Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Haaa apa ma instruments ese Ari straight awa zvonakisa izvi beat romutsa economy iri
kkkkkkk haaa boys kkkkk
Vatoda kuiswa kuMinistry of finance anaboyz ava. Vanoikrenga ikamuka Zim economy shuwa
First of all sando kuma Engineers uuuuummm nyanyest.
Mark Ngwazi he must learn, kwete kuita noise nemagitare, inzwai waya idzo Nyusa Resungura
Imbomirai izvo plus hasiye airidza bass ndi Noel mirai kuvarwisa
This song already qualifies to be recorded on the album, maybe it will be included on the next one...........just like Impfa Nimulandi that was sometimes played on live shows before the album launch.
Isa pa speaker uhwe waya kunaka kwadzo
Inonaka nziyo iyi. Ngaitsikiswe
This is very deep, and the album on another level. Work of legendary!
Ichi chinotonaka kudarika album raNgwazi rese chipatei nechira cz chinopisa ichi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Nice wires here
Drums, Lead, Rythm ne Sub neBass vakomana varikudhonzesa zvisina anosvika futi
After that wondiudza kuti Ngwazi ava pa level ra Ba Sharo.. Amana ka!
ingoti band revanhu unenge wapedza kkkk hapana pane zinengetenge
Give Zhili the mike please listen to vocals at 7.20
Salute Mberikwazvo
Devine anekamubatiro kaanoita hake🙏👋👋
Anotekedura waya sezvazviri....
You promised to release a video for this song this year,when is Chesology releasing it?
Well done Zhilo Vocals
Wezhira uuuuummmm wadadisa apaaaaaaaaa hoyooooooooooooo
Aaah ndeipi futi iyi.. Waya dzinodhonzwa ku OKM. Ichiri mupoto
Ichi chinonzi Angela, chirikubikwa
@@21stcenturymedia285 Yaaah waya dzinodhonzwa shuwa. Tiripo isu takachimirira ma fans e OKM
Sekuru va Rashy 🙌🙌🙌🙌🙌🙌
Zhili chibaba icho
Zhili chopedza masports
Nowel, Devine, Mikoro, Zaka Zaka mmmm varume avaka mmmm ihwa wire idzo mmmm. Famba Famba Macheso. Zhili uyoooooooooooo
Devine anodhonza lead infect timhu racho rese vane zvipo
Drummer uyo ane ma locks anorova murovero wa Obert Gomba
Musasiya (Alaska Kenzemba) Maikoro.....
@@ignatiusgines1476 Ndiye Obert akadzoka
@@constantineautocomjp9331 hasi Obert uyo , nw Obert hana dread uyo ane surname yokuti Mpofu
Macheso idhara anhuwe
Great music ...powerful.Mberikwazvo number 1
Iwaya dzedendera idzi
Guys listen to drummer intro ma1
Good one guyz
Akaipa
Bt pane svidendera apo bt still gud
I think Zaka Zaka is the best there . Without him the Rhythms are very weak
Mmm iwe ve rythym vese vanongogona paaisavapo vaingoridza wan
Number ndoida iyo
Hadziiswi pa album sei dzinonaka kudai asi ndedzemuma live chete
Iweeee
@@sadymoremafendo hanzi iri mupoto irikubikwa maybe inouya pa next Album
@@sadymoremafendo true apa dzinozotsikiswa dzinenge dziri week
Hanzi cheso apera haaperi uyu
zhilli can sing give him more time with the mic
i wonder why asingapihwe enough tie on the mic zvangu coz that guy can sing chaizvoo
Mmm true listen to 7.20
Bass iro rinonaka kudaro what more kana razobatwa nemuridzi waro😊😊
Noel inyusa iro usanyanya kumusaiza rinopumha Bass
Hiii nyemu nyemu vasadaro waya uhmm
Lead munengedzo uyo uhmm
Ma live ndibaba vavo Ava bt munhu aka producer his latest album akamukanyira handina kuzvifarira
He produced it himself,ukatotarisa unoona rakanzi produced by Alick Macheso.I think he should leave it to Nyamhondera
True great observation
Chokwadi nyamondera ndiye mu ridzi we basa
Aya magesti boss
Baba Shero varova dhongi..newaya..rikaseka
Varume vakaoma zvavo ava mmm
Baba bule alongside zhili white wash Mawaya
Zhili ma1 ega ega
Comparison iya na Ngwazi ichatikuvadzisa nekutamba waya......Macheso uya akurovera kuyenda
😂😂😂
Zvokwadi waya dzisina kutimudzwa futsek mhani Orchestra Mberikwazvo chonakisa ichi
Devine Muzenda wezhiraaaa
Anodhonza lead muchinda uyu
Inonwisa mvura lead yake
@@marlonrusvava9875 inorova parere Moyo kani
Magitare ayo umm kumberi
Ko iyi ichabuda rinhi kasi ibonus yakaipa iyi
Superb!
Handina kumboihwa pane imwe Live ere iyi?
Macheso akapfeka orange achiridaza madrums
Ini ndakainzwa pa live December 2020
Waya waya baba
Cosmas ndiani nani vaiva pamagitare apa
@@sadymoremafendo Devine Muzenda palead, Mike Maikoro PaRythm, Noel Nyazanda on Bass ndivo vatanga
Haaa, baba avo Muskoka sizee 🔥
Is that Obert gomba on the drums?
Ndi Paul mpofu
Dendera like
Magetsi oga chete
Zimbabwe yese so far hapana akuridzirana lead na Divine
Ko sekuru VA Rachie
Ndivo number 2 Dhivhingo akurema
Mmmmmm kana Sekuru vaRitchie kumberi. Anogona zvake homeboy wangu asi sekuru vaRitchie kuseri vakomana. But ari kuvafemera mugotsi so far
@@cympausher4756 chibabamkuru chaicho isimbi
Devine ma1 uyo.anokwabadura lead draw nanoel