haaaa baba munombowana kupi mashoko enyu ayo akadzama zvakadaro munhu wamwari mandibata apa maita semunoreva ini my best song pa album iri God bless you mutumwa wamwari 🥺😭😭
Vakaropafadzwa varombo panyama asi vari vapfumi pamweya nekuti humambo hwekudenga ndehwavo. Everlasting life is our reward. Naizvozvo musatsvedzemuka, musapedzwa Simba.
This song answers my question..you can be a true believer usina mari uchitotambura...you can also be a true believer uri rich ...in other words the reward for being a true believer is eternal life . Upenyu husingaperi not money NB not money...when it comes to richness God does his will , he give whoever he wants to ..believer or non believer
The thing is we have to work hard also tarisa kwaunobva kna kune chivanhu gadzirisa first ozonamata l mean kusarudza church yaunoda coz ukaita short cut hauna kwaukuenda chero ukashanda hard sey kune vakaoinga life yako haupabude hama be spiritual kwawakwbva uzive dzinza rako first kuti munei then ozonamata ndosaka Bible says munhu akabarwa ne mukadzi anemazuva mashoma panyika azere nekutambudzika zvine reason
Your songs it can drive people's heart to love and understand God, infact ndinotenda mwari nekukunanidzai kwakanaka . A calling that can put people to Christ Jesus 🙏
Long live Benny, you Are standing and preaching true gospel, your reward is eternal you are bringing lost souls to the kingdom of God, more fire brother, ❤❤
Powerful words in singing,,l thank God bcz after listening to this song l got an answer from elder Machando when he preach under the topic,,,why bad things always happen to good people..thank u Lord 🙏🏽
Kunzwa shoko rakadai it's a blessing on its own,thank you bro
Vanotuka Mwari asi, hakuna chavo chinoramba. Mukoma Benny mashoko enyu akadzama. I'm in love with this song ❤❤❤
haaaa baba munombowana kupi mashoko enyu ayo akadzama zvakadaro munhu wamwari mandibata apa maita semunoreva ini my best song pa album iri God bless you mutumwa wamwari 🥺😭😭
Vakaropafadzwa varombo panyama asi vari vapfumi pamweya nekuti humambo hwekudenga ndehwavo.
Everlasting life is our reward. Naizvozvo musatsvedzemuka, musapedzwa Simba.
Pisa Pisa ,,,haaa guys tirikukomborerwa isu umm gospel take us to another levels ,,murikugona vanhu vaMwari
Whenever l listen to your songs my brother ummm l end up crying because they are so touching.
This song answers my question..you can be a true believer usina mari uchitotambura...you can also be a true believer uri rich ...in other words the reward for being a true believer is eternal life . Upenyu husingaperi not money NB not money...when it comes to richness God does his will , he give whoever he wants to ..believer or non believer
True bro ,this song is so touching
Amen 🙏 🙏 🙏 🙏
❤❤❤❤❤❤❤makagona shumba
Panguva Ichadzoka Mwari hapana anenge achiti handina kurinzwa shoko 😢baba Ava vanoparidza through music 😭😭😭😭😭😭😭🙏mukuru Mwari anotyisa jehovha dzimwe nguva ndikaterera music yavo ndinosara ndichizvibvunza mibvunzo wega unonzwa kut ndiye Mwari mbune arikutaura nezuro
❤❤❤❤❤❤
This man is not just a gospel artist but a preacher, chokwadi zvinhu izvi zvinotirwadza sevatendi ASI hanzi ngatinamate takatsunga
It is true bro , when l listen to this music l end up crying
This song ka, handina neremuromo . Kugona ndekwenyu. Mwari vakazviwanira mudziyo wavo . Mbiri yose kunashe Jesu❤
So touching brother, this is happening in our daily lives,may God bless you,keep up the good work ,may God bless you
Haurevi nhema mudikani mwoyo inonyaradzwa nerumbo
Amen
The song touches my heart.... Keep it up Mr Hadassah.... Nhaka yemutendi wakarurama ichazove yei
Pastor Benny I was valuate pastor before I gon inside of your songs you have dipper msg of life pastor ❤
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 keep it up
First one to like first to comment......
Keep up the good work Muparidzi Mutema.
Nice piece this 1, lyrical content deep ❤❤❤
So touching 😭😭😭
Rugare rwaMwari rwunopinda kuziwa kwose...by His grace will march on..
Keep preaching man of God.we are repenting everyday
Even before I listen my sixth sense has it that my Bro Benny always delivers as expected. Top notch❤
ichokwadi
The thing is we have to work hard also tarisa kwaunobva kna kune chivanhu gadzirisa first ozonamata l mean kusarudza church yaunoda coz ukaita short cut hauna kwaukuenda chero ukashanda hard sey kune vakaoinga life yako haupabude hama be spiritual kwawakwbva uzive dzinza rako first kuti munei then ozonamata ndosaka Bible says munhu akabarwa ne mukadzi anemazuva mashoma panyika azere nekutambudzika zvine reason
The message is so touching
Your songs it can drive people's heart to love and understand God, infact ndinotenda mwari nekukunanidzai kwakanaka . A calling that can put people to Christ Jesus 🙏
Pekuti vanotuka mwari asi hapana Chavo Chino ramba umm hakuna chokwadi chopfuura apa munhu washe❤️❤️🇿🇼
Jehovah ngaarumbidzwe
Strong message 💪
My favourite song❤sando dzenyu brother Benny
Nhaka yemutendi wakarurama ichazovei ko👏🙏🔥🔥🔥
Mufaro waJehova ndiro simba rangu. Mwari wangu mupfumi🙏🙏
Gospel music is blessed, manicaland is blessed, the whole zimbabwe is blessed, pastor benny yu are blessed 😭
Hausunde ukasunda wabirira ngoma dzakabikwa idzi well done Mr Benny
Zvaizvezvi mukubvira idi ooh❤❤❤
Ndashaya remukana but Amen
You are a blessing to me,, keep it up man of God
Amen n Amen 🙏😢😢😢😢
Great mr keep it up
🙏
Mwari akuropafadzei aropafadze zvamobata nemaoko
On repeat🙏
powerful mhani ndinopinda munyasha
Best gospel musician
You naver disappoint us ❤
U are the best
I can repeat this song the whole day
Powerful
This song make me cry 😢😢😢 ndakachengeta moyo wakarurama pasina herw 😢😢😢😢5
❤thanks. Mwari vakubatsire. Nebasa iri ndoda
Paridzai muparidzi Benny
Keep up the good work. Your music is so touching
🔥🔥🔥💯💯💯
Powerful piece
Nhaka yemutendi vakarurama ichazova yei??!! 😢so touching thanks my brother for the message.
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Very calm music keep on going Mr Hadassah lam one of your fans
My Favorite
I love your music ❤
My best song 🔥. May God bless you Beny
Long live Benny, you Are standing and preaching true gospel, your reward is eternal you are bringing lost souls to the kingdom of God, more fire brother, ❤❤
Waaal Benny Hadhassa you are the best.Teaching real life situations through Gospel Music. Sando dzako.🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤
Powerful words in singing,,l thank God bcz after listening to this song l got an answer from elder Machando when he preach under the topic,,,why bad things always happen to good people..thank u Lord 🙏🏽
What a master piece, keep it up Benny. We are being blessed with strong message on your
songs
You are always the best Benny
Eshii ndadzamirwa 😭😭😭😭
Excellent bro kip fire burning 🎉💥💥
😢deep words I will keep repeating it❤
♥️♥️♥️
totendeuka everyday, your tracks are powerful
Have seme ropa vanodeura😢😢
Haa iri idapuranhanzva
May God bless you Mr Benny
message is so strong ❣❣❣❣❣❣❣❣
Pama damadambarefu ese iri riri kupisa iri itirwai Nyasha phne yangu irikuramba kubva pa Repeat mauraya phne yang munhu washe
Powerful assurance
Amen kudzwai kristu
Good music munhu waMwari
Handina chekutaura but God bless you brother ❤
Thank you sir,may God bless you
Bro Benny your music is my every day dose
Good music
Amen. Answer to many questions. Go on Muparidzi Mutema. Solomon of our time in terms of wisdom and provebs.
Job weldone Mr
Blessed 🙏
Keep it up my brother
Welldone my brother, keep it up.👏👏
Good music 🙏🙏🙏 blessed...mubairo yedu irimberi
so cool melody
The producer who recorded this album is lite
Touched with this masterpiece
Talented
God bless you more and more Benny, your songs Is very good
This one is pregnant with deep meaning in christian philosophy
Nice music bro
Benny unogona💥💥
Thank u so much brother Mweya mutsvene ngaarambe achikushandisai munosimudza mweya vangu itirwai zvakanaka naMwari murambe muchitiparidzira nekuimba kwakanaka kunopinza mumweya
Your songs Broo I end up crying
Press on press on
mkomana ari kubvira uyo
Glory to God