Murume uyu his facing all these nemhuri yake and his trying everything to safe guard his family.Ndovanonzi baba ava very respectful kuvana nemudzimai wake.#Father of year.
Great point Andrew Neshamba, lapho ukulume njengendoda...isintu sesilahleka wonke umuntu sephonguthi Nkulunkulu nkulunkulu angani bawa ezulwini bona bazalwa
Mr.Neshamba that's a good question u have put on this program of urs THAT'S A MILLION DOLLAR QUESTION to all Zimbabweans u are going higher to higher to another LEVEL
Hapana pekutizira Mr Neshamba maparidzirwa Prophet Jose vapinzwa busy thank you Drewmas ko Chihera sei asina kuuya hapana mubobo apa; aiwa zvatopera what a lovely family more grace baba🙏
Endi zvakaoma ummm but dambudziko rapedzwa nevedu apostle vechidiki kudakwashe one munhu Ari ega arikugarisisa nyika. Love u munhu wamwari my young brother. Keep the good work up. And thanx to drewmas medi Nekutiradza munhu wamwari. Wepachokwadi
Ndakambonzwa pamwe paakataura zvemusangano we Zanu PF padare ra Chief. Varume ava havana kuraya munhu here kana kupisa dzimba dzevanhu kunogona kurikugadzirwa or ichitori ngozi.
Zvozoitikawo kuti you can ocupy a haunted property so it's also good to understand our history of the property. We have so many wondering spirits gone in action during the liberation struggle and displaced onwers of the land.
Baba ava madomero avo Mwari ndeemunhu anezvaakabata kuda hake ku hwanda na Mwari munopiwa zvinhu motyora mhiko zvokupandukirai or ngozi chaiyo kuuraya munhu kunokupandukira mangwana
Taurai Ropa raJesu pa mba yenyu nezvese zvinhu zvenyu ne ma individual vanogara pamba ipapo. Kana kungonamata muchiti no weapon formed against me and my family shall prosper.
Ini mubvunzo wangu uri pakuti sei musingatore ma picture kana ma videos kana zvinhu izvi zvichiitika senge waona speaker iri mudenga watadza kutora kana picture ndosaka zvichinzi ndezvekunyepa zvakafanana nemoto wekwamusami uye apana patakamboona moto uchibvira zvaive zvekungonzwa imbotorai pic or else ndezvekunyepa . Va Neshamba munotadza here kumbonogara pamba ipapo muchitora ma videos ezvinhu zvichiitika because macamera anoona zvinhu zvisinga onekwe chimbotipai proof taneta nekunzwa zvekunzwa zvinoita semakuhwa kkk
So sad ngavaitirwe nyasha saJocob zvinorwadza izvi mkmna Andrew awo vanotaurq kwavasina kuswera vari kuda kt bsa rivire pasi manje harizovire pasi bhora mberi
Remember nyaya ya babe nyasha wekurohwa nematombo bt zvakazobuda kuti satanism nezvemudzinza I hope satanism ndiyo yapamba apa pakuda minamato chaiyo mkoma Andrew
This area was a war zone during Gorilla warfare. Could it be that there are war vet mass graves around their compound. But then if it is someone doing juju then this one does not want this family living there.
Ishuwa Mr Blessing but kumbirai Kuna iye musiki kuti akuudzei kuti kwamuri ndiko here. Nokuti Mambo Jesu vakati pa Matthew 15:13-14 He replied, “Every plant that my heavenly Father has not planted will be pulled up by the roots. Leave them; they are blind guides. If a blind man leads a blind man, both will fall into a pit.” Ask God he will tell you which is which
Zvinonetsa ndezvekuti kana asina kubata akasiirwa But maonero angu pane zvakaitika kumashure uko Akabata uyu coz kana zvichino netsana nevarikuda kubatsira ndezvake
Kusvika masiya kuzvi shedza va Postora imi muchiita hunganga. Murikurwisva nezita ramuri kushandisa imimi muchiita hunganga. Vanwe vakafira mumvura because of using the name Postora ivo varinganga
Murume uyu his facing all these nemhuri yake and his trying everything to safe guard his family.Ndovanonzi baba ava very respectful kuvana nemudzimai wake.#Father of year.
God remember Zimbabwe and it’s people, dai taziva Mwari tasiya kuromba, it looks like someone is jelous with this family, God meet this family.
Kurumidzai maenda panyaya kanziyo kenyu kakareba imiwo munonyanya kutaurisa
Thanx Andrew and crew,siyacela uqubeke usebenza lontombazana yena lo ngoba uyakhuluma okuzwakalayo than uChihera
Mwari tibatsirei mhuri yedzimbahwe mashiripiti awandisa ndimika muneChiso chedenga munoona zvatisingaine🙏🙏🙏
Great point Andrew Neshamba, lapho ukulume njengendoda...isintu sesilahleka wonke umuntu sephonguthi Nkulunkulu nkulunkulu angani bawa ezulwini bona bazalwa
Bafowethu siyabonga 🙏eDrewmas media uNoni is the rightful person for our Ndebele translation she's so perfect
You can say that again 💯💯💯
Uyazama yena kodwa kuse mqansweni
Mr.Neshamba that's a good question u have put on this program of urs
THAT'S A MILLION DOLLAR QUESTION
to all Zimbabweans
u are going higher to higher to another
LEVEL
This Gospel is the Lord’s doing mukuru-I’m fully persuaded that this Gospel is God’s Only saving power to the hurting world
Vakuru venyika vanoita zvechivanhu. Ndosaka vakaisa mufananidzo waNehanda muguta. Machief anoita zvechivanhu. Masabhuku anoita zvechivanhu. Masvikiro nen'anga dzizere munyika. Mapostori vanoita zvechivanhu ndosaka pachiwanikwa hari pamakirawa. Mabira anoitwa kumamisha. Chivanhu chirikuitwa muZimbabwe.
Zimbabwe has freedom of religion saka munhu anoita zvaanoona zvichimuitira.
Siyabonga be Drawmas, sekuvamile okwamatshe lokomlilo Kanti Abantu banjani beromba kangaka that's why lizwe lethu lingathuthuki too Much imithi angeke kulunge uma liqubeka lisenza izinto zikaSatan elizweni letho, Nkulunkulu ngenela nanto ilizwe litshabalala.
Amen amen 💯
Achirikutya kababe aka kapepressure kachajaira + she be the best presenter of all type. Continue support our young generation
Good presentation girl, yellow slender, she smiles and has good sense of humour. Soon you will be as good as Chihera
Unehosha iwe
@@anoldknox8664 kkkkk
@@anoldknox8664 hahahaha maihwee
VaNeShamba zvamataura its 100/% rambai makadaro late’s hope mutungamiriri wenyika vachaonawo
Hapana pekutizira Mr Neshamba maparidzirwa Prophet Jose vapinzwa busy thank you Drewmas ko Chihera sei asina kuuya hapana mubobo apa; aiwa zvatopera what a lovely family more grace baba🙏
Kkkkk andrew u feel happy kana una chihera and we enjoyed see u together
Zimbabweeee yoweeeee toita nhamo nganiko nhaaai veduweeee huroyi imborasai veduweeee
Thank you Andrew for being bold on authorities without hesitation
Eish Baba avo looks so stressed.l feel for the family
Baba ava is good at narrating nyaya yavo.
Imba yavo yakanaka ndoyavarikuroirwa vanavadiki vaita zvinemusoro
Chihera looks pregnant. Makorokoto mainini
Namhlanje ngolunye usuku taking us to another level
nyaya dzemoto nematombo zvakureva kuti vanhu vakarombeswa nen'anga imwechete inemhiko imwechete
Shem zvakaoma
Tinokutendai we Drewmas media chokwadi chisingaputsi ukama Aiwa basa muri kurova rambai makadaro muri kutidzidzisa zvakawanda
Endi zvakaoma ummm but dambudziko rapedzwa nevedu apostle vechidiki kudakwashe one munhu Ari ega arikugarisisa nyika. Love u munhu wamwari my young brother. Keep the good work up. And thanx to drewmas medi Nekutiradza munhu wamwari. Wepachokwadi
Ndakambonzwa pamwe paakataura zvemusangano we Zanu PF padare ra Chief. Varume ava havana kuraya munhu here kana kupisa dzimba dzevanhu kunogona kurikugadzirwa or ichitori ngozi.
Zvozoitikawo kuti you can ocupy a haunted property so it's also good to understand our history of the property. We have so many wondering spirits gone in action during the liberation struggle and displaced onwers of the land.
Pamwe varidzi vepanhu ipapo ndivo varikudariso
Chivanhu na Mwari zvinhu vakasiyana. Mwari ndivo vega vanozvipedza Shanghai shoko raMwari ndiro chombo chedu vana va Mwari. Ndakuwudzai zvekuita musayende kuchivanhu azviperi
Nhasi rarimwe zuva thank u drewmas taking us to another level
Rarimwe zuva
Ichokwadi vaneShamba chivanhu chiriko chikatevedzwa nyika yedu inomira zvakanaka muhondo vaingoshandisa fodya chete votokunda Hondo ndosaka nhasi uno matambudziko asirikupera munyika yedu chivanhu ngachidzoserwe zvose zvekunyura kwevanhu mumvura vachizodzoswa vafa zvinopera
Magona madzosa song yedu back 🥰🥰🥰🥰🥰
Nyaya yemoto nematombo yatonetsa iyi,chii chaizvo chiri kunyatsoitika mu Zimbabwe
Baba don't trust too much kukereke abantu or abafundisi bayahamba ebusuku ezinyangeni. Asazi baba .lapho kulabo Ndofa Amashort boys
Your Ndebele is good
Shumba pamakange makupa vamwe vavakidzani nguva yekutaura maidai makapawo sabhuku nguva l am sure he was there sezvo vanhu vainge vakaungana.l think its always wise to observe protocols kuitira kuti mangwana vakubvumirei kupinda futi muraini ravo
Baba ava madomero avo Mwari ndeemunhu anezvaakabata kuda hake ku hwanda na Mwari munopiwa zvinhu motyora mhiko zvokupandukirai or ngozi chaiyo kuuraya munhu kunokupandukira mangwana
I Iwo matombo eminamato ayo mune chokwadi chekuti akachena here
Mudzirema mabereka ana Mutinhaa mupururuka nhai Mukanyaaaa # kuchibvigwee isuuu ana sokostina isu Ve tsiye Refu dzino boira
Taurai Ropa raJesu pa mba yenyu nezvese zvinhu zvenyu ne ma individual vanogara pamba ipapo. Kana kungonamata muchiti no weapon formed against me and my family shall prosper.
Patakakura Misha yaibika doro neku tevera chivanhu gore rega rega haina matambudziko ndedzai vadzimunhu from time to time is good
Musafurire vanhu
Baba vepano varumbidza mhino nemaziso A Noni please dzosai Chihera handidi zvwkurwa regai baba vaye vazoti ZBC🤣
Jesus is the answer. Stop promoting demons. Jesus is the light of this world. Pamberi na Jesus!!!!!
Ini mubvunzo wangu uri pakuti sei musingatore ma picture kana ma videos kana zvinhu izvi zvichiitika senge waona speaker iri mudenga watadza kutora kana picture ndosaka zvichinzi ndezvekunyepa zvakafanana nemoto wekwamusami uye apana patakamboona moto uchibvira zvaive zvekungonzwa imbotorai pic or else ndezvekunyepa . Va Neshamba munotadza here kumbonogara pamba ipapo muchitora ma videos ezvinhu zvichiitika because macamera anoona zvinhu zvisinga onekwe chimbotipai proof taneta nekunzwa zvekunzwa zvinoita semakuhwa kkk
Yaa evidence could prove useful to nay sayers
Thank you Drewmas media taking you to another level 💖🙏
Pakuda vamamoyo apa kkkkkkkk gogo kwamusamhi vaimboti hapana hushereketwa asi zvikazobuda kuti vaishinha
Abathakathi behlulwa ngu scaftini baloya abantu abazihluphekeayo
mfundisi wesvondo 🤗🤗
Good afternoon bakashamba chibanhu icho ngarenge kuti mwari mwari,
Njuzu adzisi right ndidzo dzirikudzidzisa vanhu kuita zvinhu zvakaipa zvinovayendesa kugehena. Ndidzo dziri kukanganisa vanhu va Mwari vorasika ndidzo dzirikushandisa vamwe vakadzi kuchihure nekuwana mari. Vanhu ngavanamate kuchibhoyi ndiko kunezvinhu wobho zvinonetsa vanhu vakazvitevedzera vanhu vanoramba vachinetseka hupenyu wese
My suspect is one of their neighbours vaisanishandisa Munda Ava vasati vavapo. Let me wait for part 2
Va Neshamba murikuda kuti ED apindure here because murume uya ndeimwe type anotoda munyore pa bill board kuti aone
Baba vari kuseri ngavapinde mumacompetion a Mr Ugly Zimbabwe. Ndinovavhotera.
Muri sei Drewmas Media
Love you guys
Zvedu zvotoda kupindirwa chivanhu chakaraswa veduwe. Muno muAsia havabvi kundopira maancestor avo ende chivanhu chavo vanoita nemo nemo senyika.
Thank you @Drawmas mukuita basa hombe ticharamba tiinemi muchiti ratidza mashura arikuitika munyika
Ko Seiko nyika yese yazara vanhu vanongotemwa nhy veduwee Chii Chr kutora Nzvimbo
thanks Drewmas family for jumping to another level , sky is the limit for u guyz
So sad ngavaitirwe nyasha saJocob zvinorwadza izvi mkmna Andrew awo vanotaurq kwavasina kuswera vari kuda kt bsa rivire pasi manje harizovire pasi bhora mberi
ini handitoteerere radio musi weSvondo. chitendero chega chega zvinotorwadza
Thank you dremas for taking us to another level
Thank you drewmas Madia you take us another level
Akuna zvevadzimu zvese izvi zvaiitwa mumuri yedu tisati tasunungurwa madimoni vakangwara anowuya sevadzimu anonzi ma familiar Spirits vanhu vanogara ma doors anozonetsa.
Hana mimba chiherera vaneshamba vakuda mainini Noni
Anga aripo wani kune yakaitwa. YekwaApostol kuda wani
Andrew ndipowo mainini None handi iwe una chihera opa hre
Remember nyaya ya babe nyasha wekurohwa nematombo bt zvakazobuda kuti satanism nezvemudzinza I hope satanism ndiyo yapamba apa pakuda minamato chaiyo mkoma Andrew
Nyaya yemoto yekutemwa nezvitina yawandisa sure chiii chikuitika munyika medu sure??? Im heartbroken sure why why sure chii chatakatadza nhai
This area was a war zone during Gorilla warfare. Could it be that there are war vet mass graves around their compound. But then if it is someone doing juju then this one does not want this family living there.
Maybe mwana wavo ndiye arikuita musikanzwa
Drewmas Media taking us to another level.
Does anyone know where I can buy the Drewmas introduction song? Thank you in advance 😊
Inbox the number on screen
Uuum speaker kutakurwa nemunhu vausingaone yakutoita kunge evil eye chaiyo Mwari batsirai
Ndaiti nyaya dzenyu ndedzekunyepa this time zvazoitika kwedu vanhu varikubata bata ndabvuma hangu
First makadii Drewmas media team
Kwayiwayi drewmas
Haaa chero vemapostori avo vashata ndine neighbor yangu yaipinda muGodhi iyoyo so vaida kumutorera mweya wekuporofita waive pavari so zvakabva zvamupengesa kusvika pakuita tsvina muroad chaimo
Baba varikuratidza kushungurudzika kukuru Mwari vanopindira chete
Tinotenda Mukoma Neshamba for taking us to another
Handiyo mushonga yandunge yainzi dzosai hre iyo yakukonzeresa munyika yechizvarwa
Hakuna achaita replacement ya chihera for me makadii Mhuli Ye Zimbabwe in chihera's voice
Tendaiwo vamwe mabasa avo kambani ingashandwe nemunhu 1
Anoda zvenyika anoita zvechivanhu asi anoda kuenda kudenga anoita zvaMwari akasika zvose zvakanga zvisipo nevanhu vacho vakanga vasipo
Ishuwa Mr Blessing but kumbirai Kuna iye musiki kuti akuudzei kuti kwamuri ndiko here. Nokuti Mambo Jesu vakati pa Matthew 15:13-14
He replied, “Every plant that my heavenly Father has not planted will be pulled up by the roots. Leave them; they are blind guides. If a blind man leads a blind man, both will fall into a pit.”
Ask God he will tell you which is which
Kkkk ukaona munhu achitaura zvaJesu kureva kuti haasi bofu.Bofu munhu anodzidzisa zvaJesu asi asingachengeti mirairo kana kuidzidzisa kut vanhu vaende kudenga ,sekut anoti rudo runofukidza mirairo asi asingazivi kuti rudo reacho kuita sei John 15:10 nayo kusvika wanzwiaisa
Naiwo matsanangurire akaita Bond aye unotonzwa vamwe vachiti anorwara uyo ini Bond ndakawirirana naye from day 1
Andrew awutyi kutemwa here kkkkkk
I luv Andrew voice😜😜
Zvinonetsa ndezvekuti kana asina kubata akasiirwa
But maonero angu pane zvakaitika kumashure uko
Akabata uyu coz kana zvichino netsana nevarikuda kubatsira ndezvake
Good job Baba
Kusvika masiya kuzvi shedza va Postora imi muchiita hunganga. Murikurwisva nezita ramuri kushandisa imimi muchiita hunganga. Vanwe vakafira mumvura because of using the name Postora ivo varinganga
Drewmas nyaya munafamba makasimba bcz zvinhu izvi zvogona kupisa mota kana kukwiramo
Havana kpiwawo nen'anga Iya yekwamtare here yaqapa gogo vekwamsamhi nyoka
ko iyi yakazoperera papi
Tirikurasika papi mu one room , mu One nation baNeshamba
Thank you drewmas media taking to the another level
Kwamatanda ndokuziva pedyo nrkumaraini kwangu
I miss munganyima mupururu here
Ko ana gogo venjuzu zvakazodii?
Vabereki vangu vaiita zve chibhoyi vachisanganisa ne church takakura zvinhu zvichinetsa. Pavakashaya isu takatanga kunamata zvinhu zvikachinja muwupenyu wedu. Mo more chibhoyi mumhuri tedu takasunungurwa
Church mate yangu,but iiiii zvakaom hazvo wanhu warikushinha shuwa
Nonie wedu wepa tshabalala pa flat apo
Sei kubhutsura chihera nhai Andrew
Veduwe ka zvakaoma hazvo zviii zviri kuitika kuzim kwedu vakomanaka ...ngatityei kubatabata
Taurai zvenyu vaNeshamba Zimbabweans we have lost our culture takungoteedzera macultures evamwe.....that's why nyika yedu is isina rugare