Zviri MuGango

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 жов 2024
  • Muchirongwa chanhasi cheZviri Mugango tichange tichiita hurukuro pamusoro pemhirizhonga inosangana nevechidiki pama public hearings, tichange tichiongorora kuti tsika iyi inovhiringidza vechidiki mukupinda mune zvematongerwo enyika pamwe chete nedemocracy nenzira dzipi.
    Sangana naClaudette Sunduza @claudettesunduz achikuruka naRopafadzo Katsande @MachumaOfficial (Mukunda wekwakatsande) mudzidzi welaw
    paGreat Zimbabwe University pamwe chete naTadadius Munemo @Taddymune ZINASU Chair paGreat Zimbabwe University.

КОМЕНТАРІ • 20

  • @brightonmafunga7884
    @brightonmafunga7884 2 місяці тому +1

    Thank you very much Claudatte Sunduza. This type of Activism is highly called for.

  • @khloedzembe115
    @khloedzembe115 2 місяці тому +1

    Great topic

  • @TawandaChitsiva
    @TawandaChitsiva 2 місяці тому +2

    Dambudziko rine maMP ndere kuti chero mukavaudzwa zvekuti vaende nazvo kuparamende as long as maboka enyu achisiina hapana zviripo. We need to let our feelings aside and work on the main goal which is improving our lives as Zimbabweans

    • @OpenParlyZW
      @OpenParlyZW  2 місяці тому

      Saka toita sei, zvinoreva here kuti tovhotera maMP asina mapato avakamirira maIndependent?

  • @TawandaChitsiva
    @TawandaChitsiva 2 місяці тому +1

    Dambudziko rine maMP ndere kuti chero mukavaudzwa zvekuti vaende nazvo kuparamende as long as maboka enyu achisiina hapana zvitipo. We need to let our feelings aside and work on the main goal which is improving our lives

  • @MizpahSunduza
    @MizpahSunduza 2 місяці тому +1

    Haa pamwe pacho kuma public hearings tiri kuenda zvechirango but maviews edu ahakosheswe

    • @OpenParlyZW
      @OpenParlyZW  2 місяці тому

      Tapanzwa, asi munozviziva here kuti munogona kunyora petition kuParliament muchinyunyuta

  • @RachelChihota
    @RachelChihota 2 місяці тому +1

    Ipapa dziri kuramba PVO bill pamwe chikoro ahana kutopedza ashairwa mari

  • @joytomison
    @joytomison 2 місяці тому

    yah shuwa pakaipa kovacho vanonyararidza vamwe ndiyanani

  • @TalentMadziwa-t2p
    @TalentMadziwa-t2p 2 місяці тому +1

    Violence inokonzerwa nehasha , mayouths ane hasha ,tikapa maviews hatinzwike hence kuita hasha

    • @OpenParlyZW
      @OpenParlyZW  2 місяці тому

      Pakufunga kwenyu zvingagadzirike sei kuti hasha dzipere?

  • @RachelChihota
    @RachelChihota 2 місяці тому +1

    Chinhu chinoda kutanga chagadziriswa ihurumende, munofunga kuti vari kudedzerakuti buda vari kutemba nei?? It's so sad how these youths are causing chaos kuti vatengerwe kambucha

    • @OpenParlyZW
      @OpenParlyZW  2 місяці тому

      zvakaoma saka toita sei manje kuti vechichidiki vasashandiswe?

  • @TawandaChitsiva
    @TawandaChitsiva 2 місяці тому

    Dambudziko rine maMP ndere kuti chero mukavaudzwa zvekuti vaende nazvo kuparamende as long as maboka enyu achisiina hapana zviripo. We need to let our feelings aside and work on the main goal which is improving our lives as Zimbabweans
    4:35

  • @BrianShanduko
    @BrianShanduko 2 місяці тому +1

    Problem ndeyekuti vanhu vanongoda kunzwa zvinofadza moyo yavo vakazongonzwa kuti zvapesana ndopanotanga kuita noise saka kana zvakadaro hapana kwatiri kuenda senyika

  • @honorabletinashengirandi7289
    @honorabletinashengirandi7289 2 місяці тому +1