Kereke Yoroorera Murume Wangu Mukadzi Wechi 2

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 29 сер 2024

КОМЕНТАРІ • 80

  • @esierayner533
    @esierayner533 10 місяців тому +7

    This lady is beautiful 😍

  • @user-fi8ew2vc4i
    @user-fi8ew2vc4i 10 місяців тому +1

    Yeah pakaipa munhu ongokusiya akuzvarisa vana 7 varume denga hamupindi woona kuipa kwemukadzi wamupa vana 7

  • @BrianChikoka
    @BrianChikoka Місяць тому

    Very touching story

  • @gracepukayi6526
    @gracepukayi6526 10 місяців тому

    Mambo wanondiitira awa thank you nekutimiririrawo vanhukadzi

  • @thandiwechinaa5453
    @thandiwechinaa5453 10 місяців тому +1

    Church yevadzidzi iyi ndeye matuzvi apa vati kuzvarisa

  • @lindagumbo2377
    @lindagumbo2377 10 місяців тому +5

    How does a person go for 3 years being avoided by a man and still “wonder” whether they are still loved? Its so obvious!!

    • @Muskana2387
      @Muskana2387 10 місяців тому

      Sad 😞

    • @rubyboshanhengu7604
      @rubyboshanhengu7604 10 місяців тому

      Mukadzi iyeyu kungoita boyfriend chete that man anoto reporter kuna mambo kuti mukadzi wangu arikuhura, so murume anofanira kunobvisa gupuro mukadzi uyu needs closure,

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 10 місяців тому +2

    Mambo kuseri kkkkkk kwanzi bvisa Zambia magona maprofita aputsa imba iyo plus murume Uyo arikushandiswa namadzibaba

    • @shebs2207
      @shebs2207 10 місяців тому

      Ibenzi baba avo kuparadzirwa musha nemaporofita enhema

  • @samuelrinomhota2692
    @samuelrinomhota2692 10 місяців тому

    Pakaiswa runyararo apo 🙏🙏🙏
    Ndafarira runyararo this episode

  • @MaxJohane-fn4bu
    @MaxJohane-fn4bu 2 дні тому

    Chemerai kuchengeterwa vana bonde siyanai naro makura wani vana 7

  • @ChipoSigauke-nd3sm
    @ChipoSigauke-nd3sm 10 місяців тому

    Mambo wati bonderako unopiwa ❤❤❤❤❤

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 10 місяців тому +4

    So vana 7 uchingoshungurudzwa chete? Haaaa this man has a very lame excuse why he’s not supporting his family. Surely you can’t have 7 babies nemunhu akakuipira kudaro. It doesn’t make sense. He doesn’t have a logical excuse.

    • @claitosverengera117
      @claitosverengera117 10 місяців тому

      Zvino maker sense coz zvakuitika apedza kuzvara murume akuita magirlfreind plus church yamadofo iyo yaakapinda

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 10 місяців тому +3

    Ndinoshamisika chaizvo nemunin'ina wemurume anoti mukadzi ngaauye avake musha anovaka nei apo achichengeta vana 7 ega. Musarevererane zvakaipa varume vaviri imi. Uyo murume anosiya mukadzi nevana achinogara nemukadzi mudiki wotopihwa mari kumasowe yekuti roora mumwe mukadzi uchiparadza mhuri yako wandishamisa kwazvo. Svinuka

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 10 місяців тому +1

    Ko munozvarirei vana vese Ava nhaimi musina kubvisirwa kana zuda kumwe kupusawo futi machurch enyu aya anokuzungaidzai njere changamukai anhuwee

  • @margretbanda7595
    @margretbanda7595 10 місяців тому

    Igweeee u are on point

  • @Nally_Vybz
    @Nally_Vybz 10 місяців тому

    Happy to see Mwendaz we drip in the house

  • @lydiat7636
    @lydiat7636 10 місяців тому +4

    You deserve better man my sister Rega hako zviyende unopihwa zvirwere

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 10 місяців тому

      Ko iye kwaachazoenda haagone kusanganawo nazvo futi here or anenge otogara asina murume wacho.

    • @ssam1430
      @ssam1430 10 місяців тому

      Pane 7 apa

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 10 місяців тому +1

    Vadzidzi chech yekupenga kutsvagira mukadzi mwari upi arikunamatwa zvino umwe munhu achichema soo

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 10 місяців тому +1

    Yohweee saka masowe iwayo akaona zvakakodzera kuroodza murume mukuru ane mhuri umwe mukadzi, yet we kutanga haasati abvisirwa roora, mmm mukuru wechech akaresva imhiko hr????

  • @SimbarasheManyara-uw5gh
    @SimbarasheManyara-uw5gh 10 місяців тому

    Kumasowe ukusoka now azadza vana 7 akumusema mukadzi

  • @MrBAfrica
    @MrBAfrica 10 місяців тому

    Ndichief aniko awa

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 10 місяців тому +1

    Mapostori akakoniwa nxx

  • @user-lb7vr1gt2q
    @user-lb7vr1gt2q 10 місяців тому

    Best chief

  • @linomsadube
    @linomsadube 10 місяців тому +2

    Zvakunoitwa satanisim kukereke kwacho

  • @memorythomasm
    @memorythomasm 10 місяців тому +1

    Haiite church iyi ndakamboipinda huroi hobho ikoko

  • @tstausibanda2020
    @tstausibanda2020 10 місяців тому +1

    Masowe enyu aya kwane zvapari mnje marange straight😢

  • @ClaraChikuruwo
    @ClaraChikuruwo 9 місяців тому

    Mambo mumogona imi

  • @Temimediatv
    @Temimediatv 10 місяців тому +1

    tikuda kuona maperero ayo

  • @talentnhewe7583
    @talentnhewe7583 10 місяців тому

    Chechi yevadzidzi ndeye pfambi nevaroyi

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 10 місяців тому

    Maiguru chiregai kubara veduweeee vana7 vakwana, iwe bamunn maiguru vanobva vachinovaka kupi zirume rakatiza, bamunn makupa maiguru mhosva tibvigwe uko.

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 10 місяців тому

    Rombe nemurume hamuchadiwe askana Mambo anoda kt kudii apa siyana nerombe iri

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 10 місяців тому

    Madzibaba Skebron ndomhombwe huru Madziva yose

  • @sethumpofu9248
    @sethumpofu9248 9 місяців тому

    Maiguru do you Please

  • @wonderkanda7300
    @wonderkanda7300 10 місяців тому

    Aaa zvakaoma hama

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 10 місяців тому

    Igweeeeee bondeeeeeeeeeeeeeeeeee

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 22 дні тому

    Mapostori4ED

  • @elishamuranda5793
    @elishamuranda5793 10 місяців тому +1

    Asi chiiko chinonzi kunamata

  • @rebeccapasipanodya7393
    @rebeccapasipanodya7393 10 місяців тому

    Kavarume muchiita soo vakadzi vanofunga kuti barika rakashata asi harina kuipaba barika murume nga akachenjera kwazvo nekuti ukagonera mukadzi wako wooedza kuroora kunana tezvara ukachiroora unotogara pasi nemudzomai wako uchikumbira kwazvo mombe inototinhwa irihadzi inoenda kuvabereki vemukadzi kuti handina kushora asi ndatisadxa riwande mundiro kukumbira kurehudzamu

  • @TrymoreMisongwe
    @TrymoreMisongwe 10 місяців тому

    Mother vane tshirt ye yellow ne white haaaa wafarira mapiritsi kkkk😂🎉

  • @EmerinaMukaro-kd3uw
    @EmerinaMukaro-kd3uw 10 місяців тому

    Avo baba kutiza mhuri yakuru.maporofita anoputsa ayo

  • @user-yg6om4ex6n
    @user-yg6om4ex6n 10 місяців тому +1

    Hunhu hwevadzidzisi vakopa vekwamarange ngavasaseke vekwamarange vakatosiya varasiswa nemukuru vavo 😂

  • @overtonchikwakwa6288
    @overtonchikwakwa6288 10 місяців тому

    Uyu mambo anogona namambo Mutasa futi wanogona kutonga

  • @Faraimpofu
    @Faraimpofu 10 місяців тому

    Vamacurch zivai pekugumra

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 10 місяців тому

    Machurch hobho aparadza dzimba veduweee

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 10 місяців тому

    Church iyi handizi kuti vanodzidzeyi vanoita zveurombe

    • @shebs2207
      @shebs2207 10 місяців тому

      Haisi church it's a cult

  • @tinashegeorgechikadaya1470
    @tinashegeorgechikadaya1470 10 місяців тому

    Amai vakatsotswa bhinzi

  • @dudaimadzivadondo5048
    @dudaimadzivadondo5048 10 місяців тому

    Mapudzi kuita kuwira kusina Hari shem

  • @EvelynKambezo-sr8rd
    @EvelynKambezo-sr8rd 10 місяців тому

    Haaa zvimasowe izvi ndozvimwe zvinemabasa atambudza vanhu.vamwe vakazovigwa pamwe nemidziyo yavo nekuda kwemabasa.

  • @antheamanyande2032
    @antheamanyande2032 10 місяців тому

    vana 7 mama muchiri kuda bonde aaahH siyayi muroyi aroyere

    • @violetcharry8478
      @violetcharry8478 10 місяців тому

      But vana 7 musina musha wenyu zvakaoma veduwe

  • @EveMatutu
    @EveMatutu 10 місяців тому

    Ngaanobvisira maiava pfuma mai vanoda musha wavo

  • @maimonze2869
    @maimonze2869 10 місяців тому

    Madzimai hongu vana tinovada kwete zvokuzozvara 7

  • @Temimediatv
    @Temimediatv 10 місяців тому

    Muporofita kkkk mukuru

  • @rachelsengamai8067
    @rachelsengamai8067 10 місяців тому

    Masowe aparadza misha veduwee

  • @tsitsikampira1011
    @tsitsikampira1011 10 місяців тому

    Hakuna zvakadaro mukuru ndiye awakirwe

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 10 місяців тому

    Mother you are very good mukutsanangura nyaya yenyu

  • @sophiamaradza515
    @sophiamaradza515 10 місяців тому

    Unoitiswa nevanhu ava

  • @tichatongavareta3677
    @tichatongavareta3677 10 місяців тому

    Ko Bethro indava, ita mushe iwe hauna kana kubvisa mombe imwe chete

  • @mirimm9tv114
    @mirimm9tv114 10 місяців тому +1

    Mambo munogona ❤❤❤❤❤❤

  • @afronews7034
    @afronews7034 10 місяців тому

    Better kotamba mhande pakopinda machurchaya unoita bpkumhqnde hakunamqbp alot of excise musidzana

  • @afronews7034
    @afronews7034 10 місяців тому

    Chief now drinking big bottles this man church yacho ma1 dozen wives pakaipa

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 10 місяців тому

    Kkkkkkkkkkkk

  • @lennychishaya5642
    @lennychishaya5642 10 місяців тому

    Kkkkkkkkkkkkkkkkk zvakaoma vana 7 musina musha vadzidzi vashata sure chagova chihure chenga sure kuroorerwa mukadzi nemasowe apa muchinja mari dzemasowe ndodzamurikurarama nadzo

  • @user-np8lf4jq7n
    @user-np8lf4jq7n 10 місяців тому

    Mambo bonde anorida chete kkkkk

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 10 місяців тому

    imbwa yemurume iyi tototi chimukono che chembwa nt ketsangara futa

  • @user-sp4zp3kz2k
    @user-sp4zp3kz2k 10 місяців тому +1

    Siya zviyende unopiwachirwere iwe

    • @shebs2207
      @shebs2207 10 місяців тому

      Taura hako baba avo vakapiwa mukadzi na neprofet kuti vachengete hure ramadzibqba sebro.m

  • @sharontangirai1262
    @sharontangirai1262 10 місяців тому

    Obvious young bro vanototora side rabhudi

  • @user-he3bm4bh6j
    @user-he3bm4bh6j 10 місяців тому +1

    Asi nhai madximambo why mumatare enyu musingashande nema youth ndovanofanira kunga vachinyora zvese zvirikuitwa nemadhara ayo .Mukuona ere kut mukushanda mega vana varipo asi musingavape basa vanozoziva sei mangwana vasara vega imi mafa

    • @sybosch
      @sybosch 10 місяців тому

      Well said ndaitoda kubvunza