Spiritual Highway is on with Madzibaba Masango the Locking Guy. Women go to him to have their Husbands Locked, like locking their Manhood, locking the Engine ooooo shem.
Props to the interviewer, you have changed for the better. You are being a good journalist, asking pertinent questions fearlessly. However, apa hapana hapo humwari, manjuzu ndomaziva ini.
Matthew 24 vs 24 Nokuti vachamuka vana kristu venhema nava porofita venhema vacharatidza zviratidzo zvikuru nezvinoshamisa kuti kana zvibvira vatsautse vakasanangurwavo. In the last days.
Asi bhuku rinoramba go back to sender nekuti vhangeri Rakaparidzirwa ku MAkwai akarasika nekuti hapana munhu anotadza nekuda kwake asi anoda kusunubgurwa kuti Mweya unotirwisanisa ubve tisare tine mufaro nerogare saka hatibvumirwi kurwa ne nyama ne Ropa.
Tanzwa naro bhuku iri kubva pakuzvarwa tichingori naro,tatochembere tichingoitiswa,kurwadziswa, nhamo zvese ini better kutoenda kwa Madzibaba ikoko ndaneta ini
I love this guy asking question.
Very good and professional
Very good presenter
Thumbs up to the presenter
Madzibaba munotya kutaura chokwadi
Madzibaba pliz kana muchitaura musanyanye kumhanye kutaurai zvakadzima
Ko madzibaba vanokwanisa here kuti munhu akatora zvinhu zvako pasina kubvumirana adzorere
Pane ambonzwawo verse here kubva kuna baba ava???
Props to the interviewer, you have changed for the better. You are being a good journalist, asking pertinent questions fearlessly. However, apa hapana hapo humwari, manjuzu ndomaziva ini.
Ndobvumirana nawo madzibaba masango chimwe ne chimwe chinezvazvoreva
Ini hangu ndinoti dai tagona kunamata chivanhu chiripo zvacho ndichochiichi
Ndinokumbirawo number yamadzibaba masango or kunesowe rawo kwawanowanika
Matthew 24 vs 24 Nokuti vachamuka vana kristu venhema nava porofita venhema vacharatidza zviratidzo zvikuru nezvinoshamisa kuti kana zvibvira vatsautse vakasanangurwavo. In the last days.
Back to sender haiko kunevana va Christu. Mhepo dzakaipa dzinodzingwa nezita raJesu not nebakatwa .
S"ka Masunda tokumbirawo number dzamadzibaba
Ko kana mukadzi akiya murume wake chii chinozoitika kana mukadzi azofa?Zvinoreva kuti murume haucharoore futi here?
Asi une dambudziko hre nhy Shylin
Ichi chivanhu ichi hachisi chipositori Mwari pindirai
MBAVHA IDZO MUSAENDA MUNODYIRA MARI MAHARA TAKANZWA KUTI VANOBHADHARISA MARI YAKAWANDA DONT GO
Kutsvaka mari chete uko
Tieiwo number namadzibaba masango
Ko kana Ndine barika zvoitwa sei?
Send an app on that number
ndodziwanepiwo number dzamadzibaba masango plz help
Wafunga kusvinukira murumeka iwe😳
@@lawrencemupuwi2720 anditorina murume ndirikutomutsvaga
@@shylinnyamara9340 send message to my app shylin
🥴🥴🥴
Asi bhuku rinoramba go back to sender nekuti vhangeri Rakaparidzirwa ku MAkwai akarasika nekuti hapana munhu anotadza nekuda kwake asi anoda kusunubgurwa kuti Mweya unotirwisanisa ubve tisare tine mufaro nerogare saka hatibvumirwi kurwa ne nyama ne Ropa.
Tanzwa naro bhuku iri kubva pakuzvarwa tichingori naro,tatochembere tichingoitiswa,kurwadziswa, nhamo zvese ini better kutoenda kwa Madzibaba ikoko ndaneta ini
Matsotsi
Presenter hapana zvozikanwaa..,
He is trying to keep it humble. 😂
Were you expecting hard talk.?
I personally think he has tried a lot better.
Best presenter ever
Tinokumbira number
Send msg on app # iripa screen
Ummm varume ngatisadaro repent and follow Jesus Christ
😂😂😂😜😜😜