Smokes and mirrors - most likely erectile dysfunction. He should seek medical attention. Have your prostate tested, your BP, diabetes, heart function/blood circulation. Also look at lifestyle factors - stress esp
@@ltm454 psychological issues - worsened by worry about in/ability to perform. If you are a man, I am sure zvakatomboitikawo kwauri kuti inoramba kumira. All you will need to do is to relax, and have a supportive partner kuti zviite. Now ukaisa mumusoro wako pfungwa yekuti ndakaroiwa, inoita self-fulfilling prophecy.
Thanks for watching-Remember to like, comment and share
IWE CHIBANDA HAKUNA MIC YAKADARO
@@emmanuelwashaya3388kuita sezviya zvinhu zvinobatwa ne n'anga.
Good one maiguru makagona varume munojairira ungatora mainini chii chakadaro
Bonde ranetsa pazim
I agree with u
Good job Manass, sound and picture quality kenge. I can even listen to the video with my headphones. Keep it up!!!
Wakakaura
Garai makadarooo mazvita chamagwiza mungatore mainini aaaa makarwadzisa garai makadaroo
Uchinyanya barika unoridii pawakasvira pakakwana mupfanha
Gara wakadaro uribenzi
Kuruza vakadzi vacho , kuruza pfuma zvakare. Ngaachisunungura murume umwe ne umwe agone kufadza nyama dzake .
Ngaaende kwaChigochamazizi uyo zvopera anosunungurwa
Hezvo nhai Hama yangu wotinyadzisa. 😂😂😂. Woshambadza nhengo yako hr pavanyarikani
Kana uchida rubatsiro hapana chinonyadzisa
Wakanyengerei muninina wekumukadzi wakarwadzisa mukadzi wako
Smokes and mirrors - most likely erectile dysfunction. He should seek medical attention. Have your prostate tested, your BP, diabetes, heart function/blood circulation. Also look at lifestyle factors - stress esp
Sei ichishanda kumukadzi mukuru kwa mainini yoramba??? Sezvaari kutaura
I agree about those factors as the cause of ED but why is it working on the other wife and no one else .
@@manasschibanda psychological issues can be at play too. The penis has a mind of its own - hauchizive chinhu chiye