Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Maziromo anenge matembe iwe tytie futseki
Haa hazvina kana musoro zvinhu zvacho izvi saka nyaya yacho ndeyekutii zvimwe tingadzidzawo ndatadza kubatanidza ini angova mabitterness anevanhu
Duzviiii godo richakuuraya tytie u think u are above everyone
Asi tytie akutaura chokwadi
Yes true
Vanhu ngavasiyanane na tytie munomukwidza ndege yemashanga uyu akuzviita mwari
Anofunga kuti anoswika Panama vee anopenga
Zvichapera izvi, pane vakarira vakaita million followers thru kuromba uku ,vakazodii ko
Ndaiva ndisingakifariri Tytie but nhasi wataura gwinyiso variko vanhu vanongoda kuti vamwe vavengwe
Kana asingatauri mazita saka iwe urikumawanepi mazita
Muromo semapapu agocherwa mukwasha tombe
😂😂😂😂
Uri muhombe Tytie and unotaura chokwadi
Tytie ndodawo kubuda pama skits ako unenge unofunga zvirinani
Kumbirai mushe
Muromo enenge mapapu hutsinye tibvirepo hauna kudzidza iwe chirungu hauna dai vadzokera kuchikoro iwe
Haa baba pakuzoti handiite content nemunhu Anoita content neShona hmmmm iwe chirungu chacho unogona here?Chekuita kudzidzira icho chirungu hauna hako baba urikutodzidza ufunge
ndakavenga hangu mamwe ma skits enyu ekunyadzisira aye but pa zodzo ndiri kuside kwako muvengi anoona zodzo iwe usati wariona kuda kukupinga asi kana Mwari vakati uchasimuka nepapa unosimuka chete .
No-one can stops reggae.
Apa tytie makuhwa manje hazvina secret pane zvinoda kutaurwa nezvisingaite haa hurobwa sooo
Kungodhomoka
Kkkkkkkk ndanga ndaziwa mama V chete okay regai varatidzane masimba😂😂😂😂
Kana neni mama vee ndakavaziva but vamwe aaa
Nyika chero ikasema munhu asi pane munhu one chete kwatiri tese mumwe ariko kumsoro anotida Mwari chete our number one lover
Wataura chokwadi God bless yuo
@@BrendaSixpence thanks
Tytie NdomuBigger Anotaura Chokwadi🎉🎉🎉
Yes
Amen well said Tytie
Kwai u understandie 😂😂😂😂😂oh my goshiiiii
🤣🤣🤣🤣 that statement
Rega ndikupe like nhasiwo tikutsvaka tesr
Thank you
Ataura chokwadi...vanhu vanozviita
Tytie kutaura hake hagone plus kudzikisira anogona chaiko hanzi wekuZimbabwe wamunot celebrity
maikwirana na regina kwana tytie😂😂
🤭
Pangonzi handiite mbiri nemunhu aanoita content ye shona ndabva ndatosiyana nacho
Amen
Uchatipedzera nguva iwe uchinyepa
Well said Tytie❤❤❤
Aiwa wapera panorira 😂
🤣🤣🤣🤣🤣
Nyaya iyi yakambuda arikureva mbuya va sassy na mwana wa sabhuku
Anogara achizvitaura asingataure mazita kunyanya Mama vee anenge achida kuti vapindure ,paaka pfuura 1.5M followers on fb akatotaura futi kuti Muvengi wangu ndamupfuura
Ucharohwa necopyright
Washaya zvokuita hr iwe
Ehe
Haasi Regina imi arikutaura mwana wasabhuku
Vanhu 3 vairehwa ndi mama vee,Regina na Matigimu , l have screenshots and pic ndinenge ndichidzi fambira nyaya idzi
kkk kunyangwe ukadii iwe hausi muhombe kudarika mama Vee ibvapa iwe
Warwadzirwa
Uyu auya nemazita wamatorepi,turasta
😂😂😂😂😂😂
Uyu ziDofo zvaro🥶, piritsi rikumuitisa zidumbu rakumuita aruze brain
😂😂😂😂😂Zidzoro iwe ndiwe zidofo musiye warwadziwa nei
@@MellisaLovenessTaruvingaukwane😅😅
Haiwa tyte atibvire uko nemiromo yake iyo akuda kutanga kutora regina sembwa asi vai acter vese wani nekutokwirana futi akuda kumurasa nhasi
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Muchaputsa dzimba dzevanhu nekutaura zvamusina proof inobatika. Ingotukai chete musataure kwamusina kuswera Dai uriwe uri kunzwaro wainzwa sei
Rabata shave rekurevana pasocial media kure ukoo
Kkkkkkkkk
Zora mafuta muromo
Ok thanks