Ma evil spirits ariko sure. I remember after the wedding manheru ndakuendeswa my bamunini just started kupopota demanding money imwe yakawanda haaa I cried boys mmmm I was hurt. Apa he never contributed anything in my upbringing. Ndanoperekwa takagara paipurirudzwa nyoka just appeared from no way tagara Mumba haaa boys takangotarisana nana Tete and my sisters yakazouraiwa but mmmm it really disturbed me . Dai asiri Jesu wouldn't have made it this far. Nanhasi tichipo 9 years in Marriage now. Ndi Jesu chete.
Amai Chidaz ramba wakashinga mwari hawadhakwi miyedzo iriko muwanano almost lost my husband barely 1 year he was shot luckily he survived and haana kuremera 2 good years ndichigeza munhu that was the greatest test of my life..Shinga mutendi
😂 musamhanyiswe kuita mwana henyu imi.... It's time to eat sherbet nekuenda ku jumping castle. Plus kuuya kwemwana can affect the happiness imimi musat manyatso enjoy. Because I have heard most husbands complaining kuti wakupa much attention kumwana and staff so aaah enjoy the moment 😊
Was so used to SA vloggers but this couple has become my favorite.Had to go back to watch your old videos.I love your sense of humour and you guys keep it real.What you see is what you get.Good job!!
The last part yemwana got to me. Yemota neye mwana. Guys don't live a life to please pple. Just do you zvinokufadzai imi. God blesses a union ine unity yenyu iyi. Muchaita mota dzakawandisa muchazvara kana nguva yakwana. Ma twins ma triplets when the time is right
What a powerful testimonial video guys . We are praying for you. By the end of this year God would have Blessed you with a new car (quoting Phillipians 4 vs 16 ) . Also guys launch a merchandise so we can support you from all over zim and abroad # Mai naBaba Chidavaenzi to the world 🌍 🤩🥰🥰
Mmmmm mhepo dziriko aaah Ndakatomboramwa kuenda kunotwà ma measurements.day b4 hama dzababa showed up in 23yrs ndisingavazive on the day remarora exactly time yavakat takuya in less than 5min my now brother in-law called kut gazebo ratsva including kalorry bongo guys I cried on the wedding kumuka ndine 3 mascars padumbu I went and get married anyway after ndaperekwa my husband lost his job but God is just God ❤❤🎉....kunamata kunodiwa
But don't take long muri pafamiy planning its not good kana usati wamboita mwana unless zvirikuitika zvega or you are using protection, Mwari vakatendeka musatye kuita mwana because you are not financially stable ,kana makuita mwana futi vanhu havaudzwe itai surprise chaiyo i love you guys and i wish you the best
I agree with you Anesu and Ryan,munhu waunenge wakapedzisira kuona kare vanokupa mitemo zvekuti unotoshaya kuti chii asi ndakangoona kuti kurwadziwa chete
Enjoy marriage guys mwana muchaita when the time is right upgrade your life zvekut when you have your kids they'll enjoy the benefits you have worked for
On the kids topic,you guys have just helped me realise something which is most married couples have children for the society not themselves and in turn they fail to raise them because they weren't ready which is wrong and I'm glad you guys aren't being pressured by that and thank you for this knowledge. People should stop trying to please society at the expense of their present and future. Guys learn from this live for you the same way you got married for yourselves,do the same with the way you live your lives. I'm not married hangu but I'm learning through these guys and I'm grateful
I am 60 yrs old, and never believed white wedding, nyaya yekufidha hama neshamwari dzinodya dzichitsukidzira miromo pasi sehuku. Kungoita roora then, spend the money on our honeymoon.
Haa trust me we’re leaving in a world full of evil and wicked people and the worst part is that hama dzacho ndidzo dzinototi attacker but nevertheless God will always be there for us🤞
Muchitanga the journey yemarriage munenge matoprovoker satan haaaa i can testify patakatanga mhepo dzakasimuka but you have to be strong and zvinonyanya kubata hubby to frustrate the wife aramwe but kana muchidanana here yu can sail through
Amana varoyi variko muhama dzedu yooh. Inini a week and half before my lobola last year my mom vakafa vakarara in July. We waited for a month according to culture kuti tizororane after a month kana munhu afa. Aagh taronga for the beginning of September yooh Ayasi and my hubby's brother died. Imi kaaa i we both felt like giving up apa mari yeLobola ndiyo yataishandisa to cover as well for the funeral. Anyway always pray isu taitoita ma Fastings Kubvira patakaita engagement asi mhepo dzaiuya left right and Centre. We managed kuzororana hedu in October but haaa it was stressful shame
About Mwana I think it’s something not to ask for sure …. What if the couple is having challenges how do you expect them to feel or do you want them to tell you … people we should learn to know that some other things are not to say or ask or to give People pressure
Been looking for videos like this to teach and educate me , on what to look forward to and what to expect when married, Danke , ngiyabonga , I appreciate videos that educate and teach about the realities of life so others can get prepared or rather learn so they can be protected for the future . Keep it up guys
Anesu is so gorgeous 🥰🥰 And as for life being spiritual, that's true . Everything is spiritual and once you learn all the skills of Prayer, life will be easier. The weapons will be there but they won't harm you . And the women that comment saying you should have babies should respect themselves. Pregnancy and marriage are very sensitive topics to talk about. Some things are really so sensitive
Prayer life yakakosha,my mom always tell me kuti you are lucky kukurira muimba inonamatwa but sometimes ndinokundikana,ndinovarairwa Thanks guys for reminding US❤Ndinokudai❤
Ndokudai mese your challenges are similar to my marriage tane 5 years but haa ndiri soja shame as a wife. Am Greatful for you guys thank for sharing so profound advise. Prayer ndomagetsi
I’m going to struggle when it comes to inviting people on my roora and wedding day, I have less than 10 relevant people the rest ihhhhh sit down muchaonera pa social media. Andimbokutsvagei 😂😂
Vanhu havafare pane chakanaka. You did very well Ryan pakutoita nharo ndozvazvinoda kuita faith. Anesu kutoda kuchinja date ikoko wanga wakutokurirwa simba nasatan kumupa chance yekuku vhiringai zvese. Always pray for sure
You gys ndirini ndikakwira nemi public transport ndofara veduweeee 😂😂😂mafaririro andokuitai so munotozosvotwa nejoy yangu .....God will bless you and he is blessing you gys stay focused nema plans enyu not zvinotaura vanhu
Children are a blessing from God and they come at the right time nokuda kwaMwari.People should learn to mind their own business .Sanike nyaya yevana is highly personal and sensitive.
Thank you for sharing this with us. Its so surprising how hama dzisingatokuzive nezita kana kwaunogara, kwawakadzidza kana zvaurikuita mulife want kuomesa zvinhu pamaweddings and other special functions anoitika you know, and vamwe they even utter zvimathreats kuti ugare uchingogaya kuti things wont go well because zvavanoda hazvina kuitwa. Prayer is the way to go and then panhau yemasensitive topics like vana, kusimba kana kuwonda puloo coz yhoooo its too much
When the time l the lord will make it happen mwana chipo chinobva kuna Mwari kana nguva wakwana zvichaita❤❤❤❤siyanai navo vanhu rudo vaviri wechitatu imharadzi
Super true guys I understand that very well pane hama dzinozouya dzichida kukanganisa and these people were never there or part of your life vouya vakuda kutonga
This is so real and these things do happen, marriages anorwiswa zvekutodaro satan haade chakanaka asi we stand with our belief that in all these things we are more than conquerors
Pane pekuti unotsamwiswa soo mamhepo shuwa... Staying on our knees and having God to fyt battles for us is the best decision a couple can ever make... Thanks for sharing guys ❤❤❤
Yaaa very tru i liked pamataura nhau yevanhu vanongotaura zvisina basa..us as black people dai tasiyana nekutaura zvisina basa unonzwa mumwe achiti aaaa munotodyawo muriwo wototi aaaa what whats wrong with eating muriwo..u guys i love u keep it that way raramai hupenyu hwenyu...shout out to us hama dzenyu chaidzo chaidzo
I'm deeply touched. God bless you, sure. I'm glad that through it all, you're going strong.....Rambai munaMwari. A relationship led by God is 5 start💃💃❤️
Wow! Continue embracing prayer and involving God in everything that you do. Things are about to take a good turn for you, lots of blessings are on the way. Looking forward to hearing many beautiful testimonies from you guys🥰 May God Bless you in every aspect of your lives🙏
I just started following you resently but l wish u more years filled with Love and laughter. The good Lord will keep you safe Guys. Be blessed Baba naMai Chidavaenzi
Haaa sure guys we need to pray ... Inini i got married musi wa3 February this year then musi wa4 Feb the following day my Dad (babamudiki) passed away on his way back to harare vanga vakatouya kuroora day rangu .....It hurts 😢😢 😢 😢
Inini got married 27 Dec then 31Dec ndichienda kunoperekwa and my sister couldn't come coz she was tied up nebasa so mysi wa2 Jan I visited her kubasa kunomuona kuti ndimuudze kuti zvanga zvirisei zvekuperekwa and then kuma 4 ndobva anditi chienda kunobika so ndakasvika kumba then ndobva ndatokanda phone uko, ndichimuka makseni ndakaona missed calls, my sister was involved in an accident manheru and died on the spot Up to now I haven't healed
Mmmm u guys are genuine and u are encouraging a lot of young pple out there I pray that God blesses u abundantly 🙏.True aftr muchato mmmm zvakawanda yoh amana ndamborwara 😢 but ndaramba ndiripaprayer so true Prayer ndoinotiraramisa🙏🙏🙏
Love you guys soo much, Mwari vavenemi zvekutadaro handidi vanhu vanokunetsai mhan mxm, NO WEAPON FORMED AGAINST YOU WILL EVER PROSPER MY LOVES, MAZVINZWA HERE , ANESU WAZVINZWA??😂🥰❤❤❤
Yes prayer is the only key and weapon🔥🔥🙏🏾. Kunze kune varoyi uye nevanhu vane hutsinye(vehukama kunyanya).Asi chivanhu chiriko,ndini umwe munhu asingazvi believe. Especially kana mufamily mune ngozi, inotoda zvechivanhu apa zvinokuitai attack imi hamutombozivi nezvazvo
Ma evil spirits ariko sure. I remember after the wedding manheru ndakuendeswa my bamunini just started kupopota demanding money imwe yakawanda haaa I cried boys mmmm I was hurt. Apa he never contributed anything in my upbringing. Ndanoperekwa takagara paipurirudzwa nyoka just appeared from no way tagara Mumba haaa boys takangotarisana nana Tete and my sisters yakazouraiwa but mmmm it really disturbed me . Dai asiri Jesu wouldn't have made it this far. Nanhasi tichipo 9 years in Marriage now. Ndi Jesu chete.
Sorry Love
Aaaaaaah shame I feel you guys shuwa judgement yakadaro inobhohwa ,Don't mind them mota inouya soon ,our God is able
Continue to be strong
Muchato hausi nyore asi pakuguma munokunda
I feel like tagging vamwe vanhu ... Honestly it hurts vanhu vanozongoda kubudikira demanding and talking nonsense but vaisaziva kty wakararama ne 😢
Amai Chidaz ramba wakashinga mwari hawadhakwi miyedzo iriko muwanano almost lost my husband barely 1 year he was shot luckily he survived and haana kuremera 2 good years ndichigeza munhu that was the greatest test of my life..Shinga mutendi
😂 musamhanyiswe kuita mwana henyu imi.... It's time to eat sherbet nekuenda ku jumping castle. Plus kuuya kwemwana can affect the happiness imimi musat manyatso enjoy. Because I have heard most husbands complaining kuti wakupa much attention kumwana and staff so aaah enjoy the moment 😊
Was so used to SA vloggers but this couple has become my favorite.Had to go back to watch your old videos.I love your sense of humour and you guys keep it real.What you see is what you get.Good job!!
Pahama dzisina kana kubvisa cent kana contribution mulife mako ndivo vanosimudza mhepo..ini nditorine shamwari yangu yaka volunteer kuti inenge yakamira pagate pamuchato wangu ichidzinga hama idzodzo
The last part yemwana got to me. Yemota neye mwana. Guys don't live a life to please pple. Just do you zvinokufadzai imi. God blesses a union ine unity yenyu iyi. Muchaita mota dzakawandisa muchazvara kana nguva yakwana. Ma twins ma triplets when the time is right
Amen 🙏
What a powerful testimonial video guys . We are praying for you. By the end of this year God would have Blessed you with a new car (quoting Phillipians 4 vs 16 ) .
Also guys launch a merchandise so we can support you from all over zim and abroad
# Mai naBaba Chidavaenzi to the world 🌍 🤩🥰🥰
Mmmmm mhepo dziriko aaah
Ndakatomboramwa kuenda kunotwà ma measurements.day b4 hama dzababa showed up in 23yrs ndisingavazive on the day remarora exactly time yavakat takuya in less than 5min my now brother in-law called kut gazebo ratsva including kalorry bongo guys I cried on the wedding kumuka ndine 3 mascars padumbu I went and get married anyway after ndaperekwa my husband lost his job but God is just God ❤❤🎉....kunamata kunodiwa
Yah nerh
We really need to pray
Tirikurwiswa with people who don't even know what they want from us😢
You guys really have each other for life, stay deep❤
But don't take long muri pafamiy planning its not good kana usati wamboita mwana unless zvirikuitika zvega or you are using protection, Mwari vakatendeka musatye kuita mwana because you are not financially stable ,kana makuita mwana futi vanhu havaudzwe itai surprise chaiyo i love you guys and i wish you the best
Musamhanyise vanhu imi...hnz kana muchida mwana itai imimi
😂😂😂worst advice I’ve seen
ahhhhh.imi
hazvisizvo zvavari kuramba here kk
The way Mai Chidaz looks at her husband ❤😊its full of love...
I prayed soon after watching this video and I felt elevated in spirit. Tinoda kusimba mukunamata
Me too yohhh
Enjoy life yenyu muri 2 henyu imi, mwana mozoita pamunoda ❤
Let me just leave my comment I'll watch this banger when I get back from work ❤️❤️❤️💯💯
I agree with you Anesu and Ryan,munhu waunenge wakapedzisira kuona kare vanokupa mitemo zvekuti unotoshaya kuti chii asi ndakangoona kuti kurwadziwa chete
Enjoy marriage guys mwana muchaita when the time is right upgrade your life zvekut when you have your kids they'll enjoy the benefits you have worked for
On the kids topic,you guys have just helped me realise something which is most married couples have children for the society not themselves and in turn they fail to raise them because they weren't ready which is wrong and I'm glad you guys aren't being pressured by that and thank you for this knowledge. People should stop trying to please society at the expense of their present and future. Guys learn from this live for you the same way you got married for yourselves,do the same with the way you live your lives. I'm not married hangu but I'm learning through these guys and I'm grateful
I am 60 yrs old, and never believed white wedding, nyaya yekufidha hama neshamwari dzinodya dzichitsukidzira miromo pasi sehuku. Kungoita roora then, spend the money on our honeymoon.
i always tell people kut handidi wedding too
Yes yemwana ndoiziya guys,ndakaita 7 years ndisina mwana apa ndatochatawo. But ma comments aibva kuvanhu so ka🙌. Takaramba kudyira huroyi kunyara
Haa trust me we’re leaving in a world full of evil and wicked people and the worst part is that hama dzacho ndidzo dzinototi attacker but nevertheless God will always be there for us🤞
Very true haa 😢😢😢
I love the respect ya muri kupa hubby wenyu, keep it up 🙏🏽🙏🏽🙏🏽
Muchitanga the journey yemarriage munenge matoprovoker satan haaaa i can testify patakatanga mhepo dzakasimuka but you have to be strong and zvinonyanya kubata hubby to frustrate the wife aramwe but kana muchidanana here yu can sail through
Amana varoyi variko muhama dzedu yooh. Inini a week and half before my lobola last year my mom vakafa vakarara in July. We waited for a month according to culture kuti tizororane after a month kana munhu afa. Aagh taronga for the beginning of September yooh Ayasi and my hubby's brother died. Imi kaaa i we both felt like giving up apa mari yeLobola ndiyo yataishandisa to cover as well for the funeral. Anyway always pray isu taitoita ma Fastings Kubvira patakaita engagement asi mhepo dzaiuya left right and Centre. We managed kuzororana hedu in October but haaa it was stressful shame
About Mwana I think it’s something not to ask for sure …. What if the couple is having challenges how do you expect them to feel or do you want them to tell you … people we should learn to know that some other things are not to say or ask or to give People pressure
Been looking for videos like this to teach and educate me , on what to look forward to and what to expect when married, Danke , ngiyabonga , I appreciate videos that educate and teach about the realities of life so others can get prepared or rather learn so they can be protected for the future . Keep it up guys
Kunamata pamberi , even if muchiona kuti zvinhu zvese zviri bhoe . Satan ano attacker chakanaka. Keep on praying guys. Love you lots ❤❤❤❤
Anesu is so gorgeous 🥰🥰
And as for life being spiritual, that's true . Everything is spiritual and once you learn all the skills of Prayer, life will be easier. The weapons will be there but they won't harm you .
And the women that comment saying you should have babies should respect themselves. Pregnancy and marriage are very sensitive topics to talk about. Some things are really so sensitive
Ndinokudirai KT hamuna pride shem❤❤ kunyanya amai ndinovaliker a lot❤❤❤
Dzimwe hama hatina hukama nadzo shuwa
kkkkkk haunyepi ipapo dea mmmm 🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🤣🤣🤣
Guys u are humble hamurarame ne pressure or fake life may God bless you guys...tikudzidza zvakawanda kubva kwamuri keep it up ❤
Prayer life yakakosha,my mom always tell me kuti you are lucky kukurira muimba inonamatwa but sometimes ndinokundikana,ndinovarairwa
Thanks guys for reminding US❤Ndinokudai❤
Very true thank you so much we need to pray , also on note yekuita mwana don’t tell people vamwe vacho vanenge vachivhunza varoyi😂
Ndokudai mese your challenges are similar to my marriage tane 5 years but haa ndiri soja shame as a wife. Am Greatful for you guys thank for sharing so profound advise. Prayer ndomagetsi
Isusu titori hama dzenyu manje😂😂😂😂😂 tiri hama dzepaSocial media manje 😂😂😂😂 by fire by force
Vaudze tovada vanhu ava mhani❤
Dzimwe hama hatina hukama nadzo
Shuwa
Mwari varambe vachikudzivirirai from zvakaipa❤
Chidavaenzi entertainers ndiri kuona chokwadi here kumuroora kkkkk daddy's body z reporting to be .....
I’m going to struggle when it comes to inviting people on my roora and wedding day, I have less than 10 relevant people the rest ihhhhh sit down muchaonera pa social media. Andimbokutsvagei 😂😂
Zvako une 10 at least 😅ini 5 hameno vanosvika here ma1
Vanhu munondisimbisa imi ndokudai zvisingaite😢❤
Vanhu havafare pane chakanaka. You did very well Ryan pakutoita nharo ndozvazvinoda kuita faith. Anesu kutoda kuchinja date ikoko wanga wakutokurirwa simba nasatan kumupa chance yekuku vhiringai zvese. Always pray for sure
Kunamata kwakakosha!!!Thank you for sharing Anesu and Ryan.God will always look after his children❤❤
You gys ndirini ndikakwira nemi public transport ndofara veduweeee 😂😂😂mafaririro andokuitai so munotozosvotwa nejoy yangu .....God will bless you and he is blessing you gys stay focused nema plans enyu not zvinotaura vanhu
Your video helped me lot, as I am preparing my journey towards marriage
Kkkk maiwe zve gown ndakatozoguma ndazvipfekedza ndega ini event yakaenderera mberi ndandakato beeper mufunge video remuchato wangu rotobhowa kuona guys
True nyaya dzekubvunzwa kuti muchaita mwana riinhi it's sensitive but our fellow natives don't know boundaries 😂
Sure some things are sensitive
Story of my life ndakapotsa ndatoramwao😢😢 tz so sad zvinoita dzimwe hama
Children are a blessing from God and they come at the right time nokuda kwaMwari.People should learn to mind their own business .Sanike nyaya yevana is highly personal and sensitive.
Mafriends aRyan makadisapointer baba Chidaz veduwe kurara musipo sure kkkkk😂
Few days to my wedding maziso akatanga kuita red achibuda zvewhite day remuchato aingochema ari red haaa zvirikooo 😢😢😢
Thank you for sharing this with us. Its so surprising how hama dzisingatokuzive nezita kana kwaunogara, kwawakadzidza kana zvaurikuita mulife want kuomesa zvinhu pamaweddings and other special functions anoitika you know, and vamwe they even utter zvimathreats kuti ugare uchingogaya kuti things wont go well because zvavanoda hazvina kuitwa. Prayer is the way to go and then panhau yemasensitive topics like vana, kusimba kana kuwonda puloo coz yhoooo its too much
Mumwe akatoti zvaarorwa trikuda kuona kty anozvara here apa vanhu ndopavanokunyangadza nezve mwana 😂😂😂🙌🏽🙌🏽🙌🏽
When the time l the lord will make it happen mwana chipo chinobva kuna Mwari kana nguva wakwana zvichaita❤❤❤❤siyanai navo vanhu rudo vaviri wechitatu imharadzi
I can concur prayer is key. Munhu namata even zvinhu zvichiflower guys. Mukunaka kwezvinhu its key to pray usamirire kuti zvishate
Zvinoda kuramba muripana Mwari vangu vangu❤❤
Anesu: ini ndikaona matsotsi ndinongoti torayi torayi zvese 🤣🤣🤣🤣💔 that statement got me
Yah ndoo zvinoita hupenyu,we need to pray more everyday,unotomboedzwa muhupenyu
Yes i always say that pano kune vanoti hee chiitai mwana mmmxxxxmmmm ko kuudzira vanhu ndokudiiko. Vanhu seiko vaine chidofo chekungo taura zvisinei navo . Zvinondibhowa pafair ndakabva nako soon after ndakaroorwa ahh ndakaguma ndablocker hama nema friends hobho ndichibvunzwawo. Nguva yangu bhoo kwette kuudzirwa
Super true guys I understand that very well pane hama dzinozouya dzichida kukanganisa and these people were never there or part of your life vouya vakuda kutonga
Day before roora ndakarohw nezvishiri kupotsa ndafa wedding ndakaita private kucourt ndakati zvikuunganidz vnhu kwete ndingaiisirwe poisen ... then ndamumba ummm imiweee unototi murume apindwa nemweya wetsvina mafights asingapere😢
We need more videos please murikuita macontent mashoma
that is true guys life is more spiritual than physical ,the spiritual world exists. and we can only conquer through prayer. hakuna chinokunda prayer
The prayers of your parents are so impotant❤😊.and also Mai Chidavaenzi (Anesu)minamato yavo ine simba inokuchengetai VaChidavaenzi
This is so real and these things do happen, marriages anorwiswa zvekutodaro satan haade chakanaka asi we stand with our belief that in all these things we are more than conquerors
Pane pekuti unotsamwiswa soo mamhepo shuwa... Staying on our knees and having God to fyt battles for us is the best decision a couple can ever make... Thanks for sharing guys ❤❤❤
Shuwa guys don’t be pressurized,do your things at your own pace rambai makadaro
Yaaa very tru i liked pamataura nhau yevanhu vanongotaura zvisina basa..us as black people dai tasiyana nekutaura zvisina basa unonzwa mumwe achiti aaaa munotodyawo muriwo wototi aaaa what whats wrong with eating muriwo..u guys i love u keep it that way raramai hupenyu hwenyu...shout out to us hama dzenyu chaidzo chaidzo
Pipo from our village vanoroya askna....sure imwe mibvunzo iri very sensitive haiite aiwa😢😢 ...unwe anoto screemer akuoona hnzi indava kusimba pakzara vanhu ahayz
Zvakaoma iiii chikuru kuti God protected you pazvese😊
Ndini nani tirikuda kunzwa zvaudzwa anesu munzeve😅
Hanzi spice yako irikunhuwa apa I was reheating chicken inn😂😂🙌🏽🙌🏽
Kkkkkk madam ndidirector wesvoto l like masasi enyu Mai chidaz do what makes you happy love
I didn’t follow you guys but i love the authenticity. May your marriage be blessed
I was so happy pandakakuona Ryan mu Eastgate mall.. u are so calm ,collected and handsome ,l wish to see Anesu 1 day ❤
Haa you guys are strong mmh Mwari wenyu anemi zvirambe zvakadaro tokudai
I'm deeply touched. God bless you, sure. I'm glad that through it all, you're going strong.....Rambai munaMwari. A relationship led by God is 5 start💃💃❤️
The way l can relate to your challenges ka zvakaoma shuwa 😂
Pakubirwa guys💔💔💔💔 ndakazviitwa guys, im still traumatized 😭 listening to your story raised my anxiety
Wow! Continue embracing prayer and involving God in everything that you do. Things are about to take a good turn for you, lots of blessings are on the way. Looking forward to hearing many beautiful testimonies from you guys🥰 May God Bless you in every aspect of your lives🙏
Kkkk shuwa kuzofa hamufi zvenyu. Mwari anokurwirai
Zvinhu zvatiri kushandisa zvinhu zvedu hahahhahaha in mai Chidavaenzi's voice😂😂😂😂
Anesu ndokudira kuti haunyarari unoda chokwadi sezvachiri
Ndozvandoita ini ukada ndiendera mberi ndokudaira zvaunonzwa
Mazita Mazita ngatisataure Mazita 🤣🤣🤣I got this statement from you guys
I adore this couple tho i cant love because of depression i always find myself irritated nemunhu wandinenge ndichidanana naye zvobva zvadhakwa
Mhepo dziriko shuwa ini pandakaperekwa takarohwa neimwe mota pa door mu twn on our way to hubby's place zvakaoma shuwa
Mataura sure as long mwana wenyu asingataure namai vangu don’t expect me kutaura nemi .same energy mukufamba
Same energy pakufamba yandivengesa nehama lol 😆 😂
I just started following you resently but l wish u more years filled with Love and laughter. The good Lord will keep you safe Guys. Be blessed Baba naMai Chidavaenzi
I was missing you Guys, so i had to come n watch ma old vids.., murisei henyu
Mamhepo Ariko the day before my wedding ndakarwara imi kunzwa kupindwa nechando ,muroso kurwadza voice rikabva ratoenda zvachose
Inin musi wekunoperekwq mota yakanyura kubva kuma7 kusvika 10pm mota yakanyura apa Road yaingodarika nedzimwe mota
Haaa sure guys we need to pray ...
Inini i got married musi wa3 February this year then musi wa4 Feb the following day my Dad (babamudiki) passed away on his way back to harare vanga vakatouya kuroora day rangu .....It hurts 😢😢 😢 😢
On my birthday eish
Inini got married 27 Dec then 31Dec ndichienda kunoperekwa and my sister couldn't come coz she was tied up nebasa so mysi wa2 Jan I visited her kubasa kunomuona kuti ndimuudze kuti zvanga zvirisei zvekuperekwa and then kuma 4 ndobva anditi chienda kunobika so ndakasvika kumba then ndobva ndatokanda phone uko, ndichimuka makseni ndakaona missed calls, my sister was involved in an accident manheru and died on the spot
Up to now I haven't healed
I wish I could share my wedding experience mhepo dziri ko guys especially yekupfekwa kwe gown
Kwoita ana mai mufundisi vanosimudza mhepo pa gown ipapo
Ndandisati ndambonzwa muchitaura Ryan anenge achiita kunge chi giant baby🤗😍
Mmmm u guys are genuine and u are encouraging a lot of young pple out there
I pray that God blesses u abundantly 🙏.True aftr muchato mmmm zvakawanda yoh amana ndamborwara 😢 but ndaramba ndiripaprayer so true Prayer ndoinotiraramisa🙏🙏🙏
Nyaya yenyu is similar to mine hama dzandisingazive nanhasi dziri bitter😂😂 hanz muchatitsvaga
I wish you well guys. True tikasanamata tinofa chokwadi
I agree vanoomesa zvinhu on such events hautovazive l hv seen it first hand mmmmh Mwari vanozopindira
Love you guys soo much, Mwari vavenemi zvekutadaro handidi vanhu vanokunetsai mhan mxm, NO WEAPON FORMED AGAINST YOU WILL EVER PROSPER MY LOVES, MAZVINZWA HERE , ANESU WAZVINZWA??😂🥰❤❤❤
You are so mature at your age. God bless you for sharing n encouraging us to keep praying
Ini hangu ndakakuonai mukombi takabva tese kuborrowdale ndikazokumbira kutorwa pic nemi after ndakududzai kut im your fan❤😊
Mai Chidaz your face is glowing
I noticed that too. I think there is a bun in the oven 🤦
Gegege ndizvoo zvarambiwa izvi @@4ts4ts2
What if it’s just happiness
Wanted to say the same thing
@@4ts4ts2did you watch till the end... Musa vape pressure hanzi don't assume
Yes prayer is the only key and weapon🔥🔥🙏🏾. Kunze kune varoyi uye nevanhu vane hutsinye(vehukama kunyanya).Asi chivanhu chiriko,ndini umwe munhu asingazvi believe. Especially kana mufamily mune ngozi, inotoda zvechivanhu apa zvinokuitai attack imi hamutombozivi nezvazvo
Chiregai kudeepisa rwendo rurefu