You will never get straight answers from a sangoma. All they do is to add confusion to the already confused. To demonstrate the confusion, just ask 3 people to summarise zvataurwa na sangoma and you will get 6 different versions of the same dare.
Hakuna chinonzi kunongedzera zvakachenjera. Zvavarikuita is giving vague information so you then feel in the gaps to your own understanding. Verenga Star Sign yako you may think irikuenderana ne zvirikuitika muhupenyu hwako. It’s called Barnum effect The psychology of self deception.
Ivo mambo mutasa ava vakangopusa pusavo kutonga vanogona asi havaziv kwekuendesa vanhu kun'anga dzogona ava vemucheka weretso vakadhakwa ava hapana zvozikamwa apa
Musati mambo havatsvagire mubatsiri apa vakatsvagirwa cz vanhu ava vakauya vachiti ndakamanikidzwa kuenda kwatasvu nevana saka iyi directive yamambo mutasa
You can say that again. Wanted to say kuti maziviro andinoita munhu anopoterwa kana dzimu rasvika rinotaura nezwi remunhu wacho achararama panyika, manje apa handisi kuona difference yehomwe nedzimu. Zvinhu zvachoo sooo 🤔
Havana kuvachenesa . Nyaya yekwa Duri yaive ngozi ya Kupemba. Mdhara Peter ainongedzwa pakufa kwevana but it was not him. Iye hake aiva akatora mushonga wekuzvichengetedza pachake. Mafuta ekuzora.
Chief Mutasa is good when it comes to constitutional law it seems as if he worked kumacourts .Here comes trouble panyaya dzehurombwa nekuroya haaa ipapo havapagoni.Apa panoda Headman Chigodora ndopavo chaipo and vanopedza.Chief Mutasa vakakanganisa pavakati vanhu vakanwiswa mudzepete as if he proved it.Ko kana waive mudzepete vakanwiwa nevanhu vese why vakadhaka munhu 1?Marapiro anosiya mimwe mishonga inonwiwa ,kuzora kupfungaidira kana kutemera saka hatingati kana ukanzwai hauna kurapwa zvakanaka.Sekuru Tasvu is traditional healer with proven and traceable record with reference to Simba wekugwesha dai vachiita zvekunyepa angadai akapora here?Mbuya avo naMagumbo same group hapana zvozivikanwa kutoshaya kuti vanhu vanenge vachiterera chii pafeja feja .Ini handingambitirwi zvakadai ndakatarisa
@@ednatopez7612 zvotonyadzisa zvichibuda pamhepo uchinyepa wakatariswa nezimbabwe chikumbiro mambo isai imwe n,anga iyi taikonewa other wise totiza channel ATI di kubirwa takatarisa
Which studio is this
Mambo vanombowanepi tun'anga twakadai
Washorei? Majaira mudzepete
@@mildredmharira8764 haa uyo hapana zviripo
Mbuya yekuchenesa Peter Duri kuti haana mushonga akazobatwa naMukotsanjera .Mbuya haina tsananguro
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Yes tsananguro yagogp magumbo yakavhiringwa mudare imomu achinzi haana kuromba Peter asi kwaMukotsanjera akanobatwa. Dare iri rinivhiringa iri
Sekuru mukotsanjera is the best 🎉❤
Aiwa gogo zvese mukurambirwa ko kushora dare renyuka uku 😅😅😅
Mbuya ava ndeve kurapa nhova nekurapa vanorwara kwate zvematare
Mukadzi anoita fembera fembera kana iri zinata ari kupa mambo matsotsi Aya ngasiyane nayo
Kkkkkkkk
Mambo ndirotsotsi
Kwaniko mwana mucheche hpna zvinozikanwa kungofemba bute wakutoti wavasekuru
Chinjai n’anga Chief Mutasa. Mudzimu, manjuzu, ndimi ??? Confusion!🙌🏻🙌🏻
N,nga dzakdai dzoda kuripiswa dare ini ndabva ndabuda muchirongwa chacho chief ndovada pamatongere avo bt pakuzoisa n, anga ngavachinje vaise Murapi nt vachirikurapwa kuti vaiye n,anga
You will never get straight answers from a sangoma. All they do is to add confusion to the already confused. To demonstrate the confusion, just ask 3 people to summarise zvataurwa na sangoma and you will get 6 different versions of the same dare.
Can you say it again ❤well said 100%
Toda vanogona chete
Shuwa taurai henyu
Anogona hapana anoziva kut ndiye chaiye
Because it's all lies. Manyepo
😂😂😂😂😂 Zimbabwe ka how many times ndakudeedza
Indai kuna Bunzamukombe or Nyangatayani
Aiwa tirikumuda palive kwasekuru Tasvu anonyepa mudhara uyo
Iwe unopenga iwe ivo vavakaenda naye vachiti hatichadxoka usatumwe natasvu akatadza munhu akatadza chete usaite kunge baba vako iwe haunyare kungoti tasvu tasvu wakambonzwa achitsanangura kupi anongoti urimuroyi kuramba hre,ngaataure xvoita vamwe like anamukotsanjera orega kupa vanhu zvodhaka, orega kutemera vanhu nyora nekugera vanhu
Unopenga na Tasvu wako basa rekumwisa vanhu muzepete
Kkkkkkkkkkk wakoma muchadzidza riini kuti tasvu imbavha
Akabira aniko tasvu wacho
@@ClementTahuonaone Tasvu akapedza nyaya YaSimba musadherera Tasvu imi
Mambo mambo mambo how many times did l call you o
Apa mukunyeperwa connection mudzimu upi
Kkkkk ndachema hangu hapana zvozivikamwa nambuya ava
Mbuya varikuzama kuda kutaurawo chirudzi😂😂😂😂😂😂ngotaurai chirungu zvipere
Kkkkk kushaya newadavira here 😅😅😅😅😅😅😅😅 chaiiii
Mai vanogona havo ava ndaona kugona kwavo
Ndo chii ichi??? Mambo Mutasa vanema funnies🤣
Ini haa ndatovhiringika😂😂
Hairstyle yeSvikiro neka Voice akoooo 🤔🤔🤔 Zanu please Gadzirai nyika amana, Siyayi zvekutenga ma rolls royce nema Benz, please, chinorwadza chiiko asi kumutsa Nyika yedu yeZimbabwe???????????? Please ZANU, musabve henyu pachigaro, asi itai basa regai ndigumire pano, ndisati ndaenda mberi nemi ana vene!
Kuno suka ndiro kuma kitchen once haikona kutambisira vanhu ngunhu
Makanzwa njuuuzzz run ,tiza neulenyu hwako😢😅😢😕
Haaa gogo ava vakurova vanhu ne psychology hahaha chiri kuonekwa hapana zvapo guess work yega yega😅
Mbuya ava vanomisidzana naTasvu here available 😂😂😂
Mai ava apana chozikanwa vanhu mavakungotenderera chaiko
N'anga dzoda shamhu idzi mambo vane njere asi n'anga iyo hapana chozivikanwa 😂😂😂😂
Just when l thought l had seen it all😂😂😂😂😂😂🙌🏾
Song maitadza muchembere.........Machembere kwatabvira kure kure nenhemho makatarisa muchiona zvinondinonetsa mumoyomancu...
Straight forward, mbuya ava havaputsi vane chikoro chehun'anga. Vari kunongedza zvakachenjera...well done ambuya
Hakuna chinonzi kunongedzera zvakachenjera. Zvavarikuita is giving vague information so you then feel in the gaps to your own understanding. Verenga Star Sign yako you may think irikuenderana ne zvirikuitika muhupenyu hwako. It’s called Barnum effect The psychology of self deception.
Varikutaura kuti pane dambudziko zvedi uye mauyiro arakaita....vari kunanga chiri kuseri kwemunhu. Zvoreva kuti chiri kuseri ndochinoda kugadziriswa .
Ukananga munhu direct unopesanisa vanhu.Ava varikunanga zvakangwara,zvine chikoro chemweya wematare mukati
Ndivo vemucheka weretso kaaaa vekuchenesa Peter😂😂😂😂
Aikaka machembere nemusikana wemadziva panguva imwechete sei futy.
Team iri kuchekerwa nyora inyaya yekuti ukanobata futy huroyi hwako unofa 6fit down and sekuru tasvu havarambi kubvunzwa vaya chandoziva muroyi haabvume kunyangwe zvodii,zvino 3days nagogo mugomo vasina kudya vanodzikurira here lets hope havanwe mapiritsi ebp
Kano nyepa kan'anga aka
Apa kupedza data redu
Mbuya kabeauty makapihwa sei varume
Acharoora vapwere ndiyan nhai imi😂
😂😂😂😂 mwari pindirai chiii chakadai
Ivo mambo mutasa ava vakangopusa pusavo kutonga vanogona asi havaziv kwekuendesa vanhu kun'anga dzogona ava vemucheka weretso vakadhakwa ava hapana zvozikamwa apa
Stop blaming my chief ... Mambo havatsvakiri vanhu munhu
Aaah saka hauzive vanhu vakangwara imi ndini makapusa usingaonere
Musati mambo havatsvagire mubatsiri apa vakatsvagirwa cz vanhu ava vakauya vachiti ndakamanikidzwa kuenda kwatasvu nevana saka iyi directive yamambo mutasa
Nanga iyi bodo🙌🙌🙌
@@ednatopez7612 inojairira kusvutisa vanhu fodya ngaisvute yoga apo
Vanonyepa mbuya ava vanopesanisa vanhu mahara
Tongoda mafects nangai pane point chete not zvetunhoroondo chokwadi snacho kare wakaudzwa. Sakuru tasvu uyo mchinda
Mbuya avo vanonyepa vekwaduri vakati😂havana chinhu mukotsanjera akavabata chimbono😂kurai gogo pakushopera apo
Asi mambuya aya ihama dzaMambo??
Shuwa bvunzavo hako becoz mambo sei vachiendesa vanhu kmunhu asina zvaanoziv uyu aaah zvobhowa izvi nhasi hpadi mucheka weretso hr kkkk
Mai vepangi imi munonyepa
Namatai Mwari musiye zvese izvo
Aya mashura hakuna n,anga yakadayi ... Mukotsanjera ❤
Uuuumm apa ndoona sekuti dzokai kwasekuru tasvu mai avo vatadza basa gomo nderei futi iwe uchiti unopedza why why😂😂😂
Chiremba kachirungu kabvepi futi,nguva yamaTsanga kwakusina chirungu😅😅😅
Ava mai vanoona zvavo ,apa vanobudirwa nemashavi akawanda .
Uri n,anga yepi usinga zive dare rafambira vanhu please vanhu musaitiswa
Mai ava no no no no Bodo ndomahumbwe aya
Dha, dhakwa, dhakwest chaiyo iyi. 😅😅
*Mbuya vacharohwa one day chete mark my words good ppl ,Aya mbuya vakuenderera vachinyebera vanhu vanovhunza zvese *
😂
😂😂😂😂😂😂😂
Baba avo ngavadzoke kwa tasvu.
Iwe endakwa Tasvu
Ko svikiro rino taura chingerengere kuti generation connection sei
Hukunawo chief vanoda kushandidzana neni here titore bag nemombe
Mbuya iyi ma1 hun.anga hwakadai hunotukisa mudzimu iripavari kuti ingozi or shavi rekunyepa
Mbuya ava vamboita kunge vane mudzimu
Kukazouya njuzu Kukazouya ndimi
Unozvishaira pazvo
Vane mudzimu pamwe chete nema njuzu like sekuru Shumba
@@mildredmharira8764But vaSekuru Shumba vanosvika one, one. Ava vanoti sentence yenjuzu, next vakunge mbuya, next sentence vakuita kunge homwe.
You can say that again. Wanted to say kuti maziviro andinoita munhu anopoterwa kana dzimu rasvika rinotaura nezwi remunhu wacho achararama panyika, manje apa handisi kuona difference yehomwe nedzimu. Zvinhu zvachoo sooo 🤔
H Go fr in ß bed fs SM fde be😂h FC CF@@mildredmharira8764
Wkaonawo zvandakaona pane ndimi,vemadzivajuzi nasekuru kkkkkkkkkk
MAMBO WANGU apa ndakunyarirai zviiko zvakadaro padare
Pabikwa mbodza apa , kana ariwo masvikiro acho haa itai moga jesu akauya
Agara anotobika mbodza every time
Zviiko izvo nxaa endai kuna sekuru vaye vane ma dimples
Hapana kana zvirikutaurwa apa
Mbuya ava vakachenesa mudhara Duri asi akazonobatirwa zvinhu zvake naMkotsanjera. Ini handicha mbova believe
Hagoni chunhu uyu haiwa akudzidzira kubira vanhu mari uyu
Hakaone ako
Hakaone ako
Havana kuvachenesa . Nyaya yekwa Duri yaive ngozi ya Kupemba. Mdhara Peter ainongedzwa pakufa kwevana but it was not him. Iye hake aiva akatora mushonga wekuzvichengetedza pachake. Mafuta ekuzora.
Mushonga wacho wekuzvichengetedza Havana huutaura saka tinoti vakacheneswa.Tsanangudzo hadzifaniri kuti ufungidzire Mukotsanjera haana chaakasiya pangozi nepemushonga zvese zvakapatsanurwa ndokugona basa kwete zvefeja feja
Ngavaende kwa Prophet Miracle Paul
hapana paye ,zvekunyepa zvega zvega
Mumatare makuponda macamera futi? N'anga dzemazuvano hadzichina makumbi
Ndivana madzimai Magadalene vanoda kutonasuka kwasekuru Tasvu
Chief basa summtimes vanogona but pan'anga iyi haigutsi inenge tichikudxidxa chin'anga chayo chinenge chemumabook hachisi chekuzvarwa nacho
Mambo tun'anga utwu munombotuwanepiko...twe feq...
Mahure arikumbobvepi mumatare aya ....dhemet mhani tipeiwo vanhu vane chiremera pliz Mambo..N'anga inogerwa bhibho makaiwanepi.....ko iko kuimba kunga kanyenze😢
Saka wakamuona achihura nani ko iwe uzvibate hure ndiwe chingotaura kuti havagoni chete
Kkkkkkkk
Kupengera vanhu wakakwana hre mukadzi iwewe tibvirei uko tsvàga basa plss wanzwa chii ichocho ndanyara
Kupfekenura bhachi, kubvisa huroyi, gona ropedza vanhu, huroyi, saka mudzimu wambuya awa, ndewechirungu , unotenderera chaizvo.
Ha kambuya ako ndeke kumama 😂handitopedzere data pamarara ndakutobva
Peter Duri akanzi naMagumbo muroyi vanhu tikaramba, ambuya ava vakamuchenesa asi Mukotsanjera akabvisa zvityiso. Ambuya musanyepera vanhu.
😅😅😅😅 ndozvandakaonao ndega
Ava mai ava vese vanonzi varoyi kwevari vanoti kuberekeswa kkkkk pwaaaaa rubbish kumatare
Mambo ngavarege kuunza tun'anga utwu hapana zvinozvifamba nawo Ava sekuru Mukotsanjera is the best
Ndevekukwesha vana nhova ava
Ko iyo na,nga ngaishopere zve tinzwe kuti chanetsa chii
Mmmmm kana munhu asingazive ngaangoti handizive...
My name is Elizabeth musikana wekumvura😮
N'anga iyi inorasika zvinotobhohwa chaizvo. Ngaarambe mudzimu wake uyo uri kumunyepesa uyo asati arohwa nevanhu. Nxaa
Uyu sure wakaenda kumandoga
😂😂😂😂😂😂😂😂😂aaaaayaaaa uyuuu muimbi uyuuu hatina zvatanzwa kana chimwe zvacho.
Muchazvirega zvekunyanga kkkkkk kuputiswa fodya
Chief Mutasa pan'anga iyo mavakurasika
Hapana zvinozivikanwa apa
Varoyi chero karikamuroyi foshoro ngakasotwe zvorwadza kasafambe kachiita so after kabuda mudare ava sisi zveurombwa avazvigone kana kuzviona
Chief Mutasa is good when it comes to constitutional law it seems as if he worked kumacourts .Here comes trouble panyaya dzehurombwa nekuroya haaa ipapo havapagoni.Apa panoda Headman Chigodora ndopavo chaipo and vanopedza.Chief Mutasa vakakanganisa pavakati vanhu vakanwiswa mudzepete as if he proved it.Ko kana waive mudzepete vakanwiwa nevanhu vese why vakadhaka munhu 1?Marapiro anosiya mimwe mishonga inonwiwa ,kuzora kupfungaidira kana kutemera saka hatingati kana ukanzwai hauna kurapwa zvakanaka.Sekuru Tasvu is traditional healer with proven and traceable record with reference to Simba wekugwesha dai vachiita zvekunyepa angadai akapora here?Mbuya avo naMagumbo same group hapana zvozivikanwa kutoshaya kuti vanhu vanenge vachiterera chii pafeja feja .Ini handingambitirwi zvakadai ndakatarisa
Tasvu anonwisa vanhu mudzepete
Mudzepete wacho unonwiwa nevanhu 5 wodhaka munhu 1 sei? vakadii kudhakwa vese.Tasvu anonwisa muteyo kwete mudzepete.Kana pakanzi pane akadyiswa anoda kurutsiswa kana tikanwiswa tese asina kudyiswa anogorutsei iye asina kudyiswa .Chitipaiwo 1 chete munhu akabatsirwa nembuya yefeja feja iyo
@@ClementTahuona😂😂😂
Vabatwa futi baba avo .2nd asi vanezvinhy zvavainazvo mushonga wakapanduka
Bt kubatwa vakabatwa havo kkkk
Mambo ngavaise imwe n,anga iyi taikonewa
Dare rangu rinoda mucheka weretso kkkk
@@constancemarifiye6658 aaaa undatozvishaya ndabva ndaozvisiya mambo ngavaise rimwe svikiro nt iri kkkkk
Ava bodo hapana hapana vese vanoti akachena vakaenda kwamukotsajera anobatwa
@@ednatopez7612 ndunovimba mambo atinzwa
@@ednatopez7612 zvotonyadzisa zvichibuda pamhepo uchinyepa wakatariswa nezimbabwe chikumbiro mambo isai imwe n,anga iyi taikonewa other wise totiza channel ATI di kubirwa takatarisa
Hakuna dzimwe n'anga dziri nani kwaMutasa here? Vanhu vekwaDuri vanga vaiswa mudondo nayeuyu
Problem vanofungira avaoni chinhu ini ava gogazi andicha tarisi ndikaona dare richifamba naivo😂
IN'anga ipi inotaura chirungu chekuti makagara in order iyii n'anga ndoikundawo iyii
🎉love u gogo mataura chokwadi nyaya yemudzepete uye hamuna kuda kurwisa vanhu
Vatuka Tasvu kutiakanwisa vanhu muzepete
Mamba vanofanira kuvona ma videos edare rinenge raitwa nekuti vanoona tinozofunga kuti n'anga dzekwamambo hadzione chinhu
Nyaya imwechete.hapana zvasiyana dare rekutanga nerepiri
Mbuya avo hapana chavanoona gogo magumbo vari nani
Baba ava kungo nyara kubvuma vanoda mhiko
Apa unenge waisa yematare 😅😅
Apa hapana chinozivikanwa
Hameno kuti mambo sei vachifarira n'nga iyi ndeye nhemq nhema
Kokudzokera kwa Tasvu coz this time sachakwani is angry arikukwachura varoyi
Do u know kt zvamunoona pa camera sandizvo zvinoitirwa munhu wese ,zvepa camera it's for business ,endayo unoona
@@ChipoMponde iwe Vanogona sekuru vaya ini family yangu yakabvako last week vese vakapa kutenda
Vakapiwa mukana wekuenda kuvanhu vatatu vakasiyana to confirm if mudhara achibata bata
Vaudze
That FAKE n'anga
Maiti ndanwiswa mudzepete ko apa futi wakupihwa bute kkkkkkk
😂😂😂😂 go and see Victor
Go and c Victor waputiswa mbanje😂😂
Jeremiah 33vs 3 inoti danai kwandiri chakunzwai ndichakuratidzai zvakawanda zvamusingazive