ANODYIWA HAATAURE : Dare ra Chief Saurombe

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 13 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 649

  • @Gogoaggie2018
    @Gogoaggie2018 Місяць тому +31

    That girl is eloquent. ❤❤. Kaomesa madhala mate mukanwa. Ndozvavanoda madhara asina kukwana.

  • @Vovo_om4
    @Vovo_om4 Місяць тому +39

    Mwanasikana Dai zvaibvira wabhadhara mari yemurume uyu zvinganakidza nhasi tichiseka kudai asi upenyu ndehwako usazonyepere Vana Tete Nana mbuya nedzimwe Hama uchit Uri kuroyiwa ndohuroyi hwauri kudyara nhasi

    • @EliphasTshuma
      @EliphasTshuma Місяць тому +5

      Hapana ane mhosva apo kkkk baba avo vaida kushanda at zero cost manje hazviiti izvozvo business rinezvizhinji zvinonetsa iwe wozongoda mari zvese neprofiti zvakakwana

    • @MollenMutanga
      @MollenMutanga Місяць тому +2

      Taura hako

    • @linnetgambura9943
      @linnetgambura9943 Місяць тому +3

      Well said hama

    • @StellaBanda-u8v
      @StellaBanda-u8v Місяць тому +2

      Well said ufunge. People don’t see miles, they see zviri padhuze chete.

    • @thabithasimango6134
      @thabithasimango6134 Місяць тому +1

      ​@@EliphasTshumaProblem ku mixer business&leisure

  • @amandafish3022
    @amandafish3022 Місяць тому +29

    Musikana uyu dai asina kubata mari yemudhara uyu arikumberi ne Bsns.Dzimwe mari yadzibatwi sister gutsikana nezvamunazvo

  • @samuelmukuza5041
    @samuelmukuza5041 Місяць тому +26

    Very clean dare nderekupiko haaa very smart😊

  • @norestmasuku3981
    @norestmasuku3981 Місяць тому +5

    Imagine she only did grade 7 at school. What if she went thru to form 5 or 6 hey. She is very intelligent. Lets all pray for her to fulfil her dreams and excel in her life

    • @Rodgers-e7c
      @Rodgers-e7c 7 днів тому

      She is well accomplished in boshing. She is doing very well in that regard

  • @CoachRonaldMakusha
    @CoachRonaldMakusha Місяць тому +8

    🎉 Musikana wagona kumira nechokwadi, mdhara anga achida kutora advantage. In 2 months, profit could not have gone twice the capital muTuckshop, hakuna I zvozvo

  • @tatendangaru
    @tatendangaru Місяць тому +15

    chief itai plan mwanauyu uyu abhadhare mari

    • @EnniahMasaya
      @EnniahMasaya Місяць тому +2

      But akapihwa Mari wani murume uyu plus zvirikunzi zvazvine kamjolo mukati so zvinonetsa

  • @PrisciniaMakurumure
    @PrisciniaMakurumure Місяць тому +13

    ASI chief vanouser er

  • @JudahSanhangaTondo
    @JudahSanhangaTondo Місяць тому +16

    Picture quality 👌👌👌👌👌

  • @Lettymasibae6771
    @Lettymasibae6771 Місяць тому +16

    Karangandaaaaa❤❤❤, picture quality manyamisto😁
    Like now and ndoteerera later

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 Місяць тому +7

    Matonga mushe mambo in that even if we believe it’s a joint venture, he didn’t pay rent or labour for this girl. That alone you don’t gain nothing outta $500 capital. Mune hudyire Sekuru imi. Otherwise he probably owe her instead of him getting his full $500.

  • @DorothCharlie
    @DorothCharlie Місяць тому +15

    Nyangwe vaimuda akaramba koo mari yavo akazotorerei. Ngaabhadhare baba ava mari yavo veduwee, uchafa uchiridza muridzo musikana

    • @madyedzomunyonga2036
      @madyedzomunyonga2036 Місяць тому

      Kapfambi why kaitora mari yemunhu yakawanda kudaro, vanhu vakuru ava havasi kukutamba navo unoenderwa kun’anga ukafa muromo waapaside 😂😂😂😂😂! Kuda ma sugar daddy!!

    • @MiriamMagadzike
      @MiriamMagadzike Місяць тому

      ​@@madyedzomunyonga2036Taura zvako kakafumuka kamusikana ako, kudya Mari yemudhara...kanofanirwa kuidzosa...Ndoona sekuti vaitodanana vanhu ava kungoti pakazoita kusawirirana

    • @madyedzomunyonga2036
      @madyedzomunyonga2036 Місяць тому

      @ very true, manje zvakaipa. Kaka nyenama , hauzivi paunozviwanira kuzvi tsvagira minyama

    • @TemptationTamba
      @TemptationTamba Місяць тому

      Dai unyariwe watorao yakawa ngemusanayo ungairekera. Kakazorwadziwa kamudhara aka

    • @illahkwaramba281
      @illahkwaramba281 24 дні тому

      Vakamupirei

  • @HamiltonBalakasi
    @HamiltonBalakasi Місяць тому +3

    Mambo maitonga zviri free to both parties...

  • @Simplysimplifyandhonestjohn
    @Simplysimplifyandhonestjohn Місяць тому +2

    This man is innocent the court failed him dismally

  • @berzy7777
    @berzy7777 Місяць тому +1

    Mambo uyu haasi kurova mtoriro kana mbanje here kkkkk he's hilarious 😂😂

  • @leveniamaregere4573
    @leveniamaregere4573 Місяць тому +18

    Ini ndino liker ndisati ndatomboziva kuti inyaya yei nekuti karanganda huchi😅😅😅

  • @CathrineMhlanga-h7o
    @CathrineMhlanga-h7o Місяць тому +22

    Mambo please be fair. Listen both sides ,matora side remukadzi why

    • @LuckmoreMandigo
      @LuckmoreMandigo Місяць тому +1

      Mudhara vakafa zvinhu zvirinyore 50/50 PARI ko rent yanga ichibhadharwa nani

    • @Zivaimchoramwendo
      @Zivaimchoramwendo Місяць тому

      Madhara ngaadzikame please

    • @Makaonesu68
      @Makaonesu68 Місяць тому +1

      Mdhara ndiye akato benefiter, he got his money and goods back but girl no rent no pay

    • @CollenMasilo
      @CollenMasilo Місяць тому

      𝒃𝒆𝒄𝒐𝒛 𝒉𝒂𝒂𝒌𝒖𝒓𝒆

    • @Danielle-r3i
      @Danielle-r3i Місяць тому +1

      L get you but mudhara uyu already he is on the wrong side itsitsi dzei Kuda kubatsira munhu waasinq kukama naye hama dzinotambura ihombo wozongoti munhu wausingazive ngatiite business no no no. Akanyanga mwana haana respect akadyiwa

  • @alwismukucha
    @alwismukucha 19 днів тому

    Chief Samanga i like the way you handle this case well done but on my side that lady needs to be advised not to collect money from man, mazuvano kwaipa

  • @Masline-q6b
    @Masline-q6b Місяць тому +8

    Chief in mugabe voice isa like kana uchizvinzwawo

  • @camillioadmire1162
    @camillioadmire1162 Місяць тому +6

    Mambo ne dare rake they are flawed!! How can the defendant be asked to pay money to have judgement delivered. Hakuna dare rakadaro . This is extortion from the community

  • @TapiwaChirongoma-gq6uq
    @TapiwaChirongoma-gq6uq Місяць тому +1

    Fair judgement 🎉🎉🎉

  • @tatendatsikai2680
    @tatendatsikai2680 Місяць тому +2

    Ivo vaita bizness half half nemwana mudiki

  • @tatendangaru
    @tatendangaru Місяць тому +7

    We see you baba taps❤❤❤ vamwe vana ma1

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri Місяць тому +26

    😂😂😂😂😂 ama 2k haana matyira kudya mari yema ancestors awo 😂😂. Hazi Mwari haapi ngeboko 😂😂. Sure midzimu. Haipi kaviri. Kuona munhu unokt ooh $500😅😅

    • @AMARKEDCHANGE
      @AMARKEDCHANGE Місяць тому

      yema ancestors 🤣🤣🤣🤣

    • @zamamatsotso4274
      @zamamatsotso4274 Місяць тому +1

      Kudya mari yevadzimu

    • @tauraichikukwa2846
      @tauraichikukwa2846 Місяць тому +1

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ivo vadzimu sei vachichiva vapenyu vashayawo vezera ravo here😂😂😂😂😂😂haa manje apo vakazoisirwa tombstone manje vanyura😂😂😂😂😂

    • @marthachinyanga4664
      @marthachinyanga4664 Місяць тому +1

      😂😂😂

    • @LynnJosie
      @LynnJosie Місяць тому

      😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @IdaKamunjoma
    @IdaKamunjoma Місяць тому +8

    Iyeni ndakambodyiwa ini ndakambopera ini ndakambozunzwa homwe in systems voice 😂😂😂😂

  • @AmenRufura
    @AmenRufura Місяць тому +12

    Mambo ava ngavamirire munhu atange apedza kutsananura panekukata kata munhu achitaura

    • @Trabablas
      @Trabablas Місяць тому

      Kkkkkk varikumhanya here wangu

    • @YvonneNyamayaro-vz3uy
      @YvonneNyamayaro-vz3uy Місяць тому +1

      😂😂😂😂😂😂 Mambo vange vatanga vambonwa kambwa 😮

    • @Trabablas
      @Trabablas Місяць тому

      @@YvonneNyamayaro-vz3uy vanozviita hapana anovamisa ...apa vanenge vodhomoka zvavo

  • @faithchipere6126
    @faithchipere6126 Місяць тому +2

    Karanganda you are the best

  • @JoyceChauke-xx5ln
    @JoyceChauke-xx5ln Місяць тому +7

    Dai musikana akavhura poto pasina noise yese iyi🤣🤣🤣🤣

  • @BishopSibanda
    @BishopSibanda 6 днів тому

    😂😂😂😂😂 this is hilarious, mdara haana nyaya uyu

  • @DarlentGonesorejoice-y7x
    @DarlentGonesorejoice-y7x Місяць тому +3

    super super quality HD video thumbs we want all yo videos like this dare rakarongeka nekushongedzwa iri this is nice

  • @NoxyZvayi
    @NoxyZvayi Місяць тому

    Security in work suits dai ariye atogara huchief ari straight forward, thumbs up to you

  • @GodswillGora-t8o
    @GodswillGora-t8o Місяць тому +2

    Problem yasekuru vari kuchinja Chinja statement

  • @fortunatemauye490
    @fortunatemauye490 Місяць тому +6

    Zvakangoomawo kuona Baba vako vachitongeswa nyaya dzePorridge 😂😂

  • @t.m1222
    @t.m1222 Місяць тому +11

    😮😮😮 dai Ari Chigodora atoti chimbofambai muzwe kuti sei makapa mupwere Mari. Good thing haachadzvanyiriri wanhu

  • @rascocky6366
    @rascocky6366 Місяць тому +2

    Hapana nyaya apa. There was no written agreement nor any other records to show the stock ,sales and profits. It's most probable that the old man brought the case to court because the lady refused his sexual advances. Hard feelings only!!

    • @teacheapmoregain
      @teacheapmoregain Місяць тому

      Unonwa chiiko ndikutengere I like your comment kwete nhema dzinoda kutaurwa nekamudhara aka kakanyimwa gumbo kachifunga kuti raakuwanika nyore sezvo ndabuda bag kure uko

  • @fransmatthee6181
    @fransmatthee6181 Місяць тому +17

    Kakadzi ako uuu kamuchacha

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 Місяць тому

      ​@@fransmatthee6181 kkkkkkk unotongoona zvakari kuita hakasi settled apo kari kumhanyisa nhanyisa maziso kachidzikisa skirt hamheno zvakari kungoita

    • @tauraigwasira7174
      @tauraigwasira7174 Місяць тому

      Kamuchacha here 😂😂😂

    • @MiriamMagadzike
      @MiriamMagadzike Місяць тому

      Kamuchacha chaiko and hakanyari kakafumuka

  • @ChiedzaMudzingwa-vg1ng
    @ChiedzaMudzingwa-vg1ng Місяць тому +5

    Chero vaimuda asi ngaabhadhare mari yababa avo..kukura plus munhu asingagoni hake kutaura.nyaya yavo iri genuine

  • @BaT-u5q
    @BaT-u5q Місяць тому +7

    Mdara akawacha too bad. Ko kana aive nemari yakawanda akadii kuvhurira dzinza rake mashops😅😅

  • @Tekina
    @Tekina Місяць тому

    1. The first question cld have been, makamborara mese here?
    2. Then this is an accounting issue.

  • @nyaradzohungwe8664
    @nyaradzohungwe8664 Місяць тому +1

    Herooo ziSekuru rasvava ,rachenuruka muromo nenhema raida mwana kuti rimuite mukadzi. Kusasvoda kwaro zidehwe raSekuru

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 Місяць тому +1

    Mambo of the year big up Chief

  • @SarrendarZhou
    @SarrendarZhou Місяць тому +2

    Chief magona kutongona kutonga angaite bizness nekamwana ako 😂😂😂😂😂😂

  • @nyaradzohungwe8664
    @nyaradzohungwe8664 Місяць тому +1

    Gudzuuu 250 /250 how abt Rent nd Labor? Sekuru ngavatosungiswa nekuti vakatoseenzesa mwana pasina muripo

  • @Lulue05
    @Lulue05 Місяць тому +1

    Dare riri smart zvaro iri,❤❤❤❤

  • @Pinnycode79
    @Pinnycode79 Місяць тому +10

    Businesswomen of the year 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @AishaamanuSquare
    @AishaamanuSquare Місяць тому +3

    I support mudhara uyo, iye ayotora mari kune mudhara iye ambonzwi ndokuda, kureva kubvumaka,so many things to point,
    Mambo ava havanyatsogona kuita nyaya

  • @sydenchizura2340
    @sydenchizura2340 Місяць тому +7

    Aka nekaye kaDron same same

    • @addiechik8159
      @addiechik8159 Місяць тому

      Hakasiko here kadrone

    • @FainessAntonio
      @FainessAntonio Місяць тому

      Vakada kufanana ,asi pakutaura nekungwara zvese same fanan😂😂a​@@addiechik8159

  • @lizzykarume9053
    @lizzykarume9053 Місяць тому

    Karanganda on top🎉

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 Місяць тому +2

    Baba imi makadzungaira chihure chihure siyayi

  • @wengaimusimwa2616
    @wengaimusimwa2616 Місяць тому +3

    Zvekutonga izvi zvinoda vanaMambo Mutasa izvi! The case was promising but dzazongoita huni nyoro all the way

  • @jerrymatambu834
    @jerrymatambu834 Місяць тому +1

    Complainant should pay mari for both parties first, then if the defendant abatwa nemhosva should pay back the money yakabhadharwa nacomplainant . I think zvinobatsira.

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri Місяць тому +2

    Karanganda rambai muri kwa chief saunyama kunobikwe dzinopisa. Sekuru ashaya mapoints awo. Ama 2k akangwara chaizvo 😅😅😅😅😅

  • @josephnyampunga1325
    @josephnyampunga1325 Місяць тому +1

    Kunyenga wakaruza mudhara kkkk😂😂😂

  • @solomonuyai4846
    @solomonuyai4846 Місяць тому +1

    Kana mazogara Chief kumberi ava mudhara anonyeba uyo pafair mudha akabudisa mari achida babe ndobva azorasiswa chete 😂😂😂😂

  • @PortiaTasarireona
    @PortiaTasarireona Місяць тому +2

    Zvakaoma kuona baba wako vachitongeswa nyaya dzakadai

  • @PATIENCESYMON-u8d
    @PATIENCESYMON-u8d Місяць тому +1

    Bba vaida bby zvakashaya bsa 😂😂😂

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 Місяць тому +16

    This is so sad. Mwana uyu arikuzvipa munyama achiita manyemwe ekusekererwa namambo.

    • @EnniahMasaya
      @EnniahMasaya Місяць тому +3

      Ndodzimwe ngozi dzemangwana idzo kutsvaga mhepo mumusha

    • @shananguraimurinye8977
      @shananguraimurinye8977 Місяць тому +2

      Tru achapengesewa nemadhara awa

    • @prosperchinhengo4479
      @prosperchinhengo4479 Місяць тому +1

      hapana Ngozi apo musanyepera munhu ivo sekuru avo vaikumbirwa here mari ,hapana kana Ngozi apa mdhara akarogwa mari zviri smart

    • @TertiousTrinityGapu
      @TertiousTrinityGapu Місяць тому +2

      Hapana ngozi apa hnty hamuzivi zvinoita madhara Aya kana ada musikana vanopa havaomeri its only that Havana kuzowana zvavaida pamusikana uyo chete

    • @TanyardzwaDube
      @TanyardzwaDube Місяць тому +1

      Munyama Wei tumadhara uyu anoda pakati pemakumbo

  • @tinashedangarembwa5366
    @tinashedangarembwa5366 2 дні тому

    Secretary should take notes from chief mutasa's Secretary busy kuseka nyaya kasinganyori maminutes [notes] ngaziye basa rake 😅😅

  • @ShupiChama
    @ShupiChama Місяць тому +1

    Ngavasapuhwa anything baba ava vane chihure baba vakuru

  • @vachihoro
    @vachihoro Місяць тому +1

    Baba Taps ❤❤❤ ndatadza nekuenda kumunda nekuda wenyu makundipengesa

  • @rifainsurancebrokers1019
    @rifainsurancebrokers1019 Місяць тому +1

    Chief aishanda mushop ndiyani taurai salary

  • @YvonneNyamayaro-vz3uy
    @YvonneNyamayaro-vz3uy Місяць тому +1

    Adyiwa adyiwa mari hairikavhike 😂😂😂😂but dzimwe mari unogona kuzoita munyama or kuzovingwa nengozi ukazobhadhara mombe theti 😂😂😂

  • @Anna-f6u4q
    @Anna-f6u4q Місяць тому +1

    😂😂😂😂 baba imwi muchafa ne Bp makura😂 nekuda kweva kadzi nekuda kwevana vadiki iwe

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 Місяць тому +2

    Chihure muchinyanya harawa makuruma muromo nekunyeba plus kuzungaira munako zibenzi rasekuru

  • @Annie-be9qi
    @Annie-be9qi Місяць тому +1

    Mambo varikuzora feli glow

  • @josephnyampunga1325
    @josephnyampunga1325 Місяць тому

    Wow good mudhara ngaabhadhare mwana uyo

  • @MawireEphraim
    @MawireEphraim Місяць тому +2

    Mambo vanogona havo ndokuti madhara apfidze kunyenga nyenga kunge gudo

  • @tinashedangarembwa5366
    @tinashedangarembwa5366 2 дні тому

    Mambo aneutsinye kubhadharisa $20 neyeumwe kune murume very unfair 😊

  • @AlicePariyani-j2i
    @AlicePariyani-j2i Місяць тому +1

    Mudhara akadiii kuita nemukadzi wawo😂😂😂😂

  • @Chidhuwa
    @Chidhuwa Місяць тому +3

    Unodyiwa,ugosvasvangwa,ugoshakadwa kana wapera wozodzoka kuma recovery,Unorira kuridza mhere 😂😂😂😂 inonzi Mareeee.Anodyiwa haataure shuwa anozotaura kana wapera.Isu takatombodyiwa tochiziva chigame ichi 😂😂😂

    • @CleoMudzonga
      @CleoMudzonga Місяць тому

      😂😂😂😂😂 haya chigame chemagindagoriya

    • @Chidhuwa
      @Chidhuwa Місяць тому

      @CleoMudzonga 🤣🤣🤣paunozoona kuti handisi kubudirira pagame yauri kuda kutamba unenge wapera kkkkkk wakuda marecovery sakule avo

  • @IsaacMagazini
    @IsaacMagazini Місяць тому +5

    Ka drone kamukadzi ako

    • @monkeyplayvr
      @monkeyplayvr Місяць тому

      Sister ucharoyiwa zvesize usatambe nemandau

    • @fidelisbeta5696
      @fidelisbeta5696 Місяць тому

      Apa kanonga kanotorwara zvako hakasi ku looker health

  • @melodymutsvairo
    @melodymutsvairo Місяць тому +1

    Kasikana ako hakana kusunga Zambia apa kachishadaburira chief

  • @IdaKamunjoma
    @IdaKamunjoma Місяць тому +5

    Mudare makanaka umo

  • @LawrenceRuvinga-l7o
    @LawrenceRuvinga-l7o Місяць тому +2

    Chief avo vakadhakwa

  • @CookingwithPauline
    @CookingwithPauline Місяць тому +6

    Asi kana mazogara musadya mari dzevanhu $500 hayisi mari yekutamba nayo dai ariye musikana akapa munhu $500 ainzwa sei .nekuoma kwakaita zim munhu wongotora $500 yemunhu.unoita munyama nazvo izvi

    • @Vovo_om4
      @Vovo_om4 Місяць тому +2

      @@CookingwithPauline zvinenge zvakanaka kna uchidya Mari dzevnhu ASI kna zvazoshata unonyepera uroyi

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 Місяць тому +2

      Kana ukanyatsonzwisisa claim yamudhara uyu, its $1000+ yakadyiwa mudhara uyu $500 yakadzoka iyo akapiwa$200 cash back ndobva azotora goods re $320 kureva kuti pa $500 apa pari sorted out but claim iri kuti ndiri kuda $1540 yangu kureva kuti pane paakadyiwa mari isinei ne shop😂😂😂😂😂😂

    • @t.m1222
      @t.m1222 Місяць тому

      Sekuru awa ibenzi.

    • @thabithasimango6134
      @thabithasimango6134 Місяць тому +1

      ​@frankmoyo7267 Sekuru matauriro avo ane kachi tsotsi. Kkkkkk vakarambwa

  • @ndumisonyathi6048
    @ndumisonyathi6048 Місяць тому +2

    Musikana uyo akangwara arikutora advantage yekuti sekuru avagoni kunyatsotsanangura plus mambo variside remusikana uyo

    • @lynnmadon-lt1xu
      @lynnmadon-lt1xu Місяць тому

      Hana kungwara nekuti pamari dai aramba anyatsotaura kuti vakandipa rudo munoruziva here imi

    • @armstrongmagwegwe977
      @armstrongmagwegwe977 Місяць тому

      Iwee ungatadxa kuexplainer zvakaitika hre baba avoo vakanyengaa namari asi deal harina kuzofamba semafungiro avoo thats y vakazotoraa zvavoozvese

  • @TrustChirimerime-mt7cw
    @TrustChirimerime-mt7cw Місяць тому +2

    Dron bea party 2😂😂

  • @tynashnecs
    @tynashnecs Місяць тому +1

    huh ka secretary kanyama ako

  • @lovelaterncube-d6x
    @lovelaterncube-d6x Місяць тому +1

    Yah mambo vari right mudhara uyo anopenka kuona kwanku mezera rake aswere achadyiwa mari nepwere yakadaro zvigonzwika izvozvo .ini ndinoti mudhara uyo ndiye mupenko

    • @teacheapmoregain
      @teacheapmoregain Місяць тому

      Ma comments akadai ndoita kunzwa kuda kujamba ngoma nawo murirudadiso mudhara anoda kutora advantage hapana apa 1000 something 2 months mu tuckshop aaa guma rake

  • @AlicePariyani-j2i
    @AlicePariyani-j2i Місяць тому +1

    Karanda ndaida hangu😂😂😂

  • @Ashley-up6xy
    @Ashley-up6xy Місяць тому +1

    Mudhara hamusi mega madhara mazhinji wachadzidemba mari dzawarikupa muhure soo unonga wakufunga manje 🤣🤣🤣

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 Місяць тому +2

    206k followers and still counting. Dare racho rakati pore. If it was chief mutasa, 30mins vangadai vatopedza kutonga😂

  • @tinashedangarembwa5366
    @tinashedangarembwa5366 2 дні тому

    Nice courtroom

  • @MaxwellMushayikwa-fb4kp
    @MaxwellMushayikwa-fb4kp Місяць тому +1

    Chief agonesa

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Місяць тому +1

    Karanganda ❤❤❤

  • @admirari1
    @admirari1 Місяць тому +3

    BaTaps ipai vanhu mvura miromo yaoma.Vanhu vane mhosva vese because that girl was 19 when she started flirting nasekuru ava.Katori kajokiwo aka.

    • @HappyFriedEgg-bf3jl
      @HappyFriedEgg-bf3jl Місяць тому

      Aiwa munhu uri business minded anoita maproposal ...chief pay attention.... Uye give time to pple to explain

  • @JPZ_LOT
    @JPZ_LOT 19 днів тому

    Navo baba ngavakure mani zvii zvavaita 😂😂

  • @Andrewbullz
    @Andrewbullz Місяць тому +3

    Mdara is guilty. Unopa munhu 500 and expect kuti mari imultiplye and how come you tell kuti profit must accumulate to 1000 point something, what about her salary, rent, expenses etc. Mdara akarwadziwa nekurambwa

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Місяць тому +1

    Chihure chinoda akangwara kwete kuita chidofo😂😂😂😂

  • @St-G2
    @St-G2 Місяць тому +1

    Mudhara uribenzi 5 waya usati wanama. Mazuano ako kana 50cent andikapiba 😅

  • @tendaikarubwa4600
    @tendaikarubwa4600 Місяць тому +1

    Chief anogona kutonga uyo

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Місяць тому +1

    Kkkkkkk makadyiwa baba imi😂😂😂😂😂

  • @CoachRonaldMakusha
    @CoachRonaldMakusha Місяць тому +1

    Mdhara kuda kudyira mwana mahara.

  • @WebsterSanhanga
    @WebsterSanhanga Місяць тому +1

    Chief haafanirwe kutuka vanhu mazwi asina kunaka respect tokurudzira

  • @josephnyampunga1325
    @josephnyampunga1325 Місяць тому +1

    Haana kupinza ruoko muhomwe akamupa ega.. dai vari vana veharare vangadai vakadhonorwa chinhu nehuloose hwavainahwo...

  • @alowismusodza
    @alowismusodza Місяць тому +1

    Simple sekuru makanyura chibhanzi... 😂

  • @lovelaterncube-d6x
    @lovelaterncube-d6x Місяць тому +1

    Mudhara uyo anotove nechikwereti kumusikana uyo asi nenyaya yekuti ahana kutanka agara pasi akafunka nezvenyaya yake ini ndinoti mukadzi uyo ari right .

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Місяць тому +1

    1st ❤❤❤

  • @kudzanaimatarutse2650
    @kudzanaimatarutse2650 Місяць тому +1

    Kkkk mdara uyu haana nyaya arikurwadziwa chete kuti akarambwa arikuda kungofixer chete shop inoda mushandi anobhadharwa rent inoda kubgadharwa, and iprofit hwaiko pa 2months munhu otoda profit more than 100 percent hazviko

  • @tatendachidemo1908
    @tatendachidemo1908 Місяць тому +1

    Asi mukweguru uyu anoreva here kuti ahashayawo vezera rake kana mamwe madzimaiwo echikuru vaanoita navo zvema tuckshop izvo ..akafungira kuti akauya achivanda nemari mwana achabvuma kuita rudo namalume uyo ...Anenge anotorara nevamwe vana vaskana kunyanyira vanomushandira .
    Sekuru avo he is a srs to victim to the society and also to the young girls . Mukafamba nayo nyaya zvakanaka hazvishamise umwe mwana achiuya kuzotaura kuti akaRepwa naMadhala uyo😢😢