Munhu ngaatambe ega, uyezve tsvagai zvekuita to keep yourself busy so that you won't have time for friends. Ukaona mnhu anoda shamwari stereki mnhu yeye problem. Shamwari dzinoputsa veduwee,
Thank you chief 🙏 munoda kuti vanhu.vagarisane zvakanaka asi mai 2 ndaona fanika ndivo vanotaurisa vanoita fanika vanochiva murume w ane mwana anorwara uyo anyway you need to watch mai 2 she looks like she is a trouble maker
Ma Chief vane basa veduwe-e! Having to listen to all those incessant sermons fueled by malicious rumors.As always Chief Bushu saw through all that and decided on the best option available which was to establish reconciliation amongst his warring subjects.
Once again the best outcome to this case. Hushamwari nekuwirirana hwakakosha zvakakosha kupfuura muripo. Kana paita hurwere please consider also to seek medical help.
Nyaya iyi inonzi makuhwa zvayo yes i agree but that one Mai 2 she is responsible for all this issue. Honestly yatongwa zvayo yes yapera but Mai 2 ndiyo nyoka munyaya iyi and it seems like vanochiva murume weumwe how come a normal person interfere someone 's life?. She must take part for her life and stop being a prefects of others. Isu tinoziva kuti munhu waunochiva anga mukadzi weumwe kana murume weumwe unogara uchimutarisa mafambiro ake kana ukaona kuti atadza kuda zvaunoda unogara uchiita kakumu discourager so kakumupomera zvinhu zvawaifunga kuti anofarira so. Mai 2 vanegodo neuyo mukadzi zvichida ndivo varikutoroya Mwana weuyo kuti aenda ivo vasare vachidanana nemurume wake.Zvekuti mukanyatsotarira face yamai 2 makanyatoisa pfungwa dzenyu pakanaka munoona kuti Mai 2 kana vakasaba vanoroya, kana vakasaroya kuhura havakoni.
Hapana nyaya apa. Ndoanonzi mandakanzwa Aya. Makuhwa. Pane vanga vadingade hushamwati uhwu. A business woman achichiva stay at home wemukaGrowth point . Iwe
The reason why ndisina shamwari chikonzero handidi drama 😎😎
Mambo imi makazodzwa rambai makadaro. Munotonga samambo Solomon vemuBible. May the living God abundantly bless you .
sorry nekunetsa ndokumbirawo ubaye kapic kangu wobva wasubscriber maita basa matendwa nedenga
Chief Bushu vakazvininipisa,vanotonga nemutsa uye vakazara ne wisdom. Long live Chief Bushu
Munhu ngaatambe ega, uyezve tsvagai zvekuita to keep yourself busy so that you won't have time for friends. Ukaona mnhu anoda shamwari stereki mnhu yeye problem. Shamwari dzinoputsa veduwee,
selina sorry nekunetsa ndokumbirawo ubaye kapic kangu wobva wasubscriber maita basa matendwa nedenga
Taura hako Selina mafzimai ngatishandei tichebgete mhuri hi friendship hwena rovha so
Hameni!!
Great advice from the great Chief.
Dzekwa Chief Bushu todzifambira thanks slymedia
Esie sorry nekunetsa ndokumbirawo ubaye kapic kangu wobva wasubscriber maita basa matendwa nedenga
My best chief ever.You are very intelligent chief.
Thank you chief 🙏 munoda kuti vanhu.vagarisane zvakanaka asi mai 2 ndaona fanika ndivo vanotaurisa vanoita fanika vanochiva murume w ane mwana anorwara uyo anyway you need to watch mai 2 she looks like she is a trouble maker
Chief chief👏👏👏Ayiwa havana havo ruzha sevamwe lol
Slymedia takamirira nyaya yemapositori aye ekupenga after vakwira mugomo. Tipei veduwee
Ma Chief vane basa veduwe-e! Having to listen to all those incessant sermons fueled by malicious rumors.As always Chief Bushu saw through all that and decided on the best option available which was to establish reconciliation amongst his warring subjects.
Mukutevera nyaya dzaChief Bushu ndavekunzwisisa kuti Chief vanovavarira chose kuti vanhu vasavengane, rambai muchivakiridza dzimba dzevanhu vemunharaunda menyu. Zvinofadza izvi, munodadisa
Thumbs up chief Bushu
Thank you Chief
Professionalism at its best
Once again the best outcome to this case. Hushamwari nekuwirirana hwakakosha zvakakosha kupfuura muripo. Kana paita hurwere please consider also to seek medical help.
Well done cheaf magadzirisa nyaya zvakanaka...watching frm Bots
The Chief and His Wise Leutenants
Chief vanogona basa ava!👏👏
Of the Chiefs him and Mutasa are the best. Bushu however has an edge because he is humble.
Song yamotanga nayo ndoida iyo please help Sly media, whoz the artist
Pamberi nachief bushu
Mambo Bushu varatidza huchenjeri saMambo Solomon, ndanzwa kudada newisdom yenyu mambo
Baba2 dzinenge dzakananzviswa,murume mukuru kunomiririra nyaya dzeMadziro Committee
I am enjoying these courts
Nyaya iyi inonzi makuhwa zvayo yes i agree but that one Mai 2 she is responsible for all this issue. Honestly yatongwa zvayo yes yapera but Mai 2 ndiyo nyoka munyaya iyi and it seems like vanochiva murume weumwe how come a normal person interfere someone 's life?. She must take part for her life and stop being a prefects of others. Isu tinoziva kuti munhu waunochiva anga mukadzi weumwe kana murume weumwe unogara uchimutarisa mafambiro ake kana ukaona kuti atadza kuda zvaunoda unogara uchiita kakumu discourager so kakumupomera zvinhu zvawaifunga kuti anofarira so. Mai 2 vanegodo neuyo mukadzi zvichida ndivo varikutoroya Mwana weuyo kuti aenda ivo vasare vachidanana nemurume wake.Zvekuti mukanyatsotarira face yamai 2 makanyatoisa pfungwa dzenyu pakanaka munoona kuti Mai 2 kana vakasaba vanoroya, kana vakasaroya kuhura havakoni.
Only God knows
Hapana nyaya apa. Ndoanonzi mandakanzwa Aya. Makuhwa. Pane vanga vadingade hushamwati uhwu. A business woman achichiva stay at home wemukaGrowth point . Iwe
Mai 2 avo iproblem ndakagara mulocation mavanogara haiwa makuhwa ndiko kumusha vanotokanganwa kuti varikutengesa vachiita makuhwa
Chief Bushu pamberi nemi 👊👊👊
rumbi sorry nekunetsa ndokumbirawo ubaye kapic kangu wobva wasubscriber maita basa matendwa nedenga
Bushu anofanira kutonga Ku h Cort
Chief Bushu ndirikuda kuuya kuzongokupaiwo hangu mbudzi
daisy sorry nekunetsa ndokumbirawo ubaye kapic kangu wobva wasubscriber maita basa matendwa nedenga
Bushu would humbly accept but Makoni will demand irimombe
Kip it up Chief
The Chief supported by his " Senior Elder brothers".
Pamberi na chief Bushu
Mazi noise email vana heeeeiiii.🥴🥴
Fair apa pagonekwa apa....makanyanya chief
A good day in office for the chief
Hapana munhu anopera nekukumbura ruregerero
Slymedia makatikoshera bsa pamberi, chief vanotonga zvakanaka🙏
Barbra sorry nekunetsa ndokumbirawo ubaye kapic kangu wobva wasubscriber maita basa matendwa nedenga
Kkkk mai 2 vanga vakuda mombe yekupumhwa huroyi here ,,,vakadzi makuhwa aaaah zvakaoma zviri kwese izvi
Endai muno tetswa amai
Best chief foever
Kelvin sorry nekunetsa ndokumbirawo ubaye kapic kangu wobva wasubscriber maita basa matendwa nedenga
@@TONEZW zvaita
@@kelvinchuchu7209 thank u bro
Munhu haa udzwe kuti unechirwe unoshungurudza munhu
Paul sorry nekunetsa ndokumbirawo ubaye kapic kangu wobva wasubscriber maita basa matendwa nedenga
Gud chief
Dai ari Chief Makoni ati mombe 2...one yamambo yekuita makuhwa munyika make😂
Apa matonga chaizvo
Shamwari itai mega
Kunge ini zveshamwari ndakasiya kudhara
Mwana wangu ndiye Shamwari yangu
Zvenyengeresi muchazvisiya henyu
nyaya yatongwa zvine hungwaru iyi, chakakosha kugarisana shuwa
Mambo muri Mambo ndatenda hangu
Siyanai nezve shamwari izvi munhu zviraramire kani
Mambo ava vanoziva chivanhu
This Chief is brilliant
norman sorry nekunetsa ndokumbirawo ubaye kapic kangu wobva wasubscriber maita basa matendwa nedenga
Anogona zvake
Ndahwira mai 2 tsitsi veduwe vanohwisisa shem
Amai vakapumha munhu uroyi.ngavaripiswe zvakare ngavasaterera makuhwa anotaurwa na vanhu.
The Chief anehuchenjeri shame
First
Ko vanhu vakuru shamwati vanodzidii
sandra sorry nekunetsa ndokumbirawo ubaye kapic kangu wobva wasubscriber maita basa matendwa nedenga
Mai 2 vari wrong coz munhu haaudzwi kuti une chirwere. Mai 2 vane makuhwa nekutaurisa
Eeeeeeeeeee
Makuhwa ega ega
VAMWE VANOTI NYANGWE SHIRI INOZONGOFAWO
what on earth is NYENGERESI
MAI 2 snake under grass