Usabatikana nevana vasina hunhu Shero iwe chirega kumuburira kana auya ipapo. Iye Uchazodya zvababa veshamwari yake kana vazobika. 😂😂😂Asadya zvemashona. 😂😂Zvairinhamo hayo. Apa vanhu variikoko vari soo good. Haushayi benzi muvanhu kwavo zvokwadi.
Ko vaya vemari dzekuwanda vanotengera varoyi nevanoraper vanhu mota sei vasinga budikiri pakadai ndopaunoona kuti vamwe vanhu vanofunga se gurwe shuwa vano Bata vana zvakanaka hapana chavanopuwa vanehutsinye vanotengerwa mota yei nayo zivai vanoda rubatsiro please mukangodaro tinosvika kure I really love this lady
Ndiri kunzwa kufara kuona vana vachi glower avo nhamo yakaoma veduwee vana vakanaka avo vana vakatsvukira ava apa vari kufara sei katiki ako Kari kuona senge akatowana mama veduweee zvimwe zvinochemedza veduweee manje musi wauchaenda vana vachachema ava varikuda zvakanaka kugeza kupfeka Mwari akukomorere nekasinga gumi moyo wako ndamutadza muzimbabwe tikawana vanhu chero 20 zvakadai nyika inochinja nherera dzinokuravo dzakafara chembere dzinofaravo kuwana mubatsiri thanks cc dai hutumende ichibatsiravo kukupai Mari yekuti basa rako riendeke ndiri kugara zvangu ini
Anopenga mukoma iyeye chii chakadaro akanyimwa ànozotie mashona anonyima apa achiganza kudaro murwere sisi shero muregererei
Apa uri kukwata ndiwe wotaurisa..musa mupakurira shit ye mwana
Siyana nemhepo idzo Sharon focus on your agenda Mwari ndivo vane mugove wako mukuru
Haa Sharon musi wauchabva pavana ava ndineurombo shuwa coz varikuto enjoyer mother's love kwauri dea may God continue to bless you
M sry sisi shero❤❤❤basa ngarifambe for the sake yevanasikana avo and iye Nefat ndosaka asingade chikoro coz of vanhu vaanotamba navo😢😢😢😢😢😢😢😢
From the deepest of my heart thank you so much Sharon mwari vakukomborere nerudo rwako🙏
Sharon Gor bless you this kids wil miss you when you done the project
Usabatikana nevana vasina hunhu Shero iwe chirega kumuburira kana auya ipapo. Iye Uchazodya zvababa veshamwari yake kana vazobika. 😂😂😂Asadya zvemashona. 😂😂Zvairinhamo hayo. Apa vanhu variikoko vari soo good. Haushayi benzi muvanhu kwavo zvokwadi.
Good job Shero nhasi ukuratidza kuneta unozoshandawo hako❤❤❤
Sorry zvenyu sisi Shero uyo yatove mombe yemashanga ndimi muchaigonawo here siyai zvakadaro
😂😂😂😂don't worry Shero rambai muchimupa sadza remashona rinonaka❤
Ko vaya vemari dzekuwanda vanotengera varoyi nevanoraper vanhu mota sei vasinga budikiri pakadai ndopaunoona kuti vamwe vanhu vanofunga se gurwe shuwa vano Bata vana zvakanaka hapana chavanopuwa vanehutsinye vanotengerwa mota yei nayo zivai vanoda rubatsiro please mukangodaro tinosvika kure I really love this lady
Aaaaa zvazvakaoma nhaimi nenzara iriko iyi munhu otoshaina , siye kutenda sadza raanokwata ibenzi chairo
APA Wana watochinja kutoonekera wawe nemubvuri chaiwo pamunowasiya wachachema chose
One woman in a million Sheroe u are so mch loved ❤❤❤
You can say that my dear
She is a jewel
You are the mother of the motherless. Be blessed Sharo.
Siyanai nachochikomana icho imwe imhepo isingade kuona chakanaka,keep on doing good job sis Sheroo
Ndiri kunzwa kufara kuona vana vachi glower avo nhamo yakaoma veduwee vana vakanaka avo vana vakatsvukira ava apa vari kufara sei katiki ako Kari kuona senge akatowana mama veduweee zvimwe zvinochemedza veduweee manje musi wauchaenda vana vachachema ava varikuda zvakanaka kugeza kupfeka Mwari akukomorere nekasinga gumi moyo wako ndamutadza muzimbabwe tikawana vanhu chero 20 zvakadai nyika inochinja nherera dzinokuravo dzakafara chembere dzinofaravo kuwana mubatsiri thanks cc dai hutumende ichibatsiravo kukupai Mari yekuti basa rako riendeke ndiri kugara zvangu ini
Pane chakanaka Shero ziva kuti pane opposition anoda kumbonyimwa ane tribalism isina kunaka pasi naye!
Shero you are great may God bless you abundantly
Mwana uyu arikudzirwa zvashata nevemuraini varikurwadziwa manje keep on doing great things Sis Sharo
Maiguru voices reminds me of Makhazi the Singer.❤
DON'T WORRY WE LOVE YOU ❤
Keep it up sisi shero
Muregererewo cc Shero ;atumwa na Devil ;haziv kut haziv
Sis Shero moyo wako ndoudawo wakanaka wena may God bless you
Ndosaka Nefat asina hunhu xaaaa
Vana ava vacharwadziwa pachaenda sisi shero 😢
❤️❤️❤️❤️
Uyo anopfeka size 1 and 2 ndeyevakuru. Avekutopfeka adult sizes dzimwe idzo 8/10 ne 12/13 ndidzo dzevadiki❤ God bless vanotambanudza maoko avo
Kkkkkkkk ndange ndisingazive kti kune sadza remashona
Maiguru vari sweet veduwee
Well done be blessed beyond measures 🙏
Kkkk chopenga chimwana ichocho
Sheroooo❤❤🙏
Mashona acho akutovabatsira wani
Ndange ndaona vhiri rengoro ndikati Sharo waita chiwakashure
Chii chinoshamisira pakusava muShona kwake ibenzi remunhu
😂😂sadza remaShona
Ndozvavari mavhenda ndakambogara navo vane tribalism ndakagara navo vanovenga mashona
Sister Sharon 😂😂 zviriko aaguta stubborn mwana iyeye
Zvinowanikwa Shero mukurarama usabatikana
Saka vakayimba:- KANA NDAGUTA NDICHAROVA MAI🎤🎤🎤🎤. Siya zvakadaro Sharo Ramba uchimupakurira, Dumbu harina Muromo.
They are feeling mothers love the girls
Kkk haa sorry Shero zvowanikwa vana vedu vamwe Havana hunhu vamwe havatoteteri vabereki
Shron chipo manzvera unezodzo akagara paakagadzikwa
Sheroo wakanyanya wangu❤❤❤❤❤❤❤
Miyedzo Shero Basa ramwri rine miyedzo,imi pfuurirai nebasa renyu musiye benzi iro rine nhamo yaro
Saka mukomana wepamba ipapo anonyengerwa kubva pamba kuti asabatsire basa
Don't worry sis Shero god Will reward you for your kindness
Sharon may God bless you
Nephat yanhinhi chitoirega hako, ungatokwira BP. Asi ruoko rwako maspoon mangani esugar😊😊
Siyana nevakomana avo hupfu hunozvibika hwega anopenga kusaenda kuchikoro kunodaro
Tarisa girls dzako Shero
God bless you Sharon
God bless you my sister
MaVhenda anototiita maKwerekwere😂😂😂😂
Komborerwa nedenga Sharon moyo wako hauna vazhinji❤❤
Sharo you are doing grate job kuvana ava coolimg pamoto kuchipisa every day ende ma bhonda zvekuti
Haana kukwana mwana uye plas kungoti vabereki havapo vana vangadai vachirohwa pakushota shamhu❤
Upenzi hwakazara mumusoro.apa achikwata otaurisa.iye kuva muvendor kureva kt haasi mwana we Zimbabwe here udofo chaiho.
Anopenga mukomana iyeye
Nhy hako kanopenga pamwe ndozvinotaurwa kumba kwavo
Zvobva kuvabereki vake.Havasi vese vari kufarira basa ramuri kuita iri.Imagine kudzidzisa mwana kutaura kudai ko paanokurira
Taura hako
Bless you Sisy.
Don't worry sis keep going we love you
Vana acharwadziwa musi unopera project Sheron mwari akukomborere nekyt ine moyo kwakanaka Vana vane mufaro wakanyanyisa avo
Sisi Sharo i love you ❤❤❤❤
My sister don't worry he is sick
Ummmm cc Shero you a blessing shuwa vana vachasurukirwa ava
Very munhu haachengeteke sister Shero munhu agara anonetsa
Asivo anoti kakotsi musamuburira paanouya momuti baba nefat havana kusiya vupfu tabika hwemashona😅😅😅😅
Van vachasurukirwa oavachaenda❤❤
Maiguru and gogo vevana ava vanoda vanodawo reward coz mutoro wavainawo unorema uuuum apo kuenda nemwana kuchipatara 😢😢😢😢😢
Usamupakurira sadza rema Shona 😢
Sheron undipewo Zambia rako iro ndarida shaaa
Dai magadzirihwavo chishade chekubikira pasina mhepo veduweee
kaudze sharon kt handizvifarire uri mwana mudiki chaizvo chii chakadaro
Musapa chikafu.Anotaurisa mwana mudiki wani kuzviitisa uko.
Adzisi mbanje hr shero usagumbuke anenge achito shashira tuvana tudiki
Uuum kanopenga kakudya zvinonaka kakushaisha kutaura unakanyima kabenzi iye mukomana wepi ngaende kuchikoro
Forgive him Sharon.❤
❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Hie shero
Ibenzi musamupakurira fut
😂bhendzi chairo
Chigarai ikoko zvachose sisy shero
Nhai mamubvunza anopenga
😂😂😂😂😂😂😂 Shero warwadziwa nekudzi sadza remushona 😂😂😂😂😂😂
Kwatiri kune muriwo wemazimbadzve
Nefat muregei Shero sisi vadiki vanonyara
Aiwa zviriko. Area yaari yakadero. Ndakamboshanda Gwanda ndozvavaiita futi. Vakazoti vati gare ah ko zvaunofara wena taisqmbofunga tichakufarira kudai nekuti haaa mashona bodo. Ipapo vanodero zvavo vachitaura shona kkk. Vachanyevenuka zvavo ndiye qnenge anumber 1 kuti mashonq akanaka
Mwana uyu ndakamuona kuti haana mutemo ne Shamwari dzake vachanetsa and vakavaregerera
Report to Sabhuku and Maiguru and mbuya
Ehe mutaurire atsvage huni sure
Hazvina basa shero siyana naye uyo mukomana uyo,apa ari kukwata apa otaura zvaanoda futi.
Kasisi karikosora shame 😢
Musasamupa sadza remashona haana mukanwa idyai mega zvinhu zvenyu
Tribalist
Hezvoo vana vakutonzwa shona😅
Eeeh mufunge sheron ane zodzo
Veduwe vanha ava sure kana project yapera vacha surikurwa chose.
Shanda basa rawakapiwa nashe❤,he is sick
Siyana naye miyedzo iyoo
Sister Sharon anorwara
Bhudhi vacho kunge vakatopedza zvavo nhamo hunhu hwake ma1 apa ndo type inosara yakutonga kuti pamba ndepangu anobhowa mkomana wepamba apa
I think he should go back to school to get some discpline, ask the elders to counsel him too. Atove wild uyo, plus hormones !