Varikuda kupinza Chamisa munyaya dzavo. Ndosaka vadana vana Prof Muganhu. Ndosaka Genarari vava kuti he can work with oposition. Zvekuti vari kukonana inhema. Saka Chigumba ari kuda kuti Chamisa aindise nyaya ku court then poitwa transitional gvnt to revive zanu
Itai maShona mega. You have destroyed Zimbabwe. You are a supreme tribe....but you are lost. Give a chance to o to her tribes to lead. It's fity years now but dololo development. Step down Shona people give a chance to others
Ngavasiyane Na Chamisa haadi zvetsvina iye chigumba Ave kutaura izvozvo nhasi aguta Mota nedzimba zvaanopiwa Na munangambwa
Whilst what you are saying is true, you are are also part to the Zanu PF, Chamisa is clean.
No to GNU
Priscila must go live on TV orewurura nyika yese izvinzwe kwete zvekunzwira nyaya yake muhapwa
Varikuda kupinza Chamisa munyaya dzavo. Ndosaka vadana vana Prof Muganhu. Ndosaka Genarari vava kuti he can work with oposition. Zvekuti vari kukonana inhema. Saka Chigumba ari kuda kuti Chamisa aindise nyaya ku court then poitwa transitional gvnt to revive zanu
Ukaona uchimhura Chigumba anoshandiswa,unenge uchirura Deng's reimba uchibva nezasi, panzwimbo yekumusoro.
GNU yavakaputsa panaTsvangirai.vanhu vovonekera vedu kwamu.kufarira here kutonga vanhu vanenzara.Hakuna mutungamiri anofarira nzara kuti agopa vanhu chikafu chekucampena.
Toda Gnu yaChiwenga naChamisa Mnangagwa ngaa bvee
We want Chamisa blue yellow green black or what ever Chamisa
Zve GNU hatitombodi ibenzi chigumba she is not professional aguta dzimba nemota dzaanopiwa Na munangambwa
Judah is actually Zanu Pf himself with interests akin to Jukwas just coming to confuse people.
mbavha chero ikanamatigwa madimoni akabuda still u cnt trust to leave him in your house.so no to GNU
Itai maShona mega. You have destroyed Zimbabwe. You are a supreme tribe....but you are lost. Give a chance to o to her tribes to lead. It's fity years now but dololo development. Step down Shona people give a chance to others
Asi nemio hamusi makunyanya kutaurisao hre zvisina action nhy mkoma
Munopenga iwe judha vamwa mutoriro siyana naChamisa tarisa vatungamiri ve America uwone kwavakabva vanoda development sachamisa
Saka.vakuru vakatirenemanga.hariputirwe izvobvu.zvabuda pschena hendei tione.zvirikuuyapo zvemuzanu.pf.
"ZANUPF VACHAENDA
KUNO VHOTA ZVINEMUTSINDO.
"PCC" ICHA DOUBTER
PAMUSANA PEKUTI
CHAMISA MU MUMBWA
HERE KANA KUTI MUBWIDI
NGAACHITIUDZA CHOKWADI"
(JEFF JUDAH)
This man is confused. So who is the right person?
Zvakaoma zvamunotita veduwee
Its not about tribe
Unopenga uyu.
Nada to dialogue
Gfy7
Zvimwe ungataura zvako zvakanana tiri kukunzwa asi ukanyanya kutungamidza kusarudza nekusema mamwe marudzi kusvika pakudaidza nemazita ekutukirira hauvimbiki. Ukadzikadzika nenhorondo yemhuri yako uchaona kuti hamuna kutangirawo munyika ino yaakunzi Zimbambwe. Unogona kunge utoriwo mubumbwa kana mubwidi. You sound more like a racist.