Shamwari kana uchida kunyatsoona hunhu hwenazimba huya ku south Africa kuno godo , makuhwa hatina mweya wekubatsirana asi kusekana kana umwe wedu awirwa nedambudziko
That guy arikutozviona sekunge apinda machena newe Shero. Vanhu veko they must understand kuti it's a charity work. Why even sabhuku vasina mwoyo wekubatsira munhu anogara mubhuku mavo
Boys rekwaChireya vanehusimbe vanongofunga mari havazive kuti zvimwe zvinhu Mwari vanongozarura ma doors through kusandisa maoko Sabhuku ngavabviswe pahusabhuku vanonyaya kukara mari
Gokwe yakaoma zvechokwadi havabatsirane ,vanoitirana godo ndazvitya zvangu. Zvakadaro hazvo good job Shero 👏 🎉
Mazimba hatina rudo chero kuno ku south umwe akawirwa nedambudziko kusekana
Kune nzara don’t forget
Saka nzara ndoinota kuti vanhu musabatsirane kuchera mvura here weduwe ,Mazimba vanoitirana godo chairo .
Shamwari kana uchida kunyatsoona hunhu hwenazimba huya ku south Africa kuno godo , makuhwa hatina mweya wekubatsirana asi kusekana kana umwe wedu awirwa nedambudziko
Kip it up Sharon and gogo vanogara vachiimba wani kuti muroi wehama siyana naye ndakange ndabaiwa siyana naye means a lot mazozviona ka
Sisi chero udzai vakomana avo kuti vanonyanya kuomera ndosaka nhamo dzisingaperi ungarwadziwa kana kuti waruzha kubatsira sekuru.
Very true
Thanks Sharon, I am proud of you my sister.
Ivhu nderaMwari vanopenga plus godo chairo
Sabuku ziva kuti izvi hazvisi kuitwa nemusangano .vanhu varikutoitawo zvekubatsira. Regai kubatwa nemweya wegodo kana hudyire. Inzwaiwo tsitsi sabuku. Ndatosvotwa nehunhu hwakadaro
God Bless you My Girl. Thanks for supporting marginalized zimbabweans
Well done mashemarians imba yasekuru yasimuka veduwe .
Vanhu vekwachireya vane godo
Keep it up shero you doing well for the community may God grant you with good health love happiness and all the desires of your heart
Ende sabhuku vane kahutsinye varatidza kuti havasi kufara nekuvakirwa kuri kuitwa sekuru veduwe nekutambura kuri kuita sekuru vachigara mumapango.
Nhai nhai hako vanoda vari ivo havanyare vajaira kuba mbewu dzopihwa vanhu
Ndinotenda chose sis shero
Baba Ruva vachiona muchidzana ndoona vanorwadziwa .murikufara imi
Uuum vanhu veGokwe vane moyo yakaipa asi
Vanhu veGokwe wo so vakutoona kunga paita mari,ko sabhuku havafarewo here kti vana venzvimbo vabatsirwa
Vanhu vekuGokwe I sarrender,sis shero i pray that God bless you with a small truck or bakkie ,all this problem yekunyengerera vanhu will be over
Now l understand kuti song yambuya yekuti muroyi wehama inorevei vanhu veGokwe ndakutadzai
Sabhuku ngavakwane awo veduwee kutengesa ivhu rekuvakisa wakuzozvinyanya. Vaudzei kuti watch out. Havakodzeri zvachose kuita sabhuku
😅😂 shero ne team makapenga
Well done Sharon and your team murikunakidzwq
Wow wow guys god bless you
Heloo guys ❤ bhora mberi sister Sharon
Yaaaa zvakaoma sure moyo wangu warwadza sure
Sisi Sharon kaa happy soul
Vanhu veGokwe itai mushe mhani. Khathi wezenjani🥲
That guy arikutozviona sekunge apinda machena newe Shero. Vanhu veko they must understand kuti it's a charity work. Why even sabhuku vasina mwoyo wekubatsira munhu anogara mubhuku mavo
Veduwe Shero and your team Muri mastress reliefer keep it up ❤❤❤❤
Sis sheron nzvimbo yegokwe yakaoma vanonyima Havana rudo ava
Dai zvaibvira mukoma Tobi vouya kubasa.Votakura mavhu neudhaka boy or piling up bricks. I am sure Shemarians will help.
Ihhh yekwaBaRuva ichi fresh
Haiwaa zvikufadza izvi mukurova basa guys ❤❤❤❤❤
Well done guys basa sebasa
Kkkkkk saka vanhu ava vaiimba imba nhema musiuya sevaifara ezvo godo raiva rakada hmmmm
Vaitorwadziwa vanhu Ava 😭😭😭
Vaifunga Kuti musangano wauya nezvose.
Sabhuku vanoda zvinhu ndosaka vachipfeka mawelding glasses 🤓 vachiit emucheno
😂😂😂😂😂😂😂
Haaa Gokwe yazviita futi $10 kuratidza munhu ivhu😂😂😂😂 zvakaoma hazvo
😂😂😂😂😂😂😂 inonzi Gokwe😂😂
Varikufunga kuti ndezve zanu imi vaudzei chokwati kuti gokwe hamubatsirike ibvai mugokwe vamirire musangano. Wekumasero
Ndinosingonzwa pa media kt Gokwe yazviita yazotiradza veduwee
Sorry Sekuru varipo sis Sharon ndiye muzukuru wenyu wamakapihwa naMwari
Vanhu veGokwe havadi kupiwa basa Sharon chero toilet yacho usavape basa racho vane hutsinye.wengoro ari kuti zvidhinha 20 zvinouraya ngoro kwedu vanotakura 250 to 300 bricks dzinodii kufa ngoro dzavo
Variseiko babaRuva nhai veduwe
Gokwe yati paita Donna
Aaaah vanhu vasadaro, sekuru vakura ava kushayawo vanhu vano vatsira , varume ava are so heartless! Apa varipo vaka gara sekuru vachishanda vega
Gokwe inopisa nevaroi ukangovaka imba yakanaka munoswera ma kuneimwe nyika mafa sisi shero mongwarira ikoko tichirikukudai kkk
Hahah. Kunyepa. They are loving. But one person haangaiti paint vanhu vise
❤❤❤❤❤
Shuwa sekuru vari kushanda nyika ine vanhu vakawanda kudayi .
Vane hutsinye vanhu veGokwe.mamwe maProjects ese vanhu vemuraini vanouya kuzobatsira nemvura nezvese zvinoda mawoko avo.manje Gokwe I surrender
Basa rakutofamba kaa apooo. Thanks sisi Shero nemaShemarians
vanhu veGokwe godo musadaro hutsinye nenhamo hazvisiyane
Vana vemazuvaano vakumhanyidzana nemari shuwa, kusiya sekuru vakadai vachishanda.
Ane purple uyo kana nyadzi kunyangaraku
Saka Dai imba yasekuru isina kuvakwa vana vako vaidyeyi
Nhai zvako iwe
Vana, nemuroora vacho kutadzawo kuuya kunobatsira zvechokwadi ngavasadaro
Dambudziko vana ava havasi vasekuru ndosaka vasiri kuuya havo .Kungoti vanhu vane moyo yakasiyana
But vari kuchengeterwa amayi vavo nasekuru wacho ,vanofanirwa kutovabatsirawo kungoratidza appreciation kuna sekuru vari kuchengeta gogo
Vane hutsinye vanhu vearea inogara anesekuru
Sabhuku vane uhori ivavo .
Huye vanhu veGokwe havana kuita zvakanaka zvokwadi
😢gokwe why
Ndosaka ndakati vanhu veikoko vane ruchiva kungwadziwa kuti sei vanhu vavakirwa dzimba
Vanhu ava vane nhamo yenzara saka vari kutoti tawana mhene
Vanhu veGokwe takutyai moyo wenyu wakaoma shuwa mweya wokubatsira hamuna
Veduwe sekuru vanofa nebasa
Boys rekwaChireya vanehusimbe vanongofunga mari havazive kuti zvimwe zvinhu Mwari vanongozarura ma doors through kusandisa maoko
Sabhuku ngavabviswe pahusabhuku vanonyaya kukara mari
Saka zvawaswera wakamira ipapo uchanobhadhara fees yacho here hungori utsinye negodo izvo
Hameno nhai zvaamire akasenga migomo miviri handi watobetserawo wongoti ndoda 5dhoras asi umire unoita 5dhoras here
Vane godo vanorwadziwa nezvamuri kuitira vanhu vanoshaiwa ava
Gokwe vakadzidza kusasimudzirana pachiZanu chavo Sabhuku vatoita godo nevhu here ngavatobvire basa rakanaka ririkuitwa neteam SHEMARIANS ngavatibvire apa
Uuuuummmm ku Sabhuku mapindwa neizve imi muchibatsirwa munzvimbo menyu
Shame kwaTobbie ndizvozvo futi godo mashangwe godo
Ndosaka kwakazara huroyi
Uko ndekwe kuti wakandainzwa futi usaende vanhu veko hana kukwana vese
Hello guys mune more fire 😂😂😂
Kkkk chimukanzi ichi chonakwa mhani
Sure varume avo vakaoma moyo varikungo pongoza kutadzavo kungoisavo foshoro mbiri vachingotqura people are so selfish
Amna sekuru vachafa nebasa vasina kuigara imba iyoyi
Gokwe ine nyanya chaidzo haaa moyo yavo yakaoma ndosaka vasingasimudzwe haiwawo Mwari haaropafadze disorder vaudzei vanhu veGokwe Mwari anoita zvine order haiwawo
Mmmm Gokwee inokwikwidza
Musi wekutanga ndakawona kunge vangu vanerudo kukunda vekwamukoma Tobiasi nyamba vanhu vacho vakafanana havana rudo vanorwadziwa nezvinenge zvaitirwa umwe
Haa vanhu veGokwe majaira chikorokosa sad 😢musatinyadzise kushaya kubatana pazviitiko zvakanaka kudai. Charity work muri kuda mari sad 😢😢area
mbichana ndoisipo hayo🤣🤣🤣
Huku nembudzi zvevanhu vapera na Sabhuku kwachireya vanokara mari shame
Sabuku muzanu chete haanamoyo
Kkkkk nziyo tichishanda famba famba shema
Inhamo inemabasa esee iwawo 😂😂😂
Hie Shero neteam sekuru betsotso
Vaita godo sabhuku ava vanongoda Mari yei
Ma sabhuku e Gokwe hamunyari huwori nxee kujaira kudya zvevapfupi nekureba monyadzisa puu
Vanhu veko vanorwadziwa
Vanhu ava vakaoma ukabatsira nemoyo wako hauzivi zvinoita mwari ndosaka vachitambura pamwe pacho panodawo moyo
Sabhuku ummm vanofarq kuona vanhu vachibatsirwa
Ko ivo Counciler varipi ngavabatsirewo
Vanhu vekugokwe misoro yakazara mvura
Pakuty vabetserevo hre nai veduwee..... Asi chii nai negokwe😢
Sabhuku nemachurch vekwachireya mobilaizai mayouth azobetsera veduwe aggh vanhu vepi 😢😢😢
Vanhu vanongoda vezvekuzora mbuya kubatsira sekuru havadi 😂😂😂😂😂
Gokwe gokwe endai kuchikoro maratidza chidofo ,utshinye fokofu muri vanhu vakaita sei
Nzvimbo ine vanhu vakaoma
Ngavashabdire imba yavo sekuru
NaJeso zvinoita
Sabhuku vane nzara abo vapeiwo puriz vari kunhonga svosve nemuromo.
Veduwee rudo gwakaindepi ko sekuru avo basa ravari kuita nezvavari hazvipindirani ko vemakereke vatadzawo hre kungoisawo ruoko vamwe vakateka mvura vamwe sand vamwe matombo ekufiller mukati zvaifamba
Ummmm imba irikufamba iyi
Iiio vanhu ve Gokwe vakawoma havabatsirane vanongoda mari plus jealous
Shuwa sisi mombe nengoro zvinokuwadza mombe
Vanhu veGokwe vane husvinu asi chiyi nhayi
Gokwe haina Moyo werudo,ndakaona pa Tobias Paya iiiiii 😢
Ndosaka vasingabudiriri moyo wakaoma
Vanoda mari avo varikurwadziwa neimba yaakule