Benny Hadassah Muzanamombe - Ndibatsirei Ndizvinatse (Lyrical)
Вставка
- Опубліковано 30 жов 2023
- You have tried to stop certain habits, but you are either failing or rather getting worse. You have a Helper, the Holy Spirit is in the world for candidates like you. Can you invite Him to assist you and deliver you out today?
hadassahbenny@gmail.com
One under rated gospel singer in Zimbabwe with a meaning all your songs are superb well educative and encouraging may God help us to change oyr ways through your music thank you keep it up❤
Your songs always draws me closer to God, munoshandiswa naMwari zvemazvirokwazvo munhu waMwari.
Amen itirwai zvikuru muranda washe munoshumira zvinotoda total surrender
My Pastor Benny ❤❤❤❤❤❤ ndikanzwa masongs enyu ndinosvika pedo namwari 😢
Haaa pakadzamiswa pfungwa apa rambai muchiitirwa zvakanaka naMwari mukoma Benny tirikubatsirika zvikuru nekutiparidzira kuburikidza nemusic yenyu irikusandura hupenyu hwedu chaizvo...ndibatsireyi Mwari ndizvinatse ndakumbira chinhu chakaoma
One of my best Gospel artist❤️❤️❤️...God bless you muparidzi mutema nekushandiswa namwarie
Powerful gospel...tinopona chete gore rino..thk you minister
Mmmmm so touching message mukoma Benny .music yenyu inondiremera
Mwari ngavatibatsire tiponeswe nemanzwi akadai
Words are reaching my heart straight. May my good lord Jehovah continue to bless you in conveying his word
You are the best ,tinopona chete gore rino ,Bdibatsirei mwari ndizvinatse
Ooh iam loving this masterpiece..wanirwai nyasha❤
Benny ramba wakatsika ipapo usazununguswa nemhepo Mwari vakuwedzere hutesve zvemazvirokwazvo newe tinoponeswa
Nziyo dzenyu dzinondidhonzera pedyo naMwari bvudzi rangu rinomira... Misodzi yobva yasvinga mumaziso...... GOD bless you...... Deno tagona kufamba munzira yemashoko enyu.... Mweya wedu wainowana zororo kudenga
One of my favorite gospel artist...his music is so great
My brother God bless you,,, I love you
Rambai muchitiparidzira muparidzi Hadassah
Amen well done my brother may God continue to bless you eish song iyi yandibata 😢😢🙏🙏🙏
I really love this man and song tooo❤❤❤❤ l from Zim
powerful, waal Man of God. ndibatsire Mwari ndizvinatse
thank you tirikukomborerwa nenziyo. panopera song unonzwa sewanga uri muChurch service
My prayer each ad everyday ndoda kunatswa,pfuudzwai mberi henyu muchishandiswa naMwari
Ndibatsreei Mwari ndizviñatse ndirarame zvinokudzisa zita
Amen pfuurirai mberi nziyo dzenyu dzinondiita kut ndide mwari nekumuziva
Kuparidzà kwamunoita dai vanhu tainyatso tevedza Mashoko yenyu l think most of us taitendeuka ende hapana aizo tadza zve
May God continue to provide you for evrthing you want
Always producing great salvation message to everyone...May God bless yuu Muparidzi mutema.
You are the Best Mwari ndibatsirei ndizvinatse
My best ❤ gospel artist ever
Hapana kumbobvira paita gospel artist aneudzamu semi pastor. Kip the fire burning
Vanhu avachadi kuudzwa chokwadi chero vaimbi avachaimbi chokwadi chakadai
I love listening to your songs 24/7 You're are the best of them all...Ndinoitirwa nyasha ndonoswedera Pana Mwari ndinombozvidzora pakutadza kwangu
Vhangeri rerudzi urwu ndiro bedzi rinotibatsira kuzopinda denga. Vaparidzi vazhinji vava kurinzvenga. May the Lord bless you and keep giving you more wisdom.
Mwari ndibatsirei. Kunamata kwechokwadi Sandi nyore.
Ndibatsirei mwari ndizvinatse ndakumbira chinhu chakaoma
Ndibatsirei Mwari ndizvinatse ,so pawerful thank you my bro .
The guy is talented enough 👏 am really humbled by your gospel songs your songs Drew's me close to God
Continue to bless us with your preaching 🙏
Baba ndinotenda katatu kakapetwa
Your music 🎼🎼 is so educative of the spirit to those who seek for salvation
May God bless you muparidzi mutema
True undiluted gospel!
Benny ndye munhu 1 wandoda kugospel
Amen n amen 🙏🙏🙏 ndibatsirewo mwari ndizvinatse
Lyrical Content ndatenda zvangu Mr Hadassah
My second best gospel singer after mai nababa charamba
Well done bro ndibatsirei mwari ndizvinatse
Ndibatsirei mwari ndizvinatse😢😢😢
Ndibatsirei ndizvinatse..ndive mudziyo unokudzwa 😢
Munogona hanzvadzi shumba
Haaa nyc song.. Keep doing great job
you never disapoint my brother
Righteousness over anything else
Mazwi akanaka Vakoma.
Thank you MOG,ndokudya kwedu ❤❤
Ndibatsirei Mwari ndizvinatse
Ndibatsirei mwari dzizvinatse ❤ 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Amen 🙏 munhu waMwari
May God help me ndizvinatse
Currently u r the best broo. Keep the standard
Ndibatsirei Mwari ndizvinatse ❤❤❤
What a full sermon with beautiful melodies and vocal.Kungoteerera wototendeuka wega
Ma artst ❤
My favourite, my God bless baba
Draw me closer to god ,,,thnk u so much mukoma Benny with such a wonderful message
Powerful song
This is very good song to me, actually Benny muzanamombe is a well educated artist in gospel music i like his music each time I pray I just play this song first 🙏
You have gifted my dear brother, keep on preaching the word of God.
Mr Ben u a e hero
Ndibatsirei ndizvinatse
Nziyo dzakadai vashoma vanodziterera Mwari ngaatibatsire chokwadi
Well done bro. God bless you
Inobata Pasi pemoyo nziyo iyi
One of my best gospel Artist i love your music and is powerful .. your words anondiswededza pedyo namwari everyday before i go to work i play your songs stay blessed
One of my best top 5 gospel artist ❤
Nziyo dzenyu dzinoita kuti nditendeuke every day
Powerful
🎉🎉🎉 great music, thanx akoma
❤bless you my brother. You blessed me with this item.
Hallelujah, Amen
Thnx bro,masongs enyu anondiswededza panamwari,may God bless you
Ndinopfugama asi moyo wangu vakamira kkkk ths is too much,
Muno paridzira vanoparidza so muno Tora nguva yenyu
More blessings my brother
Amen 🙏🙏🙏
Powerful ❤❤
More Blessings my brother. Continiue evangelising
Gifted man of God
Thank you so much for the uplifting music 🎶
Great times of God
Dai ndagona kurarama zvaunoimba thank u so much
Ndibatsirei ndizvinatse ndakumbira chinhu chakaoma
Chapupu chechokwadi
Powerful 🙏🙏
munogonesa Mr Hadassah
Praise God. Powerful message.
Very powerful 🙏🏽🙏🏽🙏🏽
Ndibatsirei Mwari ndizvinatse🎉
You always deserve it..underrated man
Amen
Thank you very much my brother @Hadassah
can't wait Mr Hadassah💪🏽🙏🏽
Dear God
Ndibatsireyi
Ramba wakadaro munin'ina