I wonder how people who don’t have children feel when they listen to things like this. But my bible tells me tht there is no sin too big for God to forgive confess your sins uchirevesa God will forgive you and give you peace.for we have all fallen short of the glory
Hi aunty Mamoe, Yuhwiiii imi mai imi Denga amusikuzoriona, sure kune vanhu vanezvivindi nemweya wetsvina chaiwo. Aunty Mamoe chero makamborava ma confession this is one of it's kind
Heya munotova nevabereki Dai makapa Mai venyu vairamba kuchengeta muzukuru wavo here maenda kuchando muchitumira yemukaka here zvakaoma moyo wako ndautya mudikani
Ndamerera, Amai sanganai naJesu mukumbire Mwari ruregerero. You will never have peace makauraya an innocent soul. Confess and get counsel because what you did is unheard of. Deno makanomurasira paChildrens home
Ummmm veduwee kaaa zvakaoma hazvo dai hako wakangonosiya mwana pa side pe road akanhongwa ari mupenyu mamwe ma confessions dzinenge ngano idzi andifungi kuti zviriko zvakadai
Amai munechivindi chakaboyiliwa yooooo ! Makadini kupa kana vanotswaga zvavo vana yoooooo . We’re not going to slot you but mwana wenyu pachakumukira kaaaa you will regret for the rest of your life shem’ 🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️ coz that baby’s going to hunt you down mark my words 🤞 you’ll come bck again wakutiudza kuti wakunetswa nemwana wawakabika. Sarendi 🙌🙌🙌🙌
I wonder how people who don’t have children feel when they listen to things like this.
But my bible tells me tht there is no sin too big for God to forgive confess your sins uchirevesa God will forgive you and give you peace.for we have all fallen short of the glory
Zvakaoma une hutsinye ku UK ikoko hauna chinobatika
Vamwe busy kunwa zvinovava Kuti vaite vana imi mukuuraya sure Dai makatsvaga munhu wekusira mwana motenga mukaka mwana aitokura hake 😢😢😢
😮😮mmmm mai imi murimuroi makadii kupa henyu mai venyu vakamuchengeta imi moenda henyu kubasa than kuuraya mwana denga amurioni
Ummmm ndapererwa , munhu kadzi anoita chivindi chakadaro 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
Uri mbwaa ndati uri mbwaa
Ndaita kumerera ndarwadziwa ini wakadarirei asi
Murimuroyi Mai imi ndatya ini
Ummmm this confession ndatya nayooo😢😢😢😢😢😢
Yeah kunevanhu vanehutsinye😂😂😂
Uuuuu ndashaya zvekutaura yoooo kunzwa kudedera nenyaya iyi iiiiiii
Umm ndatadza kupedza confession iyi
It was too much ummmm
Aargh Aargh 💔😳🙌
Yhooo...
Ndarwadziwa ini zvakaoma
Muuuum ndatya nazvo
haaaaaaaaaaaaa haaaaaaa haaaaaa😮😮😮😮chero ndakambonzwa confession yakaoma nhasi ndasangana nayo...imika vnhu woye ...mozvihodha kupi zvivindi zvakadai soo nhaimi...ndapererwa hngu srs ...makadii kubva madya henyu sezvo maive mabika kare...muri muroi amai munoroya masikati chaiwo...musaita makwikwi nanabhangu kna ahura moti nemiwo honai manje pamazosvika
Dai wakanosiya mwana wako ku orphanage aiwana aiwana aizomu adopt . Desperation can make people do anything good or bad 😢
Yoooo😢😢aunt mamo ko musikana uye wekuromba ne 23 yrs haana kuzodzoka ne part 2 here
Ummmm vakashaisha vangu yooooo vakadaroneyi uuuuvakaoma
People have to learn kusiya if things are not adding up either in marriage or relationship izvi haaa kana
Hahahaha imi ka aaaah wandityisa💔
😢aah kodwa inhliziyo yakho imbi yohhh
Isibindi salo mfazi siyesabisa
😭😭😭😭uumm ndatya kubika mwana here shuwa iiii ndashaya mashoko
Hi aunty Mamoe,
Yuhwiiii imi mai imi Denga amusikuzoriona, sure kune vanhu vanezvivindi nemweya wetsvina chaiwo. Aunty Mamoe chero makamborava ma confession this is one of it's kind
Mwari weeeeeeeeeeeeeeeee😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
Ende kunzima ehhh
Hayitodzimi memory because mwana anopfuka manje kudarika munhu mukuru changosara uchaenda manje kumental wakutopeng haaa uchachiwona zvako kani
Yoooh but munewutsinye amai
Yoooh kunzima sure 😢😢😢
Heya munotova nevabereki Dai makapa Mai venyu vairamba kuchengeta muzukuru wavo here maenda kuchando muchitumira yemukaka here zvakaoma moyo wako ndautya mudikani
Munhu mutyei hama weeee mmmm zvakaoma izvi
Yoh things we hear and that's very bad.
Why did she firstly keep the pregnancy from the alleged father? All this could have been solved since he “actually cared” for her 🤷🏻♀️
FONERAI MAPURISA AMANA
Ndachema, kuzvara nekubika mwana shuwa. Zvakaoma
Eish hayi bengisathi ngizwile konke kodwa lokhu hmmmmm ngikwesaba ngingakwazi
Ndarwadziwa ini Zvakaoma sure 😢😢😢
umm wakatadza dai wakango nopa mai vako ingozi iyoyo wandityisa dai wakangomurasa pawakamuzvara wakasiya
mmmmm ndarwadziwa ko kungorasa mwana anhongwe hake achengetwe nevasina vana 😢...hupenyu
Hie auntie
Mmmmm zvimwe ukanzwaka ..zvakaoma
Ndarwadziwa nemwana uyu ..
Yaah pasi pano pezuva handisati ndakambonzwa kuti munhukadzi anooma moyo kusvika pakadayi??? Anyway ndiko kuroya uku, Mwari vachakutonga hako
Mwari akuregerere Zvakaoma zvakadai 😢
Hidey urimuroi shame mwari ngavakuregerere hako wakatadza kunopa someone or vabereki vakasara nemwana here😢😢😢
Ummm zvakaomesesa izvi
Makadii kungoisa henyu salt makadya
Mwana akafira nhamo iyeyo
Ini hangu ndatya maiweeeee
Aah utorine vabereki wakadii kunosiya mwana kuna amai vako?? Muri mhondi chaiyo
Dai wakandipa mwana coz ndine 1 wechi2 akuramba
Tete nyaya iyi inorwadza nekutyisa
ummm vamwe vanhu munehuroi husingaite yooh yah zvakaoma
Ummmmm tshuwa uyaloya ujehova ukubhekile 😮😮😮
Ini ndichitsvaga mwana usadaro mwari vachakurova neshamhu
Yowe yowee ndiwo anonzi mashura padunhu yo😢😢
Varoi Havasi vehusiku ndati ngakuteere hupenyuhwako hwese satani arikufamba I'm praying for part 2 yako chese chawabata ngachisafamba kacheche huya imbwa yemunhu
Mmmh but God is a forgiver, but your case your go without being solved
Ko nhayi mai imi makazviitireyi Makadi kumuzvara kupa mwana iyeye kune vanochemera mbereko nevana vacho uuuuum munehutsinye imi
Hmmmm 😢
Zvakaoma😢
Yaaa varoi variko zveshuwa
Zvakaoma
Ummm zvamunoroya amai imi makadii kushandisa family planning 😢 makadii kunomupa amai venyu
Hubby upi nayi iwe murume ahkanga akutiza ahtone small house marriage yakanga yatopera .munopenga chete makadi kunopa muridzi mwana wake
Ndatya ummmmmmm
Uhundohutsinye 😢
Saka wakatadza nei kungoendesa mucheche kwa amai wotaura nawo awaimboramba wongomupa mukaka wekutenga dzinza nedzidza rinezvaro mwana iyeye dzinza rake richakupandukira ahina moyo
Mwana akafa zvinorwadza
Mwari tinzwirei tsitsi
Ummm wakarwadzisa mwana iwe anga atadzei nhai
Uuuuu ndadedera guys
Sisi makaita hutsinye nemwana wamakauraya ko makadii kungo siira amai venyu mwana mucheche iyeye muchit vaitadza kusara naye here apa panevarikudya zvinovava nekuda vana imi.moday sure
Saka apa vakuda kubatsirwa nei mother ava 😢
Kutonga ndekwa mwari ndiye anoziva zvaachaita nemi asi yooo mune hutsinye husingaite
Zvakawoma
Haa kudenga kuchanorohwa munhu my fok
Mai imimi munoroya manzwa vamwe wakuwashaya vana imi mukuboilisa KO makadii kunomusiya henyu kana muroad aizongonhongwawo zvake ochengetwa ,,inga munofarisa munoshura maninji ekumama ,yhooo anorasa atorinane pane kurwadzisa kamwana kacheche kukapa pain yakadaro nekurwadza kunoita mvura inopisa ukatsva what more kuboilisiwa yhooo ndakutyai matuzvi chaiwo
Ndamerera, Amai sanganai naJesu mukumbire Mwari ruregerero. You will never have peace makauraya an innocent soul. Confess and get counsel because what you did is unheard of. Deno makanomurasira paChildrens home
Ummmm,amai imi muri muroyi chaiye.Mabva mada mhiri kwemakungwa kupfuura mwana wenyu.?Ende ndarwadziwa mufunge.
Uchakohwa chawakarima achamuka hake ende zvichakuomera pamberi apo😢
Vekubika mwana zviriko here izvi kunze ku kuitika Zvakaoma
Regai vana vaduku vauye kwandiri nokuti humambo hwe denga nde hwavo,,
Ummmm yeah dai akatongodya nyama yemwana wacho coz kubika unenge uine intent yechii chaizvo
Yooo moyo wanga uripi nhai
Huroyi kubika mwana you are not normal humhondi chaiwo achakunetsa rimwe remazuva hupenyu hwemunhu haurove
Musanyepa mai imi inhawu yekuti imi maida kuyita zvekuvhara kuti mazvara ndosaka makawana simba kwete kuda kuti inhema kuti munhu akazvara anoshaya simba .....khama will catch up with you 😢
Dai wakaudza murume wako muridzi wemwana wakangochengeta mwedzi mumwe Algona kuonezvekuona zvekuita nemwana wake now unavailable womuchengeta uri kwauri ikoko pane kuuraya
Ko wakadii hako wakangonosiya mwana wacho padoor pevanhu arimupenyu nhai veduwee
Ummmm veduwee kaaa zvakaoma hazvo dai hako wakangonosiya mwana pa side pe road akanhongwa ari mupenyu mamwe ma confessions dzinenge ngano idzi andifungi kuti zviriko zvakadai
Rewurira amai udzai muridzi we mwana kuti ndozvamakayita
Hanzi hakuna munhu anozviziva.ariko Mwari.rimwe zuva achauya achiti amai makandiurairei or kunzwa kacheche kachichema
Muroyi chaiye mkadzi uyu denga rake hakuna
Iwewe don't forgive yourself hako
Amai munechivindi chakaboyiliwa yooooo ! Makadini kupa kana vanotswaga zvavo vana yoooooo .
We’re not going to slot you but mwana wenyu pachakumukira kaaaa you will regret for the rest of your life shem’ 🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️ coz that baby’s going to hunt you down mark my words 🤞 you’ll come bck again wakutiudza kuti wakunetswa nemwana wawakabika. Sarendi 🙌🙌🙌🙌
Hide mwari hava dhakwe zvicha uya
Ummmmm Tete pama confessions ose amunosiverenga ah iyi ndasarrender yha vakadzi varoi zveshuwa simba racho unenge wariwanepi yhooooo, kungoti ukabatwa neshavi rehuroi unenge usisiriwe asi ummmm ndatya hama dzangu
Mkunda Mira wakadaro mwana wako irimunzira kuuya nyaya yako mkunda ndeyekutanga nekupedzisira uri mumiririri waSatan mkadzi iwe nokuda kuinda kunogeza zvichembere kuUK wobva waita chivi chakadaro unouya usina kana mugwada chaiwo kumusha .
Hide uri muroyi