BREAKING! Mtukudzi alleged son. Demands money for interview

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 21 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 17

  • @MarkChimunhu-mv6ye
    @MarkChimunhu-mv6ye 2 місяці тому +2

    Yes, of course you should pay him

  • @bishopkevinnyamakangatv
    @bishopkevinnyamakangatv 2 місяці тому +4

    The guy is right very right!
    This is a family issue and they are entitled to their privacy.Kana vachida kubhadharwa you guys must pay him because kutotaura naye kwamaita imi ndimi maita mari saka pay him for the news you are broadcasting

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  2 місяці тому

      Its an issue of public interest

  • @BilyaletdinoMaphosa
    @BilyaletdinoMaphosa 2 місяці тому +3

    Give him time as he says.

  • @MaAmanaTa
    @MaAmanaTa 2 місяці тому +1

    Ipai mwana mari yake kana muchidawo kuita mari naye,full stop

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 2 місяці тому +1

    He is 100% correct imi moda kuita mari nenyaya dzevanhu ivo vanhu vacho vanozowaneivo

  • @jujun6465
    @jujun6465 2 місяці тому

    I think he is dunyasi

  • @danielmurenzi5851
    @danielmurenzi5851 2 місяці тому

    Haasi mwana waTuku uyo anoyepa,kuda cash chete nefame

  • @DadiraiNemasonzi
    @DadiraiNemasonzi 2 місяці тому

    Handiti vari kuda kuita content naye bhadharai ma journalists

  • @marshallnyamadzawo8553
    @marshallnyamadzawo8553 2 місяці тому +1

    YES, they must pay, are they not making money with their tabloid

  • @EdithMatimise-lz3lz
    @EdithMatimise-lz3lz 2 місяці тому

    Ngaende kuma DNA tests asada kutsikatsika

  • @EltonZvikonyo
    @EltonZvikonyo 2 місяці тому

    Mafamily issues aya sekureva kwavo ,kana voda kuuya nenyaya yavo vachauya nayo havo ,ngatiregei kuvamhanyira kumberi

  • @abigailmpofu4210
    @abigailmpofu4210 2 місяці тому

    Baba vake kana asina kumufunga aida kufungwa nani.

  • @MrMashamps
    @MrMashamps 2 місяці тому

    The issue is simple ......if he is so confident ...he should just go for DNA

  • @MarkChimunhu-mv6ye
    @MarkChimunhu-mv6ye 2 місяці тому +2

    Yes, of course you should pay him