THE CLOSURE DNA SHOW:S10 EP22 BOTA MUKUGUTA HERE??
Вставка
- Опубліковано 5 жов 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 10 Episode #22 MARONDERA
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel: ua-cam.com/users/ch....
The man is insecure because of age difference and distance.What a humble wife sando dzako baby girl
Munhu anoshaya Mari yekuroora asi achiwana ye DNA
@@oathofGod410nhai nhai Benzi irooo plus vakafita kunge vane imwe mhuri
Baba vanonetsa awo😊
@@DorothyNjambi-e5ondimi kaa munovazivira tiudzei zvizere
Baba could be having extra marital affairs saka Unenge wakufungidzira kuti namai ndizvo zvavarikuita. Moms yakatonhora zvayo
Ndizvo zvandaonawo coz why kuchinja chinja about taking the family to stay close to him. Chikuhura chidhara ichi 😅
Pamwe vanotove neumwe mukadzi🤔
true
Anenge atori neimwe mhuri this guy
Vane Imwe Mhuri
Batai mazwi angu guys, murume uyu ariku hura last #.
Wareva chokwadi
Kikkkk imboko dhara iro
Ahurevi nhema tsotsi chairo ngaanoroora uko kuoma kwakaita zvinhu worambidza munhu kushanda apa wakamuroora achishanda
ndochokwadi ichocho
K a mdhara aka katsole dai karikamwe kaisati prez mwari neka young stoke ngavabvunza vana dhuterere vapinda mafire.baba ava must buy paint kwavamutarisi and paint thet dirty house uku haride kuti mkadzi askance obva apaintisa imba
To us who do not miss any episode, let's gather here❤❤❤
Me 2
❤ me also
💝💝
@@comfortsadieq tiri pano 😂😂
Kudos to us
Guys... Tinashe Mugabes DNA show is now being aired on DSTV Ch293 every Sat @1830hrs 👏🏾👏🏾👏🏾. Haasi kumira
Congrats🎉🎉
🎉🎉🎉🎉🎉
Woow thanks
Congrats 👏🎇👏
Thank you 💕
Age difference yakubuda manje, the wife is glowing Apa mdara old age is catching up😂😂I love this woman's humbleness.
this man has another family somewhere,its either mukadzi uyu i small house or there is a small house somewhere
One unhealthy relationship. The insecurity of this man is too much. That’s what happens when you’re 60 and you choose half your age. Feel safe Mdhara cos she ain’t going nowhere lol😅
Kkkkkk you can say that again hey the level of insecurity and jealousy is just too good to kill this old man kkkk
Kkk mombe yenyu iripanze baba awo soo
Generational problems
Kkkkkkkkkk
Ndaseka zvangu. Uri right ipapo. But on the same note , u feel kuti this woman i small hse, this mdara should b having full time home where he spends most of his time nemhuri yake. Ava vachingonzi ndiri kubasa.
This lady is very humble may God bless her
But sometimes imbwa nyoro😢
This lady answered the question yeku guta kwe bota very diplomatically like the way some of the politicians answer some of the questions but well done ma'am for giving 👏 the answer you gave without putting down your hubby even though it may have seemed like havasi ku guta given the long distance circumstances of their relationship caused by work commitments and to top it all the 99.99% result was all happiness to all involved 😊.
Insecurity 😂,age difference
She's indeed humble ndafarira Ka steady kacho.... Regai ndiperere ipapa
@@MaybeJerry-m8h kkkkkk
Mama is very humble and beautiful and smart murume aneruchengera chete because of age
He is the one who can not be trusted. Shame on him 😢
Apa haana kuroora
I have my suspicions too.
Aida kuona marambiro emukadzi ane umwe kubasa uyu thank you girl
Baba ava igypsy guy hwakumkwaku hanzi tikudakuto Tama vakabvaruwa.vave marondera after marobdera mheno kuchaendewa from here tsotsi 🤣🤣🤣🤣🤣
Baba ava ndovane umwe mukadzi kubasa thats why warikuramba vachipa maexcuses ekuti vagare nemhuri yawo kubasa
Baba ava itsotsi gweregwere remunhu, kubasa ikoko vane mhuri yavainayo. Saka uyu mkadzi vanga vasisamude vachida kumurambira kuti ahura. Plus vanenge vane makuhwa avanenge vachinzwa. But mkadzi wakangwarira hako wakaona zviri mberi ukati uzvishandire chero akaenda une pekutangira hako well done. Mombe yekudii kuri kunyara zvabuda neimwe nzira.
Best comment ever 👌 😅😅😅😅😅😅
Idama iroro. Apa haana kuroora
True Vane umwe Mukadzi avo itsotsi
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 mazviwanepi zvose izvi nhaimi munhu haachabvumirwe kuita dna here kana uri singuru shamwari gara wega haikona ku recruiter vamwe muchisinguru chako
Kudos to you my girl
I could tell its99, 999 from the woman's confidence
Baba musazorega kupa Mai mombe yavo zvakare endai munobvisa pfuma kuvabereki vemudzimai wenyu
Momuregawo ashande
Zvamunoita nevamwe vakadzi kubasa uko ndozvakupai kufungira mudzimai wenyu
Kuseka zvavo amai avo asi Havana kufara nazvo saka chero muka Apa mombe haizodzimi kuvafungira kwamaita
Vapei muripo wavo monovabvisira pfuma kuda vangasunungure Hana yavo
Thanks to the DNA
Her eyes are full of anger. Which woman can gladly accept kuendeswa kumaDNA asingaone kuti arikupumhiwa hupombwe?
Zibaba rakashata iro
Ndicho chokwadi chizereichocho ngavapihwe mombe yavo plus vaendese fuma yevabereki
Ane mukadzi murume uyu nevana,kwaari kugara ndiko kune mhuri yake,uku kuparttime,thats why achiendako paanzwa kuda, besides haana kuroora ndiyo imwe sign yekut moms ava haavadi, soon achavaita gara ndichauya
This lady’s smile is everything shuuu🙌🙌🙌
Mudhara muri mukuru kwandiri mbijana, maita zvakanaka kuenda kumaDNA, eeehe manyadziswa henyu. Now that maona kuti maiguru munhu kwaye, muri rhaiti henyu pahuWrong hwenyu kuvachengera just because nekubatana kwavakaita uku Gonyeti Driver anotomboedzawo nepanokwanisa kuti adyewo bota. Asi mari kana iripo vhurirayi maiguru Saloon muMarondera imomo, ndaona kuti shungu dzekusevenza vanadzo maning'i. Mombe yavo vapeyi, ipapo magona zve bota pese pese zvakapera kare we are not teenagers a month is nothing without bota modzokera henyu kumba kuna maiguru manyama.
Well said bro
But this woman is too young for that.
If ladies decide to be too selective they will die as single mothers. Their age group guys the majority of them have since declared, why they have to own the cow when they can still get the milk without having to own one. Unefa usina murume nekunaka kwako ikoko zvese nemagaro nemaHips ako iwayo, asi vana vanoku Donetera without fail. Pabateyi ipapo. Ndapedza.@@tungamirayi7656
@@tungamirayi7656saka uda kuti varambane here
@@tungamirayi7656iwewe ndiwe wava kuvazivira kudarika ivo pane pawanzwawo here pavataura kuti ndakamanikidzwa lets be happy for them kwete ku judger
Humble lady,, proud of you my sister,, zibaba iri rinenge rinoshusha kabisira kkkkkkk
Takamirira maResults ini zvangu ndipei brush sipo nemvura ndisanosuka madziro aro..... Baba avo shanje dzavo dzichavapedza mafuta. Mukore uno zvinoda muchibatsirana baba vachibata nepapo amaiwo neapo.
Ndozvinoita madhara ane shanje, apa anenge ane imwe mhuri sekuru avo. And he's luck akaroora munhu kwaye, umwe unowana a kuita zvimwe
I strongly suspect he has a family or someone kwaanoshanda
Mr. Mugabe kana mukaisa advert ye show pliz itai show iyoyo. Makaisa show ye ambuya vachirova mukwasha and I mobilized many people to watch out muna October but October wakapera musina kuisa.
Vakati oct asi tatova muna Nov
Imagine all that effort just gone like that,unonzwa seunotsva
Taura hako ndakanzwa nekuisvags
Mukoma Tinashe vanenge vakunyepawo ava
Exactly. Tinashe Mugabe is now in the business of false advertising.
My mum used to tell me, not marry someone who's way older than me. My mum went through the same thing, kuti munhu wese wawataura naye vainzi munodanana.
Kana uchiziva Regina Daniels from Nigeria taimboizeyawo wani kuti akaroorwa ne age ya sekuru vake asi atori boe ari kurarama happy and best life yake zve age izvo hazvishande izvo cz vanhu vazhinji vakawanana ma best age asi hapana hapana ma 0 % kunetsana kurambana kwakanyanyisa ivava vekusiyana makore ava vazhinji vacho ndivo vari kutogarisana
Chakafukidza dzimba matenga. Plus social media vanoratidza vanhu. What they want you to see not zvesw
Baba vanenge bhazi driver kose kwarara bhazi kunemukadzi, zvose nevana, i love the calmness yamai ava murume wavo zibhishu, chimarriage ichi chinenge chenhema nhema
Haaaa I’m confused when he says he trusts her yet he takes the kid for DNA testing. 😅
He had doubts
It's because iye haana kuvimbika saka he thinks she might be doing the same.
Haaaa,am sure if you have children, munhu akati vana havazi vako you will be in doubt but after DNA even if someone says that you will be at peace.
Zviripo pamunhu wese hakuna ano truster partner yake 90.99 % never
This guy has trust issues period. He said himself that this woman hasn’t done anything suspicious as yet. So generally, in relationships, trust comes first. Something has to happen to break the trust. This guy doesn’t trust nobody who as long as they’re out of his sight. Even if the kids are all his, he’s not gonna settle. He’s one insecure man who will always not trust a woman out of his sight. That’s not a healthy relationship. Like she said he cannot stand her saying hello to someone of the opposite sex without him thinking something is up. Usually people who do that are the ones that cheat in the relationship. Not they think what they’re doing their partner is doing also. So this man will forever have jitters about trusting no woman in his life. Whether proof of wrongdoing or not, it makes no difference to his kind.
He is very lucky she is a good woman coz for others this will be the beginning of mjolo ahhh mudhara wepi kuvhunduka chibhebhi even after 3 kids he still can’t believe he won her heart
This old man is a lucky man,the woman is 23 years younger than him and he is starving her ne bonde but she still remains faithful to him ,
Saka apa toti mai irombe here vakada big dhara kana mava kupinza age panyaya iyi
Saka result rikati 99,9 munhu is faithful here?
Ko roora mapedza here makutoda kupa mai mombe
Idofo chairo,ngaanoroora ukoo
It's me and who, noticed the smile on Tinashe after the comment of mdara, ndinokutenda nekuvimbika amai.
He tried so hard not to let it out😂😂
😂
Mooooo! 🎉🎉. Ngaiuye mombe tiite brai. What a composed wife. Baba imi you are blessed vapei mombe sure.
DNA man nyundo dzenyu 🔨🔨🔨
Madziro nemadoor ummmmm anoratidza Bota ishoma
I liked the absolute confidence in the lady's answer to Mr Mugabe's famous question "Mwana akabuda achinzi ....... muchati chii?" Kwete vamwe vakadzi vanoti vanoti ndiyeyu chete-chete wandinoziva; then when it comes to the famous question they say "Tinongotambira zvabuda musarudzo" kkkkkk.
She’s such a beautiful woman but seems to be going through a lot because of this man
exactly even kurambidzwa kuenda kubasa.
Age difference is the main issue ...
@@anywaypangaiakasarudzirwa here dhara rake hatina kunzwa pataurwa kuti vakandimanikidza paripo here
Tsotsi baba ava vane mhuri saka vachichengera the lady is gorgeous 😍 she is half his age
To be half of his age doesn't matter she agreed nekudanana nemurume wemunhu
@lawrencemutwani8095 Are you related tell him the right thing to do what we have here is abuse 😉
@@jennifernyabunze7394😂😂😂 abuse munoiziva here imi asi makadzidza izvozvo muchikoro cheuswa here pane pamanzwawo pachinzi ndakamanikidzirwa here vakatozvisarudzira vega vachishanda mu saloon kureva kuti vanga vakura
This is why i left my ex i satyed with him for 13 good years nevana 2 dzingori mhumbu till vakure zvainzi vana havasi vangu its emotionally draining and toxic dealing nemunhu ari insecure
sorry
I agree with you.
What a beautiful, humble lady. Baba awa ndovatisingafanirwe ku truster
What a humble lady,reminds me of Bulawayo ladies
No one is talking about that arc that is dirt like that. Team iri pane ka that so kasina kumira mushe.
Kkkk thought it's only me who s bothered by it..maybe paint will help kkkk
I am more bothered by the size of the arc than the dirt. Have been wondering throughout the show kuti gulez vanokwana here. Besides was that arch really necessary?
😂😂😂😂 yah jokes
@@cassey-annkajau1401 taura hako. 🤣🤣🤣
Vari kuroja kuno enderana nemari yavo
Proud of you my sister keep it up ❤❤❤ you are so humble baby girl
Intelligent tooo
You are so humble sister happy family
This woman with her age ane respect isingaiti. Munhu akabva kuvanhu
60 - 36 = 24! Maiguru variko !
😂😂😂
Sister vakatiza kuRuwa naHubby waMai guru..
My Sister🎉 ndoku bigger! God bless you.
😂😂😂😂😂 Asi baba ava futhi! After results that’s when you come clean kuti you were not trusting her after all. Haaa reception yaamai manje takes a biscuit.😅 Amai matova nemombe 3. Push him to test the rest of the kids 😂😂😂
Hapana mombe inobuda apo
@@chiyenyumba7135ko uri kurambidzirei nhaiwe kuti vapihwe mombe asi imari yako kani yemombe dzacho
😂😂😂
heads up to the wife. humble wives are a very rare specie.
Landlord musatore Mari yerent muchidya imba inoda kupendewa iyo.
Iyo tsvinA mubackgeround
The woman is going thru a lot in the hands of this old man.
Ahhhh ndachema zvangu ., Ummm baba ava kaaaa
@@abigailkanjanda8371 ndicho chikuhura chidhara icho 😅
Taurai henyu
Baba vane mhuri somewhere he feels guilty. It's really sad having to put someone through such. Vatoisa pfungwa dzange dzisina amai avo
Apa haana kuroora. Zidhara iro ndiro rinobata-bata muzivi wenzira yeparuware ndiye mufambi wayo.
I jus like the coolness of tt lady❤
ingori mereji hayo, but iiiii baba ava vanoshusha!
Baba ndiye mkadzi wekutanga hr uyu, 60vs37
Tinashe hauna kupaona sei kuti baba ava vane imwe mhuri yekutanga sei usina kupabvunza ipapa.
The walls are distracting me.
Ndozvinonetsa ukaroora mukadzi mudiki unonfungira zvisizvo apa bota kazhinji mukadzi haagute
Madaidisa amai congratulations ❤️💖💓💐
Age differ yaita baba vave nekutya kuti mukadzi anogona kunga arikurara nezera rake. Plus kuzogara kwaka siyana. Thumps up to the lady. Ndafarira kuti baba va pa amai mombe inotsika yekutenda
Kugarirana kure ndiko kwaparadza ma mereji mazhinji ukafunga ku transfer vana vatatu eish panenge pakaipa kutanga mokuziva imi nema uniform matsva haaunokaura chete nemari dzedu idzi
So kiss ne hug zvavhagwa nemombe here vaMugabe wz waitng fo that moment ,weldone mainini hamna kunyadzisa
😂😂😂😂the way Tinashe said saka zvitombori nani pa 1 week l laughed out loud 😂😂😂
Kkkkkkkkk akachi master chi game chacho
DNA is the best 🙏
He must go and pay lobola . If u marry someone half yr age mostly some man wilb jealousy like this man
Zibaba iri ndiro rinohura. Harisvodi. Rumwe ruchengera runorwadza. Mukadzi is young and peak pabonde iye woshaikwa. Mupe mombe yake
😅😅😅ndomatauriro evakadzi aya ,, soft and calm kwete tumwe utwo
Mdara uyo ngaanoroora kuendesa mkadzi pamhepo pasina chawakabvisa benzi
Ini hangu handina chandiomufungira asi ndaane sure Kuti mwana ndewangu....apa ukumuendesa kunotester bcz une doubt dofo rababa
Uumm these ones dont cheat😂 they give true love❤👏
Ummmm women.are being abused out there
The way she answered kuguta kwebota question does not come as a surprise given the age difference. Most women due to socialization issues would answer it the way she has done, which unfortunately disables relationships. This day in age kuchine mukadzi anorambidzwa kuenda kubasa? That is disempowering and unfair. I suspect baba vane imwe mhuri chete. Why does he not want to stay with his family near his work place?
Amen. Ndizvo ndanga ndiri kufungawo kuti I small hse😂😂😂saka motogomera mainn. Intact atori mwana wababa ava ne age difference yavo hazvishamise kuti baba vane mwana wezera re so called wife
Mumwe mukadzi anaye, obviously.
Mudhara muri kutorera mai Ava peace she is not happy inside vari kungoita zino irema havo
Mai vataura chokwadi kuti baba havana kurora kazhinji vanhu vasina kurora vanoshusha mhani
That's great to hear
I know this man lol we used to stay close in Ruwa
Madziro boo here
Heyi madziro pa arch apo ndapera strong
Kkkk apa hanzi ndogona kuita mwedzi ndiri mumba
Ummm ndanzwa mother vasina kunyatsodaira zvakajeka panzi navaMugabe pfuma yakaenda here mhamha? After all wonzi ndokuripa nemombe. Tsola iri baba ava
Kuroora varume vazhinji havana kubvisa pfuma asi nenyaya yekuti havana kuuya pa tv chete hazvisi zvitsva zvekusabvisa pfuma uye kana usina kubvisa pfama hazvireve kuti hauchafanira kuitira mudzimai wako madanha ekumupa zvaunokwanisawo
Udzai mudhara kuti Gen'a yemasaloon iyo haibatwe chihure zvirieasy soo.
Kkkkkkkkk
Baba ava ngavaroore mukadzi , vangakunde kupa mkdzi mombe yekuripa vachishaya yekuroora. Kuroorwa nemadhara kunonetsa kushusha . Mudhara uyu ane imwe mhuri ku Ruwa uku
Maam is going thru a lot .. sh is reserved, humble and loving . But mumoyo mavo mune zvakawanda.... Hope DNA team will vounsel this lady .., zviriko futi
very true pane pavada kuti ndakaremerwa vakabva vanyarara. mdara uyu ane imwe mhuri the probability is 100%
13:57 This guy cracks me up! 😂🤣
Sekuru regedzai mwana anoshanda kubasa! Makawana mwana achishanda kuSaloon kwake. Mhamha vatowana mombe, ka. But mombe musina kunoroora here ...
Our show never disappoints we growing everyday 🎉❤
Amai vari humble zvavo murume ndiro tsotsi
Shuwa iyoyo
You are humble my sister may God bless you
Vanhu vanenge vasina madhiri havaite drama rekuchema after the show. I suspect team riya rinozotanga kuchema after confirmation of results
Madziro ayo boo here 😂
Inenge tsvina
😂😂😂
Baba awa kana wasi kugutsikana wane right yekuita dna . Hapana kana chakaipa. Well done sisi
All body is ignoring the fact that madam vakambotiza vakaenda ku South Africa vakatozofonera mudhara vari munzira kuti ndava kuenda ku basa kuSA.
Kkkkkkk wapedza pane nyaya apa
Ini hangu am struggling kuterera the story coz of the cream brown walls. I feel like kuti ka bucket keandy andy netumvura would help
The women is annoyed to the core zirume rinoshusha rakatemba mombe😢😢😢
Chirongwa chemandorokwati chatanga❤❤❤❤
Munhu kana achihura anongogara achifunga kuti ari kuhurirwawo..anyway mainini welldone asi chikweshaiwo madziro ayo🙈
Ayehwa baba ngavatenge paint. Haachakwesheka aya
@@christabelkativhu8087 Aaah imii itai hutsanana mudzimba umo
@@christabelkativhu8087vangatenga paint yemba yekuroja here ngavangokwesha sezvo vachigara mwedzi vasingabudi panze
Yeah rega shuwa vakuru vachiti the background, foundation of your relationship or kamuwananiro kamakaita determines your future. Nzvimbo yesaloon is widley known for producing non marriage materials or ladies who aren't srs with marriages in most cases but in this case maiguru has just proved to everyone of us she aint that type. This one is a whole wife material that need to be showered with mombe on every child she has given birth to and and maybe take her back to her saloon buz so as help produce for the family like she wishes and at the same time helps and encourages other saloon ladies marriage failures on building theirs coz shz got all what it takes. Hats off maiguru❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Nhasi wabirira pamubvunzo apo waita nungo sei usina kubvunza baba ava kuti sei vachirambidza mukadzi kushanda sei vachiudza mukadzi uyu kuti mwana haasi wangu
Sei vachiita shanje vakaona akamira nevana vadiki
It’s every man’s right to have his kids tested…period!
Simple zvinotokurudzirwa ende m suwa varume vazhinji vanotozvishuwira asi homwe inoramba
Mwana wese ngaaite birth and DNA certificate simple😂
Mainini uuuuu madziro mudikani pamurikuswera mumba chisweraiwozve muchivarairwa nekubata bata mumba menyu tsvina ndanyara fani apa munhu nganake pachiso chii nhai
Ummm ndofunga mumba macho munotonhuwa
The woman is so honesty on her face , bt the man is doubting bcoz of age difference
Baba ngavaroore vagare nemhuri yavo varege Mukadzi ashande
Mukadzi akavimbika aka pfava zvekuti .kuna baba musapanisha mkadzi do something mugare padhuze nemukadzi . Na mother ava nyangwe unehasha dzenhema dzopera vakapfava zvekuti dhuu . Kupfava kwacho hakusi kweku pretender asi by nature she is so calm and cool .baba musa shungurudze this amazing soul ndapota
Mwana yu are beautiful and humble. Run away from that man of yur fathers age. He is abusing yu.
Ko vana osiiraani
Bava ava ndivo hure 'vanofunga kuti zvavarikuita kubasa ndozvirikusara zvichiita mai
I know this lady from Ruwa
Kana newewo ndokuziva ko iye mudhara haumuzive here pane nyaya apo kkkkkkkk boe here
Waiting for bota nendiro ne chipunu changu