Let like guys kuti zvifambe isu mamarried wifes ngatidzikamei three varume waunovata nayo will wakazvitakura someone nhumbu iye ngatidzikame ukaona chinhu usina mari harahwa kurai ityai kurara nevana vadiki ivo vari vazukuru shandai sex haiunze mari mudzimba every dare same story inganaya here mvura pakadai
Matutsa and Chabodo 😂😂😂😂 muchiri kuiziva here story yavo?
Chihure surrender hangu kusanyara kurara nemukweguru achena kwese kwese
Statement dzekunyepa inokanganwa kkk too clever kamai ako
KwavaBushu kurikungotongwa mijolo chete
Floor inotonhora veduwe itai plan yema bhenji
bushu ane suit ye blue uyo anobvunza murume iyeye
Ka amai ako ma1😂😂
The reason why pass rate is at 23% the foolishness in this case. Mmmmm
Nyaya iyi handisi hangu kuihwisisa ini
Kana ini kkk am trying but haisi kunzwisisika
Ending kwa chigodora this court is boring
Confusing story
Zuze, Nomore Pori family
I know that old madhala
Bonde iriii mucharirega 😂😂😂
Moti mvura inaye zvinhu zvakadi kkkkkkk
Iwe mhembere toremekedzana sei uchiramba kukwegura apa ndebvu dzava mupunga dament mhani
Wakapiwa sick apa nyaya yacho yaichatongwi zvakanaka munyama here veduwe ndahwa tsitsi
Ko kana iye murume arikurwara akanopomba kuside. Tarisai maside ese musanyanyire kudivi rimwe chete makurukota amambo.
Udzai munhu arapwe kusvika musi wa 21 unenge wakwata nayo siki
Uku kwaakutsvaga kuda kupiwa mombe chete,zviri pachena kt wakatora muzhanje we musango
Ava chief havagone kutonga,ini wambonditi enda wozonditi dzoka ndazofunga futi haaa kutonga kupi ikoko
Hauna mukadzi sahwira
Chirwere chebonde😂 handisati ndambonzwa izvi
Ukarara nemkadzi ane mimba dzimwe nguva unoita sick
Shuwa here?
Uyu murume arikuda mombe chete yekubhadharwa hure rake
So these people busy kurarana instead of hustling to get money and improve their lives worova take take nevakadzi. Kukwira hakuperi
Baba Ava hurwere hwave mumusoro
Kkk uuuu varume havakure
Tiri kuendepi senyika
Ummm nyiko ino veduwe kuita zvikomba hobho uuu
Mhata muchadzi rega
Hazvibvumirwe kubvunza zvirwere zvairapwa munhu.
I am not a fan of gents sitting on chairs and women sitting on the ground... we have progress as a society. Munopaona sei apa...
Vakadzi pasi dats what Zim culture do
@alowismusonda haisi nyaya yezvaunofarira asi kuutevedzera tsika, rangarira kuti muDare munotevedzerwa tsika dzechinyakare
Headline ndatadza kunzwisisa ZiGo
Chii chawatadza kunzwisisa apa
@@ashtonchikozho22 ndakazonzwisisa ndanzwa nyaya
Murume idununu iri sorry kwazvo
Kudanana nezidhara rwakadaro hr
Ane mubobobo
Let like guys kuti zvifambe isu mamarried wifes ngatidzikamei three varume waunovata nayo will wakazvitakura someone nhumbu iye ngatidzikame ukaona chinhu usina mari harahwa kurai ityai kurara nevana vadiki ivo vari vazukuru shandai sex haiunze mari mudzimba every dare same story inganaya here mvura pakadai
dare iri ndere chimboko mboko
Mukadzi ne murume imboko ava
❤❤❤😅😅😅😅😅😅😅