Haaa unopererwa Zvakangooma so
Вставка
- Опубліковано 16 вер 2024
- Ep 188
Copyright Disclaimer: Under section 107 of the Copyright Act 1976, allowance is made for “fair use” for purposes such as criticism, comment, news reporting, teaching, scholarship, education and research. Fair use is a use permitted by copyright statute that might otherwise be infringing
Usataura nyaya dzekunzwa shaa
Mkadzi vake chaiye atorine problem yekuteerera achitaura bcz unozototadza kuziva kt zvange zvichinzii
Taurayi semuri kuda baba
Hapana zvamurikuziva mukoma
Ok
Just imagine matauriro acho anotenderera nenyaya
Iwe taura nyaya dzine humbowo haugone kutaura futi
Dʰongi
Kana zviri zvemunhu,Zvicha muwanawo.Mwari ndewe munhu wese.Ziva izvozvo iwewe
Comment section irikupisa . Me fast foward and go ..if you know you know😂😂😂😂😂
Ini ndinongoti pane munhu asina kumbotadza here
Nyaya iri kubva kupi ichienda kupi.. Zvauri kutaura hazvina kana formula.. Taura nyaya sezvairi
Ok
Shingie ane zvaakaita sezvo akange atorerwa mukadzi vke akagadzira vese mukadzi nemurume asi kuti murume akakasika kuvana help nekukasika chte but pachokwadi vese varwere chte nyakutorerwa anofanhira kunzwa tsitsi
Sezvo iyeaiziva kuti ndakanganisa aifanira kukumbira ruregerero nguwa ichipo,mukuru vakatora mukadzi nevana akarambidzwa kuona vana vake namukuru saka kana akaita mixed herbs kuti zvipere
Thanks for your opinion we're humbled & we're learning
Pkaipa
Tsitsi dzei pakadai. Hondo inopedzwa nehondo,utsinye hunopedzwa noutsinye.
Haa iwe ibvapo hausi kuziva zvaunototaura usawanza tuma sileng usina zvaunoziva
Ok
Totonzwa nemi mkoma
Hauzivi zvaunotaura iwe benzi
Ok
Imi this case went cold a long time ago tisiyeyi discuss wega
Ok
Iwewe buda mu Social media hauna kana experience .....unotipedzera time
Haagone chokwadi
Ok
Iribho
Hapana zvawataura apa hama. Tsvaga chikwadi chezvakaitika,wopa kuvanhu then towana kupawo ma comments edu.
Ok
Dambudziko rako ukangonzwa zvinhu wotomanya nazvo pasocial media usati wave nefull info
Apa nyaya yauri kutaura hausikutomboziva kuti inobva kupi ichienda kupi
We know munenge muchingoda maviews nemalikes musina content ine musoro
Ka1 thanks
Akamama kuda mari too much
😭
Saka uyo ndiye Mary here aripa screen
Problem yako reporter unotipedzera nguva ne data uchitenderera please learn to go straigt to the point enda panyaya straight usatanga kutaura maonero ako usati wapa nyaya kuvanhu 😢
Ok
Guyz how to unfollow this rubbish
Just click unfollow & rest in peace
Don't you ever follow this thing called person becz yu get lost achitaura achitenderedza nyaya nyaya dzake dzisina topic