Vaera Zhou makanyanya Vana Zhou vs. vana Chihera 🔥🔥🔥🔥🔥 Bamnini varamba kusmiler pa selfie 🤳 🤣🤣🤣🤣🤣 But Slimie you’re too much my brother 🙌🏽🙌🏽🙌🏽 Toda part 2, lockdown yakapera Slimie kkkkkkkk
2:55 this is good acting guys . I like the way you do ma reactions akadzikama asina noise. More believable than zvekuita ruzha ne bongozozo zvinoitwa ne ma amateur actors kana zvemanigerian movies ma reactions are exaggerated. Munogona team magtom👌🏽
Mahuchi 🔥🔥🔥🔥 kutemeswa huni nemwana wekubereka 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Bhutsu size 4 unokwana here manje Slimie 🤣🤣🤣🤣🤣 Just came back for laughs kkkkkkkk. Magtom the home of entertainment 💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽
Aiwa panaSlimmy makazviberekera ngozi chaiyo😂
Ngozi yekuti.kufa chaiyo
Ba Juju how do you come up with these things misindo kaiyi, type yevanhu vaMwari
Guys we need part 2. Actually we need a series 😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣ndaivepi nguva yese iyi.. vanhu vachinakirwa ndisipo...
Nhasi ndaseka zvangu, you made my day...Slimmy kaa denga haupinde
Janet Zvrisei Wangu ,Also Checkout ua-cam.com/video/4Xf3mAiyTeU/v-deo.html
Haaa slimy maone aiwa ushaya kuti fungwa dzacho dzenge dzafunga nguvai zxese izxozxo
aaaa guys 2022 ndiyani achirikuramba achidzokorodza this stits🤣🤣🤣🤣
haaaaa mahuchi mondityora mbabvu kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Kkkkk 🤣🤣🤣🤣 bmkru vave kuzvinyanya hahahahaha 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
I knew kuti hazvipere mushe naSlimmy lol 😆
Kutofanoisa like tichimirira kuporovhoka baba🤣
Baba vakasangana nemwana. Vaenda Ku girl friend. Chakanyanya
Pandaona photo shoot ndakutonyumwa kuti pane zvikurongwa na SLIM
Azomuwanikidza mdhara anomutuma akati baba nhasi
Bamunni kuna sekuru kkkkkkk
How I miss kudeedzwa nababa vangu 😕😕😕🪦
Bamnini mapfidza chete, saka muchairamba sei nyaya maphoto atoenda😂😂 nhasi ndazoseka
I love it. Baba Bamnini can act
Baba Juju always have something up His sleeve 🤣🤣🤣
😂 😂 😂 Kwaita mabasa panooo... Tozviudza anikooo kikkkkk very good
Chiye Zvrisei Wangu ,Also Checkout ua-cam.com/video/4Xf3mAiyTeU/v-deo.html
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂guys mondiuraya nekuseka
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Vaera Zhou makanyanya
Vana Zhou vs. vana Chihera 🔥🔥🔥🔥🔥
Bamnini varamba kusmiler pa selfie 🤳 🤣🤣🤣🤣🤣
But Slimie you’re too much my brother 🙌🏽🙌🏽🙌🏽
Toda part 2, lockdown yakapera Slimie kkkkkkkk
This needs to be continued ,Good job Guys.
Takatoimirira
Baba vavabamunini kkkkkk slimmy wanetsa
Iyi yakandiSparka ...all Magtom productions are brilliant, anyway 👏👏👏🤩
Some parts need some part 2
Kutuma Mahuchi kunochera mvura here chokwadi Slimmie 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Slimmy namdhara wake so kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk wat a combination
I'm waiting for BaJuu's tricks😭😭
Lona Zvrisei Wangu ,Also Checkout ua-cam.com/video/4Xf3mAiyTeU/v-deo.html
😂😂😂😂😂🤣
😅😅😅😅😅😅
Haaa mationeesa mhayiweee Mhayiweee Aaaayaas anhuwoyeee ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Wow💯 i had to subscribe, do if u haven’t! Naaa 🔥😂😂😂😂
Plizz guys we want part 2
😂😂😂😂😂matemeswa huni bhooo bamunini
Kkkkk 🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂haaàaaaa Slimie wandipedzera ndakutotadza kurara nemavideos ayehwa shamhu yestress😅😅
Kkkkk mahuchii
Aiwa matiuraya necuriosity manje. So what happened kumberi uko we want a part 2
2:55 this is good acting guys . I like the way you do ma reactions akadzikama asina noise. More believable than zvekuita ruzha ne bongozozo zvinoitwa ne ma amateur actors kana zvemanigerian movies ma reactions are exaggerated. Munogona team magtom👌🏽
Inonzi pgs inenge ichishandiswa
The big guy is good at his game. Slimie kumberi veduwee 🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣haaa bamunin mashandiswa shame surrend bamunin slim mazonyanyawo apa
Kkkkkkkkk baba vapinda busy vaona moto l can't wait
You could have make it episode 2🤣🤣🤣🤣it's seems to be continuinse
Ndiudze wo Slimmy nhiroondo yekukura kwako especially ku primary level utori drama mazuva ese
Saka phone call kuna mama, yange iriyekuti chiteni chibuda zvisina kugombedzegwa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 this is to much can't wait for the next epsde ❤❤❤❤❤
Wadyiwa nemwana wako kkkkk
Hanzi matumire amunozoita mdhara mozoita kunge ndiri paPayroll 🤣🤣🤣🤣🤣
Plz continue this 1 slimy 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 slimy hauite
Slimie chibaba surrender wadzikamisa mudhara kkkkkkkkk next episode please
Baba juju ipa takangomirra kkkkkkk tichiona baba vachigadzirra slimy saize inokwana kkkkkkk
Kkkk Kahuchi wawachiswa apa 😂😂😂 Sando Kuna Slimmie wakanyanya
Ndabuda zvinyangadovi nekuseka. Next episode pliz
Bba juju ka you are something else kkk kkkk
Hakuna chinhu chinopinza busy seku threatenwa nemunhu ane umboo hwema pictures thought zvichaperera pamari kwakuti punishment + good move tema huni unoti sorry m telling you
Aaaiyi nyanyest vakiti heyiii baba nemwana ❤❤❤❤🎉🎉🎉😂😂😂😂😂
I have watched this second time around. Sekuru MaHoney mabatwa chitsotsi chese chapera
Uum munogona veduwe ,watched this ka3 kese
Kkkkkko part 2 needed you make my day today kkkkkkkkk🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂🔥🔥🔥
Slim ka 😂 hanzi bamnin kunababa 😂 haiwa hunzai part 2, hanzi chimfana chonitorera mvura ,, Mahuchi to de fullest
Kkkkkkk makanyanya Bamnini kkkkkkkkkk matemeswa huni kkkkkkkk
I have missed this one , let me laugh again 🤣🤣🤣🤣🤣
yuwiiiiii ndeyarinhii ko iyi 😂
Mondigonera team rangu ,, ndikudawo PGS ndoiwanasei
Waaaaaaal this is awesome. Guys thumbs up wena.
Mahuchi 🔥🔥🔥🔥 kutemeswa huni nemwana wekubereka 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Bhutsu size 4 unokwana here manje Slimie 🤣🤣🤣🤣🤣
Just came back for laughs kkkkkkkk. Magtom the home of entertainment 💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk can't stop laughing
Slimmy Musoni we chokwadi 🤣🤣🤣🤣🤣
Slimmy ndipo ma1$ ayo haasikubatika zvekumhanya
Nancy mari kikikikokokokokokoki❤❤😂😂😂🎉🎉🎉
Musatamba nababa juju. Never boz haaa vanokusotayi vane mitaktik yavo
Slimmy Slimmy Slimmy 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Slimmy denga ucharionera pabhuku rewatchtower yawaita mdara bhoo here
Halala baba Juju vakuita Dady vavo Bamunini🤣🤣chihure chababa chakaoma
yaaa we need a seris baba vachishurudzwa chete kkkkkkkkkkkkkkkkk
kunge pana kunyarara uchiziva chokwadi
Kkkkkk haaa Slimmy 100% 😂 ndachema zvang
Kikikikiki kukura hakutani Slimmy watova bamukuru vamudhara
This one is best ana Zhou kkkkkk
Baba manyama yohweeee❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Aaaaaa this is life kunge Tru story
Kkkk baba nemwana vasanga kkkkk baba vakunzi babamunini 🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkkkkk
Vakomana baba avo Havana kukwana
Hahahaha I can't stop laughing 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂slimie Wil never disappint
Michelle Zvrisei Wangu ,Also Checkout ua-cam.com/video/4Xf3mAiyTeU/v-deo.html
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 for real
You guys muri creative 😂😂😂😂😂
Dai machiita series ichi matigurira pa road
Kkkkkkkkkkkkk ichi chaachakandijamba ichi
kkkkkk this needs to be contiued munogona guys keep it up
Umwe anofa akachenama!
slimmy i wish ari murume wangu ndaigarara ndichifara kkkkkk
Kkkkkk haya slimy ndamukonewa haaa wknyanya
🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 🤣
Ndapera strong 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk baba votemeswa huni nemwana wevakabereka. kkkkk hàaa ba juju askana
Kkkkk Haa mudhara uyo arikuzvinyebera kut arikuda kugadzirira baba Juju size iye ndiye akatodyiwa mu game Cz atorwa mapics "evidence"" Haa zvadhakwa zvadirwa jecha...... makanyanya guyz
Lol chakanyanya bamunini ;please so party 2
Kkk mandiura nekuseka guys 😂😂
Magtom media mabhinya, this one killed mi
Kkkkkkkkk this guy is talented keep it up
Kkkkkkkkkllll baba juju kutuma baba vako wakanyanya
Kkkkkk vanhu ava vari intelligent 🙏🙏 shame
kkkkkkkkkkkkkkkkkkk haaa mbabvu dzorwadza nekuseka