Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Cheers 🥂 to us vanotanga nekuverenga ma comments
Haaa masvingo haigone gadzikana pamberi pecamera
Zverudo muchazvirega muchati joiner kumbanje 😆😆😆😆 watching from Marlborough Harare
Thank you so much mukoma ❤
Gokwe Nembudziya Nyamhara
Nembudziya 🔥
Masvingo zaka ndiko kumusha ndichiona NdripaPort Elizabeth apo
Thank you so very much ❤
Hooo saka ndiyo skits yacho iyi ndaikutsvaga haudaro hazviko🥲
Mashoko enyaradzo😂😂😂
😂😂😂😂😂😅😅😅😅😅😅sekuru nemuzukuru hnzi zviri muropa haaa mjolo hatina zera nawo 😂😂😂😂😂😂😂😂
Kudzungu nekunyimo .pamunhondo pamusasa kuyenda humbangu kudzoka humbangu tsumo idzi makudzidzwisisa hant 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 madhipisa
Kkkkk
Muchati joiner kumbanje chete muchazvirega zverudo izvi
Manje manje soo 😂
zverudo hazvidi proud ndosaka ndazvidzora ukandisiya baby ndingabongomora😅😅😅😅😅😅😅😅
Muzukuru naSekuru vachangonyaradzana nekukwirana vega vega nekuti hapana achakwanisa kunyaradza umwe 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 zvakaoma
Hezvo
Watching from university of Cape town South Africa 🌹🌉
Thank you for the support
they are all laughin but hurt inside shame
Kkkkkk ndirikuona ndiri pa Durban mujolo hatina zera nawo
Maita ma under age 😂
😂😂😂
ryan na tinashe mugabe,same whatsapp group..munofanira kufambidzana,kkkk ingani dzimba dzamapunza kkkk
Sekuru nemuzukuru 💔💔
𝑰𝒕'𝒔 𝒃𝒂𝒅
ko musikana uyu kuramba kutaura nemkomna wake 😂😂😂😂
Can you imagine 😂
😂😂Ryan 😅😅😅😅😅kaa hanzi hatidi munhu akapusa😢😂😂😂😅
Watching from University of Joburg SA❤❤❤❤
Woow thank you so much
Lol mhuri yese ikuchitirwa😹😹😹
Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍
Watching from uzumba maramba pfungwe
Watching from Mamelodi South Africa
Thank you so much ❤
Muzukuru uyu akapusa shemu
Watching from Njanja paZai One apo
Thank you so much panjanja apa
Hevo panjanja
Watching from 🇬🇧
Kurohwa double double
Watching from Botswana ❤❤
Sekuru nemuzukuru motodanana zvenyu
Hey murise don't run😂
Zvinindi zvako ndezvei zvekudanana nemunhu anonzi Paidaa😂😂😂😂
Haàaaa zvikuoneka kutii wayenda kumasvingo kutadza kana kutaura nemunhu wacho aaaaa
Ma1 kaaaa
Mara wena Ryan kaaaa mozondinakidza
Watching from Murewa
Thank you so much
Watching from the city of mjolo i kappa iyoyo
People people people 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 🤣 yo haa zviriko fut
Hahahaha ma1 kani😂
Iii tozo believer murudo sei zviriko here izvi
Bbie rachowo fti snt kudzungaira
😂😂
😂Love nevanhu ava hazvifambirane
Hahahahhaha ma1
Zvakazungaira zvana izvi nxiii
Ndipoo muzaya hanguini kkkkkkkkkk
Watching from south Africa 🌍
Woow thank you for the support
Sekuru Tatenda bhoo hre
Mara wena mara😂😂😂😂😂
😂😂😂💔
Angamudii mkomana akadzungaira uyu anopfeka trouser rakadai kunge achatateerwa nenyuchi rine maruva
Violence
@@kingryan_Official kkkk but boo here smart iro
imi dzikamai nhai
Haaa guys ihora dzega dzega idzi 😂
Ma1 kani 😂
Watching from zanu pf headquarters
Where are you watching from?
Lily farm
D.R.C kolwezi msonoire
Durban
Gudyanga irrigation pamusika
South Africa
Watching from chinhoyi
😂😂😂😂😂😂haaaa zvekudanana itai mega
Watching From Mjolo Province 😂 Cape Town
Hoyo😂
Haaa pakadonyangara
Pakashata 😂
Haaa kuzaka chete
Masvingo kupusa haa madhongi chaiwo
haudaro zve tatenda kana uchti masvingo ine vakapusa
Saka Rumbie iPain killer zvake, Nokue ndiye anodiwa kusvika muguva
masvingo ma1
Masvingo vakapedza ma sports 😂
Akarova bara mukomana kkk
Ndakakuudzai kuti huyayi mutojoine kumutoriro
im from japana and i dont speak this language but dakungoti wakaipa❤
😂😂😂😂😂
anototya kutaura nemuchinda
Can you imagine 💔😭
😂Ryan usadaro iwewe
Muchatijoiner hedu ku snooker zvemujolo zvarema
Mjolo muchaurega chete
Paida 😅😅💔
Kkkkkk Jolo Jolo ma1
Ava vafana vakapusa ava 🤣🤣
toita sei nevanhu vemasvingo
Kkk hoyo
@@kingryan_Officialkkkkkkkkkk ko muchinda uyo bara rarareizve😂
Vakuda kuroora hr mukuru awa
😂😂😂😂 vakuda kukanda pa kitchen
ko bara ndereiko mukomana uyu veduwe😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ah dzamhanya wena
Mujoro muchaurega
Cape Town sa
Israel
Polokwane S.A
Rudo hatina zera naro 💔💔
seni hanku ndombofunga kugara ndisina musikana
Tiri vana vadiki💔💔
😢une basa shaa uuuuum
behavior yevanhu vacho
Masvingo inozvigonavo 😂
It's bibiliking it's going crazy 😂😂