Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Tinotenda nedzidziso sekuru👏🙏. Asi ndaitawo mubvunzo, Ko zvinoita here kuti ndipfuurire hangu mberi nekushandisa nhekwe nokuti ndinongova neimwechete parizvino iyoyo yandinopota ndichiisa mundiro pamwe ndomboitora ndichitora bute mairi ndingakwanisa hangu kupfuurira mberi ndichishandisa here sezvo ndisina pamwe pekuisira mafembo angu ekuputa
Totenda sekuru. Kana muchiti anasekuru tinenge tichibatanidza rutivi rwekwamai nekwababa here. Zvimwechete kumachembere?
Muchengetwe sekuru ndaisa zvanza
Asekuru to the world
Thank you sekuru
Sekuru makadii kana ndisina nhekwe ndingachengetera pai fodya pamwedzi uno waMbudzi
Tinotenda sekuru
Tinotenda
Makadini Sekuru, zveku kumbirira kuvadzimu tichikanda fodya zvinoitwa here muma November??
@@monalisakaetano8083 aiwa muna Nov hatikumbiriri
Chivanhu chese ichi changa chakatikoshera kudai takarasa. Mvura aichanai, rangova zuva roga roga nenzara... Nyika yakurwadza.. Chivanhu chedu takaisepi?
Makadini sekuru ko kana usina ndiro dzakaita sedzenyu idzo ungashandisa dzesimbi here
Chivanhu choshanda ndiro yemuti hama