Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
I salute you stivo and your wife keep it up gyz ndadada nemi zviratidzo whoyeeee
Respect inongodiwa munozviitirei ku fema magaro evakadzi kudaro
Mukadzi wke so hpana problem dea zviratidzo hautambe nemnhu paside asir mkdz wke kunze kwekuti kn muchiri mayouth
I like it!!
Well articulated
Zviratidzo woye
Baba awo wanotamba zvekuti asi ndiwo wega wanogona kutamba her
Endai naizvozvo mudzidzise nyika❤❤❤❤
Ndaive mujivis panyan'ombe n its very unfortunately ndakazowanikwa nemunhu asiri muroti wemuZviratidzo zvevapostori hangu..bt paBerea ndave seeri 🕺🕺
Ndakutotsvaga pane zviratidzo haaa ndanakwa ini
Asi kune xul yebheria kuchurch uku wonderful
Wonderful murume nemukadzi vanotamba vari padhuze nepadhuze
Munhu asir Steven nemukadz wak hr vanobv chapanduka ku Buhera uk Dune school 😊
Huuuuu kutamba vanotamba but murume uyo dai atamba nevarumeo vakadzi kwavo.Arikutoisa musoro wake kuchiuno chanamai .Hazvizobidi zvakanaka
Zviratidzo chihure chaka muwandirai Siyanai nazvo namatai mwari mumweya nemuzvokwadi mwari anomuititai nyasha
Asi pane waunodanana naye kani kubva madaro
Uyo mukadzi wake guys nechiramu chake,vanondigonera havo vnhu ava
Ndiwe wapedza vanhu wange watanga kuti baba wari kufemera mai
Vurume voga vakadzi voga
Zviratidzo woyeee❤
Murume anenge ari padhuze nemukadzi anenge ari wake mukadzi kana pasina mukadzi wake hatambi anotamba nevarume ,,,,lyk zviratidzo
Taur hk iwe vangabv vadaro skt murum nmkdz kuda mkdz wake hmn
Wagona wavaudza
This is nice,,, but haaa kukotamirana bho hre
Anotamba zvakwe Stephen
My church ❤❤❤
Mukadzi vake.
Haaa pakatambwa apa
Nevakadzi vake vaviri, vanogona
Vakadzi vake hre
he is good at the art.
Zvinyi izvi? Zvinei nedenga?
Nice
Ndopanoti zviratidzo ipapa hakuna anobhon,erana nayo
Amen
Aah ahh chiiko icho imi??? Varume nevakadzi havasanganiii yuwiiii
Macouples
Munoramba sei imi muchizviona as long aripane mukadzi wake handioni problem
Uuh, i hope murume uyo vakadzi vake especially closer to him otherwise hakuna zvakadaro muchechi.
the one who is closer to him is his wyf
Lingasuzelani plizzz
Amen amen
Blaz avo mkadzi wavo here uyo wavari kufemera mgotsi kudaro
😂😂😂
Ehe ifamily baba mai nemwana
Ndine mubvunzo
🤣
Yes
Well trained
Ku jozi iripi
❤❤❤❤
Kkkkk
Varume ngavangotamba vega.Zvinenge zviinekahunhu. Uyo waakuite kunge aakufemba akadzi magaro hazvizodi ba.Ndatotaura musandibvunze
Taura hako
Anenge ari mukadzi wake itori family irikutamba baba mai nemwana
I really like zviratidzo
@@peemakunzana0691 Even if they are family, it's not appropriate kuva that close mumba yaMwari
@@thandiwejambawa7827 aaa that close mumba yamwari? Saka mwari havazivi kuti mudzimai wake here? Ko handiti mudzimai wacho akatobva kuna mwari?
PE physics
Vafundisi varipi vachisiya this rubbish ichiita mmmmm varume Vega vakadzi Vega. Please
Family baba mai nemwana
@@peemakunzana0691 hoo
Family moda itambe sei

Varume ngavangotamba vega.
Zvinenge zviinekahunhu. Uyo waakuite kunge aakufemba akadzi magaro hazvizodi ba.
Ndatotaura musandibvunze