It's high time women learnt to stand up for themselves without any sense of guilt or inferiority, as a man if you decide you want more than one wife, you must be in position to be able to satisfy both, sexually and financially, if not stick to one, but even if you have one, how do you expect everything to be normal when you spend a long time away from them for no reason, without financial support, musadaro varume, madzimai dzidzai kutaura chokwadi nekukurumidza kuti the outcome might be negative because of known reasons dzekuti baba maigara musipo for long pasina mari nebota.
Zvinowanikwa hazvirevi kuti hura...ko chirikadzi dzinofirwa wani asi dzichichengeta vana wani nekudzidzisa vasina help inobva kuzvikomba kana kuhama vachingozvishandira
@@gracie2world wati chirikadzi hanty munhu anenge afirwa kwete just being abandoned.... And it's a matter of choice. Zirume iro rino famba nestretcher bed yekuita chijoki nayo nxaaa
Haaa varume tiri pama one ☝️. One thing which I appreciate is hama yako yaka siya yaponda nyika. But wa gadzira nyika. Big up Tinanshe only show which fights for man's rights
But at times he doesnt show at all zvekuti ndinenge ndakabatira hana mumaoko .But peava nhasi sis was frustrated ne life yavanga vakugara baba ava .Pauya envelope ndaona sisi vachishungurudzika ,she wasnt calm at all
These people were cheating on each other. He had a partner at work who was sending audios and she had the butcher. Not to mention that he was cheating on his other wife. Both these people were unfaithful and untrustworthy. They are ok for each other.
from my own interpolation, the girl could have been 15 or 16 when they first met at the Muzeebira...what is wrong with these zanu old men? plundering and destroying wherever they go to
It's sad, asi vasikana vemazuva ano vanoda mari. Ndinogona kutomuudza kuti ndakaroora, asi they will still be willing to be a small house. Hanzi unondirojera pangu. Apa kamu18 year old. Vanoda mari plus kuchengetwa. Get empowered girls.
Imi just leave alone..that man is a pervert.trying to have sexual relations with her friend’s teenage daughter .guy code broken to 0%.he is not trustworthy at all.
@@jabulanizheke5484 Yes I know ….my issue is when he started having sexual relations with the wife ,she was a teenager.that’s makes him a pervert.it’s not right.a man of his age at the time sleeping with a teenager it was wrong.it could be a sexual assault who knows .
Taura hako 65 yr old man, mkadzi wake ane 34, which means vakasiyana ne a whole 31 yrs. Ummm that is not good zvachose nd it looks like she has not been happy mukuchaya mapoto acho haaaa pakaipa
Not Tinashe asking baba if he has been intimate while away on hustle😂😂😂😂 But baba should consider testin all the other kids. This lady lies with zero emotion.. Maybe they aren't his too just that he caught on to the last one
I now have a way to identify the reaults. I have been observing this. If you see Tinashe someone a long rope of explaining achingoteerera hake know kuti pane nyaya.
I sensed 0% the moment she said vana vanga vajaira zvinonaka so she did what she had to do to maintain the lifestyle she and her children were used to plus pakuzoti ndanga ndisinganwe mafamily planning apa 😂...Naiyowo chembere iyi inodawo zvinhu kudanana nemwana ari old enough kuita mwana wavo.And the way this lady can lie with a straight face i surrender😂😂😂😂😂
It's a good thing kuti mwana haasi wavo baba ava. Mudhara asinganyare kutora mwana mudiki kumudhamba nevana for a whole year achiti arikurarama sei? I hope she move on from this madala and live her life now a kutoita sechembere nekuda kwababa ava. May the Good Lord bless her and give her a better life for her and her kids. 🙏🙏🙏
Thank you for the show and for bringing peace of mind to these families. To my surprise when allowed to give words of encouragement or advise, the parties are not addressing the root cause or advising the youth to restrain from some of these behaviours.
This girl was only 17 in 2005. The man is 65!! For God's sake, how old was the man when he started dating this child. This is disgusting. He needs to be arrested
Closure DNA,think some cases like this you need to do a follow up and give an update, coz the way this lady narrated and insisted in denying your results may give a lot of people a huge doubt on your lab machines.
Mukaona vaaku presenta ma results pamberi penyika yese vanenge vatoita zvinhu nemazvo, kuramba uko inyadzi chete but varikutoziva kuti ma results ari correct
Age different is something else.After all the alleged father abandoned the familly.so the young lady get someone and promised him a child kuti awane kudya mumba.the father is to blame.kuroora mwana mudiki wakura anoda bota often
Zvakaoma veduwe but to be fair how many women would remain faithful after being left alone for a year? Not many I can tell you that much. I hope they will find an amicable way of resolving this issue.
At her age achiri kuda bonde regularly. Kule vapera power avo, ndhoosaka vakatotsvaga basa rinoita kuti vasagare pamba. Dzinofanira kunge dzaane erectile dysfunction. Manje bota rakadyiwa. Gomba harina mwana. Chengetai mwana mangezha.
Ma rasta muriko here😟😏, But ma ladies musadaro, all those minutes being interviewed but munhu anenge achiziva hake kuti kune munhu aichachura bota🤣🤣🤣 Tsvagai munhu airidza muridzo manheru. Thank you landlord for the tip 😆
Yoh mama l was rooting for you. Hah ndakunyarirai sure. After tsananguro dzese dziye then boom its a 0% yoh. That man on the other hand is a pervert as well. That woman was only 17 in 2005. And he was in his 40z. Kutaimira mwana vefriend agh guy code broken. Its sad
Hamuite DNA ye rudo hre tanzwa ne mjolo ,tichinzwa 'The alleged boyfriend is excluded as the true boyfriend ' muchishona tiri kuti mukoma vari kutenga ma chocolates , kurukisa musoro ,airtime nekupa ma gifts hamusiirimi muridzi wemuskan hapan Chenyu chiri kuwanikwa mumoyo memusikana uyu zvachose🤣🤣🤣🤣
You see I can tell straight away with these ladies…. Men like I have said before.. you think you are playing these ladies but alas.. you are playing yourself … a 34 year old lady with a 65 year old man.. dude you are playing yourself.. women will always be smarter than men so don’t fool yourselves dudes..
This show just shows how most people end up together for the wrong reasons, rudo chairwo pasitorona....hence the "surprise attacks". Married men should honour their wives better, women stay faithful to your husbands ... Kwete kunyadzisa dzinza nenyaya dzakadai
Vese vanoti Tinashe anorema💪 & anogona👌 Isa like🔥🔥🔥
Ayiwa Mr Mugabe varikugadzirisa nyika kwaaaa😂😂😂😂
Tinashe ndiye anotipa peace of mind varume tanga tanzwa nekuchengetesiwa wana wasiri wedu
Are we all going to ignore Mr Tinashe shoes as a country….👌
Age difference veduwee
@@stellamukachana5807 kkkk umm old age inodazvinhu
The lady deserves a gold star 🌟 when it comes to explaining 🤣
I know right!! Almost a good story teller
It’s the confidence she has 😂😂
but kusanyara chete yet vakomana vezera varipo besides izera rekuti you should be concentrating nechikoro but tsvee munhu omhanyisa poverty
The way she explained everything 🙆♀️from how they met💀and then the results yooooh🥲
Disappointed
Ukangoona munhu anoda kuexplainer zvakanyanya including unnecessary details haaa ziva ts game over 🤣🤣🤣🤣🤣
True taura hako dear 😘
When you’re watching pliz don’t skip the ads that’s how the Chanel can generate money for the DNA man 🙏
🤣🤣🤣🤣🤣 oky
Doesnt he get paid for the tests?
@@chiporeid yeah I know but the Chanel can generate revenue for his philanthropy works 🤷🏿♂️
@@shepherdmanzira993 What philanthropy if the tests are paid for. Is he not advertising his business?
Okay
She has a gift of explaining things
@Mr Rutenga Music marara
@@TM-ys1kc 🤣🤣🤣🤣
@@TM-ys1kc ..
@@TM-ys1kc 😂😂😂😂
Kkkk
It's high time women learnt to stand up for themselves without any sense of guilt or inferiority, as a man if you decide you want more than one wife, you must be in position to be able to satisfy both, sexually and financially, if not stick to one, but even if you have one, how do you expect everything to be normal when you spend a long time away from them for no reason, without financial support, musadaro varume, madzimai dzidzai kutaura chokwadi nekukurumidza kuti the outcome might be negative because of known reasons dzekuti baba maigara musipo for long pasina mari nebota.
wakuda kuuraisa vanhu iwe 🔥🔥🔥 hazvitaurike
Vanhu vanhu,mhuka imhuka
Uri mukadzi wemunhu ukahura unovhaya. Usanyepere vanhu iwe. Mai ava vakangopusira kuhura zvine evidence chete. Kuitiswa mimba nabhuchameni
@@tungamirayi7656 areva idi
Saka murume wochengeteswa vana vasiri vake nekuti ane barika? Don't support zvisina basa.
How do you leave a woman for almost a year without support and expect total faithfulness?
Zvinowanikwa hazvirevi kuti hura...ko chirikadzi dzinofirwa wani asi dzichichengeta vana wani nekudzidzisa vasina help inobva kuzvikomba kana kuhama vachingozvishandira
@@gracie2world wati chirikadzi hanty munhu anenge afirwa kwete just being abandoned.... And it's a matter of choice. Zirume iro rino famba nestretcher bed yekuita chijoki nayo nxaaa
@@chiyenyumba7135 mudzimai dzidza kuzvishandira kuchengetedza ramangwana revana vako hona apa magumo azvo akanya life yevana musazodarowo
@@gracie2world varume ngatifundei kumira nemhuri dzatinenge tatanga. Munhu ane vana vatatu anonyatsoshandepi iye asina kufunda....
But hazvirevi kuti chindinyepera ka, unongotaura kuti wakandisiya ndega ndikakundikanda then we find a way forward
43 minutes later mainini had me fooled 😂😂😭😭😭😭😭😭😭. And she was explaining like an innocent candidate
That 43mins kkkk l knew it was going to be 0%
Me too 😂
Haaa varume tiri pama one ☝️. One thing which I appreciate is hama yako yaka siya yaponda nyika. But wa gadzira nyika. Big up Tinanshe only show which fights for man's rights
Never trust a person who starts a sentence with "I don't want to lie..." 😂
And she was lying the whole time 😂😂
🤣🤣
Mai vano nyepesa ava hanzi demo rikat kaaaa makanyanya amai
🤣🤣🤣 truth is prevail
😂😂😂😂😂😂iyeee
are we going to ignore the fact that baba had a stretcher bed and wanted bota in the bush?
Hazvina kana basa izvo vatori rty vainge vanayo ko vazhinji vanodya bota vasina monotiiwo kudii nazvo
No we won't ignore that... zipfambi zimudhara iro kikkkkk 🤣 🤣 🤣 🤣
@@chiyenyumba7135 apa he is 65 .the lady is 33
@@kwarummond77 marwadzo chaiwo
@@gracie2world 🤣🤣🤣
The way i was so confident in this woman sooo ka🙆🙆👐
Kkkkk me too
Neniwo
I can always tell from Tinashe's facial expressions what the results will be.
Anenge atowona kuty parikunyepwa apa🤦♀️
Esp when he brings the box of wiping materials nearby
But at times he doesnt show at all zvekuti ndinenge ndakabatira hana mumaoko .But peava nhasi sis was frustrated ne life yavanga vakugara baba ava .Pauya envelope ndaona sisi vachishungurudzika ,she wasnt calm at all
Haaa. Kunyeba. Timashe always show a poker face .
I like the examples the lady is using, she should have tried teaching
very powerful
Masvodesa Rasta...I had banked on you based on your tsanangudzo but eish ndapera strong.
Vasvodesa vose asi murume haatakuri
Ahh Rasta ma1😂😂😂
Kkkkk
Rasta bae 😂
Rasta kunyepera😂😂😂
Tinashe ane patience yuwiii....🙌🙌...nyaya yacho haaya mai ava vakati vaMugabe mirai henyu ndikuudzei..😂😂😂😂😂😂
These people were cheating on each other. He had a partner at work who was sending audios and she had the butcher. Not to mention that he was cheating on his other wife. Both these people were unfaithful and untrustworthy. They are ok for each other.
Chero murume akaenda gore ngativei vakadzi vakatendeka chete
from my own interpolation, the girl could have been 15 or 16 when they first met at the Muzeebira...what is wrong with these zanu old men? plundering and destroying wherever they go to
I was thinking the same so sad
I did the math too...this man is a pedophile anga ari mwana mudiki zvekuti
It's sad, asi vasikana vemazuva ano vanoda mari. Ndinogona kutomuudza kuti ndakaroora, asi they will still be willing to be a small house. Hanzi unondirojera pangu. Apa kamu18 year old. Vanoda mari plus kuchengetwa. Get empowered girls.
She was 18
Mudhara uyu aive nestretcher bed rekuita faka pakathi kuvana vadiki. So sad
Mukadzi achizvarwa mudhara anga atoneta ne bota 30 yrs age difference, ranga riiri blesser kaiirii
Imi just leave alone..that man is a pervert.trying to have sexual relations with her friend’s teenage daughter .guy code broken to 0%.he is not trustworthy at all.
He is not the father!
@@jabulanizheke5484 Yes I know ….my issue is when he started having sexual relations with the wife ,she was a teenager.that’s makes him a pervert.it’s not right.a man of his age at the time sleeping with a teenager it was wrong.it could be a sexual assault who knows .
@@LoveOfSouthernAfrica wat if its not true that women was trying to paint the man as bad as possible
Taura hako 65 yr old man, mkadzi wake ane 34, which means vakasiyana ne a whole 31 yrs. Ummm that is not good zvachose nd it looks like she has not been happy mukuchaya mapoto acho haaaa pakaipa
Most important lesson in all these episodes is "If you have any doubt pamwana, only DNA testing will set you free"
Amen x7
@@ngwiseinyamayaro2432 q pop p0pPA
Not Tinashe asking baba if he has been intimate while away on hustle😂😂😂😂
But baba should consider testin all the other kids. This lady lies with zero emotion.. Maybe they aren't his too just that he caught on to the last one
I agree 💯
It's possible
Baba ava remember vanewo mafirimu avo avaitsikisa plus imwe wife plus mumwe akaenda.Baba havafanire kucheneswa havo .
@@martinamukanya1200 sorry i don't understand shona and rely on subtitles mostly.
Yes l agree
🤣🤣🤣🤣 the why she was narrating her story ayi shem l thot th probability is 99,9%
I ALSO BELIEVED HER NARATION
😹😹😹🤣😂🤣
Talented liars. Vano bhilivhisa vanhu ava..
😆😆😆
I now have a way to identify the reaults. I have been observing this. If you see Tinashe someone a long rope of explaining achingoteerera hake know kuti pane nyaya.
Handisati ndanzwa hangu ma results asi ma1 ayo
Kana uri friend yemurume wangu wozoda kundimitisira mwana ndokudambura zidzoro rakazara mvura...baba imi fokofu hamunyare kunyenga mucheche iyeye...for God's sake who does that.manzwa butter
I sensed 0% the moment she said vana vanga vajaira zvinonaka so she did what she had to do to maintain the lifestyle she and her children were used to plus pakuzoti ndanga ndisinganwe mafamily planning apa 😂...Naiyowo chembere iyi inodawo zvinhu kudanana nemwana ari old enough kuita mwana wavo.And the way this lady can lie with a straight face i surrender😂😂😂😂😂
Dai akarega kuita mwana
wanted to say the same, my dad is 59years and im 33....... just like her and her husband
😂😂😂
@@mmamiandi3044 vakasangana vanhu ava vanoda zvinhu😂😂😂
The way she explained everything aaaaaa ndapererwa zvangu🤣🤣🤣🤣🤣
It's a good thing kuti mwana haasi wavo baba ava. Mudhara asinganyare kutora mwana mudiki kumudhamba nevana for a whole year achiti arikurarama sei? I hope she move on from this madala and live her life now a kutoita sechembere nekuda kwababa ava. May the Good Lord bless her and give her a better life for her and her kids. 🙏🙏🙏
Honestly, this is just the kind of summer song I was looking for. perfect chill music
Get as many likes and views as you want by AUTHENTIC VIEWS>>>>>
Baba: hameno inonzi fungai here
Tinashe: okay inonzi fan'ai (fungi)
🤣🤣🤣🤣🤣🤣bhooo here Aunty
Kkkkkkkkk
Kikikikiki
Porisi haizive FUNGI...
The stretcher bed just killed me though...musango here ??
I sense 0% due to long narration of this lady
You sensed right Lol 🤣
Unoona munhu wamwari 🤣🤣🤣🤣🤣
Mati
DNA hainyepi
@@brownlorenzocoetzee3162 simple
I can imagine what the child go through after such a result...vana mai ngatiitei zvinhu tichifunga ramangwana revana vatinounza panyika
hure iro ngariende rinogerwa musoro ngarege kunyepera kudzungaira airarama sei pasina murume ndozviripo ndokwazvaienda ikoko
You need to add another show for Thursday takaminirisa Saturday
Haunyepi
Are you not aware of Wednesday show?
Mudhara uyu ndiye ane problem.
We have two shows a week that's not enough
Thank you for the show and for bringing peace of mind to these families. To my surprise when allowed to give words of encouragement or advise, the parties are not addressing the root cause or advising the youth to restrain from some of these behaviours.
You can start feeling the weight of the jacket panongonzi 0% ayii😉
Gegege
😂😂😂😂 miss Eliot in da building maziso manje 😳😳🫣😝😝😝
Kkkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣😂🤣🤣 you will feel like you need 3 strong men to help you remove it 🤣🤣😂😂
Ndazviona nebhachi rakapfekwa namaiguru kuti vaziva kuti ndobva ndakupindwa nechando nemaresuilts😮😮😮😮
This girl was only 17 in 2005. The man is 65!! For God's sake, how old was the man when he started dating this child. This is disgusting. He needs to be arrested
Do the math tione
Aive ne 48, zibenzi remurume
He needs to be arrested for what crime nhai lawyer
Maths dzenyu makadziita murima here,😅😅😅😅😅. Kana musingazivi kunyarara hakurambidzwi, ivo vanhu vamunofarira kungosunga sunga ava kudai maigona maiisa nyika yose muchitokisi
Aaah ndezvako izvo zvauri kutaura chero naiye wacho anosunga anenge achitopengawo ungasunge vanhu vakawirirana vakagarisana vakaita mhuri saka kana masunga mavharira achachengeta vana varipo ndimi here
Saka nyaya yeku Glendale ne stretcher bed taiudzirwei zvedu 🤣🤣🤣 ko serious yava Mugabe vachiudzwa rondedzero idzi kkkk
Atanga kwazvakatangira plus behaviour yababa ava haitoitiwo .
Kunyepera kuva innocent zvake.
Mkoma Tinashe hamutyeo kurohwa hre nevanenge vachito handina kugutsikana avo 👐🤣🤣🤣🤣😂kip up the gud work bro❤️
Closure DNA,think some cases like this you need to do a follow up and give an update, coz the way this lady narrated and insisted in denying your results may give a lot of people a huge doubt on your lab machines.
Munhuanoramba zvaanoziva did you notice kuti she was not giving straight answers
Hure rinopasa chero lie detector test sha
Aaah ngava doute zvavo
They dnt run one test baba, a hypotheisis has a lot of tests 🤣🤣, yasiyana ne hiv yaunonzi udzoke after 3 months
Mukaona vaaku presenta ma results pamberi penyika yese vanenge vatoita zvinhu nemazvo, kuramba uko inyadzi chete but varikutoziva kuti ma results ari correct
Age different is something else.After all the alleged father abandoned the familly.so the young lady get someone and promised him a child kuti awane kudya mumba.the father is to blame.kuroora mwana mudiki wakura anoda bota often
You on point my friend
I don't blame the lady,she did what she can do to feed the family.
So kuhura ndokunofeed no other options.
Eventhought bt she was suppose to part ways with the old man before she invited a stranger who impregnated her.
@@nyanga991 Maybe that was the only option. Plus being human. She has needs.
True zvinosiririsa
@@nyanga991 ehee
Keep up the good work Mr Mugabe. You are indeed giving people the peace of mind that they deserve 👊👊👊
Zvakaoma veduwe but to be fair how many women would remain faithful after being left alone for a year? Not many I can tell you that much. I hope they will find an amicable way of resolving this issue.
Stretcher bed😄😄😄😄😄vaifamba nestretcher bed
Tell me about it
Kkkkk haa vanenge vasinganzwiwo
Nhaimi.. vaida bota vaivatako...
Dodgy man... preditor
kkkk vaidya bota pavadira baba ivava
Stretcher bed yaive yei, speaking of kuvhima nemunyu muhomwe 🙌🙌🙌madhara haaiti veduwe
At her age achiri kuda bonde regularly. Kule vapera power avo, ndhoosaka vakatotsvaga basa rinoita kuti vasagare pamba. Dzinofanira kunge dzaane erectile dysfunction. Manje bota rakadyiwa. Gomba harina mwana. Chengetai mwana mangezha.
Vamwe wakazonyepera kufenda chokwadi chemahara mai musanyepere kuzungaira
Ma rasta muriko here😟😏, But ma ladies musadaro, all those minutes being interviewed but munhu anenge achiziva hake kuti kune munhu aichachura bota🤣🤣🤣 Tsvagai munhu airidza muridzo manheru. Thank you landlord for the tip 😆
Yes uyo avengee bad muridzo
Nhai Tinashe "the bota man" Mugabe how do you manage to stay calm in some situations, some pple can narrate wooo 🤣🤣🤣🙌
The way these ladies deny the results is something that bogles my mind, we as man really need to reflect upon this. Seems they are experts at lying.
When the mother said ndairarama nekutengesa hemne dza baba ne three ma TV ndabva ndaziva kuti pane kanyaya.
"Ah inin hangu ndinotenda handina hangu chekutaura hameno kana manga muchida kundibvunza" 😂😂😂😂😂😂 umwe achafa chete
0% heeeeey ladies mweya rudzii watibata
@@tafaramutambaneshiri7738 aingwavhira Vana chikafu ne rent since Baba vaingopa maStatement ...heeee ndichanosbikotumira mari.
She is very experienced pakuexplainer nyaya dzenhema
Kkkkkkkk she's a great liar,drama queen
Shame, sis was oversharing....probably nervous! Wishing you all the best.
"sei muchiuya muchiridza muridzo pamba penyu" shona yakadzama
It's high time gender we come out and express what we feel rather to be in a place for material reasons not love at the end you can't fake genetics
Line rebrown kana musirikuda kutevera..really! Haa ratsa vakabhaiza
Baba ava vaka groomer mwana 🤬. What does a man in his late 40s have in common with a 17 year old?
Nxaa imagine.ko kuzofamba nestretcher bed.
@@angiegumie902 vanhu zvese izvozvo havasi kutozviona .Baba ava indururani nxaaa
@@angiegumie902 stretcher bed vanofamba naro nokuti vanoziva kuti chero nguva chinotsva. Musikana haana kukwana as well. Dhara re48 years airidiyi?
The guy took advantage of the child. Am not happy
Strecher bed for lula shuwa 🤣🤣🤣apa first time
I don't blame the lady
Thank you dna man nekuramba muchitiunzira chirongwa haaa vakadzi vakutinyadzisa shame🙌🙌🙌
Kkk Kana kutoigiirai aids yacho
I always advocate for 99.9% varume ngawachengete vana wawo. Wish you good luck woman.
Nzweeeee ngwarirawo iwewe ikoko
@@gracie2world kkkkkk
Tsanangulation was sad....like delaying the inevitable announcement of results.
😅😂🤣💪
Watever the outcome, this old chap is foolish, wat do you expect from her wen you left her for a yr without support or any kind of help
Imagine, iye ari mukadzi wechidiki so.
Yoh mama l was rooting for you. Hah ndakunyarirai sure. After tsananguro dzese dziye then boom its a 0% yoh.
That man on the other hand is a pervert as well. That woman was only 17 in 2005. And he was in his 40z. Kutaimira mwana vefriend agh guy code broken. Its sad
yuuuuu the amount of faith l had muna mai ava 😭😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔💔
Hamuite DNA ye rudo hre tanzwa ne mjolo ,tichinzwa 'The alleged boyfriend is excluded as the true boyfriend ' muchishona tiri kuti mukoma vari kutenga ma chocolates , kurukisa musoro ,airtime nekupa ma gifts hamusiirimi muridzi wemuskan hapan Chenyu chiri kuwanikwa mumoyo memusikana uyu zvachose🤣🤣🤣🤣
Taura hako mjolo after mjolo
Hahahahaha Cerevita family. But l did not see this one coming ndaitoti sekuru vakubatira mwana izvo sekuru vakaita good research and analysis.
Stretcher bed iskiri rebasa 😂😂😂😂
Yeah. Kunge TM anofamba neHIV testing kit pese paari 🤣.
Kutaura kwamai ava nemabudiro azoita maresults soo haaaa vakadzi ngatisadaro kusweroda kuita samai maria musande uchiziva kt vakabikabota
You see I can tell straight away with these ladies…. Men like I have said before.. you think you are playing these ladies but alas.. you are playing yourself … a 34 year old lady with a 65 year old man.. dude you are playing yourself.. women will always be smarter than men so don’t fool yourselves dudes..
Smater than men hayo asi apa apinda busy ndiyani ndimai vakanya life yevana vatatu saka pakatoipa kuna raster
Ràsta wakadyiwa
How is she smart when she has a bastard that she will have to raise alone? Yah! The comments section shows that we live among hoes.
Mai yakangwarisa iyo. Yanga ichitaura nyaya dzisina musoro.
Maybe the sahwira is the father of the child if not the butcher boy!!
Kkkkkk kwaaa lol
Rasta impressions says it all......... Kwanzi mwana WA-GONZO here......
Still waiting for nyakutsikwa 3 zvnk
Same here
How come to you Concilia????
Me 2. Kkkkk the how come you so saga
@@crispenadhonzi4067 😂😂😂😂😂😂😂😂forogonya ynk yakatokwra sooo
Haaa the background and stories zvatora half yeepisode ndanyatsoona kut zvino takunyeperwa pano 🤗
haaaaaa pakufamba ne stretcher bed mdara anechaanofunga here uyu kunze kwe bonde aiwa NO mhan , kufamba ne stretcher bed 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
This woman's explanation says it all. It took long. Zvinobva zvatotiudza ma results. Also this guy anogona asingatobereki
You can say that again
As much as I feel for her I feel her explanation proved to be evasive.
Amai vakadyisa bota kunemfesi wemuButcher asi vakuramba 💔 vakadzi ngatisadaro kani iii
Asi sekuru kuda vakadzi 👐👐👐👐👐
Tinashe's facial expressions when the lady was explaining gave us the results already
Kkkkk asi pa 2 weeks dzokororo ine Simba nekuti baba avo for sure vatie yakakurumidza ne 2 weeks
True azviwona kuti apa ndiri kubaizwa
U can say dat again kkkk
Kkk you reckon he will be knowing the result already and thinking wow mukadzi uri kunyepa iwe kkkk
Saka baba avo vakatanga kudanana nemwana uyo aine 15years, serves him right
Plus the dude is a serial cheater who was cheated 😂😂😂😂
So?
Tinashe Mugabe to the 🌍🌍🌍
Fear us man 🤣 she's refusing like she's innocent 😂😂 tityei varume
I am still shocked 😂😂. Butcheman vakadya chinyama😂
Saka barika ricochembedza nhy
How can someone spend a year without gping back kune mudzimai iye arimuno mu Zimbambwe, woti unenge uri kubasa, zvimwe tinokonzeresawo.
This man took advantage of a child.. robbed her of her youth. It's sad though for the kids.
Aah this lady haasi serious neupenyu
I was so sure this was 99.9% 🤣🤣🤣
Me too
Wemuridzo uye pfachaaa...!! Kkkk! Mai vakadyiwa kumwe. Women are now empowered!! Kkkk
Hanzi kt GA GA nhasi panema dimikra nenyaudzosingwi kkkkk
This show just shows how most people end up together for the wrong reasons, rudo chairwo pasitorona....hence the "surprise attacks". Married men should honour their wives better, women stay faithful to your husbands ...
Kwete kunyadzisa dzinza nenyaya dzakadai
The she was explaining i knew she was bluffing 😂😂😂. But this man aint innocent either . A stretcher bed? In the woods? Haiboooh
Shenanigans
But honestly what did you expect 🤣🤣 she was in defense mode hanzi ndaida kudyiwa bota Ivo vasingambouye🤣🤣🤣