Ryn you are talented zvokut munhu anozviura iwe hauko ndezvake ko kana akachitora chokwadi kusiri kufa ndekut ngatomwa wemakonzo arege kupadza ma marriages evamwe ishamwari rudzii iyoyo bhishu
This episode yakuzotiitisa ma addicts akomana .... Heeey although apo ... Sometimes I think it's staged and Ku actor or drama but still zvakangodaro ndirikuramba ndichidzoma kureva kuti team iyi ineka that kekugona rambai makadaro Relationship DNA man . I am happy you are changing adverts dzako yema glass inoda kumbochinjwawo. I am happy kuti urikukurumidza wawudza vanhu kuti Hamuna Aids because ... Vamwe vanozozviuraya and last call kupolice inobatanidza iwewe ne akutuma so becareful.
Yeh this is how hiv spread friend yakarara neboyfriend yake, boyfriend ikarara nemusikana wake apa vanenge vachingocheat kupera one munhu anozadza vanhu 10
kkkkkkkkkkkk uchauraisa vana vevanhu iwe...ne stress iwe.....MMMMMMM kana kuroyesa vana vevanhu.....ita counselling vana ava after yakasimba chaizvo.....fare wangu its very dangerous
Apa King mazosangana nechinopisa apa kkkkk ndakusekai coz mabatidza moto wawakutokunetsai kudzimura apa I think I used a very dangerous approach musazoishandisa fti kkkkkk coz hamuzogona rimi remoto muri1
Mfana uyu anofanira kuhwina something chokuva creative kwake chero vana Chidhumo namasendeke aiva treka akavabata kana aivapo by that time isimbi mfana uyu
Owk this right here is why I'm trying to pursue a relationship with God first...all these other things shall follow...
King Ryan you need to have aftercare like counselling otherwise mosiya vanhu vachirovana
Kkkk mashamwari enyu aya 🙌🙌 muchazvirega zvana sahwira izvi 😂😂
Ratov drama zvinobvisa chirwere here🤣🤣🤣that's the statement for me
KKKKKKKKKKK Tapiwa is on the doctor `s case ,,, anzi imi doctor mukwane kkkkk
Yaah that Hiv aproach is quite scary but positively it rings loud bells of AWARENESS this young generation is forgeting Aids is real
Kkkk ahhhh wangu anugona kutongo fenda fentaaa chaiko ahhh iwe HIV ahhh zvavarana the truth will come out with the aid of Aids
Watching from Gokwe Nembudziya ❤️🇿🇼🇿🇼🇿🇼👍
How does Ryan maintain a straight face in all this
Hanzi uri wefake iwewe😂😂😂
Then ka yoh kaanozoita kwekupedzisira l'm in tears right now
😅😂😂😂😂😂😅😅😅😅
Tapiwa Tapiwa kkkkkkkkkkkkkkk
King Ryan you are the best ❤❤❤😂🎉🎉 you are helping us not to trust friends and am helped hey
Next time travel with wipes cause ndaona misodzi in the near future
Eish l feel for her,dont trust a friend
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 the guy is worried about chirwere zvekupopota kwebabby uko kudhara 😂😂😂😂
This guy KingRyn is so much creative Mmmmmmm 🔥🔥🔥🔥😂
indeed ryan you are a true King ..... never trust anyone
Ka Episode aka manyama wena kanotora award this month 😅😅😅😅😅😅😅 Pastor Comic huyai pano paita basa kkkkkkkkk
😂😂😂😂exactly
But maskits ako shaaa ane rufu mukati be carefull,hapashaikwe one acha zviuraya kana achauraya mumwe.Ndangoti ndikuyambire.
Never ever trust a friend
I ALWAYS ENJOY THESE VIDEOS, THANKS BRO. Please invest in a good MIC please the audio is really bad
Apa sis vanga vachibva kuChurch zvavo ...vobva vanorara nebhutsu😂😂😂😂😂 zverudo tichazvirega
Kumbanje muchati joiner😂😂😂😂😂
Ngavauye ti meditate 😮
Bota ririkudyiwa zvekutodaro yoooo😂. Sunday worova zvawo tuck in vakananga kuchechi 😂😂😂
Comic pastor kwaita basa kuno female of the month iripano😂😂😂😂
😂😂😂sorry gal.Take it easy.iiii haaa vainge vada Tapiwa nemoyo wese.Gadzirisanai
😂😂😂😂😂😂😂
This is so pain full😢 . King rayn is the same na Tinashe Mugabe munoona zvihombe guys
Shame sry hako ndakazviitwawo nefriend yangu hako😢sry I feel your pain
Ryn you are talented zvokut munhu anozviura iwe hauko ndezvake ko kana akachitora chokwadi kusiri kufa ndekut ngatomwa wemakonzo arege kupadza ma marriages evamwe ishamwari rudzii iyoyo bhishu
Yaaah KingRyan muri very Creative🔥
Very
Bad things happen to good people
Ryan wakanyanya ....Sando dzenyu Chibaba makanyanya..👊👊
Umm this episode is painful, the girl is heart broken 💔
Haa mwana abaiwa wena
Yaaa King makanyanya this girl z broken like shit
Oh my gosh! Zvinorwadza zve best friend, Sony zvako🙆🏽♀️
Haaaa sisi vane drama ava 🙆🏼♀️🙆🏼♀️. But yoohhh mafriends ma1
I used to be tht friend bt umm ndkawona kti unoshaya anomira newe haaa ini ndaitsabvura🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂haaaa this episode 🔥🔥🔥🔥 hanzi chimbono testwer pamwe unachoo kkkkkk this boy is a comedian srry my sis l feel ur pain yoo😢 dont trust a frnd
They're focusing on hiv 😂😂😂😂😂 doctor muite mushe
This episode yakuzotiitisa ma addicts akomana .... Heeey although apo ... Sometimes I think it's staged and Ku actor or drama but still zvakangodaro ndirikuramba ndichidzoma kureva kuti team iyi ineka that kekugona rambai makadaro Relationship DNA man . I am happy you are changing adverts dzako yema glass inoda kumbochinjwawo. I am happy kuti urikukurumidza wawudza vanhu kuti Hamuna Aids because ... Vamwe vanozozviuraya and last call kupolice inobatanidza iwewe ne akutuma so becareful.
This girl is mama azuka part 2🤣🤣🤣
Kkkkkkkkkk real
Best episode of the year, manyama, mfana Ryan usadaro, apo wakachilla zvako vana vachitukana, munhu anofenda neBP, unotongerwa murder iwe,
Kkkk Ryan kwakuseri . Wakutopfuura Tinashe Mugabe
Iyi ndiyo iri pamberi arwadziwewo sekurwadziwa kwaita friend yake chibhishu chiregwe
Kuactor hre or zviri real kkkkkk mjolo muchazvirega muchatijoiner kumbanje isu takazvirega isu😂😂😂😂😂😂
😂😂😂Bishu manyama 😅😅chirwere ndo chanochka but Nyoro inonaka😂
Yeh this is how hiv spread friend yakarara neboyfriend yake, boyfriend ikarara nemusikana wake apa vanenge vachingocheat kupera one munhu anozadza vanhu 10
True I learnt a lot
"Mukwane, mukwane imi" kkkkkkkk. This guy is dope!
king ryan you have the best videoz of trueth finding.
kkkkkkkkkkkk uchauraisa vana vevanhu iwe...ne stress iwe.....MMMMMMM kana kuroyesa vana vevanhu.....ita counselling vana ava after yakasimba chaizvo.....fare wangu its very dangerous
Waiti chndiroora wani muna juuunee😀😀...vnhu vekumba kwedu vakanditsiura nezvako kkkkkkk....hanzi natapiwa haaa imi ibvai apa imi
😂😂😂😂😂 kamwana kanedrama aka
Kkkkk hanzi chitotestwawo bby
Mfana Ryan ukuvhura hombe dzegadzega
😂😂😂😂😂😂😂 ndaseka nhasi 😂😂😂😂😂😂, ama 2k
think you should move around with a counsellor so that kana nyaya dzakadai dzaitika you will provide remedy, not kuti uwane ma views chete.
Apa King mazosangana nechinopisa apa kkkkk ndakusekai coz mabatidza moto wawakutokunetsai kudzimura apa I think I used a very dangerous approach musazoishandisa fti kkkkkk coz hamuzogona rimi remoto muri1
These creatures can go very fast from 0-1000 in one second.
😂😂😂😂true
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Mkoma Rayn motoita patients coz chokwadi chenyu chinorwadza pfambi idzo
Tapiwa wacho hanzi pamwe watovewo nacho 😂😂😂
This is painful 😢 kkkkkk Dr hanzi mukwane imi 😅😅😅
Doctor imbomirai kundiisa pa corner😂😂😂💔💔Haaa this ka iiiii
Aaaaw shame sorry girl!
Usandiitise hasher Tapiwa, unondiitisa hasher 🙆🏽♀️
So much young and so much mjolo eish.
😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 tapiwa hanzi mukwane imi doc ,,ibvaipa kkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂 amanaka mjolo mjolo ndiye diii akabva atisiya
Ummmm arwadziwa hanzi chiyi chakadaro chinenge ngozi ummmm pakaipa hama mashamwari aya
Ooooooh 😂😂😂😂😂 kuzototya chirwere apa uchida zvemujolo
😂😂😂😂Dr Ry munouraisa vanhu nestress,hanzi naTapiwa akatadzanei kutanga amboenda kuma test 😂😂😂
I,m heart broken 💔 for these beautiful young lady
Its stage managed
Not true.
Can't you see facial face of the lady
Tapiwa 😂😂🤣😂Hanzi deno watomboitwa matest nadoctor waunavo🤣🤣🤣
Hausi wakanganwa kuzoudza mwana kutaurira kabhishu ako kuti zvechirwere kutamba hako here kanozviuraya ukapinda busy
Tapiwa to the world😂😂😂😂
Soo mukuru mazita amukanganis zvekudero ummm talented
Mfana uyu anofanira kuhwina something chokuva creative kwake chero vana Chidhumo namasendeke aiva treka akavabata kana aivapo by that time isimbi mfana uyu
"Mukwane mukwane Dr imimi"in Tapiwa's voice
It's the haa imi ibvai apa for me
Shem mafriends aya ma1 but paHIV wanyanyisa unonzwa kut munhu afa sure...sorry hko musikana 😢😢
True paHiv anyanya
Hapana kunyanya apa ngaadzidze kurespecter marelationship evanhu nxaaa
@@shylineserengwana yaaa kutambisirwa nguva kunorwadza
First time kuona king Ryan vasina maspecks
Haaa pakudiwa conselling pabasa penyu king ryn yooo mumwe muno anozviuraya sure
Uyy muface ane maFunnies hanzi chito testwawo😂
Hayaaa zvakaoma, muchazvirega henyu zvema bestie izvi. Ryan dai Tapiwa aikuona wairohwa chaiko.
Xem wakatombotsiurwa hko aaaaah sorry girl
😂😂😂😂😂😂😂😂,nhasi ndazoseka hngu,
Uyanyisa mjolo 😂😂😂😂trust nobody 😂😂😂Tamba wega
Kkkkk ayaz 🙌🙌🤦 zvakaoma eish
😂😂😂mukwane imimi doctor
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 muchazviregaaa henyuuu🤣🤣🤣🤣🕺🕺🕺🕺
chibaba chakapenga ndati......Mmmmmmmmm haaaaaaaaa ndatenda hangu
Kkkk my guy you are so good ,chinhu chako unogona kuchiita
Tapiwa gore rese here tapiwaaaaaaaaaa😂😂😂😂kuseka nhamo serugare shuwa
Yeah this episode was hot
Very sorry dear don't trust anyone
Haa chimborambai muchishandisa nzira yechirwere inonakidza
Vanhu vachafira mumaoko Ako 😂😂😂
KKKKKKKKKK HOYOOO NDANA CHIRWERE........... IWEWE RYAN IBVAPA IWEWE😜😜😜😜😜😜
Oh Shylene was concerned nechirwere 😅
That's why ndichitamba ndega
@kingraynskits, are you loyal imimi? Just asking 😂😅
King Ryan you are a Champ bro
Saka mukuti todii nemabesty aya 😭😭😭
😅😅😅😅😅 haaa Mjolo muchaurega
Oooh shame Tapiwa warwadzis mwana
😂😂😂 guys hatisi safe munyika muno
Gore rose here tapiwa gore rose tapiwa gore rose here........................
Achivachinjanisa 🥲shame
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Ryn wakanyanya kkkkkkkkk
Ndarwadziwa Varume munotidarirei mhani
Uuum haa amana kah,,this is the reason l play alone ,,l don't trust anyone
Kkkkkk hanzii chii chinenge NGOZI ...apa matoparaa NGOZI manjeee kkkkk
😂😂😂 iweweka
Aaaah kkkkk zvimwe Ryn siyana nazvo
Monoxide ishandisiwe kkkk aaah
Kanopenga kasikana Ako kkkk
Apa katuku tuku fut😂😂😂😂😂
Best episode 😂😢😅