I think its high time to protect men alao against violence. Everything in this world is about women and children whilst men are slowly becoming victims in the society. Lets juts say NO TO VIOLENCE . every life matters , every age matters despite of gender 🙏
Typical apo maburitsa zvinoitika chayizvo. Mukadzi akatsvaga help ndozvaanoitwa they trivialise it. Akazosiya murume the same relatives vanenge vave kuti "hapana chatinozova...dai makatawura". Akapondwa zvonzi akadii kubva.
Good and brilliant initiative there, There are however issues you needed to address, there are victims out there who were actually looking forward to learn the steps to take. It would be nice if you had also included the various organizations out there to assist women in this predicament. Most women can't take this brave step for fear of further victimisation and lack of financial independence and fear of being a social misfit kusiya imba and murume, I feel you can incorporate all these 3 aspects so that we help our women.
It was to be ok if the perpetrator was eventually arrested and brought to book. Unless if it's a series. The impression will be it ends like that! Good awareness though.
Kana vanhu vatadza kuwirirana ngavangorambana simple!zvimwe zvacho vakadzi vakuda kutisizer manje kana usisade murume just leave him zverape imi makaroorana that's bullshit
Rasta andipedza......you shud give him some mo roles.....but I agree with rasta and Patricia.....zvemudzimba hazvitimbodi zvemapurisa izvo zvinoda kutaurirana between the two parties that is husband and wife,other than that hazvibude
Nigel solving problems and not causing them for a change
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
I like the statement "because u ae doing it it doesn't justify it"
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Kutonzwa kushatirwa because this is the sad reality of many! Nxa
I think its high time to protect men alao against violence. Everything in this world is about women and children whilst men are slowly becoming victims in the society. Lets juts say NO TO VIOLENCE . every life matters , every age matters despite of gender 🙏
True
Hanzi don't cry, wakadaro unenge wakundiitisa hasha😂😂Nijo rova Patricia uyo nemurume wake
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
😂😂😂😂
Team Comic Pastor, Slick Pastor, Patricia, and Team Magtom Media Baba Juju, Izzy, Mai Juju, Smally chiborovaika chi Expendables
team juju vakorinde
Ne Angel arts production Ngoni namai Tanya
Wasiya mandebvuuu ipapoo
Wasiya NB
Wakanganwa mother pamusika😅Gamu
Typical apo maburitsa zvinoitika chayizvo. Mukadzi akatsvaga help ndozvaanoitwa they trivialise it. Akazosiya murume the same relatives vanenge vave kuti "hapana chatinozova...dai makatawura". Akapondwa zvonzi akadii kubva.
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Chokwadi
Nijo alwayz the best ,keep it up Rasta thot ndezvekuTiktok keep it up ,keep on growing..
Can’t let him live with that beast 😁😁😂
Wooow welldone guys,voice ra Rasta kuseri
voice raRasta 👏
Rasta akatobatwa zvake🤣🤣
@@wondermare6045 kkkkk ndomaonero andaitawo fut 😂
Good and brilliant initiative there, There are however issues you needed to address, there are victims out there who were actually looking forward to learn the steps to take. It would be nice if you had also included the various organizations out there to assist women in this predicament. Most women can't take this brave step for fear of further victimisation and lack of financial independence and fear of being a social misfit kusiya imba and murume, I feel you can incorporate all these 3 aspects so that we help our women.
I know the frustration tt comes with sitting down with people who don't reason haaaa kunzima... Unoita kunge ukutaura nemapenzi
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
😆😆😆
😅🤣🤣🤣 imagine
Good teaching. Thank you so much guys❣️
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Jah B 🔥
The problem is the system... Big up team
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
I like the statement 'munhu ofira mumba here'
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Rasta try to sing u have got a very good voice spot on.
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Ummmm kkkk iwe watipirei basa
Patricia anofanira kungorova akatsamhirana naNijo kusame side ndokuti paite kapower🔥
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Well done guys ... .. jah b hanzi voice , waenda 😊
Pane zvimwe guys vanoenda kun'anga ngavaende havo handigarire kurohwa yoooh🙅 very educative thanx family
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Nijo l need to see you personally. Honestly you inspire me
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
🤣🤣🤣🤣🤣🤣Hanzi unomuka 1 day wakaoma kkkkkkkkkkkkk
ua-cam.com/video/_fyAtDIk1uQ/v-deo.html
Explanation yekumuka wakaoma pa second part kkkkkkk
Shout out to Jah B all the way from Tick tok
Hongu chakafukidza dzimba matenga but varumr musarova vakadzi venyu
I think this qualifies as Zimbabwe national dress code for women. Long sleeved sweaters, Zambia nedhuku🙏🙏
nigel ndipo t shirt iyo your label im a very big fan...ndouya kupi kuzotora komborerwai nashe iyo
What u dont knw munhu harowe asina zvaita moto haubvire pasina hutsi vakadzi vanodherera
avo Dread avo energy ravo riri below standard
This is very sensitive........good teaching
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Vabereki vemazuvano havavhadzidzisa vanasikana kut kana vaakupinda mumba vanoita seyi so vamwe vakadzi kuona kunaka kunze chete bt pasina kana chinoziikanwa varume tirimunhamo vamwe havagone kuayina chaiko iye wacho kugeza anogeza kunze chete kkkkkkkk.Anyway chakafukidza dzimba matenga
Hanzi, "totomborovana" kutozviita normal. Nhaimi. 🙄
Kkkk dzimba ndozvadziri umwe achikuvara.kuda kusimbisa side rahanzwadzi tete
Keep on the candle burning guys...# Jah B
Yeshua loves us all
Rasta ndivo Chioto hre🤷♀️
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
😂😂 hadzi lni ndomborohwa ungati zviri nice
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Unenge wati ndirikunobatsirwawo😂
"Unoti munhu ano chinja ari mhondi." lol
Raster voice renyu ma 1
Right, varume. Ini ndiri n’anga! Ndinoti musauye kwandiri muchifambira matare edzimba.
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ndimi mapedza kuparadza mamarriages muchipa mahure mishonga yekudestroyer mamarriages vatore varume vevanhu
“Kudzikurumudzira”😂
Zvinoitisa hasha izvi
aaah rasta vavasina misa here avo
Jah B I saw you
🤣😂🤣🤣 nijo nijo unondikadza
🤣🤣🤣🤣beast mukwasha
Amana mauya nemota kaa imi maisepi
Chakafukidza dzimba matenga....ras statement!!!!
Kungogumhwa,hanzi ndarohwa🙆
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
It was to be ok if the perpetrator was eventually arrested and brought to book. Unless if it's a series. The impression will be it ends like that! Good awareness though.
Especially after mentioning the difficult and bureaucratic processes involved in the legal route
Good skit, but Rasta anenge akatorohwa zvake nechamba uyo kikikki
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
😂😂😂😂wakatomutarira anehutano kaa uyu
Mashoko ekuti dzimba ndozvazviri are the worst 😣. .
Nevaya vanoti; nesuwo ndozvatinoita🚮
Rasta for real!!!
Kana tazogara hedu Marriage is overrated in our Society! Unofira kunzi mamukasei mai nhingi.....
Iplay Iplay this Again and Again 😂😂😂😂😂
Uyo rasta mukwasha haatongi ambhuya
Rasta vanonwa hazvina nharo kkkk
Patricia qana iwe imba inodyiwa here
Pahukama peyi🤣😂🤣🤣🤣😂😂
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Well done guys
Nijo Na Patricia opposite sides uhhh hazvina ka that kkkk
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Nijo wajamuka ndati but its true
Haasi mukadzi wanijo hre
advert inongoti vakadzi vakadzi varume varikutoonawo moto nevakadzi
You are married to Christ and not each other ..period
Nijo rova vanhu
Patricia soo polite 😂😂😂😂
No to abuse, no to those beasts 😷😷
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
KaEnglish katsano Nijo kkkkkkk sando
Mukwasha akangwarisa uyu😂😂😂😂
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
voice ra Raster ungati ndi Thomas Mkanya Mapfumo
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
After comment reading now I'm relistening for rasta's voice
👏👏👏thank you
Rasta like Thomas mapfumo
Nizhero muri sei
Mmmm tete munofanirwa kutora hanzvadzi mogadzirisa nyaya asimurikuto supporter violence zvinowanikwa kumadzitete kkkkkkkkkkkk pamuchatanga kukwapaidzwa one day kaaa munoziva kati muroora ranga risiri punch bag reboxing
Kkkkkkkk hapana mupurisa
It's the voice ra rasta for me. Aisa chii pahuro
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Ndovoice rake 😂😂
😂😂😂😂😂😂😂ndodiniko nemasese aya
Vakadzi havarohwe
Jah B😂😂😂voice iro
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Patricia nemurume wako Patricia nemurume wako Pa ..... How many times did I call you?
Patricia😅😅🙌🙌🙌
Voice remuface uyo yooo
I can't let her live with that Beast
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Gogoi pano. Pana Chioto here?
😅😅😅
First 🤗
Kana vanhu vatadza kuwirirana ngavangorambana simple!zvimwe zvacho vakadzi vakuda kutisizer manje kana usisade murume just leave him zverape imi makaroorana that's bullshit
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 haya
Unonaka nijo
2+ dislikes idzo varume vakarova madzimai avo nezuro nxaa
Number 9
Rasta mbanje
Ko Rasta vane voice raMapfumo, are you related
ua-cam.com/video/6m_aFk5iYnc/v-deo.html
Nijo hyc
Nijo 😂😂😂😂
Welldone guys 😂😂
Nijo
👋
Nijo kkkkk lol

jah B