Benny Hadassah Muzanamombe - Hamheno Zvadzingori (Official Audio)
Вставка
- Опубліковано 4 кві 2023
- Who can explain the mystery in the grace of God, as unpredictable as life gets? Too often we fall into situations that we think we will never get out of, then it turns out that God took advantage of that bad moment to exhibit his goodness.
We can't explain to another how God's grace works. sometimes you can't even testify what God did to you because mere people may not even comprehend it.
Unondikomborera mwana wamai vangu mwari ngakusimudzire akusiise pa musoro soro
I lost my job and manheru ndarara I dreamt of this song ndamuka ndichitsvaga song yacho pano
Ndakatanga kuziva music yenyu ndichibva kuzaka jerera kuenda masvingo chiwish chandaive chairidzwa album renyu rega
Nyasha kupunyuka dziva romoto uchienda kuhupenyu husingaperi
😢😢😢❤❤❤❤🙏🙏🙏🙏💯 Hameeno zvadzingori sooo, this song injection chairo, thanks bro
Injection 💉 chairo. Song inorapa iyo
Baba Muzanamombe Munondigonera mukamwe kagunaso kanoburutsa Nyasha Mwari ave nemi murambe makadro
nyasha ....hameno zvadzingori Soo 🤸🤸🤸🤸
Thanks Benny. Mwari ngaakuwanire Nyasha newewo pamwe neni
Masongs enyu kuita sekut munoimbira ini❤
Halleluya ndakomborerwa chokwadi Ameen Ameen
Was not aware of this song ,till this day.was on my way to DZ to visit my my sister and combie driver played this song. I felt His (God) grace all over me. Thank you Mr Musician for such a beautiful jem such a beautiful track #hamenozvadzingoriso🎻🎤🔥💯
Amen dea...even me too ndakainzwa mukombi wena was going to Chitungwiza haa it was so amazing and ndakaropafadzwa hangu
@@MitcheleAnitaMukula-oc5bm u can say that again.
I feel blessed hameno zvadzingori so nyasha .Mwari varambe vachikuzarurirai Mukuru
Dzinochemedza nyasha dzaMwari, hameno zvadzingori soooooo
Dzinosimudza marombe paguruva.nice song ❤
Pamuchato wangu icharidzwa song uye ndichatamba
Idzo nyasha hameno zvadzingori so ☺🙏🙏🙏
kazokasira kupera aka
I didn't know about you. Munogona keep it up. I am listening ndiri ku namibia
Rangarirwai nedenga munhu washe, ❤😊
Dzenyu nyasha idzi dzezvinoora dziriv dangerous
AMEN nyasha hameno zvadzingori so
My best 😍😍😍😍💥💥💥💥💥💥idzo nyasha hameno zvadzingoriso
Amen hameno zvadzingori so Nyasha ❤❤💓🕳️💽💽
Hameeno hameeno hameeeeenowo zvadzingori sooooo ❤❤❤
❤❤❤ I love this song ndoiridza every hour 😅
Hameno zvadzingoriso I'm feeling blessed with this song
Imagine this song being played at a wedding party 🥳 murume uyu so anogona
Pangu irikutoridzwa nezita rajesu
Ichokwadi idzo nyasha hameno zvadzingori soo ndkashanda ndichifudza mombe from 2009 to 2014 ndrimukomana wemombe chirimo nezhizha kumba kwedu kusina kna chnhu even sadza chairo tairuvira kumaricho asi idzo nyasha dzamwari dzinoshamisa nw tava nemombe 25 sadza hatichatauri nezvaro uye ndava landlord👏👏👏
@@TafadzwaGaye-sn5fwwow mwari akanaka
you are a blessing my brother, welldone. will always support your music munogonesa
I pray to God father to continue giving yu the victory
Yu are number 1 mokoma
Hameno zvadzingori so nyasha dzaMwari
Uuummm ndinokomborerwa nemi muranda waShe ...nuasha idzooo hamheno zvadzingori soo
Hameno zvadzingori so God bless yu my brother munotigonera
Amen dzinochemedza nyasha idzi ...hadziwimbe nemazano evanhu
Ameno zvadzingori sooo uhmmm Nyasha hadzisarudze shuwa🎉
im 35 no child
ndakarambirwa mbereko
baba vakafa ndichiri pwere
kuchikoro handina kuenda
asi Nyasha dzaMwari dzinondipa food everyday
Nyasha dzake dzakakuringana my sister
Murimunana
In the fullness of time he will make everything beautiful dear.hugs
Rova hama yangu
Thanks nyasha dzaMwari ndozvadziri josefa GENESISI 41
Amen powerful song thanks God bless you
Amen Hamheno zvadzingori 🤷♂️🤷♂️🤷♂️
Keep up the good work
Im blessed bro🙏🙏
YOU REQUIRE RECOGNITION MY BROTHER!!!!!!
Be blessed my brother powerful song 🙏🙏
Idzo nyasha hamheno dzangiri soo
Nyasha dzacho hameno zvadzingoriso, ndakabviswa kubva muguruva,
Muparidzi mutema
Idzo nyasha
When I am down ndoterera song iyi well done my brother love it
❤❤❤❤❤❤inyasha idzo
Munoimbira ini song iyi mkoma👏
You nailed it. Wanirwa Nyasha
Thank you tik tok i got to know this amazing song
Nyasha haudzizivi hako
The song is heavenly annointed
Amen hameno zvadzingorii sooo
Hameno zvadzingoro 🙏🙏🙏
In love with the song....thank u man of God
Amen and Amen 🙏
Ndomupeiko Mwari wangu #Hamenozvadzingoriso
Uku ndokunonzi kugonesa
yaa hameno zvadzingori nyasha
My favourite ❤
Hameno zvadzingori soooo. Powerful baba
Muparidzi mutema
Lovely Benny
A big star in the making,listening from USA,tiri kukomborerwa nengoma dzenyu,Mwari varambe vachishumira kubudikidza newe hama.Ngazviende mberi.God bless u!
Hameno zvadzingori so ❤❤
Powerful song .
Nyasha sure hameno zvadzingoriso.. AMEN
On my playlist already
Amen 🙏🏾 Chokwadi dzinochemedza nyasha idzi maita muranda washe 💃💃💃💃
You really deserve it brother
Juss came across this artist today, ooooh I'm being blessed, idzo nyasha hameno zvadzoita so
Song iyi yandiendesa kudenga
Amen amen 🙏🙏🙏🙏🙏
Munondipa kushinga pazvinorema
Idzo nyasha hameno zvadzingori sooo... Story of my life
Ndoosaka dzichingowanikwa kubva kunaIshe bedzi. Hamheno zvadzingori so
Wandifungisa kure chaiko,,,wagona wangu
Beautiful song hameno zvadzingori so
This song ka yakaurungana
My favorite song 😭
❤hamenoo zvadzingori nyasha,❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
You never disappoint ❤❤ thank you
I am blessed
Famba hako Muparidzi Mutema Famba
My favorite gospel musician
Kubva nezuro nanhasi wese I have been feeling down and I got to know about this song today ,can't stop listening to it
Thank you for the song
Nyasha👏, vamwe hameno dai tiripi, Amen munhu waMwari🙏
Hamnoo zvadzingori soo
To be blessed 😂😂😂😂
🎉❤Amen Nkulu
I'm blessed
Well done my brother
🏆🏅👍
This is good Home boy. I love this song my brother.
Hameno zvadzingori sooo 😍
THANK YOU MY BROTHER. You always deliver the best. May God of grace/nyasha expand you
Ndidzo Nyasha
God bless you brother
Amen , powerful song
❤❤❤❤
Yu are too much my brother
Powerful song 1:58
Ameeeeeen🙏👏👏👏👏👏
Amen.Hameno zvadzingoriso