Saka kuti baba ava ndivo vairohwa nemakudo mugomo, nekuti manenji kuti makudo haachemi husiku. Vakaromba baba ava vakapihwa size back to sender by fire🔥🔥🔥
Saka Baba ava vaida kupindira mukadzi wemunhu wavaipomera asi vvakatadza ndokubva vava kuuya vari gudo. Saka vakanyangira yaona. Mubatsiri weHarare manyama bhora mberi. Gudo ngari muke muhospital.😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😊
Rikiti bvuuuuuuu poooooooooooo Team Chimuti ❤❤❤
Saka kuti baba ava ndivo vairohwa nemakudo mugomo, nekuti manenji kuti makudo haachemi husiku. Vakaromba baba ava vakapihwa size back to sender by fire🔥🔥🔥
I beginning to follow Baba lsabel kkk vano nakidza zvavo
Vabereki vane mwana akashaya uyo, kana Sabhuku aramba achinetsa, vabereki ngavatore mubatsiri weHarare kana vabatsiri vaya vakauya nemukadzi uya akafirwa naMai vake. Votungamidza Sabhuku kuti aite nyaradzo yacho. Sabhuku inhubu
Tiripo pachimuti bhozhongora marble from Joburg
Rikiti bvooooo
Marii inechitema dzaida mombe zimuroyii iro rekushanduka kuita gudo
Pasi raipa
Saka Baba ava vaida kupindira mukadzi wemunhu wavaipomera asi vvakatadza ndokubva vava kuuya vari gudo. Saka vakanyangira yaona. Mubatsiri weHarare manyama bhora mberi. Gudo ngari muke muhospital.😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😊
Ngavaende kwa Headman Chigodora inotongwa vanobatsirwa
Awo vekwaMutare
Www. Money chii