É verdade mana quando alguém está pra morrer faz coisas que não tem interesse,meu marido perdeu a vida por conta de bebida,mas sempre eu falava pra ele deixar de beber porque sempre k ele bebia fazia coisa que não tinha interesse mesmo com mulheres de dono ele se envolvia, mulheres mais velhas até idosas ele se envolvia,contudo lhe deixei fui em casa dos meus pais, depois de 5meses recebi telefonema a dizer que ele perdeu a vida foi encontrado morto dentro da casa com fio elétrico na mão fogão ligado corpo deformado cara e barriga enchada, até hoje não sei quem lhe matou
Mhuri iyi inofanira kunoona Khedha voenda naye kwaakatora zvinhu izvi kuti adzorere. Kana mhiko iri yekuti akadzorera anofa, then so be it, ngaafe nezvinhu zvake. Unfortunately nenhau yekukara tunonaka vabereki vanotanga kumuudza zvekuita vachizama twakawanda kunyanya kusairira kune vasina mhosva, iri nhau yekuda kuita protect mwana uye to continue with the lavish lifestyle
This is the channel.. bayai papicture yered pakanzi movie... thanks 😊👍
Inga zvakaoma chokwadi
Oky
We are learning a lot from your stories... thank you aunt👏
Parabens e muito suceso
Thanks
Woo nice story
Wow nice story
Blood of Jesus is the only answer yasara pazvose zviri panyika Saka ndirikuti mhuri 10:26 iyi inoda kuti i inamate kunaMwari Kudenga,amen
Ngavafambire kedha afe nekuti anopedza mhuri
Ndri muchangani shona handinyatsoihwisisa zvakanaka kunyanya pamari mwana wemukoma wemufi ndatadza kuhwisisa ndokumbiravo munyatsonditsananguriravo
Cada ngaadzore tsvimbo iye afe pane kuuraya wanhu wasina mhosva
I love your strories thank you ❤
Ndawagwinye kunamata mburi iyo
É verdade mana quando alguém está pra morrer faz coisas que não tem interesse,meu marido perdeu a vida por conta de bebida,mas sempre eu falava pra ele deixar de beber porque sempre k ele bebia fazia coisa que não tinha interesse mesmo com mulheres de dono ele se envolvia, mulheres mais velhas até idosas ele se envolvia,contudo lhe deixei fui em casa dos meus pais, depois de 5meses recebi telefonema a dizer que ele perdeu a vida foi encontrado morto dentro da casa com fio elétrico na mão fogão ligado corpo deformado cara e barriga enchada, até hoje não sei quem lhe matou
Mhuri iyi ngai namate hauna chinokunda mwari
Thank you my sister l love your stories
Keep up the good work
Mhuri iyi ngainamate Mwari muupenyu
Flashboy doesn't disappoint always
Ende zvakaoma sure kudazvakapfvava sehonye Kedha wapedza mhuri. Ana amai rudo here kusekerera mwana uyo auya nemota iye akabvanedzika nhaimi
Hi dear ko Wanga waendepi, missed you 💕💐
Keep up the good work dear❤ you're amazing
Kedha ngaadzosere tsvimbo
Thank you cc with good work
I always love yr stories
Thanks 😊
Mariiii khedhaaaa😮
Mhuri iyi ngainamate zvakasimba 🙏
Muri kudzidzisa sure, regai makadaro
Thanx sister for good lesson❤
Mhuri iyi inofanira kunoona Khedha voenda naye kwaakatora zvinhu izvi kuti adzorere. Kana mhiko iri yekuti akadzorera anofa, then so be it, ngaafe nezvinhu zvake. Unfortunately nenhau yekukara tunonaka vabereki vanotanga kumuudza zvekuita vachizama twakawanda kunyanya kusairira kune vasina mhosva, iri nhau yekuda kuita protect mwana uye to continue with the lavish lifestyle
Nyaya dzenyu dzonakidza chose tete thank you
Ha mhuri ngaitongonamata uchiita back to sender vangaitasei
Thank you very much Tete u are the best
Kweda moroy shuwa ngava muteme afevevo nae
Ngatidzidzei kushanda uye hupenyu ivhiri zvichanaka chete ...kuda kuromba kwakaipa fani unoparira dzinza
To those who coment before watching this ❤❤❤❤
Keep it up my sister
This is a sensentive issue.....but mari yandapihwa handirase zvangu inopfuka ndinayo muhomwe
Well done my sister ❤
Ngavauye kwa kule tasvu
Nice story
Keep up my sister
This is awesome ❤
Thanks
You are amazing ❤
Thank you for giving us l was waiting for this notification
Ndinowenda kwamufundisi
Kedha ngaareurure Zvinopera nekunamata zvinopera nekunyengetera
Ngavanamate
kuromba ndicho chinhu chinosina kunaka muupenyu
Wanofanira kunamata nekuti hapana chinesimba kudarika ramwari
Ngavanamate zvinesimba
Hallo tete thank you nekuti dzidzisa tiri kudzidza zvakawanda ramai makadaro love you ❤❤❤❤
Keep it up
Ngavanamate vabereki vakeda hapana chinokunda zita ra Jesu
Thank you ❤
Thanks you my sister ❤❤
❤❤❤❤❤
Maita Basa Tombo varaihwa
Kuromba hakuna kunaka mhani nxaa
Kurarama nenhamo kuri nani panekuda kupfuma neropa revavamwe unopedza dzinza
Love you guys
Ngawaende koshandirwa kedha odzoka zviro
Keep the fire 🔥
Kuromba kwakachata hopedza Yama ummmm😭😭😭😭😭
The best is to pray
Aaaaaa yyaaas chisingaperi chinoshura
Thank u❤❤❤
Haaah masinhi ayo u have to pray a lot
Thanks ❤
Back to sender
😢😢😢😢 kuromba zvakabva zvatanga kupfuka akauraya asingauraye
😢😢😢😢 thank you our srs .
Thanks u mogona imi
Está família estão mal a minha opinião é estarem ao lado de Deus
Well my sie❤❤❤❤
Tadzidza zvakawanda shuwa
😢😢
Iiiiiiiii pakaipa
Unogona dea
So profound
Zvakaoma
Ummm 😢😢😢😢😢😢
Movie iyi ne zvamuri kutaura azvisirizvo I know this movie
Well done my sister❤
❤❤❤❤❤
❤❤❤