this, please I love this,,,, please I love this
Makadii kuisa song pa album iyi
maybe iyoyi, iya yekuti Angela kana neiya yaanoti wajaira kundi rova ndaka dhakwa will form part of the next album, I think each time muimbi anenge ane more songs dziri ready osarudza dzino pinda paalbum raari kuburitsa nguva idzodzo, let us see.
@@oniasgotore2983 yaah poita futi iyee yekuti tora mwana utaure naye, coz malyrics ana makazvinzwepi airohwa kare kuma liveshows
Wilson Meka, mondigonera zvenyu. I like your singing. You are a good dancer too. Keep pushing brother...
Repeat after repeat
You guys you deserve a round of applause 👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏 can't wait
Vamacheso vaakufanira kungotuma vakomana kuti endai monoridza kkkkkkkkk
Iyi kuseri kwekuseri waya dzakabatwa zveshuwa ndanakirwa hangu
Idzo dzosara zvadzo paden dzichigocha nyama nekunon'ona mazino nematooth pick epaMzanzi fo sho
Well arranged
Undermine Wilson Meka at your own peril❤❤
Barnabas chibaba
BaWinnie paBass.. elder zaka.. mikoro ... Wezhira .. band revanhu
Nowero the bassist mmmmm rachemedzwa kuita kudzvoveswa
kumbodziisa mishini Divine kuvamba anorova swkuru vaRashy bass rakanyatsobatwa ,mu Congolese anovhoka don't know aivharirwa panze above all nice jam
Wire wire wire ndachema zvangu iiiii🔥🔥🔥🔥💥
ayewa chesology zvazvinhu if it waz a film taiti azviko mnje idzi ii wire dzisina magetsi ndabvuma
The best cant believe kachiri mupoto aka
Lead and Bass Guitar 🎸 it’s pure Dendera, dai ari uya weropa rehuku akarara be boots 😂😂 kutevedzera ani 🙌
Unbeatable
Cool sòng
Mutifungisa the great Simon Chimbetu achirova kaya kanonzi airliner
Hoka hoka hoka hoka
👏
Kubva waita Kasamba chaiye Munyaradzi kkkkkkkk
Vapfanha ngavambomira kutaurisa, vachanyadziswa pamberi apo nevakuru. Macheso haasati avakubatika. Not yet.... better kutyora todzidza, then we can be able to achieve better in the future.
Haaachatofe akabatika, combination yake nevakomana vanobata wire avo huchiii, uluju kuphela
@@cliffshamba608 absolutely. He is too heavy...
Chesology....🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Dzorai Obert Gomba plz namujintu karikunaka ako
Ko seiwo isina kudhindiswawo panew album 😢😢😢
Jonasi kasamba kp up brother you put all in one spices
Please tichinjireiwo Drummer ipai mwana waPaul Mpofu stint kana kuti mukana anogona
Chibaba ichi mungachidii Baba acho hazvipere mushe 2023 ipapo ipapo famba nayo
Macheso hapereee kwete
Ayaayaaa! Noel Bass bho
Zhili should combine with Barnabas on backing vocals.
If you compare Macheso's yester year albums with the recent ones backing vocals need to be upgraded.
Excellent job
Superb baba Shero
Chibaba ichooo, well done baba Shero
Respect 🙌🙌🙌
Fire on the mountain
And someone drunk trying to compare legends against amateurs 🤣🤣🤣🤣
Volume please!!! 🎤
Kurwara kuya kunze kwekuti atange agadzira zita rake takarasima nekuzvitutumadza
Taura hako, Cheso is a legend
Its actually treasonous to even think of comparing the guy to anyone especially the current crop
Its actually treasonous to even think of comparing the guy to anyone especially the current crop
The big boss
Chesovic
Chesolinho
Chesopolith
Chesology
Cheso Power
This is good 🙏🙏🙏
Just listen to the drums Obert Gomba idhara
Noo...haasi Obert uyo....mwana waPaul Mpofu uyu
One live show inosvitsa 71k views paZim sungura music
❤❤❤
Dendera flavors
🔥🔥🔥
Nowero pa bass apo Zaka ,Devine na Maikoro 🔥🔥
hapana zaka apo ndi Tafi Nyamunda uyo
which language is this
Smart sound of live show 🔥
Yaaa 🔥
Chikara icho...hachipere
Ayaaaaaaaaaaaaaayaaaaaaaaah
Rasta pangoma apo ummmmm munonaka henyu
Mwana waPaul Mpofu weZambuko
Iye anonzi macheso uyu musiyei akadaro anogonesa mhani uyu.
To those who know music threz Dendera sounds inside
Uyu anozni macheso siyanai naye uyu too much gona
kugonesa uku ..... kanofungidza dendera music wena but mberikwazvo hauishaiwe futi. haaaa aya ma levels manjeee.
baba Sharon kinki of sungura ndotemba nemi baba imi imbotsemurai 1 nasimon mutambi
Song yakapenga iyi
Ayayaaaa
23/01/2023@20:26pm listening to the music senior emeritus
Moti mack ngwazi anodarika Cheso power imi tambayi mushe😂😂😂😂😂
Mwana waPaul Mpofu atori nani pamadrums
Song ihombee iyii
Elton anotsigisa mavocals,chibaba icho
Pana Macheso here ipapa. Rather say Ochestra mberikwazvo inodoma magitare 🙄
Kana song yave ready anenge aripo
Haa muchinda anoziva zvaanoita uyu