Bindura hospital FINALLY ADMIT Chirume who has been bed ridden for 8years he needs only $150

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 27 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 14

  • @Anna-f6u4q
    @Anna-f6u4q 17 днів тому +1

    God bless you sister Tari nevamwe vese vabatsira mukoma ava❤🎉

  • @NyorowaiMarekera
    @NyorowaiMarekera 17 днів тому +1

    Sisi Tari mwari akuiterei zvidhafu awedzere makomborero

  • @claramadondo-fe7un
    @claramadondo-fe7un 17 днів тому

    Blesses nyika dzakaita se South Africa unorapwa mahara irregardless kuti unobvepi mwari Dai marangarira nyika yezimbabwe yafanana nedzimwe nyika sure

  • @sithgasa2063
    @sithgasa2063 18 днів тому +3

    This is happening in all Zimbabwe hospitals they charge you to diagnose write a prescription and nothing else . Cry our beloved nation!! Chivhayo the Reserve bank of Zimbabwe has become an earthly idol for our nation how long this will continue it remains to be seen by those who will still be alive then

  • @fatimangelekele
    @fatimangelekele 17 днів тому +1

    Sisi Tari nevamwe vakubatsira nevachabatsira tinokutendai, Mwari vawedzere pamatapudza. Totenda nerudo rwenyu

  • @BrendaManganga
    @BrendaManganga 17 днів тому

    Ko iyo hurumende yenyu haigoniwo kubatsira seiko iyi haisi nyika zvachose zvinhu zvakadai ndozvekungo rapavanhu vopora uye munoshaya mushosei zvekt vanhu vanotenga kunze 😢😢 but anyway mwari vanopindira baba vangu mupore 🙏

  • @LydiaSiwa-zo4mr
    @LydiaSiwa-zo4mr 18 днів тому +2

    Imi mwari imi hurumende yedu iripiko kna kti hatichina

  • @EveleneEvelene-k2s
    @EveleneEvelene-k2s 17 днів тому

    Ndinotenda tari ndichitenda nemi mwari vakomborer kunevabatsir

  • @ElizabethMubvunzi
    @ElizabethMubvunzi 18 днів тому +1

    Mwari ngavapindire ❤

  • @NdazhaNdazha
    @NdazhaNdazha 18 днів тому +3

    Muri sei mukoma munotairisa kudai

  • @TineiDodo
    @TineiDodo 17 днів тому +1

    Sad, but $60 is not half of $150.

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 18 днів тому

    Vaudzei mukoma Tafiranei, vanhu avava vanoda kucorrector mari, maroad havagadzire. No one is above the law. People should learn respectfuly from those who enforce the maw, shame