Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Avo vari kuti ari kuvatambisira nguva, tiudzei kuti chii chimwe chamuinacho chekuita. Handiti mauya kudare nekuti hamuna zvimwe zvekuita nenguva yenyu 😂
Zuva headman, Ndapota zvanguImbovakiraiwo vadare venyu bvuteNdakaona dare eGokwe, chief Nemangwe, haaa mukawana mukanwa, imboonaiwo panogare vadare vawo, ndatenda
Uyo mukadzi ane wig uyooo ndomuziva
Baba awa wanotongwa nemukadzi jrn ndakadxidza naye mwana aishupika
Koo pakatsva imba akafamba sei ,paakazodzoka opumha Mai ne Mwana ,Kanoroya kamudhara aka , kanotoda mubhadha
Dare iri harichanakidze kana pasina jinda guru riye reunyanzwi hwekuferefeta nyaya. Arip uya waigara padhuze namagirazi
Headman 🙏🙏
MaJehovha's Witness ane hutsinye
zvakaoma
Makanganisa pakuburitsa maface evana hazvibvimidzwi imi veTinhi
mudhara ko zvine problem hre kugadzirisa zvemusha wapedza wodzoka kuchechi mhuri isatambura ......
Twumadhara twekuvanda nechitendero hurombwa hwega hwega
Ahoyi changamire ❤ rova ngona bhinzura 😂😂😂😂😂
Ko mainn kubata shaya nemusana vakagara,naiko kushanyarika
Mainini awo hapana munhu ba marara chaiwo
Ndirikuona ndiri Durban South Africa. Makadiizvenyu Headman Chigodora
Vandudzai sound quality but picture is very unique
Benzi remunhu unoitirei barika usingarigone wakaromba
Headman ....ngatifambei nenyaya zvimwe tinosangana nazvo pakati..😅😅😅
Musa tyisidzire munhu. Regai ataure nhunha dzake. Pane mavambo pane chose chinoitika. Saka ivai nemutsa. Honai pazvasvika zvino.
Munhu akaromba habvumu ba mm
Hhhhh zimai.iri rooneka tarisayi chiso chacho kuty vakarema cy vakaromba bb ava nemukadzi wavo
Hoyooooo mai Tendai kaswa hama yangu chaiko chaiko
Baba ngavataure nemwana vawirirane
Ko munoti muri kutambisirwa nguva sei handiti basa renyu nderekugadzirisa vanhu through dare hre?
Anoroya baba nambuya avo
@Headman Chigodora thanks picture quality is improving kwasara kakuzherera (noise)kari kuitika
Mai iyo inenge n'anga
Ko boys two dziya dzaigara na headman dzakaendepi?
Nyaya yacho bho here
Zvinoradzwa hama dzangu upenyu wakaoma chokwadi
church inonzi watchtower yakazara varoyi vega vega nxa satan
Tinhi media kuseri
Mainini avo dangerous, can be seen by her gesture
Baba ava nechimbuya chavo vakaromba Satan
Varove baba vako ibenzi iro
Kuraramira hunherera chaiko
Mainini havana kugarisika, varikuiteiko
Nhoroondo munoinyanya
😂Hhhhh maWatctower havaite barika manyepo ayo varikuvanda nehurombwa
Headman dzidzai kupa munhu mukana musatore divi
Yooh, such cruelty.
Avo vari kuti ari kuvatambisira nguva, tiudzei kuti chii chimwe chamuinacho chekuita. Handiti mauya kudare nekuti hamuna zvimwe zvekuita nenguva yenyu 😂
Zuva headman, Ndapota zvangu
Imbovakiraiwo vadare venyu bvute
Ndakaona dare eGokwe, chief Nemangwe, haaa mukawana mukanwa, imboonaiwo panogare vadare vawo, ndatenda
Uyo mukadzi ane wig uyooo ndomuziva
Baba awa wanotongwa nemukadzi jrn ndakadxidza naye mwana aishupika
Koo pakatsva imba akafamba sei ,paakazodzoka opumha Mai ne Mwana ,Kanoroya kamudhara aka , kanotoda mubhadha
Dare iri harichanakidze kana pasina jinda guru riye reunyanzwi hwekuferefeta nyaya. Arip uya waigara padhuze namagirazi
Headman 🙏🙏
MaJehovha's Witness ane hutsinye
zvakaoma
Makanganisa pakuburitsa maface evana hazvibvimidzwi imi veTinhi
mudhara ko zvine problem hre kugadzirisa zvemusha wapedza wodzoka kuchechi mhuri isatambura ......
Twumadhara twekuvanda nechitendero hurombwa hwega hwega
Ahoyi changamire ❤ rova ngona bhinzura 😂😂😂😂😂
Ko mainn kubata shaya nemusana vakagara,naiko kushanyarika
Mainini awo hapana munhu ba marara chaiwo
Ndirikuona ndiri Durban South Africa.
Makadiizvenyu Headman Chigodora