Kuinzwira kutik tok zvino ndichati ndeyani, kana kuti inonzii can't get ndatozongonyora dzimwe dzandanga ndichifungira kuti dzakaimbwa nesame munhu kwakubva ndamuwana musikana aiwaa keep it up masongs acho anongopa kamwe ka energy so zvekuti ironing haumboioni😂😂
Song iyi moto🔥🔥🔥 i notoda ka vidéo kana mai Tt vabuda! I can imagine Mura achityora makumbo dancing 💃🏽 havo chachiti mhayiweeeee !!! Shantel u have a nice voice makarova ma parts enyu Bhoo mese
Those who came from the tiktok trend kiss my comment please 😃. Kasong bho mhan aka
sis shanty munogona
In love with the song, for those who repeat this song let's gather here
Wakarova song iyi kunge binolila beat..
Zvino muti wavaida kuti udonhe vaite tsotso ...urikugorira even uri kujeri ....ucharira futi wabuda ...well done Mura 👏👏
Idiiiiiiiiiiiiiiie ooooh😂😂😂
Mai Tt to world to those who love our cat mother let's gather ❤❤can't wait to see Mura dancing kadance kesvoto😂😂
Anogona MHENI this lady
❤❤😂❤❤
Let's go
We love her very much but regai amborova jere you can be loved very much but kana wapara mhaka jere ririko for everyone
we want the video for this song sis please we are curious to watch the video for this song
God mura you are our mother chero ukashatisa sey hapana anoramba Mai vake nekuty vatadza
U are such a darling
Mai tt naShanty mavivi
Mai Tt was definitely the right vibe for this song, well done Shanty❤
Shantel is more gifted than many artists in Zim
True story
True
Haunyepe
Nice song guys 💃💃Mura zvake anechipo talent chairo zviripo zvinozobatawo zvazvo bt anywhere let me enjoy the song💃💃💃
Muraaaaaaaa uchabuda hako toda kufinhura vanemoyo yetsito
Mai TT is so talented! Going forward she needs a manager
Manager anoda kumanager anoda kumanajwa
Kumanager aniko musoro une mvura
Kuinzwira kutik tok zvino ndichati ndeyani, kana kuti inonzii can't get ndatozongonyora dzimwe dzandanga ndichifungira kuti dzakaimbwa nesame munhu kwakubva ndamuwana musikana aiwaa keep it up masongs acho anongopa kamwe ka energy so zvekuti ironing haumboioni😂😂
Who’s here after Samaz live naKetty 😂😂
Magetsi aya Mura we miss you 😢
Song iyi moto🔥🔥🔥 i notoda ka vidéo kana mai Tt vabuda! I can imagine Mura achityora makumbo dancing 💃🏽 havo chachiti mhayiweeeee !!! Shantel u have a nice voice makarova ma parts enyu Bhoo mese
Felistas is multi talented.. hameno kut problem inozobva papi
Vanhu vaanotamba navo ndivo ma rubbish. ill advice
Vakamukomberedza
Muraaaaa haaa guyz ndabuda misodzi ndakateerera song iyi ndichinzwa Mura achiti maiwiiiii 😢😢😢😢😢😢😢
Kaa maiyiwii kacho ma1
Asi shuwa munoita sei ndikaita problem ndikasauya kwamuri🤣🤣🤣
Cat mom mondipa manyemwe love you so much ❤
Maiwiiiiiii ya Mai tt inondipedzera 💃💃💃💃💃
Me toooo
❤❤❤❤waiting for my cat mom to come and put a smile on my face
Is mai titi's voice for me👌well done girls you nailed it
Mai Tt kumusic ndiko kwavo chaiko not zvavanombotiitira zveDrama nekutukana nevanhu
My favourite song 💃🏿💃🏿💃🏿💃🏿💃🏿achabuda hake mura
Eheee
Two mnth left tatosvika love
Not me exercising using this song 😂the energy
Tiktok brought me here 😅😅kadhanzi kesvoto hahahaha
❤❤❤❤❤❤❤l love you mura 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃 munogona wena
Mai tt chimhamha kani
Does this ever get promoted appropriately? This is too much fire💥💥
Ndakumirirai mai wedu tinofanira kuita pungwe muchiimba mhai ❤❤❤❤
Kanindo Power....pure African genre
Okay Mura l am gonna wait till you out just to see you dance to this one
Maiwiiiiiiiiiiii in Mura's voice❤❤❤
Finally am here💃💃💃. Tiktok unotiuraya neciriyositi. Well done guys
I love every song ft Mai Tt ❤
Where were you girl with this good music.
Keep up this good work.
I love this song worse kuzonzwa mai tt
Haaah feli akanyanya
The kanindo maestro........🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤❤❤ chopisa big time
My sister this is good aaa thank you ticktok ndatozotsvaga song iyi after ticktok.
Shantel is a natural talent
Mai Tt never fails always on point❤
Mura I lv uuu
I luv this two ladies keep the fire burning guys 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
,🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥haaaa Shantel unenharo ndabvumaa hangu
On repeatkuti vana vawane yechingwa😊
Shantel is a star, she's dropping every year.
To those love cat mother thumps up
I love her for paying tribute to fellow singers!❤❤ 🔥 🔥
Kasong aka kakapenga, saka uchaita sei?😂
Pakaimbwa ne shasha apa
Go Mura go Mura❤❤❤
Mura is somethng else 😍😍💗
Keep it up my sister
The guys know how to play real Kenyan Kanindo music.
shantel akumberi kwemunhu wese
I miss mai tt ngavachibuda veduwe ma streets are quite
We are almost there December luv
Good combination, good song, and very creative
Aaaaa song inonakidza iyi. Im dancing as i type this comment🎉🎉🎉
Kanindo to the world ❤
What a talent 🔥 Great entertainer. Uno kunda Mura. ❤
Tenge tisingakuzivei vanhu imi muchigona so
I really like Shantel Sithole's music but now she have this one I can't make sure
CATMOM ❤❤❤❤❤❤🔥🔥🔥🔥🔥
Tik tok😂....tatobva tasvika pano
❤I'm in love with this song maitt and Shantel guys you are genius 🎉
Well done to the two Queens of Africa👸🏾👸🏾maSeta Pace for sure❤💕❤💕
Hahahaha i think if they do their songs with this sound it will be lit
Kuseri this song, l love the lyrics ❤
Hanzi mwoyo wako wakaoma kungei mbo mbo mbo hre😂😂😂😂😂✌️
Sporo from TikTok haaaaaa iyi song naka mhani
Muchaita sei😂😂😂😂asi 😂😂😂😂
The fact that this song is by females is maaad.....
Who's here from tik tok
Me me😊, i had to listen to the whole song,its living rent free in my head👌👌
@@MelindaMurandu I want to do a tik tok on the other verses that are lit but no one is talking about
Iyi song manyama shame ma brisket chaiwo
Multi talented cat mum❤🎉
This piece of music is wonderful. The song is beautiful just like you Shantel ❤❤❤❤❤
Baba Shero hokoyo, pakabatwa tambho apo 🎉🎉🎉
this song is grossly underestimated
Haaaa lakah
Umm amana kaa Shantel anosvikigwa ne malyric hre nhai mhai. I lov her😢
❤️🔥❤️🔥 Mai Tt is back now pakuda video🤗
Come on Mai Tt
this song is powerful and that is great art
Wooooow paita vaimbi apa
Mai tt ita zvekuimba dear u are good siyana nezvisina basa kn wabuda plz ita zvekutsvaka mari
❤❤❤nyasha ngadziwande
How did i not know this song till now❤❤❤
Imagine
Haaaaa kadhanzi kesvoto
Mukunda wangu uyu
I luv this song
What a vibe 🎵🔥🔥,
Weldone Queens 👑💖✅✅✅✅
The way i love Shantell though,hahahah go high my lady,and mai tt keep it high❤
In love with the song❤
Big up zim ladies love you my queen's
2024 im here ndatouya zvine svoto😅😅😅😅
Well done Shantel and Mura ngazviendee mberi ❤❤❤❤❤
Kanindo paShona ipapo mnandi
This issssssssss fire,well done girls
Kadhanzi ke svoto😅😅😅😅😅😅😅😅😂😂
Musambo weKanindo.. zvinhu zvinondinakidza so
Shantel is good let's support her guys ❤️❤️🔥🔥