Magtom takabva nayo kure iya kubva pama skits ababa juju na mai juju tose pataifunga kt mai juju ndivo real wife ya slim them boom Complicated ndopakutozoziva kt ah baba juju atori neudhenye wekugona ku actor zvekusvia pa level ratava nhs iri
The good part is munoziva kuti ane garage last weekend akatobuda achitaura na Sekuru vari mu office yeku garage ,that garage tairi buritsa 3 years back ,rakatovhagwa kare ,tenge tichifunga kuti chamoda kuwona whu complicated Affairs not garage 😄
Ndiri kutoshamisika ne comment iyi ko handi Baba EJ vakayenda ne memory card ravo mfana arikutoziva zviri kuitika kuti handimborohwi nemukuru ari kuvhundutsira
Mai EJ muchaenda muromo padivi nekubvunza maphotos, hamufi makamawana kkkkkkkk Hanzi tave ma co-wives hehehehehehehede with who, mai SJ unonyatsovaziva here Berla
Those who have started watching complicated affairs from season 1 let's gather here❤
👐👐Apa ichiri nana Gaza, Yvonne, Rachie..
But vanhu vaya takatiza nepi🤣🤣
Sikhona lapa sisonke ❤
Slimy achiri makanika 😂
We are here ❤
Magtom takabva nayo kure iya kubva pama skits ababa juju na mai juju tose pataifunga kt mai juju ndivo real wife ya slim them boom Complicated ndopakutozoziva kt ah baba juju atori neudhenye wekugona ku actor zvekusvia pa level ratava nhs iri
Slimmy vaipa ravatsotsi guuuru kkkkkkkkk sandodzenyu kule Mahuchi 🤣🤣🤣🤣🤣
Swp and top apanzwa Isa like Nancy 😅😅😅
Haaaa Kule Mahuchi so hanzi Eazy ungwarire Slimie waipa🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkk iye waipa sure
Ukaona woudzwawo kuipana kule mahuchi washata zvedi😆
Pakaipa iye Silim achazvozviita seyi Pana Bela
Werocome ❤ Allana Yu are glowing my dear ,wakumuda zveer Tindo coz ane Benz kkk,ko guys Dan kuda makuhwa manje URI munhu wemurume,ukuo Mai EJ mavharwa kut memory card rakarasika ,ukuo Ezzie waudzwa chokwadi nakhule Mahuchi about Slim ,ukuo marriage yaPark ikudealer ,zvinhu zvacho zvava complicated yho ,thanks guys zvaendwa zvanhac
Kana kuine mereji ichatinetsa kuona ndeya Park na Kelly😂😂😂😂
Taura hako tafara😂😂😂
Shuwa
Complicated Affairs inonakidza mukuigona 🔥🔥🔥🔥🔥
Kna uchinakirwa ne magtom midia siya lyk
Hanzi nababa EJ “ndichagadzira duty roaster” 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 Vekwa Slimy huyai pano nemaruva ake🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Taane nguva tisina kumbopihwa update ye Garage raSlimmy richiriko here or raka broker lol😅😅😂😂
The good part is munoziva kuti ane garage last weekend akatobuda achitaura na Sekuru vari mu office yeku garage ,that garage tairi buritsa 3 years back ,rakatovhagwa kare ,tenge tichifunga kuti chamoda kuwona whu complicated Affairs not garage 😄
@@magtommedia 🤣🤣🤣🤣🤣 Hahahaha
Kkkkk yah plus takakunzwai muchiudza ka mskana ka Dexter kut mune ma garage saka ririko 😂😂
@@ashleymukarati7317 yes that's the only way yekukuudzai kuti garage richiriko ,manje vamwe vanoda kutiriwona
@@magtommedia kugarage ndokwanyuka mudzi unozova vakakura kuita Muti uchizibereka Ej😅😂
Like if you love Magtom media ❤🎉
To us who are always waiting for everything from magtom media 🎉
Nhema dzaakutaurwa naSlimie dzinokwira mumuti😂😂😂😂😂
Tava macore-wives😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mai EJ ndokurwadzirwa
Vakadzi vanopinda chigame ichi vakarohwa...ndarangarira bella uchiti unoda mwana nembinga ukaenda kuworkshop kuByo apa wapama1 akuda kuroorwa
Ndiyo hondo ichapindana naKim soon..... Lessons to ladies .....varume havaactirwe unochohwachohwa😂😂😂😂😂😂😂
Yea tindo's friend ariright angokanganisira kuti azobvunza nyaya iyi muridzi wacho asipo ariright pakuti nancy anongoziva tindo's friend only pahama dzatindo kuzoitira tmrrw nancy anzwa zvakawanda zvatindo
Baba EJ modarirei mkomana wema photos 😂😂😂😂😂 baba ava drama too much, khule vazvitaura kuti Slimie ashata 😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣mfana wema photos abhaiza anga achida zenya chairo..Madhiri a Baba EJ adirwa Jecha
@@monalisakaetano8083 kkkkkk baba EJ vari kuziva havo zvavari kuita kkkkkk I feel for mai EJ 😂😂😂😂
Ndiri kutoshamisika ne comment iyi ko handi Baba EJ vakayenda ne memory card ravo mfana arikutoziva zviri kuitika kuti handimborohwi nemukuru ari kuvhundutsira
@@magtommedia ndiri kuzviziva hangu, am speaking on behalf of mai EJ, iko kakunyepera kumuvhundutsira ikako kkkkkkkk
But slimy wadii wati mfanha abva anoita wipe phone yamai SJ evidence iyende kkkkkkk
Sis Bela haa zvemarooro hazvis zvenyu..imi mungangonzi huyai kuma4tos musina kuona mari 😂...Bt Slim mmm hombe dzacho dzanyanya😅
Kkkkkkk
Asi Mai EJ kuda marriage hr 😂
Nharo dzacho so😂😂😂😂😂😮
Makuita wekutsvaga kunge mbudzi kaa 😂😂...
Aiwa akunyanya kuwandira kunok .danny ma1😂😂
Slimie anogara ari busy kuruka nyaya dzake dai ari mabusiness wava millionare😂😂😂😂
Taura hako
😂😂😂😂
My Wife follows this dearly. Ima serious fan now too. Keep it up❤
1st to comment
Khule dzaseka padzaudzwa minana yemimba yaKim 😂😂😂😂😂
Mai Tadie tasangana ft pano lol
Aakumuziva hunhu hwake
Hanzi muvengi vako ndiye ari pedyo newe
@@andrewkadowe7455 oh yes kkkkk
Allana featured coz soko rafamba kuti Tendai aane maBenz 😂😂😂😂😂 haaaaa I feel sorry for Nancy pamberi apo
Kana Opah ndaona auyawo back kuna Tindoe
Kkkk iiii ayehwa this time haahwine regai nancaldo ambofarawo😂
@@nobuhleshalommhangmi8508 😂😂😂😂😂 we shall see, it’s Nancaldo for me kkkkkk
Nancaldo 🤣🤣🤣🤣
961 views and only 282 likes, haa ngatisadaro guys
Taura hko ngati like pliz vanhu varikugona ava
Chokwadi 😢😢😢😢😢
Tanga tisat taona xaa but we did
Us who like before watching
❤❤❤❤❤ Magtom Media mushonga westress
Ndinzwe futi anoti naiza boom inogona kupfuura magtom media 🎉🎉🎉
Naiza noise ummmm
@@gee9961🥹😂
@@gee9961vaya vano actor zvaunonyatso kuona kuti iri idrama fake
magtom is so natural zvonakidza izvi❤️🩹
😂😂😂😂😂haunyepi vane ruzha pliz nekutoshaya order kkkkkk@@gee9961
Apa ndinowirirana newe apa
😂😂😂😂 hanzi mwari vakaita swep and top
Nancaldo aramba zvekunzi “mother” naDan
Handina chekugadzirisa guys murikupedza so far muZimbabwe you are the best for me
Complicated affairs munongona kueactor thumbers up 💯💯💯💯💯💯
Ma hours mashoma magtom hoyeee
Musamhanye nhasi ndini ndatanga munonditsika😂😂😂
Danny guhwa yuwii. Slimmie one day all your shenanigans will come out😢😢
Slimie waipa. Paita nyika dzekuzhe dzapindira😂
Slimmy waipa sure kule mareva Ezzy atova munhu kwaye can't wait kuona Slimmy achipfeka dhende raari kuronga mu marriage yake.❤❤❤❤.
Slimmie ukango pfeka kabhachi kepurple ako ma1 ega .🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Tabva tapakurirwa mutakunanzva watanga takamirira
Hanzi Slimie waipa😂😂😂😂😂😂
Magtom media fans let's gather hre for selfie 🤳 ❤❤❤❤
Slimmie nhema dzichasvika pakupera hadzo😂😂. Allanah zvichiri zvemwana here izvi akuda Tindo zvakare. Mari ine chitema
😂😂😂😂😂zvakaguma munguva dze bhaibheri pane nyika dzekunze dzinenge dzapindira kule Mahuchi to the people ♥️ ❤️
hanzi ndichagadzira duty roster
Hoyoo🎉🎉
Mai EJ muchaenda muromo padivi nekubvunza maphotos, hamufi makamawana kkkkkkkk
Hanzi tave ma co-wives hehehehehehehede with who, mai SJ unonyatsovaziva here Berla
I hope harionekwe namai SJ memory card iro rasara mu jacket 😂
Mungadai matsikana tsikana ikoko"..... 😂😂😂😂arinzwawo statement iro svika pano
Tindo naNancy ngwarirai maagent asatan anouya semaagent aMwari iwo achida kuparadza chakanaka. Oppah ndaona wazoruza kwese dai uri mumwe watotsanyawo kuti Mwari akunzwire tsitsi. Haa Mai E.J muri kutamba nematope pasina mvura. Thank you guys munogonesa.
Kelly kana wabatsirwawo na Mai Mufundisi ..uendewo na bhudhi slim
Necy manje hanzi mabvi hadihusimbee ndakabatsirwa namhama mai mufundisi kkk
I'm the first person today no Doubt ❤
🤣🤣🤣🤣mfana wema photos abhaiza anga achida zenya chairo..Madhiri a Baba EJ adirwa Jecha apa
Haa slimie waipa kkk tindo atonetsa
Mag tom huchi shamhu ye stress 🥰
Please ndokumbirawo musaite tindo na Nency varambane 😢😢😢😢😢😢zvinenge zvisichanakidze
Neniwo please. Ngavasarambane please
even neniwo
Shuwa
Eazy will never disappoint
Shamhu yauya ye stress 🎉yangu stress yeku sungwa ne kanzuru dangerous parking ye kunyepa thanks mudhara magtom
Sekuru mahuchi ndovada vanogona mhani
Tymond muri kumuziva here
Rambayi makudaro munotigonera henyu 🔥🔥🔥🔥🥰
but Slimmy nyaya dzako dzakurisa wakutyisa aaaah
Rave tsotsi Kwai waipa 😂😂
Zvarehwa nakule mahuchi kuti slimmy akutyisa😂😂😂😂
Saka drama richinzi C.A Complicated Affairs
haaa Mai SJ vakufana kunyumwao by now kkkkkkkkkkk
Haaa vanhu dzakatoruzira pano shem, less 5mins patozara
Pane nyika dzekunze dzapindira 😂😂😂 kule mahuchi
Apa ndaona paita complicated fut
Nancy na Kelly ,Kelly achandofurira Oppah fut haaaaa tirikutenderera panhu one 😂😂
kkkkkk apa Alana chadzoka haaaa ma1
Sekuru Mahuchi varikuudza Ezy kuti angwarire Slim ashata 😂😂😂😂😂😂😂haaaaa nhema dzina Slim dzaipa arikuvhura hombe everyday 😂😂😂😂
Wow here we go Tanga takamirira kubva kuseni 🎉
I have not missed a single episode.
Thank you so much guys nekutivariidza I always set a reminder to watch complicated Affairs.l love you guys keep it up ❤❤❤❤❤
Alana tanga wabuditsa yako thousand tiione.
Baba EJ vanka vachida kurova mafana we memory card
Slimmie Ka uuuum pgs dzako dzawandisa Uri kuziwa hako une memory card uye hapana chi marriage , Bella vhurikawo iwe.
Kelly wabvunza good question kuna Nancy,Tindo anomboita nezveyi
Akuita zvekudanana nemunhu ane zodzo.
@@kumbirayimamombe3970😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkkkkk haaaa rudo rwamai ej na slim hwondiuray hang matsots asingageran chaik tinem handei tion kt slimie finally yak inotipeiko ❤ guys
😂😂😂 uuum nhasiwo ndatqngq ❤❤❤❤
It's the nyc look for me,maiEJ saying im an understanding wify😅 love you magtom family ❤
Eazy akanyura kuna kimy
Ndini uyooo ndonakirwa nemutakunanzvaaaa
200 subscribers loading ❤❤❤❤ Magtom Media famba 😅😅😅
Kule Mahuchi fan🔥🫡
Anopihwa 1 n'ogo ukafa mfana uyoo😅
Complicated is too sweet
Nencaldo😂😂😂😂😂😂😅😅😅😅
Slim waipa in kule Mauchi’s voice 🎉🎉🎉🎉
Haaa vanhu vanogara vakateya yooo patozara
Miracle mu bible kkkkk
special note slimmy vaipa
❤❤tindo akuyerera Mari akudya namamboo uuuummmmm i pray for this grace of money upon my husband Kuti vanhu vaone Kuti kudenga kuna Mwari 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Dan he's a bad friend arikurwadziwa nekubudirira kwaTindo shem yerrrrŕr may God disconnect us from such evil and bad people 😢 🙏
😂😂😂Hanz ndokuchoka izvzv 23:52
Slimie rava tsotsi 😂😂
Number2 pane nyika dzekuzhe dzakapindira
You're talented guys, zvinonakidza izvi
Bella Bella Bella😂😂😂😂😂 pressure kkkkkkk you are taken,taken by who??ndopaunoona kt zvekuTrapper murume kumuitira nhumbu hazvishande zviya ummmm
Tindo let's hope hauchadzoki kumaEx ako plz
Kkkkk patozara kare❤❤❤❤❤🎉🎉 magtom
Hanzi na sekuru Mahuchi. Ezzy ungwarire Slimie waipa kkkkkk. Keep up the good work guys. Magtom media shamhu yestress
Ndinotenda guys regai timbonzwa huchi hwakabikwa tione kuti zvopera sei keep going guys
Alana mamudzwawo here🤣🤣🤣🤣
Magtom manyamaa
Good Advice Kule...Slimmy waiiipah!!!
Im watching from MOZAMBIQUE, ndomupa n'ogo kkkkkkkkk
Hnzi ndokupa Chock slamm lol Slimie vafunga kuita Undertaker
Guys Mose henyu Muri number 1 adiini hangu ndonyanya kunakirwa Na Mai juju nababa juju natindo but I love you mose munogona❤❤❤❤❤❤❤