Its plain to see that Teteguru in his days he was a vibe... good vibes only. Love the way he works. Please musanyime sekuru doro ne mbanje ndapota please tichiri kuvada muno. Sekuru Zimbabwe yarema shuwa i feel your pain vabereki vatakapihwa na mwari vatitambudza
Takanzwa kuti sekuru Tasvu varikucharger mari kwete zvekutamba pakubatsira vanhu, kana kuma $15000 us unosvika uchibhadhara , and after that havatori kana 2 mins unonga vakutodzibuda
@l8ndytv3075 apa panenge pachiwanzwa kutaura ndipo panenge pachiitwa skilful whilst people are distracted zheti ndipo panenge richiitwa, like that guy ajamba tsvimbo but nothing happened and he didn't say anything but hanzi enda kuseri kwemba kuno taura nyaya yako 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 and sabhuku vanzi ndakumanijidza here kuti uri muroyi and then he says no yet he just told what to say 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊.Idk,but zvimwe zvacho zvinenge zvine ka skilful mukati but pamwe pacho vano bata basa havo like panyaya yaSimba I think he did a good job there,but n'angas and varoyi same whatsapp group 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊.

Gud wife mbuya tasvu suport your man
Isusu tine cry sekuru dai vamove from the low density area to aplot or farm kuitira noise maneibors vanotosuwa nenoise yavoiyi😮😮😮
Please hurukuro dzirikuwanda please tiratidzei pa part anebasa
Basa mberi
Tasvu 1
Mamuka sei mkoma Robert
Ayiwa rambai muchiuya nehuhwandu hwenyu muchipawo vamwe ma video epa NEWS BEAT TV NEKU LIKER TISVIKE KUZANA
thats my khule❤❤❤
Regedzai ajambe ndiye vanoziva zvaari vanhu vasamanikidza munhu ndiye vanoziva zvaari sekuru vati kana asiri muroyi jamba
Pazonzi mhoro kamba apa, pane vanga vakutoimba zvimwe ipapa, mazimba tokuzivai pazvinyadzi apa especially pakuimba apa. Kamudhara aka kakakwinya trouser katori nemusindo chete
Mukoma Robert ummmmmmm muri kurova basa zvechokwadi,musamira batsirai tose wena
Game park here Sabhuku wangu
One tasvu
varikuita zve Dhobhu nhasi vanombodhakwa mhani
Takanzwa kuti sekuru Tasvu varikucharger mari kwete zvekutamba pakubatsira vanhu, kana kuma $15000 us unosvika uchibhadhara , and after that havatori kana 2 mins unonga vakutodzibuda
Pasina chabuda , tipei tinzwe
Ichokwadi zvakaoma
Dzidzai kuzvinamatira.
Saka kamudhara ako nemwana wako makavatarisa 15000 vanoiwanepi kana 1000 chaiyo imi musanyeperwa nevanhu dai pakazara kudaro ere nevanhu varikutambudzika vanematambudziko ekushaya mari coz zvikwambo zvinotora pfuma zvinoita vana vasabata zvinobatika saka 15000 yamunotaura moiwanepi endaiko muone chokwadi bata yematare chete ukavabvunza vanokuudzai kuti imarii wakananga ikoko
Uneyako yakadyiwako here endai monozvinzwira
Sekuru mazvita henyu,masabhuku aya vakabata zvaakutambudza vana,totenda mkoma Robert zvinokudzwa
Manyepo ayo aijamba tsvimbo yacho tunhu twekugadzirira tunogara batwa mumabhegi
Kkkkkkkkkkk
Asi watanga kuvaona nhasi
Uyu tasvu dayi nwari vazomutora nyika yese munhu wese AFa bcz akafa vanhu vese vanamamanekuroiwa
Nhasy tasvu vakadhakwa
Sei vachinzi vauye nemazi bag nhai imi
Ndimo mavanobatira zvinhu zvevanhu hupfu hwavanoisa uhwo kut chive visible nekut chipere simba ,,iwe ukavhura mabag hawun zvawunoona
Mapirikiri is more entertaining than Tasvu wacho
😂😂😂😂😂 zveshuwa here magaro mpamuromo here iiiiiii varoyi musatidaro
😂😂😂😂 seni ndaguta magaro avo zve kan zvakadaro
I wish i never knew this place ndikazvifunga satan mudiki pane zvandakaona mwari anoziva hake
Mukoma Robbie basa sebasa muzezuru pq Wedza apo
Tasvu chibaba icho
Batai mawoko ayo unopona chero paneifungakukuroya
Masvingo huyai sekuru tinokudai tikutambudzwa tikushanda nesimba asi pamwe pacho unoshandira pasina mari unotadza kuhwisisa kuti yaendepi watenga zvinhu zvitatu chete
Ndimi munotofanira kuvatsvaga
Kkk zimtshayile imbanje😂😂
Tasvu huchi
Aaaa manyemwe acho kuona vanhu tsve kuita basa . Dzangova nhorondo chete chete . Apa tsvimbo vajamba
Zviriko here izviii 😂
Kkkkkk tomamisa ba boy
Sekuru T vave kuwanza kutaura zvese nekuzvi bigger
Ehe apa zvinyadzi nikisi
@l8ndytv3075 apa panenge pachiwanzwa kutaura ndipo panenge pachiitwa skilful whilst people are distracted zheti ndipo panenge richiitwa, like that guy ajamba tsvimbo but nothing happened and he didn't say anything but hanzi enda kuseri kwemba kuno taura nyaya yako 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 and sabhuku vanzi ndakumanijidza here kuti uri muroyi and then he says no yet he just told what to say 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊.Idk,but zvimwe zvacho zvinenge zvine ka skilful mukati but pamwe pacho vano bata basa havo like panyaya yaSimba I think he did a good job there,but n'angas and varoyi same whatsapp group 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊.
Gegegege hayaaa nhasi ndaseka kkkkkkk tateguru ndivo vaive madzibaba 😂😂😂😂😂maimbiro avaita maverse so ka kkkkkk ndaita kufa nekuseka
Mhoro mhoro mhoro kamba kkkk i verse
chi Fantan (chi interpreter )chaSekuru Tasvu hachichisina Mutsipa nekusimba
@gutazie taura hako 💯 anoita kunge akabayiwa ne jekiseni rine mafuta enguruve😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊.
ChiFantan😂😂😂
Siyanai nekubata mishonga Kuda hupfumi shandai
Yekuputsa zamu iyoo vanhu vayirwa kudhara 😂😂 waputsa zamu ramai vangu
Ko inga ajamba wani kairi
Ko zvinhuzvacho hero
Munoenda rimini sekuru tasvu
Matsotsi aya skiri rebag iro ndomunoiswa zvinhu iwe usingaone
Tasvu 1
Mkomana uchibva ipapo ukunorova matwins usazouraye mkadzi 😂
Kk🤣😂🤣🤣🤣Tateguru
Kkkkk ka 1
Munhu ajamba hake apo. Adii kudonha
But icho chibaba ndakabvako ini direct inbox ndikuratidze receipt muroyi wedu akauya kuzosiya zvinhu zvake mushers mekunge ayida back to senda
akarohwa nefodya mukuru uyu nekukenesa vanhu fear vaaccusser bhambi uya kuti muroyi akajamba tsvimbo zero chaitika
Ko mdara uyo ataura kuti haroye akajamba tsvimbo ka 2 hapana zvaitika saka vatariri seni munokutii nazvo kkkk tateguru vati unoroya mdara ajamba
🚮