Ko akazo vigwa kwaaida here musikana uyu uye baba vake vakazoripa here chihure chavakaita nemukadzi wepa nxt door vanova mai vemusikana ? Koiwe wakazo bhadharwawo here kumubatsira kwawakaita ? Tiri kuda part 3 please !!.
Thanks tete but kana masiira nyaya panzira please endererai nayo panext for epsode musatange imwe musati mapedza imwe,,it’s confusing to us your followers
Speed yavo yekuverrenga haina kana kuipa iyi. Ndiyo chaiyo speed inoita kuti nyaya inyatsonzwika.. Zvekupedza handirambi hangu, rinopera zvedi. What you can do since pasina chinooneka kunze kwezwi ratete vedu chete, chinja video quality to the lowest resolution kana ku144p chaiyo.
Hmmm i like your guts mukoma it’s good kuti makachibatsira asi Ko reward makapuhwa here
Inga zvakaoma zvirimunyika
Ko akazo vigwa kwaaida here musikana uyu uye baba vake vakazoripa here chihure chavakaita nemukadzi wepa nxt door vanova mai vemusikana ? Koiwe wakazo bhadharwawo here kumubatsira kwawakaita ? Tiri kuda part 3 please !!.
Thanks tete but kana masiira nyaya panzira please endererai nayo panext for epsode musatange imwe musati mapedza imwe,,it’s confusing to us your followers
😂😂😂😂Chipoko can humble you
Murume uyu aiva nezvivindi yooh😯
Mukoma makagona kubatsira zvipoko mune zvivindi zvisingaite mmmmmmm
Thank you for part 2
Ini ndingazvirega zvekufamba husiku asi I think chipoko ichi hachina kuda kurwadzisa asi chaida help😊
Interesting.. At least there's a happy ending..
Asi munyori wamboti wakanotaura baba vaya nemota wakufambazve netsoka kudzoka kumba or maybe u hired a lift😊
Hey aunt Mamoe
Ende makapindana nacho mukoma asi makagona makazobatsira
Ummmm zvakaoma
Yoooo ma 1
I remember it but tete kana masira panzira make it your next story lol
OK dear
Ndaiziva
Volume
Ndaiziya
Ummmm zviripanyika pano ma1
Pliz adjust yr Volume and Speed pakuverenga apa. And try to samarise . Zvinobatsira chose kunakidza kwenyaya uye kuSaver Data.
Thanks