Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
I can't believe Macheso could now speak Kiswahili that far. Salute
Ndiyo inonzi Live music manje iyi. The audience will appreciate this day later in life...excellent Macheso
The sound quality is super, am surprised
Haaa baba shero vanoridza gitare ,chipo chenyu hachina vakawanda,dei mwari vakuwedzerai makore akawanda.
Basa sebasa ichi chipo chinofadza munhu wese neakakuberekai father macheso ddy sharo chibba
Improved vocals. Like it love it.
Great performance ...keep it up mberikwazvo
What it comes to macheso is possible kkkk i salute
I really love this song with my whole heartedly ❤️❤️❤️❤️✅✅✅
Amana mudhara haapere uyo musanyeperane asiri iye Ngaibake yainzwika kuDZ chete not world wide
phenomeno, mudhara makakomborerwaa kunge mombe yakazvarwaa inebhutsu karee , inofa nadzoo haitengii dzimweeeee. Kuti Taaaaaaa ayaaaaa nzambiiii uuuuuwuuuuuu
The music sounds very relevant, ndafunga tichizvijaya tavakutarisira kroora takatozovaka misha tichisimbiswa ne Orchestra mberikwazvo along side baba Shero,ingonzwa kuti Magariro,Vakiridzo,Simbaradzo iwe e kwaifagwa kusvika mai vapopita
Ha ha ha live kunge original haa sharon idhara
Like baba shero for ever
GUDO IGUDO HARIZOMBOVE MUNHU,,,,,,ZISO IZISO HARIZOMBOVE MHINO
Ayaya ayaya ayaya ayaya
The man him self papa sharo
Level iri richanetsa kuwana anodonhedza.Musacheuke baba Sharo.
Bba.shero
Mudhara kubva kudhara
Dhara idhara harizombove mwana
Takufollower izvi kusina vatengesi, but wapera hako zuro ndizuro kkkkkkk
Mudhara mudhara hauna zvaunomuita
One love babaShero
Baba sharo nice one
Hapana angapikisane nemudhara uyu ,vaive Messi na Ronaldo (Tongai na Macheso)
Ayayayahhh
Haaa apa baba shero makakwenya bass sezvazviri sando dzenyu kuti taa 🤛
Waaaaaalll
Baba shero tinosvika . wedanda mutukuti
Baba shero
Uku kwava kuseri manje
live in Ruwa pamavambo
thanx for watching this video
macheso chibaba look even twuma salad two jamba baba sharo
MAJUZI aripi
Off sick
Unogona
Gd
Lingala lingua
VaChibwe
Latest here?
I love that part kkk j. Kasamba the great
Kariba uyu mupei Sando padance
Andrew Chasvinura but he is not innovative. Majuice is also ok. Zimbabwe will never have a natural choreographer like Franco Slomo
Kkkkkk Babá Shero
Y are there people always standing behind u on stage? They must respect you
Security baba mamonya ka ayo
Vanoita mafaro avepo
Unonxa umwe achot kuwanxa vanhu woda kuti awanze chiiii iwe ukaindepoo uno bureyii ndeipi music isinga wandi vanhu onstage mxm mxm
We are talking abt people who are not his band memmbers, if they are bouncers they should know how to position themselves, coz stage iyo ayina order
Hahahaha...drummer a bit off beat sometimes..
ndegepilot its a style for us drummers i know sometimes it’s fascinating to us but frustration to those with weak ears 😂😂😂😂😂😂🇿🇼
Azopera manje macheso
Zvamotaura mozviona kupi hama
@@andrewchasvinura3271 hauzvioneo here
Chinopera upfu
@@lloydmashangana5584 namacheso fut
@jimmy uchatukisa dzinza macheso isimbi uyo
He was good kare not now.... apera zvake uyo mutsoto zvawo
uri matoto emunhu Felix
@Felix anowanza zvinodhaka too much
@felix unotukisa dzinza iwe
macheso haumupedzi
Chibba ichi wena ichi chipo chabba shero The father macheso kani hazvidi godo izvi kkkkkkkk
Varidzi vemafaro