prophet miracle Paul _ Vauya nemwana wemurungu

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 28 тра 2024

КОМЕНТАРІ • 120

  • @LacksonMukungwa
    @LacksonMukungwa Місяць тому +11

    She saved someone’s life and is not a self centred woman. She is a Good Samaritan indeed. Good bless her.

  • @julietchivhanga3054
    @julietchivhanga3054 Місяць тому +20

    Mai ava vane zvavasingade kuti mwana anwzwe chete

  • @phiniasmusaure8269
    @phiniasmusaure8269 4 дні тому

    Ndinotapirirwa chose murume uyu chibaba haasi wekutamba naye, l like it

  • @pastorjj5226
    @pastorjj5226 Місяць тому +13

    Mwari ngaaropafadze amai vauya naye zveshuwa ndosaka vat mwana we murungu wangu she saved life that's why aramba kubatsirwa hake ropafadzwai amai

    • @patiencemukudu4882
      @patiencemukudu4882 Місяць тому +1

      And ukachemera kurarama kweumwe newe watorarama .mai ava zvavo zvatoita through kubatsirwa kwemwana iyeye

    • @DouglasMakore
      @DouglasMakore Місяць тому

      Amen

    • @user-ej9mm1yt1h
      @user-ej9mm1yt1h Місяць тому

      Welcome amai. You saved a life.
      God bless you

  • @mollyjena
    @mollyjena 14 днів тому

    She is a blessed woman
    Who are we to judge her

  • @BarbaraMachinga
    @BarbaraMachinga Місяць тому +8

    Ndirwo runonzi rudo,ida mumwe vako sekuzvida kwaunoita

  • @markomasumba9841
    @markomasumba9841 Місяць тому +4

    Ndo inonzi agape love.chindini ndo chaurayisa nyika yedu nevanhu zvose.Gogo avo.muitirwe zvakanaka na Mwari for your selfless love

  • @MarbleZie
    @MarbleZie 29 днів тому +1

    You saved a soul amai Mwari akurangarirei nemhando yepamusoro

  • @zibusisovellah6111
    @zibusisovellah6111 Місяць тому +2

    Selfless love mama. Itirwai zvakanaka nemiwo

  • @lilychipazi8390
    @lilychipazi8390 Місяць тому +18

    Uku ndokusakwana. She could have allowed the prophet to help her and then ask that the prophet help mwana wemurungu. On the other hand, this lady has a good heart. May the Lord bless her for her selflessness. She has rescued a life.

    • @champobwalya3514
      @champobwalya3514 Місяць тому +4

      May God bless her,she has a huge heart of gold,the fact that she has been attending this church for 6 months and the prophet located her only for her to suggest he talks to mwana we are murungu wake,Mwari ngavamuiterewo zvakanaka,it is well with her ❤️❤️

    • @liliosatariroguta8250
      @liliosatariroguta8250 Місяць тому +12

      Ane moyo wakanaka asi vanhu vafunga kuti akapusa.

    • @user-mc8ij2lh4w
      @user-mc8ij2lh4w Місяць тому +4

      Aribhoo mudzimai uyu nyaya dzake haadi kuti dziziikanwe nemwana werungu

    • @natashahweru9479
      @natashahweru9479 Місяць тому +8

      Mukadzi uyu ari right ufunge

    • @lilychipazi8390
      @lilychipazi8390 Місяць тому +1

      @@natashahweru9479 I acknowledged that on the second part of my comment. I still feel that she could have been helped as well. I hope she was since the video is short, it might not reflect everything.

  • @ShamisoChigodora-cp3do
    @ShamisoChigodora-cp3do Місяць тому +4

    Amai muiitirwe Zvakanaka naMwari kuita chakanaka wazviitira🙏🙏

  • @ChawaDorcasMakombe-wh1ix
    @ChawaDorcasMakombe-wh1ix Місяць тому +3

    The lady saved a life.do u people know Kuti unenge wazama sei kutaurira munhu maitiro anoita Mwari wekuchurch kwenyu.she did a good thing

  • @freedommukutulu6630
    @freedommukutulu6630 Місяць тому +3

    This is like intercession when you do intercede for others you issues would be solved Job42vs10

  • @trisssingaga8076
    @trisssingaga8076 Місяць тому +2

    Well done amai ma saver upenyu hwemwana

  • @user-wr3qo8ig1x
    @user-wr3qo8ig1x 29 днів тому

    Vanorwara mai ava huhuu

  • @RoyaleHighness-fi6uz
    @RoyaleHighness-fi6uz Місяць тому +1

    I would have done the same too. God being God havaizosiye nyaya dza mai avo dzisina kugadziriswa. Kupfura 2 birds with 1 stone. That's being a sister's keeper. If our country ikaita 10 people like mother mama ava it would be a better place to stay AMEN 🙏🙏🙏

  • @charitymlotshwa6094
    @charitymlotshwa6094 Місяць тому +1

    Thank you for saving a life you are one out of a million ❤️ ♥️ 💖 💗

  • @Momomomo1
    @Momomomo1 Місяць тому +2

    Well done kuna amai ava

  • @AlisonMpikwa
    @AlisonMpikwa Місяць тому

    You are doing well prophet of living God

  • @NobertParadza-hk9hx
    @NobertParadza-hk9hx 29 днів тому

    Amen amen

  • @user-rg2wj3ko2g
    @user-rg2wj3ko2g Місяць тому +1

    Mwari varopafadze mai ava sure vanemoyo wekubara

  • @EmmaChiome
    @EmmaChiome Місяць тому +1

    Munogonesa prophet rambai makadaro

  • @user-xi9ck8ij7d
    @user-xi9ck8ij7d Місяць тому +2

    Amen mwari ndibatsirei marriage yangu mwari

  • @PaulineChirembwe
    @PaulineChirembwe Місяць тому

    Amen

  • @ZvichaJandura
    @ZvichaJandura 27 днів тому +1

    Pakaipa

  • @user-wr3qo8ig1x
    @user-wr3qo8ig1x 29 днів тому

    Uuuuu mai ava uuu

  • @GeyDotNaboom
    @GeyDotNaboom Місяць тому +1

    Wozodei wanzwa chokwadi chakadai famba Prophet Miracle Paul haa ichi chibaba mhani ichi

  • @SeleYusuf
    @SeleYusuf 22 дні тому

    Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk papa ava so ka

  • @BelindaWarikandwa
    @BelindaWarikandwa Місяць тому +1

    I can't wait to meet this prophet .Amai kuita kunge vainamta kwalsheamal

  • @user-yj1qf3uw2r
    @user-yj1qf3uw2r Місяць тому

    Ndokumbirawo kubatsirwawo inin prophet 😢🙏

  • @graciousmugobi5976
    @graciousmugobi5976 Місяць тому

    Amen Mwari ngandibatsirewo

  • @tapiwanashebanda5362
    @tapiwanashebanda5362 Місяць тому

    Mwari ngaàkuitirei nyasha Amai munemoyo murefu

  • @SandraMumba-vv5ir
    @SandraMumba-vv5ir Місяць тому

    Ava avakukukwana sure Mwari vakushanyira woramba

  • @fadzaibanda
    @fadzaibanda Місяць тому

    I receive man of God

  • @josephmutyanda6596
    @josephmutyanda6596 Місяць тому

    Ur the best prophet

  • @memorychidavaenzi9896
    @memorychidavaenzi9896 Місяць тому

    Amen man of God ..Mwari ngaandiwanirewo nyasha

  • @user-xd5vn6kk5o
    @user-xd5vn6kk5o Місяць тому

    Amen Mwari ngavandibatsirewo

  • @user-ej9mm1yt1h
    @user-ej9mm1yt1h Місяць тому

    Well done amai. You saved a life.
    God bless you abundantly

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 21 день тому

    Zvakaoma

  • @user-jj8st3il4v
    @user-jj8st3il4v Місяць тому

    Mwari wemazvokwadi ndomudawo Profet Miracle Paul vana vangu vachengetwe nezita raJesu

  • @sarusoko9785
    @sarusoko9785 Місяць тому

    Amen 🙏 neniwo ndinamatireiwo munhu waMwari

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k Місяць тому +1

    I receive prophet nenivo ndinoda mwana ndibatsireivo

  • @user-qt1pq2jn2h
    @user-qt1pq2jn2h Місяць тому

    Amen Mwari ngavakudzwe chokwadii amai avo Mwari vavarangarirawo

  • @wyneiris9537
    @wyneiris9537 Місяць тому

    painful ndabva ndafunga song inonzi madhafela

  • @JosephinePenyai
    @JosephinePenyai Місяць тому

    Dai ndiri ini dai namatirwa ini

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 Місяць тому

    Amen and Amen 🙏

  • @SerbianZhuwawu
    @SerbianZhuwawu Місяць тому

    Amen prophet

  • @EunahNyanzou
    @EunahNyanzou Місяць тому

    glory❤

  • @mhofuyemukono6191
    @mhofuyemukono6191 Місяць тому

    Mwana waMaria exalted God

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t Місяць тому +2

    Vese ndavaziva especially Munashe wacho ...mwana weMbinga ndevekuBorrowdale ava haaa

    • @SeleYusuf
      @SeleYusuf 22 дні тому

      Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk

  • @NyikaGave-ww4wz
    @NyikaGave-ww4wz Місяць тому

    Ayiwa Sisi avavauya neMwana wemrungu vanezvipande zvavo😂

  • @chinguiraineveschevafranci1331
    @chinguiraineveschevafranci1331 Місяць тому

    Amen 🙏🙏

  • @faithymuchinjiko-kp7tb
    @faithymuchinjiko-kp7tb Місяць тому +6

    Ndaiti vana vadiki chete vanoita zvisina nebasa rese Mbuya awo panezvavarikutyaa chete

  • @sekaingwenya5933
    @sekaingwenya5933 Місяць тому

    Hallelujah

  • @graciousmugobi5976
    @graciousmugobi5976 Місяць тому

    Neniwo profert

  • @mylesletang8811
    @mylesletang8811 Місяць тому

    Amen 🙏

  • @user-wt9ne6cf2b
    @user-wt9ne6cf2b Місяць тому +1

    Mai ava kusatokwana chaiko

  • @user-cf9bu3di1t
    @user-cf9bu3di1t Місяць тому

    Mai
    Avo
    Vanodhunya

  • @user-zc1tb3gi9u
    @user-zc1tb3gi9u 9 днів тому

    ❤❤❤❤

  • @Jacqueline-gb5hn
    @Jacqueline-gb5hn Місяць тому +1

    Vane secret behind yavasingade kut mwana waboss azive vanenge vanodanana naboss

  • @wyneiris9537
    @wyneiris9537 Місяць тому

    ini handinei nezvakawanda but prophet vakangomhoresa chte ndingafare

  • @user-cg5eb1bu5v
    @user-cg5eb1bu5v Місяць тому

    Mai ava vanopenga , vasingatofari kuti nyaya dzavo dzasikanwa

  • @patriciangido5861
    @patriciangido5861 Місяць тому

    Amen!

  • @shingiraifrancisdzingiso7211
    @shingiraifrancisdzingiso7211 Місяць тому

    Amen and Amen

  • @fatherflower4148
    @fatherflower4148 Місяць тому

    Kana usati varurama usatsvaga rubatsiro mai avo vanoziwa nzira dzawo uyr havasatj vatendeka kana zvawo zvaita mwari anovagamuchira

  • @marianmamvura2952
    @marianmamvura2952 Місяць тому

    Yaa ndazvionawo

  • @user-lf8ms6tv1o
    @user-lf8ms6tv1o Місяць тому

    ❤❤Amen

  • @Thobskyle
    @Thobskyle Місяць тому

    Ameeeen 🙏

  • @user-oc4ce6yn5i
    @user-oc4ce6yn5i Місяць тому

    Dai vabatsirwa vese nemwana vemurungu

  • @esinahladye4089
    @esinahladye4089 Місяць тому

    Moms iyi ayina kukwana shm

  • @lighfordmatsiwo2271
    @lighfordmatsiwo2271 Місяць тому

    Nyaya ya mother avo yatogadziriswa nezvavatoita izvozvo .Anemoyo wakanaka uyo

  • @RonnyGwatida
    @RonnyGwatida Місяць тому

    Mai ava vakaba kubasa vanotya kufumurwa

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 Місяць тому +1

    Pamwe unoona nhamo ye umwe yakanyanya kudarika yako magona mai imwi

  • @loycemazhindu8782
    @loycemazhindu8782 Місяць тому

    Abatsira mweya vamwari vangauchina kuzviuraya

  • @luckmoretiki6483
    @luckmoretiki6483 Місяць тому +1

    Amai ava vari ryt pahu wrong hwavo because munhu angoakurasikirwa nehupenyu kauyu

    • @annaniassimbarashemudavanh465
      @annaniassimbarashemudavanh465 Місяць тому

      Pamwe nguva zhinji ndivo vanenge vainaye saka vari kuziva kuti akazviuraya ma1 avo saka varamba kubatsirwa ivo.

  • @tynosiya696
    @tynosiya696 Місяць тому

    Munashe ndiye weka voice record kekumbotenderera kabby aka kachit mwari akuitire hutsinye

  • @user-oc4ce6yn5i
    @user-oc4ce6yn5i Місяць тому

    Prophet please locate now

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 Місяць тому

    Kkkk pamwe anotya kufumurwa kuti arikuba kubasa

  • @BiaBianca-qn5tx
    @BiaBianca-qn5tx Місяць тому +2

    Amai Ava problem chaiyo dai ndirini ndafara zvekubata denga

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Місяць тому

      Havasi problem but vafunga kuisa yavo nhamo paside vombobatsira uyo kuti asafe but still Mwari atovayambutsa zvakadaro

    • @BiaBianca-qn5tx
      @BiaBianca-qn5tx Місяць тому

      @@nomsanyika151 no she is hiding something behind

  • @user-oc4ce6yn5i
    @user-oc4ce6yn5i Місяць тому

    Ko varikurambirei amai ava kubatsirwa

  • @MelodyMbanje
    @MelodyMbanje Місяць тому

    Hadzimo amai ava

    • @SeleYusuf
      @SeleYusuf 22 дні тому

      😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅kuchengetedza basa

  • @user-mu5hi3th6y
    @user-mu5hi3th6y Місяць тому

    Pamberi nebsa muprofita waMwari

  • @tendaimichaelsakarombe6100
    @tendaimichaelsakarombe6100 Місяць тому

    Mai awa hamusi kutambawo pada nemunashe here??kuramba kwenyu pamwe mukurowa kwese kana kusiri kwaMunashe kubva KwaMudhara wacho chaiye

  • @SeanSunday-rv6uz
    @SeanSunday-rv6uz Місяць тому +2

    Mai ava vanopenga chete

  • @faithymuchinjiko-kp7tb
    @faithymuchinjiko-kp7tb Місяць тому +2

    Prophet munozonyanya kuwanza mharidzo

  • @blessingsibiya250
    @blessingsibiya250 Місяць тому

    But is t fare Kuna Munashe

  • @miguelnehm5791
    @miguelnehm5791 Місяць тому

    Kupusa kwacho mukadzi uyu kutaurisa futi that’s why some people stay behind. Panamwari hapasi pekuti murungu God is no respector of persons

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Місяць тому

      Haana kupusa mukadzi uyo ipapo Mwari vatomuyambutsawo

    • @miguelnehm5791
      @miguelnehm5791 Місяць тому

      @@nomsanyika151 loyalty yacho 😂😂

  • @joylenetiba8412
    @joylenetiba8412 Місяць тому

    I was angry at this woman... but then realised that she saved this girl's life..God bless her and answer her prayers.Amen

  • @user-ct4qj5gs8v
    @user-ct4qj5gs8v Місяць тому

    Amen

  • @marianmamvura2952
    @marianmamvura2952 Місяць тому

    Vanopengesa amai ava watowanirwa nyasha hako

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t Місяць тому

    Uribenzi remunhu ...kushandirwa kwemwana wemurungu kureva kuti newewo

  • @user-ze6dn7ew3c
    @user-ze6dn7ew3c Місяць тому

    Amen

  • @mehlulimaphosa
    @mehlulimaphosa Місяць тому

    Amen

  • @user-ps4ss4wc3h
    @user-ps4ss4wc3h Місяць тому

    Amen

  • @kudzaimurove4364
    @kudzaimurove4364 Місяць тому

    Amen