Thanks for this vedio , that was my mother's church unfortunately she passed away last year Dec so l could just look at and its like my mum is dancing ,may her saul rest in peace,
Macharawanda chibambo chaicho Rume riya rinorowe hosho imwii ..akambouya kunhamo ya Mudododza kwana Dzobo uko heyyy pakazomboite kunga panhamo here anhu akujamba ngoma
Church yangu forever
❤❤🎉my church
Thanks for this vedio , that was my mother's church unfortunately she passed away last year Dec so l could just look at and its like my mum is dancing ,may her saul rest in peace,
I love 💕💕 this song
My church
Ndabva ndafunga kumusha
Haaa Bata number
Wow I love this church....guys pliz can u assist me inopindirwa kupi in Harare
Macharawanda Ndoo Mambo we vese
I miss this!
l like u zviratidzo
@Clive Mabvira come see church yekwedu
I need this church in south africa lf you know give me directions
Famba
Ndatenda hangu
Kare kwangu ndichiri muJivis zvangu ummm taita kunakirwa nechinamato bheriya taita kunge vhiri remota biycy haaaa taita kutamba nezvigunwe bheriya.
Nice piece can I have song yekuti ndichengete baba
ndikunzwe uchinyepa ngoma iyo inokomborera kwazvo,ndooo paunoona kuti kune vamwe vanhu vakakomborerwa namwari zvakaita sana J Mahosi vana Machararawanda ndooo team yakaimba pamwe nekunyora nzimbo dzakaita seidzodzi dziri kuiimbwa 90% is J Mahosi/Macharawanda haaaaaaaaa iwe weshora kkkkkkkkkk ngezvashe izvi ipai sando kuvakomana
Macharawanda chibambo chaicho Rume riya rinorowe hosho imwii ..akambouya kunhamo ya Mudododza kwana Dzobo uko heyyy pakazomboite kunga panhamo here anhu akujamba ngoma
Ummmmm Wakanyanya wangu Macharawanda Ndoo Sekuru Ve Zviratidzo Murume uya ndi Mambo une Chipo amana
Fair haaaa Macharawanda ndi Mambo wevese ummmm
Hi
Kkkk kwava kuseri kwekuseru
07 muriko hre uko
Famba mupositora
My church
Ndabva ndafunga kumusha