Leaked Audio🥵yamutsa Zim-Citizens after Jeff Judah expose kuti Zanu-PF Mnangagwa muZambian 'MUNYASA'

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 6 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 24

  • @edwardmoyo5047
    @edwardmoyo5047 Місяць тому +1

    Judah, don't stop .Zimbabweans taneta with these people

  • @AlbertGoneseh
    @AlbertGoneseh Місяць тому +1

    Parochial minded people,chasing shadows,we need a better life for everyone,it does not matter who will give us a better life,

  • @lovemoremuvhaki1508
    @lovemoremuvhaki1508 Місяць тому +1

    Ndinemakore 50 handisati ndambonzwa one munhu anechinzvimbo chepamusoro kumabasa apo vanhu vacho vakainda kumaunvesity

  • @michaelmanomano7412
    @michaelmanomano7412 Місяць тому

    Thanks mukoma Jeff

  • @JanePhiri-c2u
    @JanePhiri-c2u Місяць тому +1

    Please stop insulting us as we respect you 100%

  • @NyundoJuma
    @NyundoJuma Місяць тому +1

    Iyewo Jeff haasi munyasarande here

  • @SimangaMashelela
    @SimangaMashelela Місяць тому

    Munangagwa kutsho ukuthj ( ucishe wawa)

  • @GladstonePetro
    @GladstonePetro Місяць тому

    Jeff juda apa uri mhata pakutaura, hondo yerusununguko haina kurwiwa ne mashona badzi, taura zva ED kwete zvako izvo. Ko muripi musingatongi nyika yenyu mega, good at ku wawata, action dololo, zibenzi. Manyasa vakaziva kukosha kwe education ndosaka vari mberi kwenyu. Mxiiii

  • @tafimuza7642
    @tafimuza7642 Місяць тому

    Machikunda. Machikunda. Hazvichije. .nemaSena . Vakutitonga. Ndaramba. Kativarwiseyi. Mabhurandaya. Aya. Zvandirwadza. Kana munepfuti. Ndipeyi. Ndifenavo. .rambawadaro. Vazive. maZimbabwe. Please please . From US 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥😭👌. 🕕

  • @JudithNdakaripei-x8j
    @JudithNdakaripei-x8j Місяць тому

    Chamisa is a Zímbabwean,ED ndewe kuZambia ko iye Jeffy Juda ndewepiko uyu munhu anoda kukanganisa vanhu ndamuona kare kuti iye haatodi Chàmisa saka iye ndiye anoda kuisa baba vake here kana kuti iye kuti atonge nyika,nxaaa anopenga uyu munhu mhani

  • @brownpetroscoplandmalemia1551
    @brownpetroscoplandmalemia1551 Місяць тому +1

    I hate that Nyasalande it's an insult to our independence as Malawians. We don't call hou by your colonial name.Kwana ,past newe

    • @DuncanMunzhelele
      @DuncanMunzhelele Місяць тому

      Chokwadi chinobaya nhai uri muNyasarandi😅

    • @brownpetroscoplandmalemia1551
      @brownpetroscoplandmalemia1551 Місяць тому

      Yes lm and proud of it but lm a Malawian

    • @brownpetroscoplandmalemia1551
      @brownpetroscoplandmalemia1551 Місяць тому

      Zvekuti munhu mu Nyasande ndezvekushaya pfungwa nekusaziva vabereki vako.l was born from both Malawian parents and use my perfect surname. Hapana chinondi rwadza

  • @NyundoJuma
    @NyundoJuma Місяць тому +1

    Ari racist, Jeff iyeyo. Nayewo ari 100%Zimbabwean here? Usadaro. Nyasarande kkudiiko kwacho? Ma bwidi kudiiko kwacho?Iwe ukanzi kwerekwere kwauri ikoko unofara here?nxaaa

  • @talentmanyika852
    @talentmanyika852 Місяць тому

    Jefi judha na Hopewell chin'ono vamwe chete mazanu pf

  • @linazava4550
    @linazava4550 Місяць тому

    Saka uchasara woga uchitonga Zimbabwe nokuti iwe ndiwe woga mu Zimbabwean. - vamwe muchavhiyiswa mbudzi pa dare

  • @josepMashoko
    @josepMashoko Місяць тому

    Thanks me Jeff Judah hossana ichi ichokwadi chaicho

  • @TendaiTendai-zz2we
    @TendaiTendai-zz2we Місяць тому +1

    Kkkkkk ndaseka zvangu mukoma juda hossana fambisai basa mabwidi aende

  • @josepMashoko
    @josepMashoko Місяць тому

    Vanhu Ava vane utsinye bwenyoka Ino ruma chaisingadyi

  • @talentmanyika852
    @talentmanyika852 Місяць тому

    Jefi judha

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 Місяць тому

    Wanga usingazvizive here isu takazvinzwa kare

  • @GladstonePetro
    @GladstonePetro Місяць тому

    Iwe juda profession yako ikoko ku SA ndeipi, uri gwara ndosaka wakatiza manyasa ukanopotera ku south hauna chikoro saka social media ndoyaunotongo rarama nayo wakazvivarira mukamwena ikako watiza manyasa hauna kusiyana na Gambakwe, traitors. Obama akatonga America nokuti akazvarirwa imomo, u don't understand a thing about birth rights bro, sorry keep barking uchi devida vanhu vaifanira kutokubatsira kubvisa iye ED wacho nokuti naivo manyasa acho havatomudi. Mubvisezve uri wega naidzo nyambo dzaunoswera kutaura pa you tube.

  • @juliabest6370
    @juliabest6370 Місяць тому

    Iye Jeff Juda murudziiko? Munhu akabarirwa munyika he can be a President. I don't support Zanu I support Chamisa !00% percent. Be careful of this Jeff Juda. Isu Chamisa supporters let's be behind our trusted Chamisa.Knowledge yacho Jeff Juda akaiwanepi ndofunga kutorwsra pfungwa