Gift Kalonga & Madam Boss - HUKURU [official single]

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 8 вер 2024

КОМЕНТАРІ • 425

  • @patiencemufara7063
    @patiencemufara7063 3 місяці тому +83

    Someone to like my comment ndizokwanisa kudzoka pano whenever I feel low 🙏

  • @user-jg9zn3ny5h
    @user-jg9zn3ny5h 3 місяці тому +60

    Can someone like my comment ndizopota ndichidzoka
    Yakagonekwa🥰

  • @Zaliancube
    @Zaliancube 3 місяці тому +33

    I know one day ndichanyaradzwa musi wandichabata mwana 😢kuudzwa kutii ngomwa mashoko anorema

    • @gracechimutanga7483
      @gracechimutanga7483 3 місяці тому +1

      It is well

    • @user-mr9wm6yf4h
      @user-mr9wm6yf4h 3 місяці тому +3

      Mwari wedu Hava kundikani ,inguva chete mhinduro inouya,

    • @rejoicempofu4473
      @rejoicempofu4473 3 місяці тому

      When the time is right God will make it happen.❤

    • @patiencematsika-vc4fe
      @patiencematsika-vc4fe 3 місяці тому +1

      Ramba uchinyengetera hako Hannah Penina achanyadziswa ....Mwari haakusiye nekuti anokuda nguvai Yako inosvika mirira❤

    • @user-ee5mr6gt1u
      @user-ee5mr6gt1u 3 місяці тому

      Hugs to you dear ,kuna Mwari kudenga

  • @thandiwehwande6239
    @thandiwehwande6239 3 місяці тому +61

    Ndokusiya this comment ndozopota ndichiuya pese pandoremerwa ndowana zororo

  • @PinkyNigwa-se1kw
    @PinkyNigwa-se1kw 3 місяці тому +25

    Moyo wangu wakaremerwa asi this song ikunyevenudza moyo wangu help me Lord

  • @RumbidzaiChakwesha-np8gx
    @RumbidzaiChakwesha-np8gx 3 місяці тому +23

    Ndasvikao pano from Kiara's tiktok 🥰 what a powerful song 🙏

  • @Lovelyn-st9lt
    @Lovelyn-st9lt 3 місяці тому +15

    Mwari pazvinorwadxa musandisiyewo ,hukuru hwenyu mwari hunoshamisa 🙏can someone like my comment ndozodzoka when I'm feeling low😢

    • @tendai4864
      @tendai4864 3 місяці тому

      What a wonderful song Kalonga and Madam boss. Its a deep beautiful song. Remain blessed murambe muchti pakurira. Great talent.

  • @CharityKamonera
    @CharityKamonera 2 місяці тому +2

    I find myself crying....may God bless yuh for this song

  • @lizzymbanzoulou8323
    @lizzymbanzoulou8323 3 місяці тому +38

    Amen 🙌🙌 I'm crying right now sometimes we forgot what God has done in our lives 🧬 the protector our healer. He's Jehovah Rapha indeed 🙏🙏🙏

  • @RuthOlinah-cs9mi
    @RuthOlinah-cs9mi 3 місяці тому +20

    😢😢 musandisiye mwari ndishingisei handingazvigone ndega

  • @stephannamangwende8970
    @stephannamangwende8970 2 місяці тому +4

    I am inlove with the song .Makarova basa well done

  • @ChristyChinungwa
    @ChristyChinungwa 3 місяці тому +11

    Ndandisina tariro yokufara asi ndadzikinurwa
    Gift Kalonga ñ madam boss u bless me through the song unknowingly
    It requires more ñ more Time to understand ñ the song open your inner ears to understand the song ñ heal
    Hukuru hwavo ishe ndosaka tichipo panyika though wamwe tiri munyika dzavatorwa
    Vari SA will understand
    I'm just 18 though madam boss ñ gift Kalonga u tought me that in life never give up hukuru hwavo ishe will do the work Amen 🙏

    • @CharityMuwani
      @CharityMuwani 3 місяці тому

      Yes Lord 🙏🔥🙌🙌🙌🙌 glory to God

  • @beatricekupfuma5172
    @beatricekupfuma5172 3 місяці тому +7

    Kana uina Jehova chokwadi hapana chaungatya ....Hukuru hwaJehova hunoshamisa kunyangwe nyika ichikuona seusiri chinhu Jehova anokusimudza.....ndinoda kuramba ndichidzoka pano kuzosimudzirwa ....Weldone Gift Kalonga naMadam Boss ....zvakabuda zvichikomborera

  • @machayaropafadzoblessing8546
    @machayaropafadzoblessing8546 3 місяці тому +18

    😭😭 Ndarambwa ne mukomana wandaida ne moyo wese achibva aroora umwe veduwe asi ndakati ndaridza song iyi ndakanzwa inzwi richindit nyarara mwanangu hakusiko kupera kwehupenyu hwako ndichakuyambutsa pane zvese zvinokuremera saka ndinoti Hukuru hwenyu mwari hunondishamisa ende hapana chandingambotya Brian kwauri ikoko mwari ave newe wakanditsemura moyo wangu ndisingafungire 😭😭😭😭😒😒😒🤞🤞🤞🤞

    • @PiwaiMajaya-tr7mb
      @PiwaiMajaya-tr7mb 3 місяці тому +2

      Take it easy love may God give you the person who will never break your heart ♥

    • @angelinaballerina5203
      @angelinaballerina5203 3 місяці тому +1

      It was not meant to be.

    • @EmeldaThelma-vx4fb
      @EmeldaThelma-vx4fb 3 місяці тому +1

      He wasn't for you,,hugs my love 😘😘😘,,it shall pass

    • @mimz3085
      @mimz3085 3 місяці тому +1

      It is well with you my dear. Our God is faithful u shall be given yours akakukwanira…. Keep on fighting and pray ❤

    • @KyleeTonha
      @KyleeTonha 3 місяці тому

      Hugs sis...angaasiri wako ....Mwari achakupa the right guy for you ne strong just praise God chete

  • @gracedzimati6293
    @gracedzimati6293 3 місяці тому +4

    Beautiful song ,well done madam Boss and Kalonga

  • @emmaduncan7169
    @emmaduncan7169 3 місяці тому +5

    Powerful song
    On repeat 🔁

  • @BlessedChiyangaya
    @BlessedChiyangaya 27 днів тому

    Amen hukuru hwamwari hunondishamisa pandaifunga kty hapapfuurike ndakapfuura❤

  • @Rpfazy89
    @Rpfazy89 3 місяці тому +5

    What God cannot do doesn't exist. This is a powerful song indeed

  • @PriveledgeMarange-hz4gl
    @PriveledgeMarange-hz4gl 3 місяці тому +4

    Song iyi ine chirevo muhana dzevazhinji including myself,hats of to Madam boss n Kalonga this is absolutely beautiful , welldone guys.

  • @MerryLargeTree-tj7yj
    @MerryLargeTree-tj7yj 3 місяці тому +4

    Amen amen ,He is our comforter in every situations😭😭😭 yandichemedza song may God heal me

  • @tsitsichirara
    @tsitsichirara 3 місяці тому +7

    Amen Hukuru hwenyu Mwari hunondishamisa saka hapana chandingambotya

  • @akalatatchah
    @akalatatchah 3 місяці тому +8

    Truth be told,im here to approve that thos song is a masterpiece, it heals the brokenhearted, it gives hope to those who's about to give up.
    Kalonga i acknowledge you ,i wish of you can take your music career seriously ,coz you seems to have a lot to deliver to the world out ther.

  • @violetphiri5299
    @violetphiri5299 3 місяці тому +20

    Powerful song 🎵 can someone like my coment,l wanna come back here

  • @norestchonzi2903
    @norestchonzi2903 3 місяці тому +2

    Well done 😢 munogona imiiii ndati Mwari ngavapindure minyengetero yenyu

  • @juliamatanda5093
    @juliamatanda5093 Місяць тому

    Hoyoooo zvaendwa taking Gospel to the world

  • @faithchipo1517
    @faithchipo1517 3 місяці тому +3

    Hukuru hwenyu mwarii hunondishamisa 😭😭

  • @lasslettzhou2645
    @lasslettzhou2645 2 місяці тому +2

    Pazvinorema pazvinorwadza..ndichayambuka😭

  • @sharonnyikiba4503
    @sharonnyikiba4503 2 місяці тому

    Welldone madamboss you wear so many hats be blessed 🙏🙌 beautiful masterpiece am blessed 🙏🙌

  • @gugulethuashelpreciousphir8655
    @gugulethuashelpreciousphir8655 3 місяці тому +3

    Musodzi yabuda zvakawanda zvandosangana nazvo mu life mangu dai husiri hukuru was Mwari Ndakasofa kare ne depression

  • @judithjim4839
    @judithjim4839 3 місяці тому +2

    I'm going through a lot right now,and when i went on youtube, this song came up,i know God is sending me a msg,My God my Father you will make a way for me.😢😢

  • @Talentsijuke-g6n
    @Talentsijuke-g6n 26 днів тому

    Hukuru hwavo Mwari hunoshamisa 🙏✅ 💯

  • @innahmakonde9875
    @innahmakonde9875 2 місяці тому +2

    😢😢😢😢 cant sleep because of stomach pains... this song mmmmmmm😢😢😢

  • @nyashachakaora3178
    @nyashachakaora3178 3 місяці тому +4

    Ishe wanngu lm greatful haaa patinopererwa mwari ndopavano tangira hukuru hwenyu taona,mandijambisa pakaoma

  • @user-fo9nx7gd5v
    @user-fo9nx7gd5v 3 місяці тому +2

    Waooo lm even crying 😭😭😭😭😭 right now God is everything weldone guyz this so touching

  • @tattezvakavapano1632
    @tattezvakavapano1632 3 місяці тому +14

    Tik tok family ahoi❤

  • @siphathisiwemswela1549
    @siphathisiwemswela1549 3 місяці тому +2

    Beautiful song for the troubled world..❤

  • @user-fo9nx7gd5v
    @user-fo9nx7gd5v 3 місяці тому +1

    To us listen more than 10 times

  • @eunicemangombe1581
    @eunicemangombe1581 2 місяці тому

    Our God is indeed a great God
    Thank madam boss & Mr Kalonga

  • @graciousmaheya877
    @graciousmaheya877 2 місяці тому +1

    2024!!!, God will show up and show off in my life. hukuru hwake Jehova huri pano. Ndichayambuka ....🙏

  • @RuvimboivyDhlandhlara-bb7hl
    @RuvimboivyDhlandhlara-bb7hl 3 місяці тому +6

    Mmmmm very talented mmmm rambai makadaro mmmm ndaifarira hnk

  • @chavhirachel
    @chavhirachel 3 місяці тому +1

    This song is a masterpiece, have been playing it everyday since its release.

    • @chavhirachel
      @chavhirachel 2 місяці тому

      Can't get enough of this beautiful song, i keep coming back .

  • @DanaiBhobho-ky6mm
    @DanaiBhobho-ky6mm 3 місяці тому +2

    Amen n Amen🙏🙏🙏.....song inonyevenutsa moyo yakaremerwa

  • @tenderoluciamavhunga3868
    @tenderoluciamavhunga3868 Місяць тому

    Pazvinorema pazvinorwadza pandinoshaya ndichayambuka

  • @EdlightMoyo
    @EdlightMoyo 3 місяці тому +3

    😭😭inobata Bata pakadzika pemoyo

  • @MitcheltowardsGwembe
    @MitcheltowardsGwembe 3 місяці тому +2

    I woke down then I remembered this song ,thank you I feel healed

  • @rinamaposa1080
    @rinamaposa1080 3 місяці тому +1

    Beautiful song indeed keep it guys 🙏🏼🙏🏼❤

  • @saliwencube9628
    @saliwencube9628 2 місяці тому

    😭😭 God I know I can't question you let your will be done

  • @agnesrumbidzaidiza7557
    @agnesrumbidzaidiza7557 3 місяці тому +2

    The combination is lit I love it thanks so much wow❤❤❤

  • @maybelmazhizha6757
    @maybelmazhizha6757 2 місяці тому

    well done guys what a beautiful song

  • @FaithMuronda
    @FaithMuronda 3 місяці тому +1

    😢ndihwo hukuru hwavo Mwari hunondishamisawo muhupenyu hwangu ,ndimi zvose zvangu Mwari ,this song is powerful😢😢

  • @user-dh6ew6ld4v
    @user-dh6ew6ld4v 2 місяці тому

    Well done this song is awesome 🎉🎉

  • @gracioustauzen9827
    @gracioustauzen9827 3 місяці тому +2

    You nailed it MB and K. The song is powerful and meaningful to my life and my family. God bless you all the more 🙏 ❤️

  • @melthehairstylist7504
    @melthehairstylist7504 3 місяці тому +1

    Amen and Amen I always see God's hand in everyday of my life❤❤

  • @OnlyNzuzu-pe9ey
    @OnlyNzuzu-pe9ey 3 місяці тому +1

    Zvokwadi hapana hapana chandingambotya nokuti muneni mwari this is so so powerful 🙏

  • @teresajaha6989
    @teresajaha6989 3 місяці тому +1

    hukuru hwenyu Mwari hunondishamisawo apana chandingambotya sure...its a great song

  • @happinessmagwaza8894
    @happinessmagwaza8894 2 місяці тому

    Amen 🙏🙏 johovah my protector

  • @privynyakudanga9907
    @privynyakudanga9907 3 місяці тому

    Amen and amen. Powerful 😢😢😢

  • @irenesambadzi9953
    @irenesambadzi9953 3 місяці тому +1

    Amen and amen Murimukuru Mwari munotirwira hondo dzedu dzese 🙏

  • @DaphneyAyanahMahuwe
    @DaphneyAyanahMahuwe Місяць тому

    Well done shame powerful song😭😭

  • @Lynbae805
    @Lynbae805 3 місяці тому +2

    Am already waiting for the video

  • @LisaGumbo-qd5jl
    @LisaGumbo-qd5jl 3 місяці тому +1

    👏👏👏👏👏👏👏👏 this song is a masterpiece, so emotional and touching the soul. It’s my worship song of the year. The angelic voices hmmmmmm mweya mutsvene aive nemi pamaimba song iyi. This is beautiful can’t stop playing it

  • @kudakwashechinjive598
    @kudakwashechinjive598 3 місяці тому

    Aimbirwe Jesu Kristu🙏

  • @knowledgetewa5330
    @knowledgetewa5330 3 місяці тому +1

    Kalonga your voice mwari ngavakuitire zvidhafu dhafu kuzoti madam boss you guys masimudzira mweya wangu.

  • @Pamela-nc2tj
    @Pamela-nc2tj 3 місяці тому

    Amen very powerful 🙏🙏

  • @janekamutingondo3932
    @janekamutingondo3932 3 місяці тому

    Powerful song with a powerful message ❤

  • @godsfavourite4588
    @godsfavourite4588 3 місяці тому +1

    UYU MUNAMATO WAKAPERERE PACHEZVAWO.NDINOTENDA NEKUIMBA KWAKANAKA MASHOKO E RWIYO ANONDIKUNDA.NDINOTENDA RUTENDO RWANGU RWUNOSIMUDZWA PESE PANDINODZA HUKURU HWENYU.

  • @KyomiNyonie
    @KyomiNyonie 2 місяці тому +1

    This song found me when i was broken,,,,, but listening to it has helped me a lot thanm you madam boss ad kalonga

  • @WinnieMoses-uo5hv
    @WinnieMoses-uo5hv 3 місяці тому

    😮😮😮 so powerful .....amen❤❤❤

  • @maxmundowa
    @maxmundowa 3 місяці тому

    Amen 🙏 praise him the almighty God

  • @KudzaisheGGunyere
    @KudzaisheGGunyere 3 місяці тому

    You nailed it💯 mukuru Mwari uyu❤

  • @kudzanainhidza7744
    @kudzanainhidza7744 3 місяці тому

    Powerful song indeed ❤🎉

  • @blessingmlambo8204
    @blessingmlambo8204 3 місяці тому +5

    Amen 🙏 Hukuru hwenyu huno ndishamisao

  • @MercyNkomo-tv3yf
    @MercyNkomo-tv3yf 3 місяці тому

    ❤Dear God am grateful 😢😢nice song guys

  • @rabeccamutangadura3276
    @rabeccamutangadura3276 3 місяці тому

    Masterpiece keep it up guys ❤

  • @annahtiwana5512
    @annahtiwana5512 3 місяці тому +2

    Chakanaka chakanaka mukaka haurungwi. Ngawarumbidzwe Jehovah narini narini. You nailed it guys 🎉🎉🎉🎉❤ Great combination. Well done Tyra do more ❤

  • @user-vw6zu6dn1e
    @user-vw6zu6dn1e 3 місяці тому +2

    Woww guys this is just amazing ...I absolutely love this❤❤

  • @Nattie06
    @Nattie06 3 місяці тому +1

    Well done ❤

  • @nellymukue4702
    @nellymukue4702 3 місяці тому

    Amen 😭😢this is nice

  • @michellengoro6860
    @michellengoro6860 3 місяці тому +1

    Amen and Amen hukuru hwenyu Mwari hunoshamisa. There is no one like you Lord.

  • @user-bu6yu2li4n
    @user-bu6yu2li4n 3 місяці тому

    This is wonderful ❤️

  • @user-vc5do8ld6e
    @user-vc5do8ld6e 3 місяці тому +2

    Haaaaaa hukuru hwaMwari hunondishamisa veduwe ,pane zvinoitika muhupenyu hwangu zvandongoona kuti idzi inyasha.Thank you so much l really needed this😢

  • @runesumapfumo5787
    @runesumapfumo5787 3 місяці тому

    Powerful song profound words indeed

  • @ashleymuchamiri4810
    @ashleymuchamiri4810 2 місяці тому +1

    Amen

  • @bridgetmkwanazi5688
    @bridgetmkwanazi5688 3 місяці тому +1

    Im in tears ..i really felt it

  • @user-vb7ti6tw5e
    @user-vb7ti6tw5e 3 місяці тому +2

    I just got emotional thank you madam boss

  • @user-cn8eq5rs2n
    @user-cn8eq5rs2n 3 місяці тому

    😢😢😢😢😢😢 this song is very powerful 🙌 🙏

  • @prayermswapa5681
    @prayermswapa5681 3 місяці тому

    Powerful song 🎵 ❤❤

  • @CeciliaChimudzi
    @CeciliaChimudzi Місяць тому

    Sang this song in a dream,God is in control

  • @MitchellFMarada
    @MitchellFMarada 2 місяці тому

    Hukuru hwenyu mwari

  • @MutsaP1707
    @MutsaP1707 3 місяці тому

    So deep
    Great songs❤

  • @rachelmusakanda3975
    @rachelmusakanda3975 3 місяці тому

    Thank you really needed to hear this one

  • @norestchonzi2903
    @norestchonzi2903 3 місяці тому +1

    Thank youuuu kani munogona imi

  • @user-js9ow7uw4m
    @user-js9ow7uw4m 3 місяці тому

    Nice piece ,i love it 😍😍

  • @plaxcedesmareke1822
    @plaxcedesmareke1822 3 місяці тому +1

    Sweet voices 🙏

  • @emunahrue4779
    @emunahrue4779 3 місяці тому +3

    Powerful song indeed 😢

  • @user-mj9mq1eu3h
    @user-mj9mq1eu3h 3 місяці тому

    Powerful song ❤❤❤

  • @suspiciouschimutima4880
    @suspiciouschimutima4880 2 місяці тому

    Nice voice Tyra100%

  • @user-sk1ly9hm8n
    @user-sk1ly9hm8n 3 місяці тому +2

    😭😭😭😭😭😭😭 🙌🙌💪💪💪🙏🙏🙏🙏🙏chabikwa mhani

  • @Esnath2000
    @Esnath2000 3 місяці тому +2

    The song is just on another level
    Well done guys

  • @user-natybae
    @user-natybae 3 місяці тому +4

    Ndokutendai mwari🙏